Shem Mwana Akanaka Zvake Uyu, Asi Varume Vanongokuramba Chete Pamberi PaMAmbo Ndarwadziwa

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 5 вер 2024
  • #makandiwa #uebertangel #theclosurednashow #chamisa #karanganda #chigodora #slymedia #tilda #zimcelebs #tytie #kikkie #unclesaint #shematv #magaya #zigo #kundaichitima #djollah #maititi #madamboss #zimbabwe #chiefmutasa #chiefnyamaropa #chiefbushu #mnangagwa #chamisa #maititi #madamboss #mhosva #mamavee #comicelder #jahprayzah #fyi #viral

КОМЕНТАРІ • 501

  • @patrickmanuel1840
    @patrickmanuel1840 3 місяці тому +62

    Mambo Bushu is a real father. He is very humble man and he listens to the story attentively. The problem is that old man who assist him kutonga mhosva. Anobvunza mibvunzo isina basa asati anzwa kuri kuenda nyaya.

    • @maimonze2869
      @maimonze2869 3 місяці тому +5

      Ndazvionawo kadhara ako kanorasika

    • @loxlux8118
      @loxlux8118 3 місяці тому +4

      True anogara ari off side mzala iyeye

    • @lovemorewandaza5367
      @lovemorewandaza5367 3 місяці тому +2

      Very true, Mambo Bushu havana side, at the same time varikubatsira kugadzira nyika vanhu vsangoramba vachipa vanhu vana voramba. Wese aramba mukadzi ngaabva apedza kuroora

    • @patrickmanuel1840
      @patrickmanuel1840 3 місяці тому

      @@lovemorewandaza5367 Iro ishoko guru rawataura hama.

    • @GertrudeJestaroberts
      @GertrudeJestaroberts Місяць тому

      Akazonotestwa here

  • @CleverManatsa
    @CleverManatsa 3 місяці тому +21

    Honestly that woman is guilty.
    1. Akabatirwa ma messages echikomba mufoni.
    2. Ane siki murume haana siki yacho, mushure mekunge vane 8 months vasingarari vese, saka akaiwanepi.
    3. Mwana akaramba kuyamwa a very good sign of infidelity according to our culture, mwana haayamwe pakasviba. Potoda DNA test futi.
    Haikona kuvaka munhu pahunhu hwakaipa guys. Chakaita kt aroorwe achiri mudiki is also a sign of stubbornness, kusateerera, kumhanyira zviro, dzungu.

    • @Babagabriel007
      @Babagabriel007 2 місяці тому +2

      110% wapedza ipapo zvose zvakaitika zvoratidza achirikuda kunakidzwa musikana.

    • @CleverManatsa
      @CleverManatsa 2 місяці тому +2

      @@Babagabriel007 Taura hako

    • @oathofGod410
      @oathofGod410 2 місяці тому +3

      TRU HAKO. MARESULTS EKWAMAMBO AYO AAKATI HANDIGONI KUGARA NEMUNHU ANECHIRWERE CHANDISINA THAT HIV POSITIVE DIYO YAVAKANO TESTISWA NAMAMBO

    • @CleverManatsa
      @CleverManatsa 2 місяці тому

      @@oathofGod410 At least mazvionawo imi mukadzi saiye. Isi varume vanoti iGBV.

    • @PaloSant
      @PaloSant 2 місяці тому +1

      Ndiwe munhu Anna chokwadi

  • @emmanuelvureya4435
    @emmanuelvureya4435 3 місяці тому +14

    Chief you are the best….mambo Bushu muchinda itsotsi aida kusiya mudzimai nehutsotsi…havatorwe ROPA vese pachena pasina kumboita meeting na Doctor…murume idushura imvumbi….kkkkkk

  • @OttilliaDhaimani
    @OttilliaDhaimani 3 місяці тому +21

    Munoita chitororo chekumhanyira kuripisa vanhu its not fair moita semunoda zvinhu zvevanhu kunyanya than kutonga nyaya

  • @user-py5fj8hw9l
    @user-py5fj8hw9l 3 місяці тому +7

    Chief Bushu is very cool,ever smile and very humble, very intelligent

  • @TawandaMataranyika-lu1by
    @TawandaMataranyika-lu1by 3 місяці тому +41

    Mukomana uyo itsotsi ndiye anga aine sick akatya kuudza mukadzi chokwadi akazora mukadzi iye achibva aenda kundorapwa ega kwakuzoda kuuya kupomera mukadzi nxaaaaa imboko mfana uyo

    • @kudzai3916
      @kudzai3916 2 місяці тому +3

      Ichokwadi.

