Hanzi izvi hazvisiri zve pride kkkk Mambo ava vanotigonera chose. Chandinonyanyofarira pavari ndechekuteerera mativi ose pasina kumbunyikidza. This is a very rare skill! Chikomba: Shiri inongozofa! Mhosva pamwe nenyadzi zvinokupusisa pakusvika kutadza kuziva kuti ma photos ayo ndeako. Hanzi ndaive ndisingadi kusisa aaah🤣🤣🤣
Barika ,,,,,,,,kuroorera vamwe , believe it or not .. unless vakadyiswa runyoka..one on one Munonyepa Vakadzi vevamwe kutovachengetera ,mkadzi one achibuda , kuzoita vaviri
Taura hako once a bishu always a bishu, there's approximately 7 billion people on this planet of which half of them are women and you are bound to meet a decent woman from the 3 billion pane kuzvidya moyo ne bishu remkadzi uyo wako.
Chief has a commendable approach to unite and he delivers judgement in a humorous manner
My favourite Chief 🔥🔥🔥. Thank you SLM
Hanzi izvi hazvisiri zve pride kkkk Mambo ava vanotigonera chose. Chandinonyanyofarira pavari ndechekuteerera mativi ose pasina kumbunyikidza. This is a very rare skill! Chikomba: Shiri inongozofa! Mhosva pamwe nenyadzi zvinokupusisa pakusvika kutadza kuziva kuti ma photos ayo ndeako. Hanzi ndaive ndisingadi kusisa aaah🤣🤣🤣
ARI RUDE MURUME WEKURARA NEMUKADZI WEMUNHU
LV is popular in Zim. Almost every video i watch vanhu vanenge vakapfeka LV t shirts. I can't even afford it
Pane akanobheurira bhero remaLV t-shirts ikoko
Fake ones on the streets of course
They're good clones
Pride haizodi pamunhu akanyangara kudai ungati imbudzi chiface chacho😂
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
😅😅😅
Taura zvako ko iye mukadzi wacho kufanana nemurume akadero 😢
Uyu ndiye chief ega anogona kutonga nyaya not zvevamwe vanotuka vanhu mumatare avo nekungotorera vanhu pfuma big up chief mudzidzise vamwe venyu vagogona kutonga nyaya semi
Magonero awaita kutaura apa mmm pamberi newe.👏👏👏
I grew up wth william makuni in shamva he was very cool 😢😢 l wonder what really happened to him life life life please change yourways bra
Imbwa nyoro
Zvakaoma shuwa ndakagara kushamva 2015 to 17 chiita business kwalogan mogona mamambo
John Chibadura akati zvirinane kuroora mukadzi anoroya, pane anopa rudo rwangu kumunhu wese wese
Haunyepe wangu *Mr Chitungwiza*
Chief Bushu vanondinakidza hangu 😂😂😂 vanenge vachitofa havo nekuseka
Iye anoda kuripwa mombe 5 .iye akaroorwa here?
Can someone tell me what type of a phone is that you can photos and delete and it will still have them in another file can someone tell me pliz
A lot of phones now keeps pics in trash for at least one month
My favorite Chief 👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏
Mambo,haa munogona,love kuseka kwenyu hangu
Tanzi tiende kumba, team Murehwa pambutu ma1
Ngaripe,mhombwe yomunhu,kudya chomupfupi nokureba😮
"Shiri ine muririro wayo hairegi" dai asiyana nemkdzi uyo
Iye murume uyo ane vakadzi 2, anovadii? He deserves to be cheated, vakadzi havachada kuitiswa
Wakadzungaira
Ko zvinebasa Rey
😂😂😂
Barika ,,,,,,,,kuroorera vamwe , believe it or not .. unless vakadyiswa runyoka..one on one Munonyepa Vakadzi vevamwe kutovachengetera ,mkadzi one achibuda , kuzoita vaviri
Vanhu dzidzai ku gonyera pamwe, hazvo pauri kusiya mukadzi uchiti ndikuenda ku neumwe mukadzi mumba mako munosara muchipindwa neumwe murimi. Barika ( kumukadzi chihure Kumurume hachisi) ndi 6 na 9..
😮 mukadzi wacho anoti chii
Kuita kudyana hurimi😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 the real meaning of tongue kiss😂
Hi ndandakumirirai smtv
Chihure chakashata puuuuuu 😮😮😮😮
Akaisa anonyepa
Vamwe varume so kupata here
Area iyo dzinochekwa kwete zvekunyeba 😂😂
Vakadziwo ko ma pic ndeeyi imimi muchibirana
Kana une barika mukadzi anotoitawo barika in secret😅😅 wanakirwa
😂😂😂😂
mupfidzewo kutorana mipikicha kuchihure 😂😂😂
Vanonzi Mambo ani ava ? Huchenjeri hwavo chipo chinobva kuNashe i like him
Akaroora here😂
Chikomba ichi chine pride 😮
😂chinoziva maSecret ese
Umm vakadzi vaakuhura mazuva ano, idzo mombe dzaarikupihwa, kwaatezvara akabvisawo here? Pakaipa
This is so hilarious hanzi ndaikusana nemkadzi wako
Hapana anganyengao wangu mombe dzakadira uko😂😂
Chikomba ichi chinoda kurohwa period.
Ko kukwenya kwakunhuhwidza bho here😂😂😂😂😂
Varume makapusiswa fani kutowana mombe ne b..che remukadzi wausina kubvisira mari
Waiting
Very sorry my brother but Siya mkadzi uyo don't waste your energy & potential
True
Taura hako once a bishu always a bishu, there's approximately 7 billion people on this planet of which half of them are women and you are bound to meet a decent woman from the 3 billion pane kuzvidya moyo ne bishu remkadzi uyo wako.
