Hongu muri chief ingavan venyu vanokukwazisai wani kwazisaivo vana kwete kungojungirira plus kuita vanhu kunge vana ve grade 1 kuti iwe haaaa pakadzirisei mambo
Hana kana respect mambo uyu....chembere dzisasagoni kufamba dzinonzi iwe sumuka, iwe buda panze imagine mune vana vadiki vachiona such behaviour. Kuva mambo dosent mean wakushaya respect machembere...vana Bushu vano respecter machembere wani chero vachivatonga
Chief ava I think he is naturally soft but then he tries to be strict. In the process of being strict he tries so hard. Kakutyisidzira kacho manje kanoti pfuurei.
Vatangazve chief vaye vekuchenama 🔨
Mukadzi uyu unoida kwete zvekutamba😮
Hongu muri chief ingavan venyu vanokukwazisai wani kwazisaivo vana kwete kungojungirira plus kuita vanhu kunge vana ve grade 1 kuti iwe haaaa pakadzirisei mambo
Hana kana respect mambo uyu....chembere dzisasagoni kufamba dzinonzi iwe sumuka, iwe buda panze imagine mune vana vadiki vachiona such behaviour.
Kuva mambo dosent mean wakushaya respect machembere...vana Bushu vano respecter machembere wani chero vachivatonga
Umambo unenge wakatogarwa nedzinza parakatengera. Saka Mambo mukuru kuchembere, harahwa, nevese.
Mbira hamusikudzirebesa here..taneta neku fastfowarder isu😂
Hate that intro 😖
Best chief
Mambo vakajaidzwa avo
But barume nabo so sometimes Hmmmm 💔 banotirwadzisa mfuke rudo aruwone mfuke wawunoda hakude why
Inonzi life Noma. nesuwo techema nevakadzi
Ha Saka pkaipa
Wauya warova musombo here nhasi nyamaropa kkkk waitwa seiko nhasi ingaunombo gona
Chief ava I think he is naturally soft but then he tries to be strict. In the process of being strict he tries so hard. Kakutyisidzira kacho manje kanoti pfuurei.
hi viewers how may I get hold of this judge of Zimbabwe traditional court's
Did the Chief just said "hanging ngirozi"???
Im dead😂😂😂😂😂😂
..when he spoke to "rastaman" l was already on the floor...😂😂😂😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Kwaaaaaaaaks chero neni ndakuvadzwa mbabvu
Rasta atopona kkkk
Vhura mvura yangu iweee....
Zviriko hr chief zvamukuita izvi
😂😂😂 dzinozvida kunge minister 😂
Mambo ava too much pride...
Kusesekedza
You can say that again
Hanzi ndivhurirewo mvura yangu.Zviriko here
Dzinozvida idzi
Musatipe zvenyaya zvisingapere mushe soo💔💔💔💔💔
Zvino zvinoita here kuti Chief achiomberwa achitoita zvmwe asnga paye attention
Uhhmmm mambo vakuzvinyanya avo kkkkkk.....Rasta bvudzi rake raitei......ko iko kuzoti ndivhurire mvura 😂 haaaa mambo musadaro kuzvivhu4ira mvura hakubvise humambo...gadzirisai ipapo mukogona kukudzwa....vane machurch avo vasiyeyi that's freedom of religion kwete kuti vemchira matsvuiu muno mangu handini....nyika ndeye maZimbabweans
kana neni ndangoti mambo ava idhodhi
@@mthosibanda5777 kkkkkk
@@mthosibanda5777 godzvachairo
Uyu mambo haagoni kutonga ane chindini ndini. Dambudziko zvigaro zvese zvine evil people pamusoro and hazvichinjiki kusvika narini
Mambo vhurai mega mvura.
Ini munhu anonditonga achidheerera no
But zvimwe zvinhu zvitipachena kuti inhema mukadzi uyu hangambomhanyi kusiya zvekusiya murume saka dai aidakumutema akamutemaka ne demo racho
I hate yanotonga nayo murume uyu evn the way yanotaura nayo inobhowa
Chaipo akakunzwa kupi?????
Chief sando dzenyu munoziva mutemo
Shavaiwould love to meet yu wemhofu muri.vadharikeni
Mambo mune dzungu
Hezvo hapera
Traditional Act rakaugwa iri vakarionepi muzimbabwe
Saka mapostora vorambidzwa kunamata here na mambo uyu
Urimhata chaiyo iwe chief daindaigara mubhuku rako ndaikusvira iwe mukosho
Ko zvadn nhai
Rasta bho here😂
Panonzi chaipo ndepapi kkk
Kuguta
Side iri taritadzA
Pakaipa
Huchi baba
Tipei zvinyaya zvopera mhani nxaa
zimbabwe full of drama chairo bonde pese pese chief ava surrender
Haana nyaya yebonde anenharo kumatare
Anoda Agraa murume wake abatsirike
Asi akawanikwa muri vana here chii chinonzi kusesekedza
Kusatogona bonde
Ndivurirewo mvura yangu...arrogant
And then? Sly wakutadza bsa manj
This Chief has no respect , so arrogant
Ndokutonga chaiko manje
I said the same thing his soo disrepectful n arrogant
Ko yatopera🤯
Chief you are different from other chiefs like makoni motonga mega sei
This is not a good story
Mambo mune dzungu