Vana Ava vari kujaira Amai Havana respect Na mwene especially muroora Mwana komana Uri kuitiswa mhosva Kuna Mai vako.mkdzi anoyenda mhosva inoramba iri yako dzidzai kunnyarara .uye endai Kunana sekuru mutaure nyaya iyi muripe Mai venyu
@37:33 I wish people should refrain from one way thinking but to explore medical ways in investigating fertility issues. By this enquiry yamatoita iyoyi it’s like validating what muroora is thinking kuti amwene vakaroya mwana wavo. And for many leaders who are smirking panhau yekuti munhu haana mwana I don’t understand how it’s so funny. Yes vamwe mune mhuri but this case is not for laughing but to seriously consider helping this young man. Ngative ma leaders ane wisdom as well. We can laugh but there’s need for seriousness nekutya Mwari.
@@munyaradzinherera3383 that’s why I said try medical solution co sometimes people make threats and threats won’t beat medical solution if it is a medical issue. We all make threats and we want them to manifest.
Amwene ava let’s not burden her nemutoro wese wemwanakomana wavo. He’s a grown man who should seek medical help. He’s over 30 and he should be a stand up man about his business. The only help he needs is to make him focus on the medical side of the case. Otherwise this alternative way, he’s gonna be told your mama is doing this to you, especially vachiri kutofema zvavo kudai. Otherwise this family will forever fight.
Explore medical help ALSO is what I’m saying. For me kana medical diagnosis yashaya dambudziko or he’s told there’s nothing wrong with him, then of course he should consider the other way. My point is ukatsvaga makudo mugomo unoawana. At the end of the it’s important to build family relationship than refuelling the fire.
This is why kana munyika muchiiswa vatungamiriri kuti kuva nemukuru anotonga kuti nyika irongeke . Mukuru mukuru ,iwe murora zverereke. My wife managed to live with 9 of my sisters and my mother . This is because aka zvirereka. Imagine 9 sisters,it was not easy . However she made a choice to create relationships rather than to destroy. After all it was me and my wife providing for everyone. What she did not do was I am the provider so I am the boss. From work aingoita zvinenge zvisina kuitwa akanyarara. vaindi rwadza but vakatanga kumuremekedza nanhasi they call her amai . Mutora zvininipise mumusha me vanhu.
Ukaona munhu achisvora this young man kuti anochengeterei vana 5 vemukadzi wake, that individual has no clue as to “what is love.” They have no clue and probably haven’t felt it yet themselves. 5 kids or not where true love is, it’s resident there.
Munhu ane choice yekuroora waanoda mai vari kupindira pasi pavo . Nyaya yekuzvara inofambirwa may be ingozi kana madical issues mumwe ne mumwe ngaazive place yake chete
Zvivarooraizvimagen alpha iproblem havanahunhu zvachosemost of the.m inzwa kutimaivanoyenzera nemwana wavo this is detrimental ndimai vakeheloves his mom bad mkadzi uyomust gooooo😮
Veduwee amai ndaamai chero rikava hure kana muroyi vanga mai vemkadzi or vemurume mai havanongedzwe huroyi kana kurohwa ingozi iyi why paita problem varoora munonanga amwene ko kana zvichibva kwako mkadzi zvawaitira amwene vako ndozvauchaitirwa newakowo muroora
This one question is specifically for traditional court decorum. What I don’t understand is why normal communicative gestures are disallowed in some courts including this court yet these gestures are part and parcel of communication and expression. The only gesture that I think it’s obscene and agree for the ban, is the finger pointing.
Ehe rudo zvarwo asi pachivanhu vana vevamwe varume havachengetwe kusiri kwavo....kungoti ndimai Dai vari madzikoma or vana bamukuru vataura zvaitonzwika!!!!!
Basa ramambo ndere kuyananisa. Apa mambo you failed. Nyaya yembereko can be investigated medically and to blame amai is very unfair. Mukoma must go medical and it's not the mother's place. Respect your parents regardless.
Young lady you don’t need to defend yourself or your kids kuti vari kuchengetwa naana baba vavo. While he’s with you he’s taking care of your kids and there’s nothing wrong about it. Families are different and unique, so is yours. There’s nothing wrong to love a woman in with 5 kids or more. Those people who laugh at you are simply ignorant.
apa he failed wangu, pane deeper issues apa eg mai claimed kuti "vakazvara mwana wavo zvakanaka, hameno kuti chii chakazochinja" for me zvine deeper meaning. She wasnt asked kuti makazvara mwana wenyu sei there no need to mention that unless she mean kuti ndinoziva kuti mwana wangu anozvarisa, the question is how did she know kuzvarisa kwe mwana wavo. Nyaya iripo is mai avo vari kusekwa kuti mwana haazvari, wife cant be claimed ane vana 5, whereas the guy in 6 years 2 marriages no mwana hazvidi rocket science izvi
Pane dna yanezuro saturday babamukuru vachiti mupfanha wavo haazvare nekuti akazvarwa akaremara mwana akanzi akafanana nababa wepanext door but result ra99,99%. 31 years sisi wakatobereka vana 5 haa hauteerere muviri wena kana mabharani atosimudza msoro kukuzoomer 😂😂😂.
