Uncle Saint muriseyi, ndipeiwo number dzenyu ndiuye inbox , nyaya iyi inekunyepa nekusvibisa vanhu kwakanyanya , munhu wamuri kuti akabvisa 200 haana kana mari yaakabvisa , so shungu ndedze kukumbira mubvise this video rikuadvertiswa basa nemanyepo or motangidza nyaya yenyu neimwe nzira
Ndakatovharwa mari nditori nayo ndakabhadhara mari ndikapadza asi pave nemunhu vakuti wawakatengera akafa sakavakanditorera,,,,, ndirikuto uya wo samuronda
This guy anonyepa, ndiri kumuvinga ne social media pamba, pake ndiri kuda mari yangu, this guy m going to demonstrate him kuti mari inorwadza kushanda. Achataura hake chokwadi muface uyu. If you deal nevanhu uchitora mari you must be sure ne product yako or kurumbidza kudzorera vanhu mari dzavo, you can't just get away nemari dzevanhu, Samuronda l promise yangu mari unondipa with interest.
Muface uyu akatora mari yako haachakudairi pafone, kana whatsapp yako haavhuri, he promise you kuti 5minutes but hapana hapana, this guy is a nuisance.
ko ngaarumise nyuchi kunevarikuputsa misha yedu ngai samuronda
Taura hako
Tawura hako 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Cash pamberi kkk
I support you Bishop Samuronda Itai Basa sebasa Mbavha ngadzidzokese zvadzakaba
Murwere wekurasika njere uya akazodii takamirira part 2 uncle Saint
Nyuchi ngadziende kuna Pastor vaye vekutorera munhu imba yake,murume uye wekugara panze padhuze nemba yake
Nyuchi ngadzirume Baba Vaya vanoopareta chigredha
Mutumwa haana mbonje. Maybe kune akavatuma, mukadaro..
Chikashaya driver chigrader dzimba hadzizopunzwe @@chiyedzaMadondo
Iwe Samuronda tumira kune varikuputsa dzimba dzevanhu ukoo
Point
Muperi $ zvese sorted
Taneta nembavha ,itai basa Bishop.Ndimi vagoni vebasa chaivo.
Ko baba vaye vekupenga vakazopora here uncle Saint
Kovechigiredha vaye ngavarumwe kusvika mangwana
Ko ku statehouse hadzisvike hr
😂😂😂😂 tatambura sure
State house Kure 😂😂😂😂kune zvinotopfura nyuchi idzodzo
Nyuchi ngadziende ku state house please
Kkkkk
Uncle Saint muriseyi, ndipeiwo number dzenyu ndiuye inbox , nyaya iyi inekunyepa nekusvibisa vanhu kwakanyanya , munhu wamuri kuti akabvisa 200 haana kana mari yaakabvisa , so shungu ndedze kukumbira mubvise this video rikuadvertiswa basa nemanyepo or motangidza nyaya yenyu neimwe nzira
Ngadzinoruma munangagwa Nevana vake
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ndakatovharwa mari nditori nayo ndakabhadhara mari ndikapadza asi pave nemunhu vakuti wawakatengera akafa sakavakanditorera,,,,, ndirikuto uya wo samuronda
Smauronda akutodada nehurombwa iweka uchazvion kekupedzisr zvodzok kwauri
Ndokumbirawo kubvunza muri muporofiti or svikiro
Muroyi uyo.Munofunga kuti murikugona muchipinda muhuroyi!Ma Zimba saka ma problems enyu arikuwanda murikunyanya huroyi!
Hausi huroyi ndiyo nzira yaingoitwa nedziteteguru edu. Nzira yenyu yamunoda ndiyo ine corruption big time.
Mukoma tumiraiwo banhu vari kuputsa nearing kuvatuma
Enemy yedu iZanu we shouldn’t fight ourselves
Zanu ndiyo yakavapa mastands iwayo acho here?
