Handichada Mukadzi Nekuti Haasikuita Mwana Uye Akandikwirira dare
Вставка
- Опубліковано 9 лют 2025
- Exclusive News Coverage from Sly Media TV news department.
Have you got any NEWS for us? please feel free to contacts SLYMEDIATV via the email.and mobile contacts below
Email:slymediastreaming@gmail.com
+263 719 325 100 Sly Media Tv
+263 773 761 800 Reporter Mukoma Sly (Handisi Traditonal healer plese)
Follow us on twitter @slymediaprotv. You can also follow us on Facebook as Sly Media Productions or Follow us on linkedin Sly Media Tv Online.
ABOUT
SlyMedia Tv is an online TV Channel that provides a one stop shop for various content producers that target the consumers from the Zimbabwean african community ,helping them keep in touch with one another, while geographically displaced.
This channel offers a variety of quality programs suitable for the
entire family. SlyMedia Tv is an Independent TV station designed to suit an ever expanding internet audience. We air original programmes on a video on demand channel (VOD) along with local and national client programming through individual agreements with agencies, independent distributors and programme producers.
Equipment:
We have state of the art broadcast streaming gear that operates like an OB VAN using four live mixing full HD Broadcast Cameras with character generator that allows us to decorates our TV Screen by inserting partners logos, banners and screen overlays, squeeze backs, titles and scrolls, scoreboards, stopwatches, Virtual Studios, real time clock and video adverts in real-time on the go to all chosen social media platform to suit different customer needs i.e. Facebook and You-Tube. TV productions services provided by experienced broadcasters, Camera Persons, Editors and Reporters
VISION
SlyMedia Tv aims to make the best use of noncommercial and commercial media and related services to enhance the quality of life in our african community by encouraging people to consider and discuss issues explore and share new ideas, and by inspiring a continued sense of worthiness and belonging.
MISSION
Our mission is a movement of positive educational entertainment through online television, comedy, film music of various clean genres and Church Ministering Material that is innovative, creative, informative, fun and entertaining geared for the generation of the day and generations to come, lifting up the spirit of the downhearted. Bringing a message of hope and empowerment, cultivating the spirit of love and to inspire a new Global way of thinking.
Join our Facebook group zimditvnews for Breaking News and Updates also subscribe to our youtube channel zimditvnews zimbabwe diaspora for our news videos archive, follow us on twitter @slymediaprotv. You can also follow us on Facebook as Sly Media Productions and or Follow on linked in Sly Media Tv Online.
email: slymediastreaming@gmail.com.
Dai Mwari vaeokuwanira munhu anokuda my sister, vokuropafadza nevana vaunoda❤️
Endai zvenyu sisi Mwari dai vakutungamirira muhupenyu waroorwa wabata mwana wako mumaoko iro benzi iro nehama dzaro siya vakadaro Mwari haadhakwe,murume wako haana kana mafacts akungohwanda nechigunwe hakuna imba inopazika nekuti wakwira dare,chirume chako chine gf inenhumbu yaarikufunga kuti ndeyake paachaziva kuti ndeyaJoseph or Giribheti achazvisungirira.
🫂🫂🫂zvakaoma kurambwa nemunhu waunenge uchida, especially ne condition ya usina simba pauri, may God remember you 🫂
Mambo murume uyo anga akaroora here saka mambo 7 years dzese here ongoenda here pasina kubvisawo pfuma here mambo maresva apo
Kokana uriwe usingazvare why varume vachifunga kut vakadzi ndivo vasingazvare. Ndosaka muchizopihwa nhumbu dzisiri dzenyu
Muzukuru let's hope kwawakaroorwa or kwaucharoorwa hauitwewo izvozvi
My girl dust yourself up,lift your head high and walk away. God doesn't sleep nor does He slumber. Leave him with his relatives when the time is right God will bless you with your own bundle of joy. Wipe your tears for very soon u shall smile. It is well. I wish u all the best this life has to offer. May God bless u with the fruits of the womb.
Kana mazogara hama dzakaipa asi kana newe wakapusa vanokuitisa unoroora 7 vachienda nekuda kwehama ivo vachivaka yavo misha iwe uchiputsirwa wako
Ibva apo iwe murume iwe wakafurirana nehama dzako manje mwari havadhakwe
I wish you well hanzvadzi. Sometimes when one door closes so many other opens. Pamwe kuita kwa Mwari so don't despair hanzvadzi.
It happened to me 2019 aaagh .I thank God with the help from family and friends ndakakunda depression.And Mwari havana kumbobvira vandirasa
Iye murume ndiye Singapore vakoma endai mberi neupenyu munondowana mumwe
Saka iwe unozvara here
Pamwe mwana waarikuti mwana pamwe haaz wake futi
Mudzimai uyu ndamuda hangu ini.
Kana pasina mbereko mapostori ne n’anga maedza zvikaramba ko madoctors makadii kuedza baba imi ?!!
