Im happy kuona gogo ava vakambondipa ma piece job ekuwacha pama pavo asi vaive nema maids 5 uye washing machine ndaingowacha bhutsu dzevazukuru vavo vachiitira kt ndiwanewo mari yekurarama nemwana but ndaisatoziva kt vanobatsira ndaingoona vanhu hobho everyday pamba pavo ndatozova through this vedeo .long live gogo
Havasi Sekuru Shumba vanonzi sekuru Nhando. Great to see Sekuru Nhando and Mbuya Shumba ndiro dare rangu iro. Im living abroad because of their assistance
The identity of Zimbabwean traditional healers is UNRECOGNISABLE. Most of this looks foreign spirituality. Smoking cigars is really foreign. Strange to things are happening. Some of this is occultic. She said she's a spirit not ancestor? She's right about real njuzu they don't do dirty. Clean clear ocean waters is where they prefer. Very particular she's right.
Deuteronomy 18: 10 Pakati pako hapafaniri kuwanikwa munhu unopinza mwanakomana wake kana mwanasikana wake mumoto, kana unouka, kana unotenda mashura, kana unoita mazango, kana muroyi, 11 kana n’anga, kana unobvunza masvikiro, kana muuki, kana unobvunza vakafa. 12 Nokuti vose vanoita zvinhu izvi vanonyangadza Jehovha; nokuda kwezvinonyangadza izvi Jehovha Mwari wako unovadzinga pamberi pako.
Ko murikutaira chirudzii pazvinhu zvadu, sei muchidaro imimi? Ana Mr Chuma vakakudzidzisai English vakatiparira chokwadi. Zvakadaro handichada kuona, wonai mega nevarungu tiwone
I think vari kuti manjuzu ariko asi haawanikwe pese pese like mvura dzakasviba. I don’t think she dismissed kuti manjuzu haako, but rather mamwe anofungirwa kuti manjuzu nevanhu haasi
Im happy kuona gogo ava vakambondipa ma piece job ekuwacha pama pavo asi vaive nema maids 5 uye washing machine ndaingowacha bhutsu dzevazukuru vavo vachiitira kt ndiwanewo mari yekurarama nemwana but ndaisatoziva kt vanobatsira ndaingoona vanhu hobho everyday pamba pavo ndatozova through this vedeo .long live gogo
I need help to attend some retuals but nowadays we see people who play with our heart and soul
Havasi Sekuru Shumba vanonzi sekuru Nhando.
Great to see Sekuru Nhando and Mbuya Shumba ndiro dare rangu iro. Im living abroad because of their assistance
Hi, may you kindly assist with their contacts
@@lumoyo2629did you got the number
Naipapo simboti i grew apo going there with my late mum and late sister.✅
Dada nerudzi rwako👏🏼👏🏼👏🏼
❤❤ ambuya shumba ndafara zvangu nekudzidzisa kwamunoita
I grewup going kwa gogo ivava with my family. That was year 2000. Vanoziva manje ava not zvatakuona these daez
Hi ko vanowanikwa kupi?
VAnowanikwa kupi
@@DenzelGondodid you find them
Taura hako
@@DenzelGondoLochinvar number 4 sycamore road
Neipapo Simboti, neipapo aMaruuu💃💃. Tokudai zvekudaro.
ava vanogona ndovakandiuchika mwana wangu apa havadhure
Ndibatsirewp nenumber dzavo vanogara kupi
Ndibatsireiwo ne#dza Gogo
Tipewo number
Hi ko vanowanikwawo kupi?
@@BlessingMujuru5did you find the number
I love this gogo❤
Tinotenda mbuya ngaave manake 👏
Bt to behonest nrtv the way yamaitaridza pakutora this video mairasika kunyatsobudisa video mushe yariterereke ##mundiregererekanandatadza##😊
Thank you for international languages ❤ English
Havanzi sekuru shumba, vanonzi sekuru Nhando
Pakuzosvipwa apo, eish ini ndosema
Please can I have contact
We would love to interact with Mbuya or contact telephonically.