Find Ur bone of Ur bones uyo haasi mukadzi wako uyo
Two wife for wat ndiwewakatanga iwepaubenge urikwemukadzi mukuru unofunga anenge ananni ndozvawaitsvaga
Well side barika ndomagumo
😂😂Barika nderei ,This man shud know nguva dzekuuya mani
Kana abva kkwaMaiguru
Eish sry zvako apa mese murivanhu vekuziva ndabatikana sure siya hako mkadz uyo unowana anokuda
Ko iyo ma phon anodeiko mu bedroom😂
According to Jesus Christ reypeant to you both 1 man for 1 woman!
Baraka pa dharuweni
Pain yekuhurirwa mainzwa ka zvainoita varume,dai zvaibvira vakadzi taripisawo vakadzi vanotorawo varume vedu
Mai vanegreen avo vkapaparika nxiiii
Zikomba Iro harina kana pfungwa. Hona kuvhura kwarinoita maziso...imbwa yekupedzisira.
vakadziwo fty chandigarh chiiii pachidhumukwa chakadai
Chief asikaaa vari kufa nekuseka havo
Muchimboitireiko vakadzi hobho gutsikanai ne1
Mubaiwa Chihure chanyanya munyika yenyu .
Piwa mombe dzako wosiya mukadzi. Very soon anokupa mupfuhwira kana kukuuraya. Rudo newe haasisina. Akatotorwa moyo ne that guy. Vatochatiswa. Mombe idzo anotora atoroora.
Kutppa mukadz mari yekuenda kumusha kkkk iwe wabva kumubata nechikomba
Rwendo runo shiri yakabvuta rekeni
Wangu siya mkadzi uyo
Nyaya yekusairipisa madzimai Ari kuita upombwe ndoiri kuita chihure chisapera.
ivo varume zvavqnongoripiswa vakamborega chihure here
Ivo vakadzi venhu muchinyanyawo chihure
Haiwaa vakadzi vaviri unovadiii
Tese tirimahure 😂😂😂
Kkkkkk🤣🤣🤣🤣🤣 dead
mukadzi ibhishu chairo kuchiwa shamwari yemurume sure apo kari staborn
Anoda kurohwa Makuni xaah
Iwo mabarika acho anyanya mudunhu iri
Yoo mukomana wekumaraini
Ndanakirwa pavakwenya vakanhuwidza 😂😂😂 apa panga pachikwenywa pacho
Ndepapi ipapo paitwa ngozi iyoyo?
Maziso anenge erwaivhi
Munoitirei barika ramusingagoni dyirwa beans stereki,
Mukadzi wacho ibenzi,kuita chihure chakapusa kudero,apa karume kacho kari kuhuriwa nako.Ndanyara zvokwadi
Trust no man no woman
Ahasisiri mukadzi wako
Ari kushora dare murume uyo ngaripe.
Mkadzi ihure siya hanzvadzi or mwana 😢😢unofira mahara tsvaga mkadzi anobva kuna Mwari iro ihure
Iye munhu ngaangogutsikane nemukadzi one
Mahure ndiwo anenge aakutobva kuna mwari coz vamwari vacho vaakushota.
Mambo mundinakidza pamunorova mombe
Wakadzi 2 ndewei
Vakadzi 2 ngevei,
Pakaipa wena
Dai watowedzera dzaita 10
Chanogadzirisana henyu mberi bt uchafa nemukadzi uyu
Dare raNyamarope hakuitwe matuzvi ari kutwa nemkwasha
😂😂haaaaa mashonaland chihure vaka passa
Kkkk chibadura akaimba kt zvirinani kuroora mukadzi anoroya pane kuroora mukadzi anopa rudo rwangu munhu wese wese 😂
Kkkkkkkk hakuna chinonzi shamwari pasi pano anokudyira mkadz
Siya mukadziuyo
Chimombe apa point kkkkk
Vakadzi vanoda service...vakasapihwa vanoeda kuri nani
Hure ihure
Saka chipfambi chakutoblbhadhara zvee nhym,cz munhu abota mukadz nechikomba opihwa mombe oramba anemukadz wacho aaaah inga chero bible rinoti mukdz mukdz anorambirwa chipfambi Wani
Pane aonawo mafariro aita Toshiba 😅😅😅
Haaa ndaona smile yacho 😂😂
Kkkkkkkkk mjolo tinongoida heduu but iiiih ma1 ayaaa
Hanzvadzi siya zvebarika hona wakutadza kugutsa vakadzi vohura manje
Zvakaoma askana
Apo mukadzi haaripe, chivanhu ndechemadofo😂
😂😂😂😂😂
Toshiba arikuitei umo kkkk smile yatoshiba sooka
Baba imi mukuramba ma pics aripo ummmm
Vanhu vanofara chaizvo kana vachitora vakadzi.vevanhu kana ivo votorerwawo zvovarwadza chihure ngachiregwe ichi veduwee
Iyemurume uyu mudiki anokadiika second wife wakaura
Vakadzi tatora mukombe 😅
Iwe kuita mabishu chaiwo😂😂
Mambovanotonga zvakanaka ava Sandodzavo ndavapa
vaye vanoti asingaite ndewe ngwena hezvoko tongai tinzwe, pamberi nematraditional courts
Tipei toone video yacho
Tiitenderedze😂😂😂
Ngaasiye mukadzi, i think mukadzi wacho is shuka bhinzi.
Dare harina kubvunza kuti mukadzi uchirimuda here .
Hure anorida rei