Baba VaChenai: Haasi Mwana Wangu, Sorry Sekuru Tasvu, Gogo Mamoyo Vari Kuda Ndiripe Kufa KwaChenai
Вставка
- Опубліковано 24 вер 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
Thanks mukoma Robert for professionalism and due care. Haikona avo.
But kana munhu akazvimba makumbo paanoserere ndopanofa munhu .
Lazarus Masuku
Thanks mkoma Robert nekumira nechokwadi,
Asi ko madii kutsvaka mkomana uyu ari kuzviti mwana wababa Chenai
Musa nyepera gogo Mamoyo itsotsi rinoda mari
Baba chenai vanogona kutaura havo God bless you baba
this man is innocent and may the lord comfort him and prosper him financially.
Baba chenai,musanyanyorwadziwa moyo nembwa dzepa UA-cam zvenyu dai mwari vakupodzai marwadzo enyu,mwari vachakukomborerai
Sekuru tasvu makanonokera
Amen
Eish ende vanhu so shuwa munhu achiri pakuchema akuswera akutaurwa taurwa nyaya so ende futi ka ,give him peace of mind aaa ........chimwe chikufambisa mashoko social media iyi aaaaa 🙌.God will fight for yr family zvenyu and peace moiwana zvodarika izvi
Baba Chenai avana Kuti sekuru Tasvu avagoni vanhu tererai kana munhu achitaura .vati sekuru vakati ndakamunonokera but vakarapa dumbu nemakumbo rikaserera plz tererai mazwi musaita sematofo anhuwoye
Saka yamakapihwa makaiisepi
Taura hako
Yaaa chokwadi because mishonga yechivanhu iri strong saka mukamupa munhu ari srs anofa
Ko kuzoti Sekuru Tasvu ifake. Sekuru vanofanira kudealer nemunhu uyu. Kusvibisa zita yemunhu imhoswa.
L
😊😊😊😅😊ñ😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊0ñ😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊
9 😊😊😅😊😅😊😊😊😊😊😊o😊
😊😅ñ0😊😊
Lpl
Sorry baba chenai
Nyaya yenyu ikurwadza
Nyaradzwai naMwari
Mhinduro yevaroi avo iriko soon
Ndafara Baba kana matenda sekuru tasvu musaterere mazwi evanhu itai zvemumba menyu siyanai nembwa idzo mukomana uyo ngaakwane
This DJ ngaitwe first example in Zimbabwe to be arrested and banned from social media,ndovanhu vanoshambadza nhema
Isaiwoka ma Likes nhai vanhu tirambe tichikura tichipihwa zvose zvinoyera zvinoshamisa namkoma Robert 🎉🎉🎉
Ko vanhu vadiiko kumbosiya baba Chenai vacheme mwana wavo 😢
Taurai henyu
Nhai zvenyu
True
Aaaah muchinyika chedu unochema wakatariswa kumeso nesocial media ummmmmm Africans are missing it slowly
@@nokuthulankomo6657 vachiita mari nemunhu pasina help yavanopa kuvnhu vkaita interview naChenai achida $200 Kuti asunungurwe vkaishya asi vri kungotsoma vnhu 😢
Sekuru Tasvu itai back to sender mbuya mamoyo huroi hwavo hupere anditi Sekuru ndokwenyu chaiko ikoko kubasa varoi vaite vashoma please.
Amen
I like the way baba vachenai answers. Dj makadii kutanga mafonera baba chenai for confirmation .ndimi munofanira kuita example yekuburitsa zvinhu usina Umboo yazvo.
Gogo avo vanofanirwA kusungiswa muroi wemunhu
True
Gogo is a cold blood mhondi kuda mari even munhu afa vari kudamari rukawo rwave kutapurirwa sei .
