Sekuru varikutaura chokwadi pachokwadi Chavo vabatsireii havachizvida zvinhu zvavo, Ende zvavari kutaura kuti village rose rakatakura kurema ipapa hapo varikutaura chokwadi 😂😂😂. Batsirai Sekuru ava shuwa vazvipira havo .
Ini ndoda kutenda sekuru ava havasi kuzvikudza sekasekuru kaya kekuti ndiri musoja kekupisirwa imba vazvininipisa imi vana chiregai kuvaitira hasha mubatsirwe mese semhuri wish you the best
Sekuru Chiyokoto vekuMozambique vakafa. Zvinhu zvavo zvakutopandukira vanhu. I think this is the third case of sekuru Chiyokoto. Mishonga yenyanga always ends badly.
May God Deliver yoku for you Blant Uroyi Confession Sandi nyore other confess under duress as Sekuru Havana kumbo tenderera, ipapo ipapo So Bible Believing Man of God Come & help with deliverance.
Mai hwee zvangu ini, ndakambo vhunza shamwari kuti, ko nhai wakarota uchibhururuka zvinoreveyi? Akabva ati huroi, but I think it depends. How the dream is like? And it's not a regular dream.
@@tamaremakwavarara2743 when I say kunamata vanoziva Mwari they know the language here, so if you don't understand...my bad. Izvo zvekuti kumvura kune vakanaka kunevakashata, dzango nhema nehurombwa hwamunonyeperana ikoko. Zvese izvozvo that's rubbish and evil
Sekuru ava had mudzimu for sure asi ndino ona sekuti vaka tsipikirwa mudzimu wavo ndokubvekedzwa chikwambo. So without knowing he started kupembedza chikwambo thinking vari kuita Bira. Worse of he went kwachiokoto ndokuno pfungwa futi. So now he has realized that this is not mudzimu but chikwambo but because he wants clean staff he is crying for help kuti ndibvisei zvaka shata handizvidi. So ngava batsirwe vachenurwe. What he is saying now is all tsanangudzo dzekuma sowe. Saka masowe acho ngavava batsire not kungo taura without a solution. Face yavo haisi ye muroyi yatova yemunhu ane confusion lol 😂. Drewmas help the poor soul

This is the best program ever, vanodzidza vadzidza
Amen Jesu Kristu NdiShe. Kupfugama nemabvi ako Mwari vanonzwa.
haa madam ndivo vazondipedza baba ava vanonyatso tsanangura zvinomwisa mvura kana vachida havo zvekutaura
Haa uyu moroyi uyu haasi kuda vefake coz akuziva zvaanazvo kuti zvakasimba saka achitya kuzvibata ega 😅😅😅
Varikutoona zvavo pamhepo ipapa. Munozosara kuzovaona vachiuya vanenge vatoseta tsoro dzavo .votouya nezvavo vobata zvavo mosara muchingoenderera mberi nedambudziko renyu😢😢😢😢
Dai 1 akambopidigurwa
Eheka, hapana Muporofita anobata zvinhu mumba, kunze kwezvavo zvavanouya vachikanda. Saka ukavashevedza kuti vabvise chunhu chemachokwadi vanobva vatamba nhova.
Taura hako haurevi nhema
Daidzai prophet Madungwe anozvipedza izvi heavenly commander
Mudhara haachada for sure,vaya vanonyepera vaye musaenda munononyadziswa nemudhara uyu😂😂😂
Ini ndoda kutenda sekuru ava havasi kuzvikudza sekasekuru kaya kekuti ndiri musoja kekupisirwa imba vazvininipisa imi vana chiregai kuvaitira hasha mubatsirwe mese semhuri wish you the best
Kkkkkkk
😂😂😂😂
Baba vakagara vari muroyi hapana zven'anga apa.
Kkkkkkkkpamunenge muchizvishandisa munoda anozvibata hr,WY maakuzoda vanobvisa imimuchimbozvishandisa
😂😂😂
Vese vakabva kwaChiyokoto vakabata pahombe
Tasvu ndiye umwe achanetseka manje manje
Kkkkkkk kune gambiro risingaiti inguva
Thx drewmas you have taken us to another level Shumba take them to Profet Jose or Tasvu or Kanengo Shumba 🛠 iyo
Unmmmm😮😮😮 weduweeka. MWARI. Vanhu venyu vaya vatanga. CHIUYAYI
Shumba awa sekuru itsotsi vanoziva nhau dzawo
Kkkkk AAA Andrew you are brave enough umm sekuru avo vanotaura jee 😂😂
Haaa ndaoa hanku kutenda sekuru awo so pawaroyi wese awa ndiwo best muroyi zvake akazvimirira hanzi aaaahhahaha😅😅😅
Ukaona zvadai zambuko rawo rabarwa mwari vane moyo murefu batsirai baba wedu
Sekuru vataura chokwadi ende ndanzwa tsitsi munyika mazara vanhu vanoda mari asi vasingagone kubatsira, thank you Drewmas media
Usandione kunonoka ndanga ndichiuya 😂
Thank you very much, mhamha marungu munhu, inganda chete.
