Tinotenda fo bringing us such stories on your program The Village ..very informative. Ko zvinodini kuti pamunoita introduction dzenyu mutaure ma dates as well.. 🙏
Madrugs haaite kana musina hama or family member iri mazviri munowana critics. Hazvisi nyore. Chanetsa police yedu iri kudya navo vano tengesa vacho. So hatina kwatiri kuenda
Guys we need someone anoRegister zviri pamutemo like a camp yekuti mubereki wese arikunetswa navana kunyanya vemaDrags vaendese vana vavo ikoko asi vachibhadhara vachinodzidziswa discipline nekusiya maDrags nekuterera vabereki hurumende yakoniwa we have to do ita for our self I'm 24cand some of my guys vapera they're killing their future coz of drugs even look older than me😭😭😭😭😭
Zvingaperasei..vatengeei vezvidhaka havo vachirivapenyu.kutoreva kti..nyika.yedu.hsichatofi yagadxirisika.nekti.zvinhu.zvacho.xvinoti vanhu varikutsvaka mari
MuZimbabwe people make empty prayers because vanofunga kuti prayer is enough without any qualifying action.Superstition inokuwandirai muchimhanya kuzvimachurch zvenyu zvomatora mari united that brainwashed you without having anything to show for it!
I curse everyone who's selling ma drugs😓😞mwari pindirai
💯 vanhu ivawo moyo yawo yakaipa
Guys mukabata madrug dealers musadaidza mapurisa vandonyerei madrugs abo mumukanwa navo vambonzwa feeling yacho
Yes you are right
@tarirobidi8188 I agree with you 💯 😊
but he took a good decision to take him to jail anodzoka anaka anomawanepi ma drugs acho ngagare mu jeri imomo
Woow the father is in good health you can't tell kuti he has such a grown-up son and family
So yng chaiko
He is in his below 40
Yaa but anokavira bhora mberi vana 7 nowadays
Kkkkk@@garikaichinjekure3278
@@garikaichinjekure3278kkkkk pakaipa
😢ts so painful bt w thank God kt hapana akatsvira mumba
Tinotenda fo bringing us such stories on your program The Village ..very informative. Ko zvinodini kuti pamunoita introduction dzenyu mutaure ma dates as well.. 🙏
Ngavatengesere Vana vavo ana mbwaa kushaya moyo
I like your hair clips dear they always nice ones
Mothers love vakati nhaiwee unoda kuuraya mwana wangu
Idi vanhu vakauya nemadrugs kaaa havapinde denga
Mmmmm kudzoserwa kumashure chaiko
Kuzvara kotyisa mmmm😢😢unorera mwana mangwana azokupandukira eish this is sad
ngavamusiye ariko, kukanganwa nezvake chaiko ava munhu mukuru anoona yekutamba
Stella muusha 🎤 it's so sad, painful and disappointing news
Madrugs haaite kana musina hama or family member iri mazviri munowana critics. Hazvisi nyore. Chanetsa police yedu iri kudya navo vano tengesa vacho. So hatina kwatiri kuenda
Zvakaoma hazvo Mwari dai awanza nyasha muzim
Zvakaitwa ne mwanakomana zvonorwadza zvikuru kuparadza musha wevabereki apa hapana chaari kuvabatsira nacho muupenyu
Kamwe kuzvara hunya ndove chokwadi 😢
first time I have seen a shirt that is both Nike and addidas. down with drugs
ndiri kutotaurawo nezvayo hembe iyoyi😂😂😂
Mabasa emachiina iwayo
Combo 😂😂😂
@felistascha😂😂😂😂😂😂😂ima612
😅😅😅😅😅😅iiiiiiiiiiiiiiii nhaiwe
I think good idea ukaona mwana wako atanga zvemaDrugs better uzame kuti aende kujere straight at least ikoko hakuna kwekuwana drug
Ma drugs auraya vana 😢😢
So sorry my brother I wish you get help in this sad situation
Muri baba mubereki chaiye makayedza chokwadi so sorry so sorry
Guys we need someone anoRegister zviri pamutemo like a camp yekuti mubereki wese arikunetswa navana kunyanya vemaDrags vaendese vana vavo ikoko asi vachibhadhara vachinodzidziswa discipline nekusiya maDrags nekuterera vabereki hurumende yakoniwa we have to do ita for our self I'm 24cand some of my guys vapera they're killing their future coz of drugs even look older than me😭😭😭😭😭
Veduwee mwari pindirai hanzvadzi yangu akapotsa auraya mai nababa nekuda kwema drugs aya kutaura kuno hatizivi kwaari achitanga kupenga hatina patakasiya tichiti mwana aroiwa😢
Aida kutsvagwa oendeswa kujere ndokut adzoke ava right otherwise anodzoka akavapisira mumba vakavata
Yah zvakaoma shuwa madrugs ingozi😢
Iam so sorry
Dai matomutsvaga henyu Koz akadzoka vanopisirwa mumba
The drug problem is getting worse because in Zimbabwe people are selfish and don't care about how what one does impacts society!!!