    • @melzwrg7348
      @melzwrg7348 2 місяці тому +2

      Wagonesesa chaizvo this guy itsotsi. I'm surprised mambo hawana kuzviona😢

    • @PaloSant
      @PaloSant 2 місяці тому +2

      Ati 9 months vasingavatane. Are you saying aive akagara ne sick 9 months asingarapwe? Akaiwana kuchihure chake

    • @shoppingsolutions7917
      @shoppingsolutions7917 Місяць тому

      Ndazvionawo

    • @EdmoreChiveza-tr7pt
      @EdmoreChiveza-tr7pt Місяць тому

      Hure mukadzi uyu

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 3 місяці тому +70

    Wakaenderei kuprivate mukomana itsotsi uyo,ndiye akauya nesick so akabva atanga kurapwa iye ikapera asina kuudza mkadzi now akupumha mukadzi kuti aende amurambe

    • @Tamuonapedzisai
      @Tamuonapedzisai 3 місяці тому +1

      U can be correct

    • @GladysMasimbiti
      @GladysMasimbiti 3 місяці тому +3

      Thts wat men usually do

    • @nyaradzohungwe8664
      @nyaradzohungwe8664 3 місяці тому +2

      I agree with you dear mukomana uyuu akangwarisa plus sick inokurumidza kubuda kuvarume than kuvakadzi zvichireva kuti murume uyu akawona rarwara akarapwa akazoenda nemukadzi later ..plus iwewe une chinangwa chekuwongororwa semhuri chikonzero ndecheyii chekuti unoenda kwaPrivate Doctor mari yoshota wosuggester kuti itayii ivava murume uyuu itsotsi mufunge. Ndarwadziwa chaizvò saAmai vakaberekawo vana vavo vasikana .

    • @antoniodomingo7433
      @antoniodomingo7433 3 місяці тому +1

      Manje anomama ne ma80dolas pamwedzi. Kana aanyenga mumwe ndiye achaona nhamo nekushanda

    • @user-fk6ew6zc8m
      @user-fk6ew6zc8m 3 місяці тому +1

      Ndizvo chaizvo zvakaitika akagona kubika nyaya yake

  • @shepherdmatambanadzo5089
    @shepherdmatambanadzo5089 3 місяці тому +13

    Mambo vanenge vachitonga zvakanaka naka uyo mukuru anenge achibvunzurudza uyo ndiye anorasika nyaya anoguma ongobvunza zvisinei nenyaya mambo rambai makadaro

  • @user-bt8xp5dp8o
    @user-bt8xp5dp8o 3 місяці тому +10

    Murume uyu paakasiyana nemukadzi vakanorapwa syphilis mukadzi asingazive kuti anayo, so ndokudzoka vachida matsts ........

  • @josephchenjerai1075
    @josephchenjerai1075 3 місяці тому +35

    Vakadzi vazhinji vanotouraya dzimba dzavo nerunako akanyengwa otofunga kuti ndiye aneyese asi ngazive kuti unonoita mvana wakanaka kudaro uye kuzoroorwa kwako for second time ma1 kwawazonoroorwa ukangoita any silly mistake unongonzi saka wakarambwa so vana sisi vedu kana waroorwa zamai kuchengeta dzimba dzenyu nkt mambo havavaki musha wemunhu unozvivakira woga mambo varipo pakudzoredzera chete

  • @Tsitsi414
    @Tsitsi414 12 днів тому +1

    Murume ndiye akaita sick akanorapwa, apora aakuti adzimai handei munotestwa vachibva vaita negative havo.