Mwari wachamuregerera murume uyu tese tiriwatadzi Mwari wakati huyai nezviwi zvenyu zvakatsvuka seropa ndichazvichenesa
Drewmas Media taking us to another level,usandione kunonoka ndanga ndichiuya song inondiitira zvangu😅😅😅😅
🎉Me too
me too love that song 😂
Haurevi nhema ipapo 😅😅
Sekuru Chiyokoto vekuMozambique vakafa. Zvinhu zvavo zvakutopandukira vanhu. I think this is the third case of sekuru Chiyokoto. Mishonga yenyanga always ends badly.
Say it louder vanhu vanzwe
Mukamamiswa sekuru mozvitora
Haaaaa kana tozogara hedu haa madzidaddy wataura best program drewmas
voice ramummy😊😊
Inini ndirikusiiwa nenyaya mubhara arikuvhika uyo anenge akuita kakurwaririra
Vaneshamba sekuru avo vakaita kutemerwa nyora ndosaka vachizoona vaenda ku UK husiku
KwaProphet Magaya ndokwazvoperera.hakudiwe kana cent and hakuna kana stress yekuswero tenderedzwa.sekuru vanongoda deliverance chaiyo.kwaProphet Magaya zvinongotama zvega kutotanga hupenyu hutsca huzere nerugare muna Mwari wechokwadi.
Vaporofita venhema amusi kudiwako...Toda vari srs vabatsire mhuri iyi ...Ukaona munhu mukuru auya paruzhinji anoda help zveshuwa
Mukuru vakapenga kusvika pakutaura newavo muromo kuti ndinoroya iiiii kkkkkkkkk
Vatambudzwa neorder dzavo ndosaka kutaura kudai
Mudhara uyu ari right ataura chokwadi anobatsirika
Yaa pakaipa bt sekuru Havana kumboroya nemukadzi ere sei vachiudza mukadzi zvose zvavanoita
May God Deliver yoku for you Blant Uroyi Confession Sandi nyore other confess under duress as Sekuru Havana kumbo tenderera, ipapo ipapo So Bible Believing Man of God Come & help with deliverance.
These people are too much in darkness they don't believe that coming to Christ can save them,all this is because of the love of money and easy life
vanhu vevillage varikutadzisa sekuru kunyatsotaura varikunyara kuburitsa dzimwe nyaya apa
Hamuna kuwona vadzinga vachangosvika vaudzwa neguhwa kuti vetv vawuya
Ummmm ndizvo zvinoitwa nevarume izvo mataura chokwadi Kule dai mwari akunzwiraiwo Nyasha.
Mudhara uyo pfungwa dzake bhooo hre 😅😅 back ground chiiko chikuitika
endai kwaSekuru Tasvu or kwaSekuruAchapola or kwaSekuru Kanengo or kwaSekuru Bunzamukombe ka1
She's so respectful of her husband...❤
Kkkkkk pakaipa ndaiti gogo varikunyepa
That is the reason why ndakasiya Christianity and that is the reason Zimbabwe is suffering
Vakasiya Christianity so wave kutendera mune chii
@@maryzengeni1395good question 🤭
Ndabvuma batsirai sekuru vashoma vangataure chokwadi chakadai akabata mukusaziva hamadzangu vabatsiri vechokwad batsirai mhuri musarega shuwa
😮😮sekuru magona nekutaura chokwadi muchawana vabatsiri bt eish vakuru vedu vakabata uuuum
Baba avaka ndapererwa zvangu…..
Ngaende kwa sekuru tasvu anono tasvurwa sekuru tasvu vanoti enda otora zvinhu zvako wega kutya kubata zvinhu zvako unoda kubatirwa nani
Ngavaendeswe kwa Sekuru Kanengo naTasvo chete huroi hunopera nehuroi
Hapana munhu asingafamba Pasi Rose saka haukwanise kuona kunge munhu akarasika
Baba ava vanorwara nepfungwa nyavo yavo haibatani
Vamuporofita avo ngavatende kuti vakakoniwa havo basa, anobata zvinhu anozviona ega not kuti unoti torai muuye nazvo
😂😂 mudhara uyu akuto vhaira nehuroi ummm iii
Kkkk vanamdara pindai umu manzwa kuti havasi kudiwa namkhulu
Shumba uyai ne murapi abate zvinhu izvi but free
Iwe drewmas media unotengesera vanhu #dzemaprofita dondo ako aya uchingodyira vanhu maridzawo mahara nevanhu vako kt zvidii bhozho anongotipa mahara bttr unoite hako madrama newePstv cz uchapedzesera varowa nevanhu
Ukambotorereyi vaimbozvishandisa ceyi ukauraya vangani nhai mudhara
is it Neshamba anenge achishaura "sahwira woye"
Sekuru ava Zvedi
Pane MHEMBA!!!!
Hamusati matanga!
