3 Months mukadzi achigara nechikomba

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 16 чер 2024
  • 3 Months mukadzi achigara nechikomba

КОМЕНТАРІ • 98

  • @manasschibanda
    @manasschibanda  10 днів тому +10

    Thanks for watching-Remember to share

    • @isaacmarikete5152
      @isaacmarikete5152 10 днів тому +3

      𝒀𝒐𝒖'𝒓𝒆 𝒘𝒆𝒍𝒄𝒐𝒎𝒆❤

  • @user-ph9wj1qt7b
    @user-ph9wj1qt7b 10 днів тому +9

    Chief bushu mambo wemabhishu😂😂😂

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 10 днів тому +14

    Mambo bhushu nyika yavo ikuhurwa zvisingaiteee😂😂😂😂😂

    • @rumbidzaimusengezi5860
      @rumbidzaimusengezi5860 10 днів тому

      Havape vanhu mukana wekutaura nyaya yavo mafambiro adzo ivo ndo vanoziva zvese saka vanhu vanodzidza sei kuti chihure chakaipa.vanhu ngavataure zvikonzero zvova hurisa ndozvoda kugadziriswa first kwete kuti munhu asti ataura otonzi ndaziva nyaya yako .hazvipere

  • @TanyaMuridzo
    @TanyaMuridzo 10 днів тому +8

    😂😂😂😂😂 kwaBushu kune mahure veduwee haiwaa 🙌🙌🙌🙌 3mnths ndisina mukadzi wanku 😂😂😂

    • @sdshippers9332
      @sdshippers9332 9 днів тому

      😂😂😂😂😂😂😂 mahure njeee

  • @lovemorechinyadza6603
    @lovemorechinyadza6603 10 днів тому +6

    Shamva ndeyemahure

  • @fidelisbeta5696
    @fidelisbeta5696 10 днів тому +9

    Kana uchida zvechi bishu enda kwa chief Bushu

  • @kinboychizema2512
    @kinboychizema2512 10 днів тому +2

    Thanks apa watora nyaya zvakanaka chakanaka chakanaka

  • @sekuruvaJamella1078
    @sekuruvaJamella1078 10 днів тому +2

    Ko hanzvadzi kwaberekwa ana amai anomira Mudare satezvara how? Chivanhu chekupi. Musiri vedzinza rimwe

  • @bkndambaz4885
    @bkndambaz4885 9 днів тому +1

    Chief bhishu.

  • @RutoGumbo
    @RutoGumbo 10 днів тому +3

    Hanzi namambo makundinyadzisa UA-cam ndakunzi mambo wemabishu

  • @porciarutsvara6953
    @porciarutsvara6953 2 дні тому +1

    Avo malume vechikuru vanobhowa vanoita kunge vakasataura imhosva, akachengetwa kaaa ne cousin brother yake yekwa mai vake so vane ryt yekutaura, zvekuzoda kupatsanura izvo hazvinei navo ngavagadzirisa nyaya sezvairi..
    Nonsense..!!! Bushu aigona kutonga kare not now akadhakwa~dhakwa,is it bcoz dare rake 99.5% ndezve mjolo only😳🤣🤣🤣🙌

  • @breezebhidho1732
    @breezebhidho1732 9 днів тому

    The King cried and cried because you are embarrassing me 😢😢

  • @wellingtonnhiwatiwa6449
    @wellingtonnhiwatiwa6449 10 днів тому +1

    Mambo ripisayi hanzvadzi dzemukadzi here iro zvakare

  • @user-ge7wd5kq8k
    @user-ge7wd5kq8k 10 днів тому

    Rova mukadzii wakoo shamwarii ndiroo bishu

  • @user-ku6pz3pm7p
    @user-ku6pz3pm7p 2 дні тому

    Nzvimbo yékwachief bush iyi yakamboita seiko nechihure

  • @mildredvubula326
    @mildredvubula326 9 днів тому

    Regai kumanikdza vakadzi imi chief imi tongai nyaya sezvairi varume ava mapenzi

  • @FaithBushu
    @FaithBushu 8 днів тому

    My pple, love u sekuru bushu

  • @frankmakaure1163
    @frankmakaure1163 10 днів тому

    Sound please

  • @patiencechimwanda1204
    @patiencechimwanda1204 10 днів тому +1

    Mambo vachema chema hanzi murikundinyadzisa

  • @BvaruJoker-bg6zl
    @BvaruJoker-bg6zl 10 днів тому

    Chokwadi Chief Bushu nyika yenyu dzingiri nyaya dzechihure chete chete

  • @user-ku6pz3pm7p
    @user-ku6pz3pm7p 2 дні тому

    Vanozobvisa gupura vakadzi ava kna vaona kti vahura vabatiwa

  • @felistusngwenya4129
    @felistusngwenya4129 8 днів тому

    😂😂😂😂 haa kwaBushu kune mahure

  • @user-ku6pz3pm7p
    @user-ku6pz3pm7p 2 дні тому

    Vakadzi vanohura havo vekunzvimbo iyi

  • @matronmoyo
    @matronmoyo 10 днів тому

    Ripisai vakadzi chanģamire. Chihure chega chega

  • @BrianTiblings
    @BrianTiblings 9 днів тому

    Mambo wema dhishu 😂😂😂😂 Boe hre mambo

  • @runesurunesu5609
    @runesurunesu5609 10 днів тому

    As long as Chikomba chiri icho chinobhadhara muripo then expect kuti number yema cases iwedzere. Zvine mari kuroora bhishu