Muroora ari wrong papi, hamusi kuona kuti Mai vatori neruvengo here kumuroora ,zvese zvavari kutaura hamusi kuzvinzwa wo kuti ruvengo?Mwana wavo chaiye akatozviona kuti Mai vari wrong kwakutosuduruka wani
Vana Ava vari kujaira Amai Havana respect Na mwene especially muroora Mwana komana Uri kuitiswa mhosva Kuna Mai vako.mkdzi anoyenda mhosva inoramba iri yako dzidzai kunnyarara .uye endai Kunana sekuru mutaure nyaya iyi muripe Mai venyu
31 years vana five here asi guys 😮😮😮
Muroora dzikama haumusidzane naamwene
Kwete mamwe madzimambo anongofunga kuripisa,,jongwe ramambo mombe nembudzi yedare,,,basa ramambo harisi rekuripisa chete asi kuyananisa vanhu😊
Nyaya ndiyo inoripisa but muroora aingoripa vamwene okumbira sorry kana vachiti ndakatukwa ndiko kuti zvipere
Mukomana anokudza amai vake but amai varikurwa shanje kuti muroora anditorera mwana wangu handichawane zvandoda kumwana wangu
Iwe ungadawo mwana wako achengete 5 kids veumwe murume😅😅😅😅
Ini ukandiona nemroora wangu we are like sisters
Asi nyangwe mai vari muroi respect inongodiwa mai ndevako hazvife zvakachinja.usanyanye kuterera mukadzi stereki munogona kungorambana futi wosara namai vaurikutuka ivavo,kana vachiroya zivai nemoyo kwete kuvatuka chenjerera ngozi boy.muroora usatuke amwene,kana mashanda nemombe nengoro yavo vapeiwo mari pliz murikuwana mari nezvinhu zvavo zvavakashanda vega nyangwe zvazvo muchiti vakaipa.lzvo hazvinakidze veduwee mwana kutora mkadzi ane vana 5 ahhh zvakanyanya 1 zviri nani
Ndiye waada
@37:33 I wish people should refrain from one way thinking but to explore medical ways in investigating fertility issues. By this enquiry yamatoita iyoyi it’s like validating what muroora is thinking kuti amwene vakaroya mwana wavo. And for many leaders who are smirking panhau yekuti munhu haana mwana I don’t understand how it’s so funny. Yes vamwe mune mhuri but this case is not for laughing but to seriously consider helping this young man. Ngative ma leaders ane wisdom as well. We can laugh but there’s need for seriousness nekutya Mwari.
Not kana mai vati haifi wakabata mwana
Makoni imbavha
@@munyaradzinherera3383 that’s why I said try medical solution co sometimes people make threats and threats won’t beat medical solution if it is a medical issue. We all make threats and we want them to manifest.
Asika mambo Mai vangataure zvakaipa asi hazvipe mwana nemuroora kuvatuka maidai matsiura vana virir ava nekuti mangwana madaumbidziko avo musipo
Hondo iripakuchengeta vana 5 naye mukomana kuda vana here😂😂😂😂😂 kusvoresa Mai chero mukadzi arimudiki kumurume 5 vana aaaaaa
😂😂😂😂
Our Previouuus hheadmaster💃🏻 Mr Kutaddzaushe
Amwene ava let’s not burden her nemutoro wese wemwanakomana wavo. He’s a grown man who should seek medical help. He’s over 30 and he should be a stand up man about his business. The only help he needs is to make him focus on the medical side of the case. Otherwise this alternative way, he’s gonna be told your mama is doing this to you, especially vachiri kutofema zvavo kudai. Otherwise this family will forever fight.
Ko kana vachishandisa mwana wavo
Explore medical help ALSO is what I’m saying. For me kana medical diagnosis yashaya dambudziko or he’s told there’s nothing wrong with him, then of course he should consider the other way. My point is ukatsvaga makudo mugomo unoawana. At the end of the it’s important to build family relationship than refuelling the fire.
