@@HowardsaddamMekenhai iwe how do you open your third eye so that you see what's hidden in the spirit realm ? Mishonga yekudaro ndiyo mudzepete neimwe yausinga zive.Kana usina kumboita dambudziko guru muupenyu unongo shora nekureva zvaka vandika zvausinga zive.Research about the third eye and its even mentioned in your bibles that you trust so much.Therecare certain concoctions that you can use or drink to open the third eye and see what is the spirit world.Iye Mutasa nganwe mudzepete muwone zvano zoiita awona zvitadzo zvenadzinza ake naiye futi.Pamwe kuti agare chigaro chehushe chaari akato uraya vamwe kuti apapinde.Kana iyewe enda unovhurisa third eye rako wozotitaurira kuti waka woneyi...kazhinji unonyarara kuti ziiii..
Tasvu akuwanza zvinyadzi mmmmm i have stopped following him kutuka nekuvhunditsira chete anogona kunge achigona basa but maitiro ake mazuvano aaaaaaa vazukuru takundikana some of us😅 nyangatayani bvunzamukombe chapola my best tategurus calm chilled respectful and vachigona futi
Sekuru ava i believe in him kubva zvavakamutsa murume uya wekuMozambique anga akafa❤❤❤❤thumps for you sekuru Nyangatayani👍👍
Shuwa😮
chokwadi vakabata basa ravo paya sando dzavo
I love you sekuru so much one love thank you for your work ❤
Mkoma Robbie m very happy taamu 80k 🎉
80.1k ayiwa tiri kumhanya mufunge muzana tosvika zvita asati apera ❤❤❤❤💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻🔨🔨🔨
Asekuru to the world 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Aripi Bunzamukombe guys, i miss that tateguru, Nyangatayani, Bunzamukombe, Amadu and Marigazvuru i love them, havanwise vazukuru mudzepete.
Mutasa akazviramba 😂😂
@@HowardsaddamMekenhai iwe how do you open your third eye so that you see what's hidden in the spirit realm ? Mishonga yekudaro ndiyo mudzepete neimwe yausinga zive.Kana usina kumboita dambudziko guru muupenyu unongo shora nekureva zvaka vandika zvausinga zive.Research about the third eye and its even mentioned in your bibles that you trust so much.Therecare certain concoctions that you can use or drink to open the third eye and see what is the spirit world.Iye Mutasa nganwe mudzepete muwone zvano zoiita awona zvitadzo zvenadzinza ake naiye futi.Pamwe kuti agare chigaro chehushe chaari akato uraya vamwe kuti apapinde.Kana iyewe enda unovhurisa third eye rako wozotitaurira kuti waka woneyi...kazhinji unonyarara kuti ziiii..
Vanonwisa vese vaya handiti vanotokuonesa pagirazi futy
@@HowardsaddamMekevanonwisa mudzepete vese ava kungoti muroyi chete ndiye anodhakwa nawo but zvamambo Mutasa ndakaona sekunge vaida kublocker team manicaland kuti isauye kuHarare vachida kumarketer Mukotsa
Iwe sekuru bvunzamukombe vanomwisa mudzepete family yedu yakaenda ikoko makadhakwa kurara pungwe vasungwa vakuita kunge dzarasika nemidzepete
I love you sekuru
80 point chakati k subcribers pfee ana sokostina tiripo supporting our brother 🎉
One of the best sekuru Nyangatani ❤❤❤❤
Sekuru ava is the best
Sekuru Nyangatayani Makadini Taiwan zvanza ( 6:20 hanzi huroyi) siyayo
Sekuru munongona bsa renyu
Sekuru ndovanhu vanogona bsa havatuke vanhu Havana bvepfepfe havazvitutumadzi pamberi nasekuru nyangatani nasekuru chapola
SEKURU NYANGATAYANI🎉🎉❤
❤❤❤❤❤❤ Mutimukuru bhora mberi mmmmmmmm basa riri kubatwa tinotenda ❤❤❤❤❤❤
Sekuru bsa mogona zvnyu hamutyitsi Dzire vnhu
Sekuru ngava svike kwa Chigango ,nyagosho village
Ubaba umaganyatan uthulule
Chishuviro changu nerimwe ramazuva ndizosanganawo na sekuru, mwari nevadzimu ngavakucheteyi
Ini ndakavaona kuglendale
So humble this guy
Haisi mbanje here irikubhemwa na Sekuru
Igombototo 😂😂😂wangu
@@mutsaipmuguta5954😂😂😂
Hahahaha svikiro racho raibhema zvikukutu
Sekuru 1 akazvininipisa
Muti mukuru sekuru nyangatayani
sekuru vangu makadiini henyu
Kapiripi hre dande kata
Kacha
Pfeeeee tawapoooo
❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🇿🇦
Vanhu vacho noise tsvee kuterera vakuita noise yoooh
Mash central
Chobaba chematare
Part 1 iripi
Nhasi ndasvikawo patop 10 😂😂😂😂
Taurisai please
Sekuru awa vanobvarura basa at affordable price
2000 iri affordable here
@@TamareMakwavarararands or us
@SheilaMkanda usd
Usd
Dollars here
Sekuru Nyangatani mubatsiri wedu wechivanhu ivo havasi vakuda kubetserwawo kuchirungu harisi bundu ririkutokura here iro pakati pemusana iro
Ndokajosaka kane zvinhu zvebasa imi kkkkkkk harizi Lipoma iro
Ndakazviona kuteam rekuJohanne marange rakawanda Rinaldo zvimasinhi izvo une uchotovanzwira tsitsi wotozoona kuti kabhororindo ako kazere turuzi dzebasa
@ibwe 😂😂😂😂