Thank you for bringing Gogo pachirongwa.. Vanga vatokanganwikwa shuwa. Vakaita mbiri kare, i think she was right when she said vanga vambosiirawo vamwe kuti vaite. Kune vakanga vaakunyepawo kuti ndiwo Manhambara, and of course kukazouya ana Tsikamutanda..I remember when i was very young, isu vekuChiweshe taiita majiti makore acho iwayo paitove nesong kujiti yavaiimbwa..oh how i wish i could record and post it here😂😂😂😂 Hande kwaManhambara, ahee iye handeii mai vako vanoroya.. guva rakadhirika..ahhe iye handei mai vako vanoroya🎶🎶💃💃🕺🕺🕺
Ava ndovasaluter muzukuru wemakombwe Manhambara muzukuru wanaMbari ndovane history zhinji ivava nekubatsira dambudziko havana chvasingagone more life to u gogo Manhambara
Drewmas media muri kuita basa guru ❤❤. Rambai muchiita zvakanaka Mukomana Neshamba mazo tadza kubvunza ambuya Manhambara kuti kana vachirapa vanhu asipo what about vanoda havo kupiwa muteyo seni vanokwanisa kundipa muteyo ndiri kure Ini muteyo ndinouda zvangu nokuti ndinonzwa vanhu vachiti unogona kuroya usingazive uye dai abvunza kuti iye munhu anogona kuroya asingazive here
Gogo ndo real deal to deal with varoi vekwamutepa vana Dorcas Maria Mavis morgen Christina zondai ndovaroi vanetsa kuheadlands village 50 Ava kudya mwana wavo now vakuda kudya ini nxaa manje ini handina hukama nemi and handina ropa mundisiye nevana vangu makadya murume wangu imbwa dzevanhu.
Thank you Mr Andrew. But apo pamati tifone tikuudzei problem first kuti muzotiendesa kwakakodzera . handioni pakajeka. Hongu tiperekedzei but respect privacy ye vanhu. I believe information iyoyo it's between arikubatsirwa neanobatsira. Matonzwa kuti Gogo hawana kutaura mazita evanhu
Musha unemudzimu awurarwi nenzara. Vanhu vanobata mabasa akadai deserve life of abundance. Tinofanira kuwona good life kwavari. Unfortunately their charging system does not change their fortunes.
Could it not be that these are true and honest spirits that wants people helped,not in a commercial way. But to them I think they appreciate those charges even if they don't make them rich. I also think their greatest love is healing. But I quite agree with you they deserve better for their upkeep and doing more for patients.
Good story, but I have couple of issues regarding MAshave and Njuzu. The protocol we know and which makes sense, is that the spirit comes first, and then states that it is accompanied by a Shave or spirit. Mbuya Manhamba says its the other way round. This is not right because, how does thre family accept Shave and Nkuzu because they are unknown to the family? A spirit is interrogated by the elders asking who they are , the names of their parent or grandparents. Its only when they provide satisfactory answers to these questions that a spirit is accepted by the family. That can't be asking that of a Shave or Njuzu because neither would have a name known to the family. As such the spirit comes first then it informs that it is accompanied by the Shave or Njuzu to help with the work they have come to do. The other issue I have is about asking political questions, about election campaigners and Chinese miners. That was off topic and the answers were political. He was speaking with the spirit medium as a person and not the actual spirit of Manhambara. And lastly, regarding to acceptance of prostitution. I want to argue that this is a new thing, because its of condemned in the realm of the spirit. Andrew should know thing from of his recent experience in Darwin cleansing events. The song also suggests that it is a foreign practice.