1 mambo asina makaro asi nyaya iyi kuti ipere kutoripisa chembere idzi dzoda kuripwa zvokuti apo dziri wrong futi nokuti ndamai. Ipapo kuuya kwavaita kuti anondiripa chete. Plus muroora achadherera futi achiti endai motaura kwamunoda mugowana kuti mopiwei
Kakachenama kamukadzi aka
Muroora pamwe arikutonwa hake family planning. Vakadzi vakachenjera .
Ko wekutanga 3yrs achinwa futi here
Amwene avasikuda muroora nekuda kwekut anevana vakawanda
Matonga mushe mambo. Mhuri iyi ngaidzidze kupanana respect. Vana love your parent from afar 😊
The chief was my headmaster at nhowe high school 😅😅😅😅Mr Kutadzaushe
when were you at Nhowe Mission
Vakabva paIgava vachiuya Nhowe
@@SandraMagunje-l5c exactly
@@bightonchinembiri Manga muri maseniours edu Brighton .I was at Nhowe from 2009 to 2014
@@SelinaNyashaGowe ooh, that means wanga uri a good student lol
Mambo nunurai mwanakomana uyo pakushandiswa namai vake mai havachadyiwa bota nemwana nekuda kwemuroora nyaya chaiyo chaiyo havana avo
Kodza akagara 3 years vakarambana, now uyu mukadzi agara 3 years,time yekuyenda yemkadzi yakwana futi, amwene vane katurike
Ndatombozvifungawo
This is the best presiding chief ever. Very analytical.
Yoo vana 5 apo haya ziiii zvangu
Simuka tienzane naamai naamwene hazvibude kutongesana naamai mwanakomana uri kupara mhosva. Mambo tsiurai vana avo vasamisidzane nemubereki
This is why kana munyika muchiiswa vatungamiriri kuti kuva nemukuru anotonga kuti nyika irongeke . Mukuru mukuru ,iwe murora zverereke. My wife managed to live with 9 of my sisters and my mother . This is because aka zvirereka. Imagine 9 sisters,it was not easy . However she made a choice to create relationships rather than to destroy. After all it was me and my wife providing for everyone. What she did not do was I am the provider so I am the boss. From work aingoita zvinenge zvisina kuitwa akanyarara. vaindi rwadza but vakatanga kumuremekedza nanhasi they call her amai . Mutora zvininipise mumusha me vanhu.
@@Rik-vx8nxmusatora vana vevanhu muchiisa mumusha menyu muchida kuzotsika muroora musoro nekuti haasi wemo please
Vamwene nemuroora kugarisana manhenda chaiwo, vamwene vatorerwa murume anova mwanakomana wavo zviripachena kkkkkkkkk, inhubu yemai iyo 😂😂😂
Ingozi yamabika chief 😢
Mukomana bhoo here upstairs
Unhu hwevana komana vanoroora nenzira yakadarò havasodi vabereki . Nyaya huru iripakuti anenge akatorwadzisa mai kare pakukweva shazhu zvinhuwo zvisinga gamuchiriki asi zvichitovako haa marwadzo ega ega. Otora mombe dzamai kushandisa kuti achengete vazukuru vasiri vepamba apo
3 years dzakwana kwaakuda kuuya mumwe. Iwewe muchinda rega kuroorawo machembere. Ichokwadi kuti ichembere ungatanga mutambo uri pa 5-0 here? Kutanga uri pa 5-0 hazviite mhani.
lets sae azozvarawo mface uyu..akati arikudawo 5 mai avo vanenge vave mu10
@cyprianchimboza3839 shaa amai amai avo vanotozvara manje ukatarisa vana vavainavo vanogona kuva vevarume 2 or 3 kwete hwani. Vanenge vanogona kuzvara vese vavasangana naye vanotomuzvarira and handifungi kuti 10 vangambonetseka navo. Ndofunga vanotonetsa murume kuti shaa tunda vanhu kwete mvura tirikuda vana
Amai vanerushusho ava
Kana munhu ada mvana yake imhosva here aaaaa😮
Haaa Mambo ndazoona kunge vakunamata kkkkkk vapererws
Amwene nemuroora vakatukana asi amwene vakazokandwa makunun’unu maodzamwoyo. Especially words about the situ of her son. Haaaa vakabhebheswa. 😅
Amwene vanonetsa avo
Mai avo itsotsi vanenyaya yavo kwete iri mudare
Amwene ava varikunyeba . Nyaya yavo varikungotsenga tsenga .