  • @andremtetwa9780
    @andremtetwa9780 8 днів тому

    kkk Mambo wemaBishu kkkkkkk asi vanhu ka

  • @Countrychoice253
    @Countrychoice253 10 днів тому

    Mambo mavakuzviziva henyu Kuti nyaya dzenyu ndedzemaBhishu

  • @user-yw4zs9iu4d
    @user-yw4zs9iu4d 10 днів тому

    Mai vanakirwa nebota rekuzhe😂😂 chief bushu nyika yema bishu😂

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 9 днів тому

    Kana Gokwe irikuuya nazvo kwachief chireya dzangova dzemjolo😅

  • @user-qb1pf6ym3t
    @user-qb1pf6ym3t 10 днів тому

    Muface akatora mukadzi wemunhu simple akatora advantage yekunetsana nemukadzi

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 10 днів тому +1

    Zera iri panga patove nevana 4 asi munoshanda bonde chete 😅😅😅😅😅 makanyanya kkkk

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 10 днів тому +1

    Mukwasha is bitter ...tsano ndi tsano......

    • @CMutadza83
      @CMutadza83 10 днів тому

      Itsika dzekupi kuti anozvarwa mudumbu mamai wangu anomira mudare achiti nditezvara. veropa ndiye anomira

  • @jealousmugauri2845
    @jealousmugauri2845 10 днів тому

    Chihure chanyanya munyika menyu Chief

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 9 днів тому

    Chingosiyana naye.Usamanikadza kana asisade!

  • @wellingtonnhiwatiwa6449
    @wellingtonnhiwatiwa6449 10 днів тому

    Mukadzi uyo anodheerera nechikomba chacho chinoda kurova mubhadharisei mambo

  • @marlonrusvava9875
    @marlonrusvava9875 9 днів тому

    Nzvimbo iyi yakamboita sei chaizvo

  • @user-zs9ii7ej7z
    @user-zs9ii7ej7z 10 днів тому

    Musanyadzisa mambo imi vane zita rekunzi mambo vema bhishu musadaro

  • @wellingtonnhiwatiwa6449
    @wellingtonnhiwatiwa6449 10 днів тому

    Uye chikomba chine ka t shirt kachena murwere hakana pfungwa kakarombera vakadzi

  • @musashoko1389
    @musashoko1389 10 днів тому

    Baba vemukadzi ndotsotsi vanenge varikuda mukwasha mutsva 😂😂

  • @user-kl8hq3qe8t
    @user-kl8hq3qe8t 10 днів тому

    Zvakaoma

  • @user-fk6ew6zc8m
    @user-fk6ew6zc8m 10 днів тому

    Chief munyika menyu ndamutadza

  • @user-ge7wd5kq8k
    @user-ge7wd5kq8k 10 днів тому

    Tsvagai mumwe mukoma uyu mukadzii siyanai naye asi mambo chimboripisai nevakadzi vachoo vanyanya a aa

  • @kudakwashehlupo6246
    @kudakwashehlupo6246 8 днів тому

    MANASA CHIBANDA , MUCHINA YAKO NGAIITEWO ZVIRINANI IRIKUPOTA ICHISHOSHOMA

  • @jemitiasjemitias8027
    @jemitiasjemitias8027 8 днів тому

    I think vakadzi vanofanira kuripiswawo

  • @vamutasvi
    @vamutasvi 10 днів тому +1

    bushu = bhishu

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 10 днів тому

    Kkkk haaa chinzvimbo ichi chine mabhishu hacho

  • @lydiamusarapasi4528
    @lydiamusarapasi4528 8 днів тому

    Iyewo chikomba futi cz haana chaakabvisa chake kuzvarisa vana 4 pasina kuroora . Kamukono ketsambarafuta😂