Usanyeperwe ndina baba mukuru vangu vakainwa miteyo iyo vakatora vakuma 97 89 years vanwa vakatoita more than 30 40 years cachirarama vanwa kwamanhambara uyu taitove Vana now I'm 37 years old
Thank you for bringing Gogo pachirongwa.. Vanga vatokanganwikwa shuwa. Vakaita mbiri kare, i think she was right when she said vanga vambosiirawo vamwe kuti vaite. Kune vakanga vaakunyepawo kuti ndiwo Manhambara, and of course kukazouya ana Tsikamutanda..I remember when i was very young, isu vekuChiweshe taiita majiti makore acho iwayo paitove nesong kujiti yavaiimbwa..oh how i wish i could record and post it here😂😂😂😂
Hande kwaManhambara, ahee iye handeii mai vako vanoroya..
guva rakadhirika..ahhe iye handei mai vako vanoroya🎶🎶💃💃🕺🕺🕺
Yeeee i remember that song 💃💃💃
@@preciouschanga2959 😂😂😂saka uri homegirl wangu chaiye.. ndobva pa St albans apo near Gato
@@missgee1981 ndobva pamadzamba apo
@@preciouschanga2959 muri vekwana Anthony naPetros
Tiudzewo mafambiro dea tinobatsirwawo
Ava ndovasaluter muzukuru wemakombwe Manhambara muzukuru wanaMbari ndovane history zhinji ivava nekubatsira dambudziko havana chvasingagone more life to u gogo Manhambara
Vanowanikwa kupi gogo
Thank you so much dremas media sure tatambudzwa nemadzinzaaa. Uku ndiri kuenda Mwari pindirai!
Chizoba Fumani
Gogo avo seems to best kwete tumwe tuswera social media kuchibira vanhu mari Drews media itayi gogo vasvike kure
Chokwadi handei kwagogo
Ava ndavafarira ndichazokufonerai drewmas media nditorndawo ikoko. Thank you very much
True Gogo once helped me long back l was sick for many years l thought also she was dead long life Gogo Manhambara
Vanovanikwa kupi
Vari papi
ndipo #dzagogo
Varip
Makadii vanogara kupi gogo avo Manhambara vanowanikwa kupi nhy hama
Drewmas Media Taking Us to another highest level"""Kudai mukatoramba zvenyu muchishandisa phone kutora ma videos ine high quality pictures and sound
Thank you so much Drewmas team.. Thats my mom mai Manhambara paShopo apo😊😊😊.. You are taking us to another level guys ndafara shame
Haaa gogo vanoziva basa ravo chokwadi,,Thank you shumba nebasa ramuri kubata
Drewmas media muri kuita basa guru ❤❤. Rambai muchiita zvakanaka
Mukomana Neshamba mazo tadza kubvunza ambuya Manhambara kuti kana vachirapa vanhu asipo what about vanoda havo kupiwa muteyo seni vanokwanisa kundipa muteyo ndiri kure
Ini muteyo ndinouda zvangu nokuti ndinonzwa vanhu vachiti unogona kuroya usingazive uye dai abvunza kuti iye munhu anogona kuroya asingazive here
Drewmas.....media taking us to Another level... Gogo vanobatsira shuwa
That's a great job vanhu varikubatsirika nechivavhu chedu pamberi nebasa vana sekuru nana gogo tinozvitenda zvakanzi tenda ugobatsirika.
Kudyirwa mari nekunyeperwa kuZim hakuna n’anga they are all fake dzimwe nyika yes
@Talitha Dube it's your own belief I believe in them
@@talithadube6468 ava havasi ve fake, unonzwa nekuramba zvimwe kuti havagone. I know her
@@claremarchi5098vanowanikwa kupi
@@claremarchi5098 une address yavo here? Vanogarepi
Gogo ndo real deal to deal with varoi vekwamutepa vana Dorcas Maria Mavis morgen Christina zondai ndovaroi vanetsa kuheadlands village 50 Ava kudya mwana wavo now vakuda kudya ini nxaa manje ini handina hukama nemi and handina ropa mundisiye nevana vangu makadya murume wangu imbwa dzevanhu.