@@HellenNyikaimbavha
Havatombonyari kana@@HellenNyika
Chokwadi ichocho
Well done baba chenai mune ma facts pakubvunza apa aewa munogona kubvunza henyu
My favorite journalist in Zim thanks bro Robert
Anogona basa zvekudaro
Anogona basa zvekuti Robert
Vanhu musadaro ,baba ava vari kurwadziwa nemwana wavo mowedzera kurwadzisa
Dei vaiva nemweya wekubereka vakaendesa kuchipatara
Musanyeperwa nagogo mamoyo musabvuma kudyiwa if runyoka rwakabata chenai ndiye akarara nemurume musanyeperwa
Baba Chenai sorii henyu dai Mwari vakubatsirai zvese nekukunyaradzai.
Baba Chenai is an emotional intellect and that can save him from depression. You tubers please let the gentlemen grieve in peace.
Baba vachenai mwari ngakunyaradzei munemoyo wekubereka hazviitwe nevamwe varume . Thank you mamira nezita rasekuru ivo vakomana vanotsvaka malike mukwane manzwa munorwisanisa vanhu vakuru.
Musahwa hapanangozi apagogo ava vanoda marichete munhuvakauraya hakunazvakadaro
Gogo Ava vakangwarisa vaive vakutoda kutsipika Chenai pakuvugwa ,makagona mukasava fonera futi
Mukoma Robert thank you for the update and baba chenai may God comfort you and give you strength in this difficult time. Chenai acharwa hondo yake ega only time will tell
Pano ndopega pandinonzwa nyaya dzechokwadi concerning nyaya yaChenai iyi
Kungoti musikana akanonoka kuendeswa kwasekuru Tasvu chete
Avo havakundike zvekutodaro 💪💪💪💯
Gogo Mamoyo venyu vakuzvinyanya ....munoreva kuti urwere rwaChenai hunogona kubatira panemasister aChenai .......Rukawo rwakusanduka kuita ngozi nxaaaaaa
Kanonyeba karoyi ako
Imbavha kambuya aka varikuda kutyisidzira kut vabhadhare mombe dzavarikuda,,vangani vanofa nerukawo vakambomuka ngozi kupi
Gogo ava havapinde denga. Mungati yave ngozi.Inobata ma sisters a Chenai why?? Denga muchaita reku googler gogo imimi
Vanonyepq kuti rukawo runobata mhuri
Vanhu musashungurudze baba Ava he has been through a lot
Thank you Robert and baba Chenai for exposing zvima fake so called content creator he was paid by evil gogo to tanish sekuru Tasvu.
Uchibatanidza nyaya dzausingazive DJ usadaro Kut Basa rako rifambe bhoo plz DJ ityai mwari mobhowa
Anombonzi aniko dj iyeye? Zvekumarara zvaari kuita izvo. These are people misusing social media.
APA DJ APA unenge watipedzera data ISU tichiterera nhema
iwe DJ temha nyaya dzaunoziva iwe journalism yako ndeyekumama wanzwa usatsage mafollowers nekuda kusvibisa Zita rakule Tasvu uribenzi DJ NXT time kana washaya zvekuita try kuimba nziyo dzechinyakare
Wow gud explanation Baba iNkosi ikhubusise
Robert Tapfumabei help baba Chennai to sue this dude
help sue chiiko zvichinebasa rei mwana wavo akatofa
Apa wataura no remorse at all
Sungisai kambuya ako kanonyepa
@@conistancemasanzu8561 under which chapter ?
Babá chenai musanyeberwe imwi Gogo avo imbazva
Baba Chenai God is aware of your loss and the entire Zimbabwens may you find comfort from Him He is with you n your family I'm glad you are aGod fearing soul so lean upon Him Duduzeka mntakamama Inkosi ibikuphile isiphinde yathatha okwayo
Thanks mukoma Robert nekutirakidza chokwadi
Point of correct baba vachenai manyadzisa munhu
Anyadziswa apa ndyn😂😂manje
I support baba chenai DJ must hv full info first
Well done baba chenai pasi nemhandu 😂murume anyara zvake wemakuhwa uyu atsiurwa na baba chenai
Mharadzi yemurume😢 makuhwa katsambarafuta
Zvima journalists epasi pemuti izvi. Ko kusanyara kwacho
Wanyarisazvekuti
Please siyanai na baba Chenai vacheme mwana wavo murugare musava shungurudza please vachema kangani veduwe inzwai tsitsi
From day 1 ,ndakataura kuti kamamoyo kamroyi apana dzimu r inodai never ,pavari pane manjuzu ekuma.sewage,🤞
Taura hako. Good observation.
