Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Tikudawo update yemurume uyu akazopora here
Ndivo vatinoti vanhu vakatumwa na mwari oh God heal this man
Hapana nguva isingakwane,kubata kwaMwari kunoshamisa,Mwari vakutuma vanhu vavo kuzotodzikinura but kushaya mari vazhinji tichatadza kupona cz vazhinji vari kubatsira vanoda mari hobho,we thank this man nekubvuma kushandiswa naMwari achibatsira vamwe pachena ❤❤❤❤
Pakuzoti Bishop apaa uye pakuzoti ndini ndinorapa tabva Tatadza kuwirirana hedu
Im coming to u bishop,ummm matambudziko angu arikuzopedzwa nabishop,ndinovimba
Bishop ngavataure Kuti Mwari ndiye arikundishandisa kurapa vanhu Ava.Simba raMwari ndiro rinoshandisa
Uncle saint thank you Mwari vari kuratidza ukuru hwavo kuva naBishop vari kusunungura pakasungwa upenyu hweavo mapenzi
Toda part 2 toiwana rini please
Pride bishop pride munoinyanya
God power, everything is possible
Uncle Saint yakazopera sei nyaya yacho
Hero of our time@Uncle Saint but next time ngavashandise gud language vanonzi vanorwara nepfungwa kwete mapenzi
God bless you Bishop nekubata basa raMwari zvechokwadi huyai mundurapeiwo please 🙏🙏🙏
Uncle kamubvunziro kamamuita amumba umo kuti unonzani kana ini ndatomboda kutiza 🤣🤣🤣🤣ndokunonzi kuvhundutsa vanhu vanhu vanovhundukakaaaaaaaaaaaaa🤣🤣🤣🤣🤣
I'm ready for part 2
Musazoti ndinoramba baba mbiri Sandi yenyu ndeyamwari asi kna zviri zvenyu zvekutomba aiwa zvikudxei but zviri zvamwar musazvikudze
Bvisa chimbo chaunoimbirwa ichi , ushandise chenyasha pese paunoita zvinhu zvako
Waiting for the results, but with God everything is possible
Upto now, stil waiting 😅
How far, akazoropwa here January now
Uncle waiting for next episode plz
Uncle Saint l thought you are a genuine person in your work only to be surprised with what you said. VAKAZVITADZA NDINOSEKA ,
Loughing already 😅
Muzotionesavo murume uyu veduwe ndoda kuona kubata kwamwari apo
Thank you uncle Saint nebasa ramurikuita. Asi panacomic Pastor makatiregerera.Ndedzemudanga here.
😂😂😂😂😂
Vanobatsira pachena here
God bless you bishop 🙏🙏🙏
Kule tikuda kuon part 2 mmm
God is the final answer i tha might name of jesus ths man will be okay
Waiting for part 2
Ko Bishop ipride here kana kuti chii
Haaaa pride yakawandisa
I hope muchaita zona bishop kwete zviyaa zvamakamboita kudrewmas media
Ndinovaziva avo ichokwadi icho
Hoo nhai
Hoo ishuwa here
Anoporesa vanhu vanopenga ndazvinzwa.ngavaite ka kuti VA chirenje vawane imba yavo veduwe.ndinorwadziwa nenyaya yava chirenje.tipeiwo update yavo
Tinozvitenda vanorwara nepfungwa vachapera muzimbabwe.mwari zviratidzei
Vakapedza neuyo vaende kune umwe ED vamurapi tione simba ravoo
Thanks uncle saint
Please sent next video
Hee ishuwa here Sekuru tingatouyawo nehama dzedu
Mwedzi so Dec anodya kisimusi Ave bhoo 🎉
January now, ava bhoo here
Uncle.Saint munhu akatadza hasekwe pachishona kunonzi zvinhu zviedzwa
Blazy iyi yakazoita sei paye shuwa
Uncle Saint what happened to the man ai benga I have tried to look for him but I can’t find him
Eagerly waiting for the results
Bishop taurai zvine humwari mukati mwari ndomurapi not kut ndm mnorao