  • @catherinedera4400
    @catherinedera4400 3 місяці тому +10

    Ndafarira respect yamambo kunagogo

    • @user-dp2hp5hc2u
      @user-dp2hp5hc2u 3 місяці тому

      He is like that always humble with respect

    • @Letwin3
      @Letwin3 3 місяці тому +1

      He really disrespected baba vemwanasikana. Kutadza kana kuvakudza kuvagarisa pasi for what???? Munhu arikurwadziwa nekutorerwa mwana ari under age then vonyadziswa kuti mwana wenyu ipfambi ane STI zvese pane vanhu. Toda respect all round. Ko kuisa the right pro noun. Havasi mwana mudiki uyo wavanoti…”ita hunhu, gara pasi, wanyarara here etc”
      Ko kubhadharisa chii ichocho?

    • @Olcool
      @Olcool 2 місяці тому

      ​@@Letwin3under age vakadii kuno reporter kuma purisa? He has all the time to report to police but haana kuita izvozvo saka akupopota chii

  • @patriciagunzo6171
    @patriciagunzo6171 3 місяці тому +7

    Kana pasisina rudo❤ pavanhu vaviri panonetsa hanzi nevakuru chakafukidzwa dzimba matenga shuwa😂😂😂😂

  • @user-du6mn9co7y
    @user-du6mn9co7y 3 місяці тому +11

    Mwana haana siki uyo bamunini havachadi mwana chete ndozvavanoita vanhu ivava kana vaguta panonaka vanotsvaga mhosva yenhema

  • @leavioustrynos9769
    @leavioustrynos9769 3 місяці тому +5

    Mambo avo pavasunga baba avo handina kunzwisisa ungati chitororo

    • @sibanengishumba1603
      @sibanengishumba1603 3 місяці тому

      Kubvisa chimboko

    • @jonathanmukanya7328
      @jonathanmukanya7328 Місяць тому

      Vanga vachoda kuti hasha dzisapinde munyaya. Saka apo vangovatyisidzira chete. Pakupedzisira vatoita musara navo wani .He is a good chief.

  • @normadchabikwa6001
    @normadchabikwa6001 2 місяці тому +3

    Mfec anogona aida kuramba mkdz asi mkdz aihura hake ndochokwadi

  • @lovejoymapara1397
    @lovejoymapara1397 3 місяці тому +5

    Handinhai kunzwa kuti akaroora here murume uyu, vataura nezve maitenance ko damages incurred to girl child

    • @KanyeKelvin.
      @KanyeKelvin. 2 місяці тому

      Baba vacho vakaroodza nyavaite damage repair.

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 3 місяці тому +7

    Maiweeee enda kuma DNA plsssss to make sure coz chakatadzisa mwana kuyamwa chiii

    • @CleverManatsa
      @CleverManatsa 3 місяці тому +1

      Madofo aripano haazvioni izvozvo. You are intelligent

    • @EdGoods
      @EdGoods 3 місяці тому +2

      u are real true even ndazviona mukaka wakanga watosvibisa neumwe murume look mambo nyaya iyi vazoirova in short kureva kuinda kuchipatara kuzodzoka nemuporisa wavashe they is secret behind zvakazotobuda zvakawanda but padare zvakaiswa muchidumbu because kusanwa kwemwana kuvanza haana sick ozobatwa nesick

    • @colpanda11
      @colpanda11 3 місяці тому

      DNA aiprove chihure

    • @user-di1zt1pj3t
      @user-di1zt1pj3t 3 місяці тому

      So mkadzi ndiye akazobatwa nechigwere here pechi2

  • @nyashahungwe8946
    @nyashahungwe8946 3 місяці тому +4

    Imagine kutipiswa mombe nembudzi iwe usina kana mbudzi zvayo.Kutongera hutsinye chaiko vanhu varikutambura toomeserana futi tegatega.Kunze uku people are suffering.

    • @WonderGondokondo-vt5fz
      @WonderGondokondo-vt5fz 3 місяці тому +1

      Hapana hutsinye but kana uchitaura namambo you don't just throw your hands and show your negative attitude to the elders a big Noooo

    • @fmk7941
      @fmk7941 3 місяці тому

      Ndokuti udzidze udzikame

  • @watsonfurayi4717
    @watsonfurayi4717 3 місяці тому +11

    Chief Matasa so far is the best chief in Zimbabwe vamwe vese kuhumana humans chete.

    • @CleverManatsa
      @CleverManatsa 3 місяці тому

      Taura hako.