mukomana afona I'm sure vatumwa nagogo mamai sasha
Kutsvaga hake content
Ehe ndovamutuma chete
Makaita zvakanaka baba chenai musina kuvadeedza varikuda kutsirika,musatyisidzirwe nemuroyi imi ngozi irikuenda Kuna Mai Sasha nen'anga yacho,musavabhare vakapusa sitereki.
Ichokwadi baba makagona mukasaiudza n'anga muroyi uyo aida kutotsipika. And akuna Ngozi kwamuri asi iyo n'anga namai Sasha ndovachaiona Ngozi yachenai
Right panyaya iyii deno Chennai asina kuganza plus chisiri chihure chake Zimbabwe yaimubatsira look pa case yaSimba from Manicaland Zimbabwe yakabatsira akapona ariko kwa tasvu. So now Tasvu na gogo mamoyo had same word kuti anonokerwa so its true. Akanonokerwa
Be strong baba Chenai ndizvo zvinoitika panoitika chinhu chese vanhu vanotokupinza muconfusion it’s not easy baba kuteka teka mwana ane hurwere hwakadai vaitondundurudzana nemwana wawo risiri basa remunhu rume vanhusiyanai nababa Chenai vatori nemarwadzo emwana wawo
gogo vaigozotaura vachida kuudza baba mavigiro sei Ivo vakatadza kuroyonora sei
Imagine. Something fishy there!
Vaida kutsipika
Mai Sasha nagogo Havana kuisa rukawo pamurime wavo vakagadzira Chenai nyatsotererai mashoko amai Sasha
True
Mai Sasha i Hoto inotevera kuri kuyenda mhepo
Ehe ndakazvinzwavo vachiti vakainda nema picture achenai zverukawo inhema
Mai Sasha uchachema mira zvako.kana vaive mbavha wakaendereyi
Thanks baba Chenai ngekuchenesa sekuru Tasvu handidi navo teteguru Tasvu avo ndinomubinha vese varikuti sekuru Tasvu vakatadza basa nxaa, Chenai akanonokerwa kuenda kwaSekuru Tasvu one Tasvu
Ba chenai vanogona kutsanangura may God comfort n heal you
Dj Holy nyara kupost Nhema nekuda malikes
Ita semamwe manews channel
Go & interview pple paground kwete kuita zvemakuhwa
Now I believe kuti video yemanyepo about $700 ndiyo yakaita kuti gogo ava vatsungirire kuda kubhadharwa mari nyamba mari yacho haitoripo. Saka vanhu please manyepo akaipa and nhasi akonzeresa
Thank you Baba Chenai,nekutaura side renyu rakanaka,Mwari vakunyaradzei
Mai sasha kanzenza .
Pana mkoma Robby ndipo pega pandonzwa nyaya dze chokwade❤❤
DJ holy imboko creative studio imbwa inofbisa nhema
Good questions baba Chenai
Akunangozi iripo baba Chenai imbavha gogo mamoyo
Rukomana urwo ngarusungwe. Rudzikame.
Baba Chenai is good with asking questions 😂
Thank you mukoma Robert nekutipa ma update echokwadi
Baba Chenai musanditsamwisa munoti Gogo kubvira muroi anonzi mamoyo muroi
😂😂😂😂😂😂😂watsamwa wangu
😂😂😂😂😂😂 taura hako
😂😂😂😂😂 waita hasha zve cuz
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 It's true dear muroyi mukuru mbavha futi plus maisasha vakati ihure 😂😂😂😂
Kkkkk wakashatirwa sure
Ieave sekuru Tasvu out of this mess .