Help us with particulars.
ichoo chimom ndiGogo vangu ivavo gogo kwenda
I think she's genuinely
very genuine but don't go there expecting miracle healing its a process but when that process is complete you will be happy i tell you
very genuine but don't go there expecting miracle healing its a process but when that process is complete you will be happy i tell you
We Shonas why are speaking English.
its a program for everyone even those who do not understand Shona or any local language should be able to understand whats being said in the video
Inhau yekupambwa, vacho vamurikuda kuti vanzwe havaite anything in our language
Yiprogramme yomuntu wonke at least we can understand as well
Sibonge 🙏
YA.URIDOFO shem
The identity of Zimbabwean traditional healers is UNRECOGNISABLE. Most of this looks foreign spirituality. Smoking cigars is really foreign. Strange to things are happening. Some of this is occultic. She said she's a spirit not ancestor? She's right about real njuzu they don't do dirty. Clean clear ocean waters is where they prefer. Very particular she's right.
That’s weed. Mamwe masvikiro vanoshandisa weed to gain higher consciousness.
Hakunzi kusvipira kunonzi kupairwa
What if you live abroad can she still help
Inbox
Can you tell me kuti ndirikurwara neyi ndisina kukuudzayi ??
@@ArnoDigoxin😂😂😂😂😂
Deuteronomy 18:
10 Pakati pako hapafaniri kuwanikwa munhu unopinza mwanakomana wake kana mwanasikana wake mumoto, kana unouka, kana unotenda mashura, kana unoita mazango, kana muroyi,
11 kana n’anga, kana unobvunza masvikiro, kana muuki, kana unobvunza vakafa.
12 Nokuti vose vanoita zvinhu izvi vanonyangadza Jehovha; nokuda kwezvinonyangadza izvi Jehovha Mwari wako unovadzinga pamberi pako.
Powerful
Or Mufambe Nhando
Ko murikutaira chirudzii pazvinhu zvadu, sei muchidaro imimi?
Ana Mr Chuma vakakudzidzisai English vakatiparira chokwadi.
Zvakadaro handichada kuona, wonai mega nevarungu tiwone
Mbuya mbuya mbya regai kudaro kuti juzu chaiyo haiko taurirai vanhhu idi ini ndakatorwa ndikadzoka musadaro
Chiyi chakaita kwauri saka urikurapa here?
Vanowaniqe pi
Tinotenda mbuya chikatsa
Someone help Please to get Ambuya Shumba's number
Exactly
Totenda nevideo iri, ndokumbirawo kuti ziva kuti vano wanikwepi kana ana nhare mbozha dzavo.
Ohh midzimu iyi 😮
❤❤
Mataura sure kuti dona kwete njuzu
Ko fone number dzinowanikwa seyi
0772 369 388
Thank you.
nrtv mogona
Maita basa!
@@nrtvzimbabwe thank u nrtv, how do get gogos number, i need help please ?
Saka apa tchida number todziwana sei mnje
0772 369 388
Vanogara kupi uye tovawana seiwo
Number 4 Sycamore Avenue Lochinvar near Southerton.
Sei musingape phone 📞
0772 369 388
Kutsva nemafuta uku kkkkkkk
😂😂😂😂😂😂😂😂😂Ndafa
Kkkkkk
Handiti?
Saka zvebasarei
@@officialfaychi7941 cancer
Thot vanonzi mbuya Alice table
Yes that’s the mediums name
Kusvipirwa haibo kweteeeeee
😂😂😂😂
Mamboti hakuna njuzu juzu ishavi redona nw makuti munoenda kumvura mune rukova rwamakatorerwa imi imi imi gogo imi dzidzisai vana chokwadi imi vadzidzisei chokwadi chezvamunoziva pamatare enyu kwete kuti hakuna juzu kurukova it's nooooo for me
I think vari kuti manjuzu ariko asi haawanikwe pese pese like mvura dzakasviba. I don’t think she dismissed kuti manjuzu haako, but rather mamwe anofungirwa kuti manjuzu nevanhu haasi