Thank you Mr Andrew. But apo pamati tifone tikuudzei problem first kuti muzotiendesa kwakakodzera . handioni pakajeka. Hongu tiperekedzei but respect privacy ye vanhu. I believe information iyoyo it's between arikubatsirwa neanobatsira. Matonzwa kuti Gogo hawana kutaura mazita evanhu
It's actually better for you because they send you to the right place rather than trying different people
I like the way General Neshamba give the intro kkkk
iiih gogo ava ndivo here gogo manhambara chaivo vatakanzwa tichiri vana vadoko kuma early 90s .tell us drewmas
Mbuya manhambara vachirivapenyu. Maitabasa shumba nekuti svitsa panext level. Gogo ndovaziva zvechokwadi, vanobatsira zvakanyanya. Ndafarisisa zvikuru nekuvaona nekunzwa vachitaura.
Ndipowo address yavo
Njuzu how far Drewmas Media please takuda update. Tanzwa nekunyeperwa nana Gogo ava.
Ava ndovane history yese vadzokerei
Musha unemudzimu awurarwi nenzara. Vanhu vanobata mabasa akadai deserve life of abundance. Tinofanira kuwona good life kwavari. Unfortunately their charging system does not change their fortunes.
Could it not be that these are true and honest spirits that wants people helped,not in a commercial way.
But to them I think they appreciate those charges even if they don't make them rich.
I also think their greatest love is healing.
But I quite agree with you they deserve better for their upkeep and doing more for patients.
Best channel of all time...taking us to another level
Dreams media is a family channel for me❤
Pfacha pfacha drewmas media pachiweshe ipapo thanks nekundiratidzawo kumaline kwangu
Makadiiko hama gogo vanogara muChiweshe here ndokumbirawo # dzavo hama ndanetsekawo nematambudziko ndibatsireiwo munhu waMwari
Baba vaye veku Irvine's ngavaende kwasekuru manhambara vapihwe mari yavo yavakashandira
Umm even ini ndashamisika kuti vachipo ndakakura ndichivanzwa
Hie vanogara kupi nhy mi gogo ava vanowanikwa kupi
Thank you for playing the Authentic, original, song. That is what Drewmas media is all about. That song.
Bhunda Manhambara chiwororo icho takava ziva kuma 90's varoyi vakapera kufa nemiteyo yavo vanhu vachitora mishonga yavo vega ndakaona munhu aive nedende nezvigunwe zvemunhu nembeu akatora ega Manhambara aive magetsi ayo 😂😂😂😂
Hoo tipewo contact kk
Hi
Tipeiwo number
Problem drewmas inobhadharisa mari I think it’s $20 kupuhwa number
Bhunda akazofa hant kwasara Manhambara😂😂ine nharo gogas iyi
Drewmas media taking us to another level 💯%✅
Mkoma Andrew imbotiisiraiwo N'anga dzeku Bhinga
Muzukuru manhambara
Drewmas Media mava nepombi yemota manje kwete ka IST kaya...reaching new levels
Iwe Tova usatamba nemadhoti pasiina mvura usatuka masvikiro uyo Tasvu wawatuka uyo becareful akuitei mhosva yake ndeyei uzive pekugumira unofa uchitambura iweeee
Shumba fortuner inotaura another level zvokwadi
Drewmas media taking you to another level best media for me
Nice car drewmas, apo makapindira,mopinda kose nekusina road
Gogo ava vakabatsira Mai vangu varwara for 9 yrs ndisati ndaberekwa 😊 vadzoka manje vanga vamboti nyararei
Vanogara kupi please help
ndipo #dzako
Imi todawo gogo ava tovawanrpi
Makadini ndinokumbirawo#dzavo ndibatsireiwo hama vanogarepi
Drewmas media taking us to another level..
Haa kana varivo vandakambozva basa ravakabata pakafa tezvara vasisi vangu haa kana varivo vanogonesa
Fon yacho inogonesesa nice picture
Vanobhadarisa hr gogo ava
Kkķk ndaseka nhamo serugare hanzi inozoita seyedhongi
Dai mukaramba muchishandisa phone irinani pane macamera enyu.