Exactly he wasn't suppose to be involved at the first place cos ane mhiko ndigogo maMoyo, they muss leave him zveshuwa
Takatsika mu 51.2k 💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻
❤zvedu
Thank you mkoma Robert nekutipa feedback kubvunza baba Chenayi Kuti nesuwo tinzwiaise kupera kwazvo
Vanhu vanemiedzo baba chenai chemai netariro baba vachataura havo vakaisa ruoko rwavo panachenai
Thank you sekuru tasvu nemoyo wakanaka Mwari akukomborerei
Rukayo murume akaiswa that’s why gogo ava vakati she needs him to pay 2 cows kuti vamuroonore. And she said without this man Chenai rukawo harubve cos hwakaiswa pamurume ndirwo rwakabatira panaChenai.
Zvakaoma kudaro.baba vachirwadziwa kudai asi he is still respecting mbuya Mamoyo.kuti gogo vakazoti gogo vakati.hapana pavambotuka.God heal this old man
Tasvu 1 chibaba. Baba chedu tikunzwei anabwa muchitaura zvisina basa kuna sekuru Tasvu
Tauura hako vakuti nyanyira pane sekuru tashu
Takazviramba izvo takat haisi hanzvadzi ya chenai iyi nhasi zviripi soshari midhiya yadigwa shuga🎉
Ini ndakazvionawo
DJ vakadhakwa ava,hauburitse nyaya usina kuita ur own investigations
Yes
Skuru Tasvu gadzirisai vanhu vanokunyeperai vakuvingei voga
Good fact dear❤😂😂😂
Shuwa
Gogo wava kutyisidzira vanhu ini bamudiki vangu vakafa nerukawo vanyenga mukadzi wemunhu hapana chakaripwa nanhasi isu takasara hapana akamborwara nerukawo zvacho hakuna rukawo runonhanhira
apo mataura chokwadi baba ❤❤ mwari ngakusunungurei pazvose zvinorema zvose zvipere
Hanzi gogo mamoyo vakutondishandisa Mai Sasha ka drama queen😢😢😢😢
Mkoma Robert pls gogo avo ngavasungwe vakuda kubira baba Chenai vakuda kuropwa chii apa
Why asina kutanga atsvaga baba first asati ayita publishing the story?
Baba ikozvino rambai kutaura nevanhu ava munoramba muchidzimbirwa pamwoyo chemai mwana wenyu murunyararo, 😭😭💔
Mai Sasha vanotaurisa
Chenai anga akatora pfungwa dzababa vake ndogona kutaura kwababa same nachenai ainyatso tsanangura zvizere 😢may her soul continue rest in peace
Kunyepa gogo avo imbavha ngavaende kwa sekuru Tasvu vasote gogo moyo
Dj uyu imbwise sure baba vachenai instead yekuchema mwana vari busy ku explainer nhema dzasimudziwa against sekuru tasvu mudasaro vanhu wee imbopai baba ava nguva vacheme mwana wavo
Dj duzviman uri mudhoto kutaura kwausina kuswera get away siyai baChenai vakadaroo
BaChenai siyanai nemukomana uyo arikutsvaka ma followers
Uuuuuuuuuu mmmmm baba chenai vanyadzisa veziyana repot
Ndozviri ryt vnhu vasatsure zvavasingazive nxaaa
Chokwadi vanhu ngavatauure zvavanoziva akunyara apfidze makuhwa stupid imbwa ye munhu
May the lord comfort you baba vachenai
Kugadzira stroy yematuzvi yausina wumbowo nayo sorry zvenyu baba chenai
Sorry zvenyu baba Chenai, may God comfort you in these hard times🙏🙏
Baba Chennai Mwari ngavakunyaredzei vanhu avo vanoda Mari chete
DJ Holy anonyepa chaizvo.unotaurirei zvinhu zvausina umbowo nazvo
kupedza Ngozi kuiripa Ngozi Yani aaaaah Mbuya muroyi Vana Ava vanozorwara sei vasina kuita bonde nababa Sasha sei
Imbwa yemunhu ngozi ikuenda kwachiri chigogo