Hmmm Samuronda wachoo soo😂
Samuronda nyuchi ngadziende kúna vane chitsotsi vanehumbavha
Ngavataure one one
Ngaatumire nyuchi kuna Dambudzo ne mhuri yke nevese varikutsigira admsade kutorera vanhu mari vakaomerwa zimbavha
Kuzvida kusina BSA samuronda uyu kah kkk
Uncle noise pliz udzai vanhu vataure 1 1
Saka Samuronda varikushanda
Background mamai mukuita noise hazvichabatanidzike
Madii matumira Kuna mnangagwa nhaimi
Samuronda inbotumira mumaoffice arikuputsa dzimba dzevanhu
Pane aonawo nyuchi dzacho here?😅😅ummm
Taurai one one
Ungadade nwuroyi hre
Advert chaiyo
Mmm mface wenyu uyu ndewekwa Mwari here sekutaura kwamaiita pamaka tanga kumubudisa , akutyisa Samuronda wenyu
Inga pane nyaya
Please swnd the bees to emers😊n once and for all sanity
Mupfsna uyu kuita zvenyuchi nhamo yakashata fani dai nyika yakanaka aitodzichawo nyuchi dzacho😂😂
Uyu wamunoti samuronda haasi muzodziwa waMwari ndi Antikristu
Shuwa aimbonzi mu porofita wani zvinotyisa izvi
Zvotyisa asi achitsvaga mari nenyuchi akuita business asi haasi prophet zvake
@@reginadzapasi9668 ehe ndakambohwa vachimuti muporofita kkkkk pakaipa Kani
Kkkk 😂
This guy is a thief
nga post kunaED pf ka
Haiva kapedzi enda nenyuchi dzako kunevhu varikupudzira nyuchi
Nyichi ukangouraya imwe dzinokuzara ...takamborumwa neshanwari yangu hmmmmm tauraya nyuchi imi!!!!!!!!hadziiti kani..taisuka toilet yegomba iya ..saka takadura mvura tisingazivi kuti dzaiva mukathi..ini handifi ndakauraya nyuchi
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Samuronda 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
Hanzi maiti.mukapisa taira dzinoyenda
Iko kuroya kwacho inga murikusiya inga murikusiya munangangwa uko arikuuraya vanhu
Madii kutumira awo varikuparadza dsimba dzevanhu nhai imi
Samuronda makanyanay
Samuronda nyuchi kune vari kupunza dzimba
Nyuchi ngadzirume vana munangagwa varikudya Mari dzenyika
Yoooo pakaipa
Arikutodada😂
nyaya yacho ndekuti chii
ngavadzi endese Kuma office
Kutumira munangagwa dzimushaise rugare mumba make sezva arikuita vanhu vatambudzika nekuputsirwa dzimba
Taurai zvinopera
Paita vehukama zvakaoma
Endai munorumise munangagwa iwe
Basa sebasa rovayi
Mwana mudiki iyeyu yaa zvakaoma hazvo
Dze Tshirt yeRed dzopenga idzo
Muchinda uyu hadzimo
Mwana uyu mudiki watoromba nenyuchi ko kuzoti paanokurira
Ma skit edu haperi nhy
Kkkk Gevhaaa iri
Samronda ko urikurasika papi uchipedza nguva panekuendesa nyuchi ku statehouse, ku zanu pf building nekuna Jojo tank wicknero nhai
muface we madrama
Yuwiiiii
Mastands aya haana kubhadharwa so unorumisirei vanhu nenyuchi . The guy confirmed that no payments were made
Taurai hwani hwani tonzwa zvipi manje
Tipeiwo feedback panyaya yemurwere wepfungwa wamakativimbisa kuti after 1 month munomuporesa
akanaka kudhara uyaaa
Akapora kare ndakamuwona anonzi Mavhura
Samuronda kudada nehuroyi here kkkkkkkkk
😂😂😂😂😂😂😂 zvakaoma
This guy anonyepa, ndiri kumuvinga ne social media pamba, pake ndiri kuda mari yangu, this guy m going to demonstrate him kuti mari inorwadza kushanda. Achataura hake chokwadi muface uyu. If you deal nevanhu uchitora mari you must be sure ne product yako or kurumbidza kudzorera vanhu mari dzavo, you can't just get away nemari dzevanhu, Samuronda l promise yangu mari unondipa with interest.
Makanga muchida kugadzirirwa mukamupa mari here
Part 2
samuronda hanzii zvadii koo kkkkkk
Apa murimubani
Zvakaoma
@team viewer chirungu manje😂
Hamusi mu mvura here pari kungara vanhu
Imo chaimo
Aiwa varitkutadza kwekutumira tumirayi kuna Dambudzo uko kuState hse chete chete.
Noise yacho
Samronda Manyama kkkkkkk
Rumisai vezanu pf
🙄🙄🙄
Pananai mukana vekutaura
Nyuchi*
Muri mu mvura
Ummmmm but munenge mumvura umu mavari kugara mu wet lands
Kuita kudada nekuroya
Muface uyu akatora mari yako haachakudairi pafone, kana whatsapp yako haavhuri, he promise you kuti 5minutes but hapana hapana, this guy is a nuisance.
Anotora seiko anoti tumirai hre