Vanowanikwa kupinhai gogo manhambara
Mukoma andrew drumas take you to another revel ndobva ndatosenga eight hrs
Tipeiwo nmbr dzagogo tibatsirike veduweee
Andrew anobhadharisa
Drewmas media taking us to another level
Yes ndivo vanomwisa mtewo muno anotaura ega wow ndivo
Kkkkkkkk usataure muteyo zve iwe takavadeedza pakafa baba vangu kwaMurehwa uko vanhu vakazvimba matumbu takatarisa kusvika vareurura unorwadza hama
Haa vakaoma kana kumusha kwemurume wasisi vangu kwamrewa hanzi kunze kwakachena vanhu vachitaura huroi haa gogo vanogona and mapurisa anenge ariko bcz panogona kurwiwa 😂😂😂😂😂
Number dzavo todzikumbirisawo ,tashupwa navaroyi ava
@@pricillamangwende saka makabatsirika here veduwee ini ndatamburao ne kushaya vanogona kubvisa huroi wababa
@@Dubedube3635 kwaMurehwa papi pamwe ndekwedu kwavaive kkkkkkk
The video quality is good.
Gogo ndovaziya ndakambokuenda good munhu shuwa
Hi
Vanogara kupi gogo tokumbirawo number dzawo gogo
@@memorymuduma kuchiweshe Dear
Tinofambawo sei. Ndokumbirawo number dzenyu kana dzavo please
Another level family
Drewmas media fortuner 🙏
Thanks vaneshamba munogona chose
Mkoma masekesa Gogo😂 hanzi ndodzokera ndasenga here?
Mmmmmm pakukuudzai dambudziko apa mmmm
Phone yenyu inotora zvemandiriri kutokunda macamera magona Drewmas media
❤Drewmas media always on point, vaNeshamba rambai makadaro
Thank you Drewmas Media!!!
Hooo❤
Varume mazvinzwiraka kuti high number yevakadzi vanobuda usiku vazhinji than vasingabude
Zvakaoma
Aaah makorokoto dremas yakatenga bango iro
God bless you shumba
Can you plz gv us gogo manambaras contacts
Zvose ndingaite hangu asi dremas media ndoida zvangu ndo online tv yangu chete chete cz vanoita nyaya kusvika yanzwisisika......
Neniwo shamwari
Chokwadi mkoma Andrew ini ndaitoti havachisiko patakavatora kwedu it was in 1997
Vanowanikwepi tovabata SEI vanowanikwa sei
@@keymarshalsithole1767 kunenge kuChiweshe am not sure ask mkoma Andrew
😂😂😂.ambuya.pfambi.vanotaura.chokwadi
I think munofanirwa kuisa phone ya mbuya not ye drewmas. Coz we need to talk mbuya straight away not kuita zvekupotera nekwamuri.
Munopihwa navo movabhadhara kuti vakupei
@@teachmapope5415 How much inobhadharwa?
👏👏shumba
Chiweshe iyoo shopo shutu via múkodzoongi
Gogo makansibatsira❤❤
Hie.Vanowanikwa kupi nhy
Ndokumbirawo #dzavo ndanetsekawo hama
Ndipewo number veduwe ndibatsirikewo
Unoramba here neshamba vazhinji vanomuka
Ndakakurawo ndichinzwa nezven'anga yezamu ribodzi yeMoza hanzi chitopota pakurombesa
taisa likee mancue
Tipeio number yagogo va Neshanba
Mukoma neShamba murikumba kwedu chaiko ndimbuya vangu Mai Manhambara
Hey tibatsirewo ne adress yagogo
Tipewo number dzavo
Ndokumbirawo number dzagogo chokwadii
Tibatsureyiwo address uye number dzavo
Trish inbox
vane zvidora ndiwo mukana uyu.
Ndirikudawo # dzagogo pliz ndibatsireiwo
Drewmas media taking you to another level
Ndoda number dzagogo
@@mercyvimbainyakanyanga9086anobhadharisa hre
Use the number on the video vanokupa number dzagogo
Good Job Drewmas media#Neshamba
Best News from best team
Ko ichokwadi here kuti musoro waambuya Nehanda nasekuru Kaguvi URI muchurch ye England?