  • @michelleboko2875
    @michelleboko2875 10 днів тому

    Kuda kupihwa mombe nechikomba apa iye wacho hapana kana chakabvisa

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 10 днів тому

    KwaBushu kune mahure shame.Hatizviine kwaMutasa zvakadai sei

  • @dominicchikwaikwai4061
    @dominicchikwaikwai4061 10 днів тому

    Mabhishu akawandisa. Kkkkk

  • @natashahweru9479
    @natashahweru9479 10 днів тому

    Uku kunongoda kupiswa zvovharana tisazadze vmww please chihure chanyanya uuuuuuu

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru 5 днів тому

    Zvakaoma hazvo

  • @mutsasanyangowe6974
    @mutsasanyangowe6974 10 днів тому

    Shamva yatove cannan chaiyo

  • @MafiosHlaluka
    @MafiosHlaluka 10 днів тому

    Bishu maita mbiri yemahure nyika yasviba

  • @user-gn8gb1gg1j
    @user-gn8gb1gg1j 10 днів тому

    Tsano vakuda Doro mukasha munyowani ane cash ndi boss

  • @abigailpetro5955
    @abigailpetro5955 10 днів тому

    KwaBushu kwakawanda chihure

  • @wellingtonnhiwatiwa6449
    @wellingtonnhiwatiwa6449 10 днів тому

    Tsano awo vanoda kutsikwa nejombo pahuro anonyepera dare

  • @bkndambaz4885
    @bkndambaz4885 9 днів тому

    Batai hure renyu iro mambo

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 9 днів тому

    Kana gupuro rakaenda ndizvozvo munhu ngaaite move on,ungacheme kuti 3months usina mkadzi wako waivepi hanti munenge muchihurawo nemari dzefodya nedzeku mine

  • @wellingtonnhiwatiwa6449
    @wellingtonnhiwatiwa6449 10 днів тому

    Tsano awo itsvina imharadzi

  • @St-G2
    @St-G2 10 днів тому

    Munhu aifanirwa kuti akaroorwa mboro dzepanze adzichapinde muna amai. Tozvichinja sei

  • @MutsaiChikuni
    @MutsaiChikuni 10 днів тому

    😂😂😂😂😂chihure chawanda kudarika mari

  • @juniortichawona
    @juniortichawona 10 днів тому

    😂😂😂Shamva kune mabhishu manyama

  • @user-xy9ln3yf4r
    @user-xy9ln3yf4r 10 днів тому

    kkkkkkkk avo havana nyaya

  • @rumbidzaimusengezi5860
    @rumbidzaimusengezi5860 10 днів тому

    Zvozoita hr kuti mambo vati vanhu vasimuke vasinga wirirane

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 10 днів тому

    Saka uchanozvara futi pamusoro pe4 kkkk kupa vana nhamo sure

  • @TinotendaTaruvinga-vc8nx
    @TinotendaTaruvinga-vc8nx 8 днів тому

    mafananiro akaiita iri kunzi hanzvadzi ne chikomba icho unotoshaya kuti zviri kudiiii

  • @alfredtatendaviyano3054
    @alfredtatendaviyano3054 10 днів тому

    Mambo wemabhishu😂

  • @user-lk5uk9gq5b
    @user-lk5uk9gq5b 10 днів тому +2

    Uku Kuma purazi shuwa mujolo vanoita weku dzvova , munhu ano famba achinhuwa mwiri wese mujolo chete.

    • @nondochirau9664
      @nondochirau9664 10 днів тому

      Kkkk kunotyisa sure zvakaoma inyika rudziii

  • @kudakwashechikwiro3029
    @kudakwashechikwiro3029 10 днів тому +1

    Apa chikomba chacho chikutoratidza kuti murwere

    • @LinetChipfurutse
      @LinetChipfurutse 10 днів тому

      Vese varwere chero muridzi wemukadzi akatotsvuka muromo

    • @user-ph9wj1qt7b
      @user-ph9wj1qt7b 10 днів тому

      😂😂muridzi wemurume miromo yakaputika iyo kuzorana kwega kwega

  • @NathanDadTV
    @NathanDadTV 10 днів тому

    Uyu mambo haana hungwaru samambo Mutasa.. This woman was raised by a maternal brother zvemutupo zvine basa reyi if they didn’t raise her?? Uyu akanyenga mukadzi arambana na blaz uyo hapana mhosva apa

    • @user-wi9wk7fy8t
      @user-wi9wk7fy8t 9 днів тому

      Taura hako vakarambana vakuda kusimudza musoro vaivepi achichengetwa

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 9 днів тому

      Ehe hapana ndipo paunonzwa mambo Makoni akuti mukadzi haasi wako Rega asvi**rwe nevamwe😅

  • @nyashadzashesibanda7334
    @nyashadzashesibanda7334 10 днів тому

    Manas mwana wekwa chibanda thank you

  • @SibongileNgwena
    @SibongileNgwena 3 дні тому

    Ahhh shame

  • @wellingtonnhiwatiwa6449
    @wellingtonnhiwatiwa6449 10 днів тому

    Kate zvakaoma ako kabhinya kuda kuitisa hanzvadzi achirasa vana vake uchatambura kurasa vana 4 uri rombe ramai rombe gadzi

  • @alexandermuteyiwa8578
    @alexandermuteyiwa8578 10 днів тому

    your sound is bad

  • @KuzivaFaka-bt7hq
    @KuzivaFaka-bt7hq 10 днів тому +1

    Mkadzi hure.

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 10 днів тому +1

    This is a cursed land😂😂😂😂

  • @user-vh1sy5zs8g
    @user-vh1sy5zs8g 10 днів тому

    Chikomba ichi hachidi mai ava anoda kuita shayisano kuti mai ava hazoshaya kwekuenda avasiya pa bhani