Aaaaaaaaah shem ndarwadzirirwa baba vachenai vachiri kuchema vakuudzwa dhoti futi
Mai Sacha is a pathological lier. I’m following pese pese paanotaurwa naye even her visit to mbuya mamoyo. Her statements keep on changing😅 Chokwadi chaicho is what she said mumba mesangoma yake when her own mother was present. Kugadzirwa KwaChenai akakubvuma maitiro aakaita nagogo ava. Akabvunzwa neveKwayedza kuti in the eventuality that Chenai dies toti wauraya Chenaika? Akati yes cos nekumugadzira kwandakakonzeresa. Now she’s no more woda kunakurira gogo vaya kuti haana kumboti isai rukawo…… 😅😅 This young lady is very dangerous. So heartless
And idofo 😅
Even paakafonerwa achiudziwa kuti Chenai afa she was very rude and unremorseful , akatoti ndikoko
Vasungisei vanhu ava ,, ba Chenai musarwadziswe nembwa idzi
Musatitukire skru Tasvu vamwe takagonerwa nawo
Mai Sasha putseke wanzwa
Avasi kutuka Sekuru varikuchenesa Sekuru Tasvu nekubatsigwa navo nekuvatenda nemari yavaitovapa kuti vafambe nChenai nyatsotererai.
Zvenyu makagonerwa vamwe takarohwa mari hatina remuromo
We did not take 4 minutes with him, he was busy on his phone clients wanting to see him so they can send money vakati huyai ne$5 000.00 kuti vabatsire.
So handizive kuti vanobatsirwa ndovanouya through social media here?
Another thing maAutomatic messages ekwaSek Tasvu aye haataure kuti matare imarii isusu we thought $400.00 ndoyematare wanike NO hanzi ndeye priority chete saka mukati makazonzi mauya neyi.
Our reason for choosing 400 was condition yamai vedu kuti vaigona kusazogona kumira for too long sezvo tange tanzwa kuti kunowandwa
We text asking kuti nhai sekuru saka matare imarii he never responded.
@@ttfam8742nhema
@@ttfam8742 I second you. Vakawanda vandanzwa vakanoona kuti kumhunga hakuna ipwa. Bag riri kurohwa shuwa behind the camera.Dei chiri Chipatara taiti $400 ndeye kudhinda Card chete. Bag rozorohwa
Tegai kushungurudza Baba vari chema mwavo
Vanhu ngavasataura kwavasina kuswera
This guy Kingston Mapfupa journalists wa Mamoyo ndiye akagadzira video riri kutenderera rekuda kusvibisa zita ra Tasvu achi promoter Mamoyo
Mai Sasha ukudakutomborohwa
Nyaradzwai baba rudo rwenyu takarwuona makafamba naChenai kusvika mukufa,musanyeberwe nekagogo ako kambavha rukawo rwunoenda kuveropa rachenai sei imbavhaiyo manjuzu avo ekutenga ndeeku masewage.
Munhu anofanira kuripa ndibaba vaSasha pachivanhu because ndivo vakakonzera zvose izvi. Zvichireva kuti ngozi ichabata Baba vaSasha nemhuri yavo
Unopened here iwe
@@shepherdtsvere5872 make it make sense please
May God comfort you baba Chenai.take time to mourn with your family imbobvai mu social media don't take any interview invites vanhu vakutokushandisai mumapage avo
Uyu akutopenga anonzi Mai Sasha ...anonzaniko first name ...kumuti mai Sasha mukutokanganisa
Anonzi Memory
Gogo mamoyo namai Sasha vakaroya Chenai Havana rukawo rwavakaisa Kuna baba Sasha.Ngavataure chokwadi maroyero avakaita chenai
Thanks mkoma Robert
DJ holy murimbwa musafambisa nyaya yausingazivi USADA kungwangwara unehutsinye dj
Thx mkoma Robby