Thanks neshamba ndodawo kuvaona
Kwedu chaiko😅❤kumusha
ndipe #dzako
Ndipeiwo
Ndekupi
Haaaa yedhongii 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣 ndaseka nhasi
I can imagine nekukura kwakaita mudhara achimama nekuti arikunzii akabata but arikuramba zvese namai vake nemukadzi wake 😅kkkkk
Ndokumbirawo number dzagogo
Shumba bvunzayi kuti ko munobatsira here vanenge vasingazive mutupo munobatsira here uye seyi?
Shumba tisu tinechimuti
Ko kuti ichokwadi here kuti musoro waambuya Nechando URI muchurch ye England?
Mbuya Nehanda
Ko period pain nhaimi
Imwa rice water
I think l have to change my name from this song l have started to hurt my name
Makorokoto ne gd6 fortune
Panumber huru apo Gogo vanorevesa havo ipapo
Good story, but I have couple of issues regarding MAshave and Njuzu. The protocol we know and which makes sense, is that the spirit comes first, and then states that it is accompanied by a Shave or spirit. Mbuya Manhamba says its the other way round. This is not right because, how does thre family accept Shave and Nkuzu because they are unknown to the family? A spirit is interrogated by the elders asking who they are , the names of their parent or grandparents. Its only when they provide satisfactory answers to these questions that a spirit is accepted by the family. That can't be asking that of a Shave or Njuzu because neither would have a name known to the family. As such the spirit comes first then it informs that it is accompanied by the Shave or Njuzu to help with the work they have come to do. The other issue I have is about asking political questions, about election campaigners and Chinese miners. That was off topic and the answers were political. He was speaking with the spirit medium as a person and not the actual spirit of Manhambara. And lastly, regarding to acceptance of prostitution. I want to argue that this is a new thing, because its of condemned in the realm of the spirit. Andrew should know thing from of his recent experience in Darwin cleansing events. The song also suggests that it is a foreign practice.
Zvinoenderana nedare remunhu. Vamwe vanotungamidza njuzu yototanga kutaura sekuru kana muchembere muridzi wedare vasati vataura. Panogamuchirwa mjuzu iyoyo zvinenge zvatoonekwa kuti pane mudzimu and unotoitirwa zvaunoitirwa like kubika masvusvu or kungoitwa acknowledge kuti pane mudzimu. Then vatoriko vane midzimu isingataure but vaine mashavi anotaura. Haisi yese midzimu inotaura and haasi ese mashavi anotaura.
Song iyo haisi foreign practice. Ku Chiweshe kwavo kunotambwa jiti ndiyo yenzvimbo iyoyo. Ukaona Jerusarema ichitambwa handiti unototi zvave zviii izvi but itori culture yeivavo venzvimbo iyoyo
Nhasi ndanonoka😢
Tipeiwo number
Ndiyo number yambuya manhambara ere iyo ..... 747
Magona ndanga ndasuwa chirongwa chedu
There was a theory yaiti wese anwa muteyo haairarama for more than five years even akarutsa
Usanyeperwe ndina baba mukuru vangu vakainwa miteyo iyo vakatora vakuma 97 89 years vanwa vakatoita more than 30 40 years cachirarama vanwa kwamanhambara uyu taitove Vana now I'm 37 years old
Vanhu chandikureva vakainwa Kuma 1992 vakazova Kuma 2006 mumwe 2018 nekukura chaiko
Ndiwo masvikiro chaiwo emunyika medu not vana tasvu matuzvi ekumoza
😂😂😂😂😂😂matuzvi here veduwee iiii
Maakurasika munhu haatukwe n'anga hadzitukwe farisai muchiziva pekukugumira ndapedza newe
It's true dear
Fambai nebasa shumba
Makaisa mufaro pandiri