Uye ndiye mudhara ega pawaroyi wese haaa drewmas ndapa kutenda hanku
Nyaya yacho ayisi kunyatsoti bvoooooo zvaka gukaguka
Nhasi ndaseka zvangu, 2 in 1, mkadzi nemurume.
Husiku pamoshanda nazvo garai mazvisunga makumbo kusvika kwaedza
😂😂😂😂 hazvi sungiki
These people when thier things are working they have pride and think these things never stop chocho
Is example yemaporofiti for me 😅
This is a spiritual matter.uhwu hwuroyi chaihwo witchcraft.he was initiated unknowingly but vanoziva zviri kuitika but has no control over it anymore.
Sekuru havasi kupenga varikutaura chokwadi zvinhu izvi unopedzisira usina control nazvo
Neshamba ucharoyiwa nevaroyi ve rushinga
I tsotsi mudhara uyu muroyi
Ndakuona munya 😮
Pualine waionawo sei haaa iyi yandipedza zvanku kana tozogara
Ashy...ndapera strong wangu kkkk
Mai hwee zvangu ini, ndakambo vhunza shamwari kuti, ko nhai wakarota uchibhururuka zvinoreveyi? Akabva ati huroi, but I think it depends. How the dream is like? And it's not a regular dream.
Mudhara uyu kuti anyatsobvuma kuti anoroya zviri kunetsa wena😢😢😢😢
Eish zvakaoma
Anamanjuzu murikuzvinzwa here rice ramunoshandisa kuti murikurombeswa futi
Mdharawacho asiwokuti kachukachu
Madhara Aya akawoma monerwai nekuti mayida kutsvaka Simba ka mukapiwa imi wacho mayiva sangoma imika
Kanyimbo kanonaka aka🤼♂️🤼♂️🤼♂️🤼♂️🤼♂️
Anamanjuzu murikuzvinzwa kuti mumvura ndomune mahofisi ehuroyi , kwamunoti kumvura kumvura iti puuu zvemanjuzu. Muzive kunamata nemabvi enyu, munamato unesimba
Kunamata kunani nemabvi ako. Kunyika kune varoyi kumvura variko kwese variko
@@tamaremakwavarara2743 iwewe maziviro Ako vanhu vanonamata kunani, kana zvichinzi kunamata?
@@tamaremakwavarara2743 when I say kunamata vanoziva Mwari they know the language here, so if you don't understand...my bad. Izvo zvekuti kumvura kune vakanaka kunevakashata, dzango nhema nehurombwa hwamunonyeperana ikoko. Zvese izvozvo that's rubbish and evil
Kkkkkk ko kuzoita nharo futi baba ava soka hanzi haaaaaaaa anga ari makonzo
Mudhara anonyepa uyu.arikutamba neDrewmas uyu kkkkkk
Taramba anoziti mhepo ndoitipo amuchaoni nyoka shumbaaa
Ummmm ndezve shuwa here zviri kutaurwa na kule ava?
Ummm hapadi tuma profita utwu ummm
Kune vamwe vanoti huroyi hakuna ini zvangu kana ndoti munoroyawo ndoita kunge ndinotaurisa
Baba ava vanoda kubatsirwa vataura chokwadi pane anovanza
Dreams media taking you to another level 😢
Sekuru ava had mudzimu for sure asi ndino ona sekuti vaka tsipikirwa mudzimu wavo ndokubvekedzwa chikwambo. So without knowing he started kupembedza chikwambo thinking vari kuita Bira. Worse of he went kwachiokoto ndokuno pfungwa futi. So now he has realized that this is not mudzimu but chikwambo but because he wants clean staff he is crying for help kuti ndibvisei zvaka shata handizvidi. So ngava batsirwe vachenurwe. What he is saying now is all tsanangudzo dzekuma sowe. Saka masowe acho ngavava batsire not kungo taura without a solution. Face yavo haisi ye muroyi yatova yemunhu ane confusion lol 😂. Drewmas help the poor soul
Vanoda kana kwaProphet Jose
Haa makonzo 😂😂😂😂😂 zvinomwisa mvura sure
Baba ava havasi vekuMalawi here
Chirombo ishavi, plus takakura tichinzwa kuti ishavi rakaipa
Jesu wacho akatourayiwa saka unofunga kuti avo vakutozama kuva saiye vozoita simba confusion never end
Kana tozogara pawaroyi wese uyu arikumberi arikutaura chokwadi achichigadzirisa futi haaa zvakaoma
Kkkkkk vanoonerwerwa vachindiisa pamusoro pegomo
Muroyi uyu anoera chuma ndibaba vangu
Vamwe vacho vahh ahh ahh ahhh kkkkkk aiyaaa
Waiting patiently
Anozviitisa mudhara uyuu anoziva zvese zvikuitika
Haaaaaa chiokoto akanetsa shuwa ummmmm
Haaaaa ndaperrwa zvanku nhsi😅😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂.....zvavatambudza shuwa vaneta nazo vaneshamba batsirai
Dzakakwana here dzemudhara uyu 😂😂😂
Why
Yeah zviriko pano pasi umm