Zvinoita na Jesu
Ndichatouyawo newangu wemadrugs
Yaaaaa mwari ngavataridze simba ravo takamirira
Auncle waiting for part 2
🙏🙏🙏🙏🙏 Thank u Uncle Saint
Vamwe varikutanda botso ,dzimwe kupenga nema drugs, vamwe kuroiwa batai basa bishop
Weduwee mungabatsira chokwadi totenda kunevakapengeswa vasina mhoswa 🙏
Waiting for the next. Ep
Isa part 2 kule tamirira,i thot acharapwa ipapo ipapo
Tinoda kuona Next episode apah
Bishop vakazorapa muchinda uya here ? Mwedzi wakakwana kare
Uncle saint aarware nepfungwa ASI kuti ndilegion takawanda anongoda kubviswamademon chete Ari paari ane mweya mizhinji
Zvinosiririsa hama dzangu
😮😊😊😊 thanks
Uncle endesai uya wemukadzi wemhandamabwe ane mukadzi anorwara njere zviriko izvi vanhu vanozvigona asi dai vachitarisa chakapengesa munhu pamwe akauraya akarova mai or kugadzirwa aba
Mwari ngavazviratidze😢
Ko tipei zve pazvave ungo sent 😂😂 tichiri takamirira zve
Uncle come back with V 11 toda kuoona kupora kwake
Kana zvichingori naMwari mukati hapana chinoramba Mwari havsimukundikani
Uncle saints 😂😂😂😂😂😂😂 vari kudoubter havo, 😂😂😂😂 regai tione kut ndizvo here zvesua anko
Muface uyo ndomuziva anotorwara ne pfungwa srs ndamuona pa westlea msasa apoo
Mozotipa maresuilts uncle
Ndomuziva big time uyo
Samuronda pane Basa 😂😂😂
Please munhu washe zvinonzi tinorapwa varwere vepfungwa
😂😂😂bishop Ava ndovepa drewmas Ka Ava kkkkkk muuye nepart 2 uncle saint
Ndiye wemagemenzii egreen
Akutsvaga ye Christmas 😂
Munoenda nama camera plz weeeee
Munenge magona kanaa mukamubatsira
Mwari kudzwai
We don't know guys what happened to this guy so lats see how God is going to show us hre
Haazi mabhidhiri here aya
Part 2plz
Part 2 plz
Tava papi😊
Asi kune vamwe vakapengeswa vabira vanhu or vabereki vavo vakafa vasina kuripa mhosva dzevanhu saka vanoitwa sei
Benzi rinoti hiri musara madii kutsvaga kumaraini kwangu ariko hobho ndikupei madirections munoatora muarape tigopupura Kuna mbuya madingwe kuglen. View vanoti hiri kupenga
Vari kuitsvaga mari nedemo baba avo
Part2
Akazouya apona here aipenga uya
Mudzoke nepart 2
Ndini nani varikuziva madzibaba ava
Waiting for updates
Bishop awa sure its4months tipei update
Ok rovai basa tione
Next episode pliz
Toda kuona pazvinoperera,vakapedza naye zvikabuda tinovakumbirawo kuno ku byo kune mumwe anetsa nekubvutira vanhu food,anogara akarohwa nevanhu but hazvipere. Ikozvino anofamba nedombo zvekuti ukamusvikira zvedzungu unokuvara
Apa maka fanana asi ndi mudhara wako here
Chapter 2 haisat yabuda hre
Tipei tinzwe kuti dread varapwe
Ko makaita ka video kadiki wani
Haapengi uyo.
Takamirira kuona
Part2 AMEN
Update makazodii
Munhu haapengi uyu, munhu akangoremerwa nelife akatanga kugara mustreet.
Kkkkk
Totenda taona saTomas
Tamirira ma results sekuru
Marketing
Kule Ndokumbirawo batsirwa kumba kwedu tina sisy vangu vanopenga vane makore 25 vachipenga please help me vabereki vakafa
Tamirira baba

Toda kuona pazvinoperera,vakapedza naye zvikabuda tinovakumbirawo kuno ku byo kune mumwe anetsa nekubvutira vanhu food,anogara akarohwa nevanhu but hazvipere.
Ikozvino anofamba nedombo zvekuti ukamusvikira zvedzungu unokuvara