We enjoy watching. Please reduce the music volume a bit it's competing with the words of your participants. Ingozi iyi. Why are they doing it in the wilderness? So it's a postori sect? 🤔🤔 Strange times. Evil magic
Music bvisai. Hatisi kunzwa please. It's spoiling the whole concept. Good programme dai mabvisa zvechirungu. Be proud ne chivanhu. Tinonzwa. Even vanhu kupfeka hat. Muchagona kutadzisa vanhu kupona.. it's real zvamuri kurakidza but zvoita se fake. Keep doing the good job
Uuuuum Sekuru avo vapotsa vafa straight nehurombwa hwe this family. It’s a dangerous job to be an exorcist am telling u, u can die fighting these dark entities
@dingiswayojuma1861 that's what I hate the most about matare. Vanhu unovabhadharisa kuti ndoda mombe 4 kana $1 500 kubisa chikwambo wonzwa zvichinzi vanokara mari, kare matare aiitwa mahara as if vaiveko kare kwacho kwaiitwa matare mahara. They forget its a very dangerous job unogona kufirapo or kurohwa nacho ukaoma mitezo wozodawo kufamba kuti urapwe. Nguva iyoyo uchirapwa hausi kuita matare uku mabills haamire. Pavanoromba zvikwambo zvavo vanenge vabhadhara nemombe hobho but Vodafone kubisirwa problem yavo mahara. Basa rematare hariite iri, rinorwadza
Your journalist skills are something else!
please upload the next episode, this is scary, hopefully they were helped
Kuhaka kwakaoma veduwee pakatoshaya mubatsiri anogona munhu anofa chokwadi
ndokumbiravo number dzagogo
We enjoy watching. Please reduce the music volume a bit it's competing with the words of your participants. Ingozi iyi. Why are they doing it in the wilderness? So it's a postori sect? 🤔🤔 Strange times. Evil magic
I always say this but engineer wacho anenge akatoisa zvitanda muzheve 🙌..
Mmmm nyikaino tichawonerere
Mhepo, ngozi nezvikwambo ihondo hazvidi ndonda. Maurice yakaremerwa kwenguva yakareba 😢😢😢
Hezvo munhu anga akutofazve yooo ava ndo1 Vandana vaita zvechokwadi aaah
Part 2 we're still waiting
Yeah makwikwi shuwa
Mmmmm this is scary 😢
When is 2nd episode?
Ndatya it's scary yooh 🙌
Ndarwadziwa nemaroverwo angaoitwa Sekuru Mlauzi nehwambo yavahakira kuna baba uko. Vanhu ngavaregedze tsika yokuromba iyi, zvinopedza dzinza veduwe
Eish nhai Mwari woyee
Number
Music bvisai. Hatisi kunzwa please. It's spoiling the whole concept. Good programme dai mabvisa zvechirungu. Be proud ne chivanhu. Tinonzwa. Even vanhu kupfeka hat. Muchagona kutadzisa vanhu kupona.. it's real zvamuri kurakidza but zvoita se fake. Keep doing the good job
There is other people that want to follow and we dont hear shona
Chikumbiro changu kuna baba naanabamdiki avo varikuda rubatsiro hazvibatsiri kungofunga zvokuvhara zviso zvavo ivo vaine dambudziko guru rakadai rinotoda kurozva vanachiremba varikuvanunura. Honai vanachiremba varikurwiswa nehwambo idzi pamhene mhotsa kufa. Regai kunyara kubuda pamhene nedambudziko please. Vabatsiri vanotodawo kukuonai
They're right to be private fake madzibaba and n'anga target people on social media
@@kwarummond77 Ndirikupanzwa mwana wamai. Ndirikungotiwo kana dambudziko ravo rakakura zvekutopotsa kuuraya vanunuri pakaipisisa zvekuti zvitorinani kuti vanhu vose vakuone chiso nekuti hauzive kunobva rubatsiro, pakaoma apa.
@@dingiswayojuma1861 mbavha dzawandisa ndinozviti dzinobatsira apa ndinenge dzaona nyaya on social media
I Iike your programme but ma episodes enyu mashoma
Tateguru Tasvu can handle.
Tateguru Tasvu Chibaba
Part 2?
Chikwambo havhihakiwi unofa
Tipeiwo number dza gogo
vashandiri vanebasa weduwe
Vatofa kaavo
Chokwadi kumbofamba ndochaiko lni handichina hama kana hwan kunze kwe Ana zvangu vatatu chokwadi I hocho ma shave anotitirera pfuma
Inga masvikiro nebasa nhaimi. Sekuru almost died 😢.
Please isai manumber🙏
N,anga dzechikadzi hadziisi number vaporofita vechokwadi havashambadzi pazvivhitivhiti kt mutozviona seizvi munhu anenge achiita matare anenge achida kunoratidza hama dzake nekuti dzinenge dzichizodiwa kumatare so anowana matauriro aanoita nawo kuburikidza nevidio
N,anga dzechokwadi hadziisi number
Uuuuum Sekuru avo vapotsa vafa straight nehurombwa hwe this family. It’s a dangerous job to be an exorcist am telling u, u can die fighting these dark entities
Number dzevanhu avo vanodii kudziisa
Ma one
This is not kidz game
Mukanya hoyoooo
Satan aripandima😢 , vaita havo varapi
Ko njuzu yenyu haikuimbiseyi zvekumasowe seyamadzimai miriam vekwamutasa sey
To those who are saying scary chii Chiro scary i papa
Kurohwa kwaita Sekuru Mlauzi yechikwambo apa vapotsa vafa
@dingiswayojuma1861 that's what I hate the most about matare. Vanhu unovabhadharisa kuti ndoda mombe 4 kana $1 500 kubisa chikwambo wonzwa zvichinzi vanokara mari, kare matare aiitwa mahara as if vaiveko kare kwacho kwaiitwa matare mahara. They forget its a very dangerous job unogona kufirapo or kurohwa nacho ukaoma mitezo wozodawo kufamba kuti urapwe. Nguva iyoyo uchirapwa hausi kuita matare uku mabills haamire. Pavanoromba zvikwambo zvavo vanenge vabhadhara nemombe hobho but Vodafone kubisirwa problem yavo mahara. Basa rematare hariite iri, rinorwadza
@@PaloSanturi ryt hama ipapo
😮
😢
Tasvu hero basa 9:27
Tasvu wenyu muchanyara naye rimwe zuva musanyure muna tasvu plizz
Zvotyisa hazvo
Pls do share contact details.
Ummmmm kunze kwakaoma uku
Zvinonzwsa tsitsi vedueee