Haaa zvakaomawo shuwa...regai ambogarako anouya aita ryt....very sad 😔
imi mapamper akutodhakiwa nawo here
Iyi Hondo haiperi.zvayo ingati watoo mweya chete
Shame inga gwara wayita munyama hama 😢
Sisi Stella and team ❤️❤️
Ummmmmm zvakaoma hama dzangu. Nyaya yema drugs yaparadza hupenyu hwe vana vadiki nevakuru zvese Mwari pindirai. 😢😢😢😢😢😢😮😮😮😢😢
Kuzoziva kuty mai vangafira mumba zvakaoma ma 1 atanga
Veduwee vana avo vari kusuka vari kundi fungisa kure😢
Taura hako 😢
Kusuka hako hakuna kumboshata takabvanoko
Yuwiiii 21 years ere nhai Mwari todii ko nevana ava.
Uuuuu zvakaoma Mwari tinzweiwo
Ndangareko anodzoka amunhu kwaye
Ma drugs ma accidents anyanya Mwari wadzai nyasha dzenyu
Zvingaperasei..vatengeei vezvidhaka havo vachirivapenyu.kutoreva kti..nyika.yedu.hsichatofi yagadxirisika.nekti.zvinhu.zvacho.xvinoti vanhu varikutsvaka mari
Ummm zvakaoma hazvo!🥲
Ummmm mwari rangarirai hanzvadzi dzangu dzisabate zvinhu izvi
Mapurisa itai basa sezvazviri zvonakidza hr izvi mashoko agogo anokubataiwo sei
Mapurisa muzimbabwe hamuchina hama
Sungisai vari kumutengesera madrugs ngavaende kujeri
Zvakaoma nyika yaipa
Vana 😢 vaparara nezvinodhaka
Ngaagare kooo kujeri
Zvakaoma kani ndarwadziwa hangu
MaYouts tiri kunyeperana kuti hee tikarova maDrags tinobva takanganwa matambudziko ese ko manje makurova madrags acho makuwedzera matambudziko soo nxaaa
#SayNoToDrags😢😢
Eish madrugs vadu wee vana vedu vapera😞
Makagona baba munhu kuseri kusvika ave boe
Insteady yekuenda kupolice achisiya vana vari parisk akadii kuenda nebenzi rake. Mdara uyo is fit zvekuti haangati akarwiswa nemwana ane 21yrs asina kana weapon akamutadza kumubata. Ari softy chaizvo mdara uyo gogo chaivo vakaita zvivindi zvokurova mfana uyo mavoko kuti awise simbi yaakabata.
Gogo kusunga towel musoro zvavo
❤❤❤
Itombomuregai ariko ndokwaanowana size yake inomikwana kwaari vanodhila naye vakomana
Zvakaoma weduwe
Better hapana hapo kufiwa ....hupenyu ndohwakakosha....vanongovakawo zvimwe
At least haana kuponda vanhu . Chikuru hupenyu
Asi arinani hake akapisa zvinhu than kuuraya
Zvnodhaka zvikuwanda .. ma1 atanga ... zvakaoma
Zvakaoma hazvo 😢
Ingatestone zvakaoma
It’s very sad
Ko ma birth certificates
Uuu zvkaoma weduwe mwari tibatsire
😢hanzi budai ma1 asati atanga Inga zvakaoma nhy Mwari
Ma1 haana izvozvo 😢😢
Imagine chi chakadaro nhaimi😮
So kutaura kuti zvinonga zvirikumbodiiko mumusoro macho
Zvakaoma veduwee
Nike vs Adidas 😂😂😂😂😂😂
Veduwe kutanga kuti start ma birth emhuri ine vana 7😢
Imagine
Zvinorwadza vana vati shungurudza ne nyaya yema drug
So sad
Ku chikurubi anodzoka a munhu
Ko manextdoor vaizomupirei matches nhaimi
Nezvitupa NEMA birth
Kkkkk zimbabwe so ka
Meth nemhepo hazvienderane
MuZimbabwe people make empty prayers because vanofunga kuti prayer is enough without any qualifying action.Superstition inokuwandirai muchimhanya kuzvimachurch zvenyu zvomatora mari united that brainwashed you without having anything to show for it!
Shame zvinopisa ststi
Zvinodhaka ma1
Guka rauraya vana
Madrugs aya zvakaoma ummm
Shame😢
Zvakaoma
Mukaona drug dealer tengai mupe vana wake aziwe kurwadza kwazvo
Tiripo
Zvinhu zvose kutsva apa une mhuri vana 6 zvakaoma
how come kuti baba vakaitwa overpowered nemwana vavo he was suppose kumukurira simba vachibatsirana naamai
Wenyu paachakurwisai akakukundai muchaona kuti zviriko.Drug rinopa munhu simba rakanyanya
Drug hausi kuriziva hama yangu rinotoshandidzana nema demon asatan munhu anenge akatogarwa.
Drug nemweya ngozi hazvina kusiyana anenge anesimba
zvakaoma sure mapurisa aya akaoma
Mutoriro hamusikuuziva imi anenge aine power plus zvivindi uye nesimba remodemon acho emutoriro
Guys mukabata madrug dealers musadaidza mapurisa vandonyerei madrugs abo mumukanwa navo vambonzwa feeling yacho
Taura hako
Zvakaoma