    • @user-dp2hp5hc2u
      @user-dp2hp5hc2u 3 місяці тому

      Umu l think both na bushu

    • @evrusikerusike8700
      @evrusikerusike8700 3 місяці тому

      Louder💯

    • @fmk7941
      @fmk7941 3 місяці тому +1

      “Kuhumana humans” kkkkkk

    • @TylonceMtomben
      @TylonceMtomben 3 місяці тому +1

      Bt Nyamaropa Chief kuseri mnje avana anotaura taura paside pvo anovhiringidza nyaya

  • @bikitachapters.kudzaichika4863
    @bikitachapters.kudzaichika4863 3 місяці тому +5

    Vana Mambo vanofuma chete, ndirini handibvise

    • @hotstove9
      @hotstove9 3 місяці тому

      Ibvapo iwe

    • @loydmabwinye480
      @loydmabwinye480 3 місяці тому

      Vane simba rekukutorera nechisimba

    • @nyachowecollet
      @nyachowecollet 2 місяці тому

      Vanotora chii ini ndisina mombe dzacho kana mbudzi ne huku

  • @patriciamadondo2991
    @patriciamadondo2991 3 місяці тому +5

    Ndaona kuti murume ndiye anenge anorwara ndosaka kunyepera mukadzi ndosaka mambo vati kumwanasikana abvume kuramba murume itsotsi

  • @nelsonmanicaland2391
    @nelsonmanicaland2391 3 місяці тому +3

    This guy must go for DNA nemwana uyu plus $80 pamwana 1 unenge uchishandepi in Zim.

    • @muchanyarasakubani2965
      @muchanyarasakubani2965 3 місяці тому

      hey kkkkkk kuwachisana. dai vaigara vese aisambobuda mari yese iyo

    • @dove5584
      @dove5584 3 місяці тому

      Haaibhandare achanyengerera mukadzi vogarisana onoramba small house

  • @ChristinaMatayaya
    @ChristinaMatayaya 8 годин тому

    Apa mabhaiza changamire iye anoshandepi murume uyu uye achimbowana marii zvose izvozvo hamuzvirarise sei Saka better kumapurisa nekuti murikukundika ini manditadzira ko kana mwana asiri wake ke ayewa musatongere kufadza vanhu tongai muchitarisa kwese wakachiwanepi chirwere iye aripamurume imwi zvikauya kwamuri munoramba munaye here mukadzi iyeye ndaifarira kuona nyaya dzenyu asi nhasi dzandiirwadza

  • @pardonmahowa131
    @pardonmahowa131 3 місяці тому +5

    Vanhu hamuna kubata mambo vatokuudzai pachena vasina chavataura. Mambo asimbisa kuti mkadzi apiwe gupuro not because akahura but mfana uyo is HIV positive and mambo is actually protecting mkadzi uyo. Listen and watch with a forensic mind.

    • @mbewez619
      @mbewez619 3 місяці тому

      Yes, waona iwe.

    • @princemanyota1768
      @princemanyota1768 3 місяці тому

      Conspiracy theories munozonyanya

    • @pardonmahowa131
      @pardonmahowa131 3 місяці тому +1

      @princemanyota ndicho chokwadi. Why do you think mambo varega kutaura result

    • @angelinec.mhlanga4504
      @angelinec.mhlanga4504 3 місяці тому +1

      Very true , and kudzikama kwaita mface kwacho

  • @mangwawumunya
    @mangwawumunya 2 місяці тому

    Are Chiefs allowed by law to preside over maintenance cases?
    Why couldn't the father and his daughter report for demages at the Magistrate's court.