Dai vakagadzirisa chaita kuti mwana aite 2 wives in 6 yrs and no fruits dai pasina kurwa kwese uku
That guy said he is 36, arikumaziva here makore aarikutaura. He looks 51😂
Ane vana vake Ari right,unozvibara imiweeee
Dady codza😂😂😂😂
Ukaona munhu achisvora this young man kuti anochengeterei vana 5 vemukadzi wake, that individual has no clue as to “what is love.” They have no clue and probably haven’t felt it yet themselves. 5 kids or not where true love is, it’s resident there.
Vana amwene futi😂😂😂
Amwene nemuroora havafanirwe kugarisana, period.
Nhaimi mambo imi ummm
Dambudziko nyangwe mkdz akauya nevake vke mai problem vanoziva zvinoita mwana wavo asazvara hanzi ndoziva mazvarire ndakaita mwana wangu akamboroora mkmna uyo 3yrs akashaya mwana ft
Ko Chitungwiza inogarwa nemuroora ndeyeElo here or Makoni nepakati 😂😂😂😂
Elo
Ndofunga Makoni nepakati V I D kkkkkkk
Kumaruzevha kwakatengeswa , so kwavewo kutaundi
Mupfanha arikutunda mvura uyo. Haana hurume anotunda mvura haizvarise. Chibereko chemukadzi uyo chotoda mishina muhombe kwete tudora.
Ane problem. Munhu asingazvare ngaawirirane nehama. Anochengeteswa vana 5 vakura ozorambwa odzokera kuhama dzake.
Mambo maparadza mai nemwana imi ,mukomana uchaita munyama iqw
Mwana wacho anenge anoshandiswawo
Munhu ane choice yekuroora waanoda mai vari kupindira pasi pavo . Nyaya yekuzvara inofambirwa may be ingozi kana madical issues mumwe ne mumwe ngaazive place yake chete
Seek medical attention first when it comes to infertility before resorting to traditional ways.
Amwene havadi kuti mwana agare nemukadzi 3yrs dzakwana vakuda kuti aende muroora uyo.
The Chief Failed - he was supposed to explain the roles of th mother and muroora and son in African culture setting .
Ndivo ananwene vanozopedzisira varohwa
Amai ava @@VIVIANMASAMHA
Zvivarooraizvimagen alpha iproblem havanahunhu zvachosemost of the.m inzwa kutimaivanoyenzera nemwana wavo this is detrimental ndimai vakeheloves his mom bad mkadzi uyomust gooooo😮
Hmmm asi iye muroorawo kana murume vake akanoonga anorongedzawo pashoma upawo amai. Musadaro imi
Vana 5 kuita danga here
Veduwee amai ndaamai chero rikava hure kana muroyi vanga mai vemkadzi or vemurume mai havanongedzwe huroyi kana kurohwa ingozi iyi why paita problem varoora munonanga amwene ko kana zvichibva kwako mkadzi zvawaitira amwene vako ndozvauchaitirwa newakowo muroora
Mawoko amomz manje avo😂😂😂😂😂
Mhai endai nenyaya yenyu kwaChief Mutasa chief murikurudzira muroora kutuka vamwene
This one question is specifically for traditional court decorum. What I don’t understand is why normal communicative gestures are disallowed in some courts including this court yet these gestures are part and parcel of communication and expression. The only gesture that I think it’s obscene and agree for the ban, is the finger pointing.
Ehe rudo zvarwo asi pachivanhu vana vevamwe varume havachengetwe kusiri kwavo....kungoti ndimai Dai vari madzikoma or vana bamukuru vataura zvaitonzwika!!!!!
Mambo amai ava vakura varengererei nyaya dzacho dzakawandisa
Muroora hafanire kunongedza vamwene ndosaka Amai vari ndikuda kuziva kwavakazviona musabatirire gogo avo please
Chief iri zidofo remunhu kupesania Amai nemwana tsvee kuvagadzirisa kuti muroora azive kuti ava ndimai vamurume waakagarira
Uuum uriiwe unoitonga sei
Uuum uriiwe unoitonga sei
Kanti moti muroora haaremekedzwa nekuti haasi mumusha make here
Mbuya inoshusha iyo apa vanenge ndovakasunga mwana wavo
Nhamo yekuzvarwa iyi ukawana mubereki akaoma musoro unoona nhamo nekuripiswa mwana angaite 6yrs asina mwana amai vakangoti ziii chokwadi
Good decision
Mai vanoshandisa mwana uyu
Basa ramambo ndere kuyananisa. Apa mambo you failed.
Nyaya yembereko can be investigated medically and to blame amai is very unfair.
Mukoma must go medical and it's not the mother's place.
Respect your parents regardless.
Very true.
