Musikana wake ndi EX wemukoma zvese bvuu muChurch-Prophet T Freddy
Вставка
- Опубліковано 6 чер 2024
- Musikana wake ndi EX wemukoma zvese bvuu muchurch
Munhu wese unokokwa ku SPECIAL SUNDAY 30 JUNE pa Corner Highglen rd and Mushayabande rd Glen Norah B Harare
+263712528094
+263778059270 - Розваги
One day it's one I will be there ❤
Kwa T Freddy usaende kana uine zvipande.Unobatwa😂😂😂
Haaaa freddy ndomuda mhani
Ini handigone navo Prophet T freddy he is a true man of God
I love it 😍😂😂😂😂😂
Thank you my father 🙏🏻🙏🏻🙏🏻
😂😂😂😂Ndiri kunzwa kuda kudhomoka boyz rangu. maita henyu prophet ❤
Inguva zvayo ini ndrikusvikapo mamanje
Mkoma zidhamudhamu remunhu ....hapana zviripo
Ne Freddy here mopedzerwa...
Mukoma munoroya imi ....😢😢😢why kudaro mupfanha wenyu
Prophet munofumura zvakavadzika
One day I will be there
Satan unonyepa chete, Distance is not a barrier Prophet, muchandisunungurawo chete
Ko mkoma musadaro imi kutadza kuudza mwana waamai venyu
One day ndichamirawo pamberi apo ndichiporofitwawo na prophet
Tàurai papa
Aaaaaaaah
Haamudi munin'ina wake anoda kumuitira hutsinye
Chokwadi chemahara
Zvakaoma
Prophet l see your prophecy in my dreams may it come true
Hapana zvamukoma apo
Zvoita sekunge une jealous prophet
Apana kuroya kunodarika uku.mukoma shuwaa mungaitazvakadaro.here