  • @MelissaJays
    @MelissaJays 3 місяці тому +10

    Murume uyu ndiye akazadza mukadzi akuda kunyepera kuzungaira 🚮

  • @miriamphiri7204
    @miriamphiri7204 3 місяці тому +4

    This is not justice for the girl i think why did the boy enter alone in the Dr s room

    • @tmaktmak1464
      @tmaktmak1464 3 місяці тому

      But they got retested inga wani and guy was negative

    • @ndizvo06
      @ndizvo06 3 місяці тому

      They were tested the 2nd time as per the court's directive. The guy is negative

    • @sibanengishumba1603
      @sibanengishumba1603 3 місяці тому

      It's possible futi kuti mukadzi Ari HIV +

  • @brightontafadzwajames9336
    @brightontafadzwajames9336 2 місяці тому

    Mambo Bushu i wish to attend your Dare the way you respect the rights of the people is well received by us. Unfortunately, your advisors need to be patient like you. Munotigonera Mambo wangu

  • @cakeby7cake
    @cakeby7cake 2 місяці тому

    At least you revealed now that as a judge you are getting better in your approach of addressing fellow human beings. There seems a lot of questions in this case. This case need no hurry, and these doctors need to be consulted first on this case. Well done mambo Bushu, even the way you later handled the father. Teach understanding too to some of your advisers or heavy men, they shouldn't rush to open their mouths to intimidate people.

  • @muchieman1324
    @muchieman1324 3 місяці тому +5

    The quality in this video is unbelievable! You can see someone's pimple😮. Its crystal clear, i immediately subscribed so hope all your videos are like this❤

    • @stellamunyuki3356
      @stellamunyuki3356 3 місяці тому +1

      Anonzi Zigo iyeye when it comes guhwa anotomeka sure kti guhwa ribude rine udzamu😂😂😂

  • @g.karodza
    @g.karodza 3 місяці тому +1

    Zigo ndipooo #mwana uyo akanaka ndabvuma hangu vamwe varume wakashinga apa wakutemwa game 80 pamwedzi

  • @bridgetdube6656
    @bridgetdube6656 Місяць тому +1

    Where is the part 2

  • @user-eb2jo1od2k
    @user-eb2jo1od2k 3 місяці тому +3

    Aaaa dzikamai mubatsirike but mai avoo vakatadza koti mukwasha uyooo haaaa regai kutambisa van vevanhu

  • @it3788
    @it3788 3 місяці тому +6

    Bhanayi zvi ma doeks izvo zvinemweya😂😂🎉🎉

    • @nancyk4303
      @nancyk4303 3 місяці тому

      😂😂😂une misikanzwa iwe

    • @SharonMoyana
      @SharonMoyana 3 місяці тому

      😂😂😂😂😂😂 haaa iwe usatisetsa mhani

  • @violanyika3860
    @violanyika3860 3 місяці тому +1

    In Zimbabwe its difficult uo raise 80 dollars just for one child... I support fathers to look after their children but getting that much for one child eish

  • @christophertapiwa5967
    @christophertapiwa5967 Місяць тому +1

    Ndafarira Video Is quality ye Camera yenyu .
    Ikutokunda ZBC TV 😂😂😂😂

  • @stanfordmakwengwere2008
    @stanfordmakwengwere2008 3 місяці тому +2

    Data rangu risati rapera mati akanaka apa ndiyani nhai veduwe pamwe ndiri kupotsa kuona

  • @davidbvunzawabaya4794
    @davidbvunzawabaya4794 2 місяці тому +1

    Hamubhadharise munhu mombe ne emotional reaction thats wrong motiwozve mbudzi munhu anotambura watizira kugadziriswa moti mombe kutii ikoko hey musadaro mambo

  • @user-ky9xl9xi2k
    @user-ky9xl9xi2k 3 місяці тому +1

    That guy ndiye aneyese. Mukadzi uyo kuzorwa chete.

  • @ChristopherJavangwe-qp1nq
    @ChristopherJavangwe-qp1nq 3 місяці тому +1

    Chief bushu very humble always

  • @mangwawumunya
    @mangwawumunya 2 місяці тому +1

    Infidelity of the wife doesn't matter about damages. You can't just abuse a minor and divorce just like that.

  • @RudoChapinduka
    @RudoChapinduka 2 місяці тому +1

    Mambo Bushu tongai mega uyo musharukwa uyo anorassa nyaya plz

  • @tinashemukota1431
    @tinashemukota1431 3 місяці тому +5

    What qualifications do these "dare" have to be able to judge these cases in an objective manner?

  • @gogoguveya8642
    @gogoguveya8642 3 місяці тому +3

    Mahwindi anonetsa ungwaru hwekufurirana kubasa kwavoko

  • @gaudenciamunemo1447
    @gaudenciamunemo1447 3 місяці тому +4

    Zvinoratidza violence kumusha kwaTezvara.