Kurapwa chiiko ibvapa anoita mwaba ega hre mukadzi ,hoooo ndiyo nyaya yemukadzi akauya kuzorambiwa nevazukuru 😮😮😮😮😮😮😮😮
Murume uya imboko chaiyo. Kufurirana nehama dzake
Sorry sisi hatina zvatinga ita hatisisu takasika denga ne pasi Mwari kana vachitipawo vana vachatipa kushaya mbereko kuno rwadza hausi wega tiri tese murwendo
Mwari kana zvasvika apa ndipo vanodanwa vachidaira nekuti ibasa ravo Mwari iropafadza pakazvidzika
Ndine friend yangu yakagara 10yrs no mbereko ndokurambwa akazoroorwa nounwe murume mwedzi uyoyo akabva abata nhumbu now ava ne kids that ex haatorina upto now
Unoroorwa hako my sister don't worry mwari vanewe siya zimurume iro
This is sad😢😢😢😢
Asi kufamba vakafamba semufananidzo ukaenda kwasekuru zvinenge. Zvatonaka saka kufamba nzwimbo dzakawanda hazvireve kuti ndokubatsirika
Semunhukadzi ungaudzwe nemurume kuti hauzvare????? Ndimi munotakura nhumbu here varume imi nxaaa??
my girlfriend don't worry iroo imbwaa zimure iroo God loves you
Shame asi Mwari
Zibaba iri afurirwa nehama plus kurambira mkadzi kuti haazvare .karma will find his address soon
Condition yko munin'ina wangu ndoyandinayo kutambira bereko
Uyo murume zvinoda pachirume ungaudzwe nemumwe munhu kuti ramba mukadzi pasina kana dambudziko zvakaoma
Mwari dai vakurangarira murandakadzi
Mukadzi ari kurwadza uyu. Dai mwari apindira
Ummmm zvakaoma anhuweee upenyu sooo mwarii pindiraiii
haurambiri munhu kushaya mwana iwewe waunaye wacho unoziya sei kuti ndewako
Iye muzukuru ane hairline yehuroyi chaiyo
Mwana waurikukudza soro uchiti ndine mwana musi wauchaziva haasi wako uchazviuraya rume guru rakapusa kudaro
Mumwe akazoda kuramba mukadzi achiti hauzvare wanike ivo baba ndivo vasingazvare apa mwana waaifunga kuti ndewake wanike haasi wake akangopomerwawo akabva akuzvi bigger kuti ndamitisa zvakabudira kwaMiracle Paul apa hama dzakange dzakunetsa kuti dzoda mwana wanike yavo hama ndiyo yaiburitsa mutuvi usina simba.
Mkadzi kana asingabereki achirambwa anodzoserwa nemombe inotsika inonzi mhindura muriwo.
Ndakaionawo iyoyo kkkk zvinorwadza sei?? Achichengeta mwana asiri wake for years
Yooo zvakaoma shuwa
Murume uyo ngaaripe mukadzi uyo akamu westira nguva
The man doesn't want a barren wife, why harass him on why. A person can want a divorce for multiple reasons
What if he is the barren one?
Mambo munogona tongai matongere enyu aye mombo munogona imi
Murume iwe wakundi bhowa iwe kunyepera kuzungaira
Mambo kani murume uyo ngaaripe
Murume uyo avane mumwe mukadzi
Zvakaoma hazvoo
Kusiyana kwenzvimbo nechivanhu nhai!!!! Pamwe pacho kuManicaland madzishe haarambanise vanhu. Vanonoti dzokerai kumba kwenyu monorambaniranako....!
what is kurambanisa vanhu ? i think these chiefs misunderstand the statement. Kurambanisa vanhu is when ask munhu arambe umwe irisi wish yemunhu ari kuramba (mai vako ask you kuramba muakdzi wako) , then mudare machief should/must just witnesses to one's wish aka kuramba munhu through the procedure of gurupo. Therefore havana kurambisa vanhu but witnessed the procedure gurupo before them.
Mfanha uribenzi iwe unobara here.Aripi maresults ako
Enda zvako musikana unogara zvako zvakanaka Asi kana wawana mumwe kwaunoenda edza kunogadzirisawo pawaitadza
Mmm zvakaoma
Murumee uyu kaaaa soooo unopenga
Ako kakapfeka hembe yeblack mukadzi asiunoita kunge murume kambwa kemunhu kana wakazvara uchazviona pavana vako
Uyo ngaatinyararire apo kapenzi ako kamuzukuru kamuroyi
Hama dzemurume dzikapindira hapana marriage
Chokwadi ichocho hama dzemurume dzakaoma anambuya mwari vachaita zvakanaka ibva apo murume iwe makaronga nevazukuru vako
Gudo remurume don't my sister
Yoooo
Mwana wauri kuti ndewako haazi.Enda ku DNA unonyara iwe!Murume anofurirwa uye akazungaira.
Sure mataura akazungaira uyo