Murume idunununu big time😂😂vana5😂
Mother vochibvondora chekamkadzi ako😂😂😂😂😂mkadziwemunhu😂😂
Kudadira vabereki soooo...tikutochemera ana mai vamwe musadarooooo
Mai vanonetsa ava yowee
Uyo mukadzi mukuru anotonzwika pakutaura
Vana awa pliz respect chembere iyo muone ma blessings
Mai avo vanorara nemwana wavo kumuita murume
Yaaa Amwene vakura vanwe vanhu vakuru havatodi kupindurwa iwe Kodza chengeta Amai havazonzwisisa kuti hausi kuchengeta vana vemkadzi
Young lady you don’t need to defend yourself or your kids kuti vari kuchengetwa naana baba vavo. While he’s with you he’s taking care of your kids and there’s nothing wrong about it. Families are different and unique, so is yours. There’s nothing wrong to love a woman in with 5 kids or more. Those people who laugh at you are simply ignorant.
Vanozviita vanamai kushandisa vana vavakazvara nokuda kwemishonga vachitoona mwana wavo anetenge murume wavo
Vana vakomana vanotora side remukadzi
Amwene vanosvoteswa nevanhu ava ndochokwadi
Kamuroora kajeti varoora vasina kudzidza vanonetsa ini hangu muroora wangu handidi naye nekuti ndiye mumuchete muroora wangu akadzidza
Mambo vanondinakidza hangu awa vachita kunge vasikuziva hawo
Chef magonesa vanhu must respect each other
Vana 5 vakanyanya zvavo even though she’s 31 years old.. let’s not blame amwene vakurwadzirwa mwana wavo .
Very true
Kana nemiwo vana 5 with different father's pamwana wangu 😂
😂😂😂😂😂😂😂 Zvine kakusaita 😂😂😂
Haa hazviite izvozvo. Mukomana uyo irombe
Mwana wacho rinenge dzungairwa
Pakarema zvapo chokwad
@@UniqueSibbs azvitoiti
Mambo ava vanotonga zvakanaka. Kwete chibhinya chatinoona kune mamwe madzimambo
apa he failed wangu, pane deeper issues apa eg mai claimed kuti "vakazvara mwana wavo zvakanaka, hameno kuti chii chakazochinja" for me zvine deeper meaning. She wasnt asked kuti makazvara mwana wenyu sei there no need to mention that unless she mean kuti ndinoziva kuti mwana wangu anozvarisa, the question is how did she know kuzvarisa kwe mwana wavo. Nyaya iripo is mai avo vari kusekwa kuti mwana haazvari, wife cant be claimed ane vana 5, whereas the guy in 6 years 2 marriages no mwana hazvidi rocket science izvi
Pane dna yanezuro saturday babamukuru vachiti mupfanha wavo haazvare nekuti akazvarwa akaremara mwana akanzi akafanana nababa wepanext door but result ra99,99%.
31 years sisi wakatobereka vana 5 haa hauteerere muviri wena kana mabharani atosimudza msoro kukuzoomer 😂😂😂.
Amai vanonetsa zvavo ko nyaya dzinorambidzwa vanhu heree
Amwene ava havadi kuti mwana wavo agare nemukadzi uyo
Mbuya vadickson amai vamai dickson
Siyai mbuya vafambise maoko vari kunzwa hasha
Asi Kodza every 3 years anofanira kuchinja mkadzi here🤔🤔🤔
Ini hangu amwene avo ummm ndavapa red card kare ,ini andina kuvachenesa zvachose
31years vana 5 ini 30 ndine 1 vanhu varikushanda mudzimba umu
5 vana.mmm pakaipa
Moms iyo inomhanya mushini
Amai havatombonzwisisi havo ava iii
Maoko kudiiko munhu anotaura achisimudza maoko zve nhaiwe
Chi babe making machine
At 31 5 kids iwe sadherere
Mai ava vanebasawo besides kuti mwana akaroora chembere
Mambo kutonga hamugoni muroora Ari wrong
Muroora ari wrong papi, hamusi kuona kuti Mai vatori neruvengo here kumuroora ,zvese zvavari kutaura hamusi kuzvinzwa wo kuti ruvengo?Mwana wavo chaiye akatozviona kuti Mai vari wrong kwakutosuduruka wani
Siyai muroora
Ko pamwe muroora akaguma kubereka
Mwana ngaanoudza vana sekuru zviri kunetsa mai vofamba nemwana wavo
Ndoanamai vanoshandisa vana avo
Mwana uchaurawa namai ava
Chembere idzi dzaenda off side of story mai ava vakatukwa but mambo akutonga nyaya yembereko
Kwakukura gogo avo hvadi muroora