    • @CleverManatsa
      @CleverManatsa 3 місяці тому

      Saka kuroorwa munhu ari mudiki ndozvinosakisa ahure abatirwe mamsg nekundotora siki.

  • @kayvee364
    @kayvee364 3 місяці тому +5

    Atorine Aids mface ndosaka mambo vati chero wandisiya ndiri mupenyu

  • @paulinefambai3216
    @paulinefambai3216 3 місяці тому +1

    This. Guy. Haachadi mukadzi period

  • @RobertoNharadzai
    @RobertoNharadzai 14 днів тому

    Mambo anonoka but akakomberedzwa nevanhu vasingagone nyaya

  • @veeee7248
    @veeee7248 3 місяці тому +4

    Mambo avo havana respect pakutaura vachidana vanhu he can't say iweee

    • @BluebirdCare-tj5zh
      @BluebirdCare-tj5zh 3 місяці тому

      Ehhh nhaimi kudedza tezvara kuti iwe

    • @sheprev
      @sheprev 3 місяці тому +3

      Nditezvara vemukomana uyo kwete vamambo. We should always understand that.

    • @richardchipndu2636
      @richardchipndu2636 3 місяці тому +2

      ​@@BluebirdCare-tj5zhtezvara ivavo kana vatori ipapo.mwana kuna Mambo

    • @ndizvo06
      @ndizvo06 3 місяці тому +1

      Mambo is above everyone. Tezvara havasi vaMambo vatori mwana kuna Mambo

    • @veeee7248
      @veeee7248 3 місяці тому +1

      @@richardchipndu2636 mwana asi kutaura kwamambo hakuna respect imboenda panobuda mamwe madzimambo uwone u will see the difference

  • @BatisonGoliath
    @BatisonGoliath 7 днів тому

    Mambo dei mambotonga sekubotswana panombodiwa chamboko mheni

  • @adriankangoma
    @adriankangoma 3 місяці тому +5

    Heyyyyyyyy mahwindi aya ma1

  • @MatuzviMuchandiwona
    @MatuzviMuchandiwona 3 місяці тому +3

    Wakawonakuti zvepolitics hazvibhadhareka wakuteerana nemachief

  • @TurnwellMhlanga
    @TurnwellMhlanga 24 дні тому

    Mkomana akapa mwana chirwere, akanorapwa, akadzoka nenzira yekuda kumupomera mhosva, kana usingade munhu usamupomera mhosva Amana,, uyu muface hachade mukadzi chete

  • @patrickmanuel1840
    @patrickmanuel1840 3 місяці тому +8

    Chief Bushu always smiling

  • @faithmakotore355
    @faithmakotore355 3 місяці тому +1

    Beautiful gogo❤

  • @ursillakaserera3338
    @ursillakaserera3338 3 місяці тому +3

    chief is calm and attentive I like that

  • @jasminemazike9800
    @jasminemazike9800 3 місяці тому +4

    whatever the outcome, the girl should go back to school, asiyane ne drama.

  • @lovemoremuchingami7163
    @lovemoremuchingami7163 2 місяці тому +1

    haaa ishe regai musikana ataure nyaya yake mushe kwete kungovhiringa vhiringa haaa

  • @shepherdmatambanadzo5089
    @shepherdmatambanadzo5089 3 місяці тому +1

    Mambo bushu dare munotonga asi dai vachimbonyaradza this old man vanopoya musaga

  • @samuelrinomhota2692
    @samuelrinomhota2692 3 місяці тому +2

    Kudherera chiii pamwana vake nonsense mhani

  • @sibongilencube7743
    @sibongilencube7743 3 місяці тому

    I love this Chief

  • @carolinezimano8637
    @carolinezimano8637 Місяць тому

    It seems that guy ndiye ane chartered. Mambo wanted to save the girl from harm

  • @tracykume9689
    @tracykume9689 3 місяці тому +3

    Kna munhu asachadii munhu ingosiya kwete hubatahubata

  • @user-de4qf3hy6q
    @user-de4qf3hy6q 26 днів тому

    Vana vanotadza kufunda nekuda varume. Manje baba vemusikana vakutopenga

  • @user-fk6ew6zc8m
    @user-fk6ew6zc8m 3 місяці тому +2

    But sometimes muchinda anogona kunge akatanga kurapisa sick yake kkkk kkkk

    • @fmk7941
      @fmk7941 3 місяці тому

      That’s exactly what he did.

    • @ringisaimadziwachando3422
      @ringisaimadziwachando3422 2 місяці тому

      Ko mwana asinaa kuyamwa pachichanhu Mai vanenge vakarariwa nawo

  • @user-te2sq3xw2f
    @user-te2sq3xw2f 3 місяці тому +5

    Ukaramba vangu unenge vazviramba iwewe. Ini handina mambo pamberi pangu, ndiri mambo pachangu ndokutonga ndega

  • @TalentMoyo-dk2pe
    @TalentMoyo-dk2pe 3 місяці тому +1

    Ngaende kkucivil court or corn court hambobhadhare Mari yose

  • @nyashachimboza7420
    @nyashachimboza7420 22 дні тому

    Mmmmm but baba vatadzei veduwee

  • @tendaimusimbirachako9825
    @tendaimusimbirachako9825 3 місяці тому +3

    Dzenga remurume nxm zvaukutsvaga uchazviwana

  • @blessingkibu7709
    @blessingkibu7709 21 день тому

    Why vakasarudza kuenda kuPrivate kwemahara kuriko I like your wisdom mambo hakuna zvakadaro v

  • @OngaiFambisai
    @OngaiFambisai Місяць тому

    Pamaresults apo ummm mukoma ane chirwere apo ndosaka musikana asina kuchema kurambiwa zvakaoma

    • @jonathanmukanya7328
      @jonathanmukanya7328 Місяць тому

      Ndafungawo kudaro uye ndosaka mambo vaita encourage kuti abvume kurambwa.

  • @KaiButteredField
    @KaiButteredField 3 місяці тому +1

    Mambo to the World 🎉 ...

  • @gogoguveya8642
    @gogoguveya8642 3 місяці тому +1

    Mambo Bushu Mweya mutsvene waMwari urambe uri mamuri uchiwedzera njere dzenyu

  • @ZvikomboreroMaguruwada
    @ZvikomboreroMaguruwada 23 дні тому

    Muchisiya madhuku ewhite kana makuenda kumatare anonyanyidzisa kudaro

  • @avalonspavalon9611
    @avalonspavalon9611 3 місяці тому +3

    Hwindi itsotsi uyo , anofanira akatenga zvima fake Doctor.

  • @josephalbano-g1e
    @josephalbano-g1e 8 днів тому

    Why kuprivate nhai muchinda wakatsotsa mwana iwe

  • @noahknowledge7375
    @noahknowledge7375 2 місяці тому

    Ndonhema last number mwana akaramba kuyamwa😮😮

  • @user-gr8oc9ij9e
    @user-gr8oc9ij9e 3 місяці тому +1

    In my own point of view list rangu number 1 pama chief ese 1
    1 chief bushu
    2 chief nyama tops
    But last pama chief emu Zim ese ndi Chief makoni

    • @user-gr8oc9ij9e
      @user-gr8oc9ij9e 3 місяці тому +1

      2 chief nyamaropa ***

    • @patrickmanuel1840
      @patrickmanuel1840 3 місяці тому

      Magona ipapo. Asi ini ndinoti chief Bushu panhamba 1. Hapana nhamba 2 zvichikwira. Chief Nyamaropa anogona but kutuka nekuvhundutsira vanhu mhani haaaa. Makoni anongoda kutaura zvinyadzi munhu mukuru akadaro.

    • @ruel1703
      @ruel1703 3 місяці тому +1

      Mutasa munovaziva here?

    • @user-gr8oc9ij9e
      @user-gr8oc9ij9e 3 місяці тому

      @@ruel1703 thts y l said my own list and yes l know him

    • @ruel1703
      @ruel1703 3 місяці тому

      @user-gr8oc9ij9e that's why I put question mark, it's not that deep!.

  • @eljayjay7884
    @eljayjay7884 Місяць тому +1

    Asi kutonga ibasa haro😢

  • @princetapiwamadzima6449
    @princetapiwamadzima6449 3 місяці тому

    Haaa mwana akanaka uyu ane future ngaatsvage skill aite chikoro hachibhare unopedza makore uchidzidza kushandira someone

  • @daisymachina3186
    @daisymachina3186 3 місяці тому +1

    Ukati ",kudi, kudii " ndokutii? Ita semurume taura zviri straight zvakajeka. Ukubvunza ani?

    • @daisymachina3186
      @daisymachina3186 3 місяці тому

      How i hate vanhu vanotaura vachikubvunza mibvunzo nxaaaa

  • @user-hw5fg4dl2e
    @user-hw5fg4dl2e 3 місяці тому +1

    Zigo ndizvo zvakaita mwana akanaka here izvozvo nhai mafana kkkkkkkkk Kkkkkkkk iweee kwana iweee

  • @romaldomubaya3523
    @romaldomubaya3523 Місяць тому

    Idrama here or real court. Machief vari kuvhundutsira vanhu haaa

  • @HappyAzaleaFlower-fi6tv
    @HappyAzaleaFlower-fi6tv Місяць тому

    Charging vanozidziwadza

  • @fadziachirongo4280
    @fadziachirongo4280 Місяць тому

    Blaz itsotsi why did he go for that’s specific STD test, anga arapwa yake ikapera.

  • @angelinec.mhlanga4504
    @angelinec.mhlanga4504 3 місяці тому +4

    Thats a lie akuna kunobhadhagwa HIV testing ,mukomana uyo itsotsi

    • @KanyeKelvin.
      @KanyeKelvin. 2 місяці тому +1

      Zimbabwe ahus kuiziva iwe

    • @user-cj2rq5xs2g
      @user-cj2rq5xs2g Місяць тому

      Maprivate anobhadharisa

    • @angelinec.mhlanga4504
      @angelinec.mhlanga4504 Місяць тому

      @@user-cj2rq5xs2g its a crime HIV test is suppose to be offered free of charge since it a provider initiative

  • @crispenchifokoyo
    @crispenchifokoyo 2 місяці тому

    Musikana uyu ati iye mari ndakanyimwa nemunin'ina wake..Yaiva yechiikowo mari iyoyo

  • @Maprinco.officialmusic
    @Maprinco.officialmusic Місяць тому +1

    Ngaauye kuno hake

  • @don21..tadiwanashetsandukwa
    @don21..tadiwanashetsandukwa 3 місяці тому

    mambo getaway iwe ...ukbira vanhu.. getaway

  • @adonishondomi7341
    @adonishondomi7341 2 місяці тому

    The guy couldn't state whats the real problem is , the woman's family controlled his marriage .
    No man wants to lose the liberty.

  • @ZvikomboreroMaguruwada
    @ZvikomboreroMaguruwada 23 дні тому

    Kanemhepo kamukadzi ako kutonongedza murume kudaro ma1

  • @user-qe9mo8uk3t
    @user-qe9mo8uk3t 3 місяці тому +1

    @zigo~ company iri kurova basa clear vision n nice sound distribution

  • @SolomonMukombe
    @SolomonMukombe 2 місяці тому

    zvechitorororo zvekuripisana mombe ndokudii mune kakuzvinzwa vapfanha imi munhu anorwadziwa mhani

  • @abslomchigede5131
    @abslomchigede5131 3 місяці тому +1

    achimwene akachenjedza varume vakupinda mudare vane humbowo

  • @juddykarambo1048
    @juddykarambo1048 2 місяці тому

    KwaChief Bushu nekwaNyamaropa unocheaper

  • @AnnaKugara
    @AnnaKugara 3 місяці тому +3

    Ummm chero wandisiya ndiri mupenyu ummmm murume haana mukondombera here uyo kkkk mambo mati mune maresults budai pachena

  • @johnsibenge6045
    @johnsibenge6045 Місяць тому

    I think this couple was immature, they needed guidance to serve relationship

  • @tendaichirume6418
    @tendaichirume6418 Місяць тому

    Chidare chenyu ndechekumumu

  • @chidochiparawi
    @chidochiparawi 2 місяці тому

    So painful 😢😢😢baba ndarambwa