Ko avo vanokanda Mari yakawanda kudai munoti kudini Navo, Macheso anemari kare panevana vanorara vasina kudya nokushaya vamwe Havana bhutsu dzokupfeka vachienda kuchikoro vamwe Havana mabhuku chaivo mwari munodarireiko kupa vanhu vasina Tsitsi hupfumi. Long live Saideo Mane currently with Bayern Munich formerly Liverpool.
Ndokumbirawo kubvunza kuti imi mune yamakomboendesawo here kunherera? 2. Uye mune humbowo here hwekuti havasi kuendesa kunherera? 3. Why you don't like the talent of someone to pay him back?
This is one of the best if not hit song of macheso of all time, maonere angu, divine and zaka zaka at best 😀👌😍
Iyi yakaipa iyi
Charakupa is the all time my brother. mmmm maonero angu
Hmmmmmm sound iyo aiva manake wena...haaaa king vakabheja bag avoo...baba Sharoo hoyeee
Macheso zvaazvinhu I prefer malive shows than masong what a performance in
Me too 👍🏿👍🏿
Speechless Baba shero let's Grace this opportunity to see you performing
Nice music.... Devine kuseri
Good sound quality 👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻
Watching from Qatar 🇶🇦. Approved
Sound engineers are on point....
Hybrid sound ndiye ega anayo original
Good sound keep it guy's vekwbaba Shero
Song iyi yakapenga that's why even live show inobuda zvairi
Majuizy nos deu muita falta. Aquele dançarino é bom.
Much respect to Sekuru Poto
Sounding good all the time 🔥🔥🔥🔥🔥🔥💯%
Good stuff papa sharo weldone
King of sungura
Uyu muridzi chaiye chipembere zvacho. Unondigonera.
Majuzi kana asipo vakomana vanotamba zvakanaka
Anovhiringidza vamwe nekubvajarika kwanoita
Chesology master…..live shows mahuchi!!!!!
System yairi on point
Chale chembe anonga mare ya cheso ,cheso akti chale chembe siiraiwo nherera zvinhu zvadzo kkkkkk
Sound quality mai kani
Ma us aikandwa or ma bond?🙈🙈
Muchina wemajuzi
SA Approved
Where is Elton Muropa, it's been long ndisingamuoni pamashows
Leave I'm sure.kana kwaDhewa Yamatele vakatoddoka recently
I think he's not feeling well
Good quality
Baba vacho munogona baba shero
Baba Shero
Sekuru Poto vaive vakamira vega ka paRythm apo???? Sekuru vanobata waya zvedi
Dhara kubvira kudhara
Sound mukaka
Toita sei nababa shero pamagonero avo makanyanyisa kani
Ngambodzoka zvakare koBulawayo
dharaaaaa
Imariii idzo guys
Kkkkk kunevanhu vanemari
cossy rules
creativeness baba shero, dhangi
Ko avo vanokanda Mari yakawanda kudai munoti kudini Navo, Macheso anemari kare panevana vanorara vasina kudya nokushaya vamwe Havana bhutsu dzokupfeka vachienda kuchikoro vamwe Havana mabhuku chaivo mwari munodarireiko kupa vanhu vasina Tsitsi hupfumi. Long live Saideo Mane currently with Bayern Munich formerly Liverpool.
Ndokumbirawo kubvunza kuti imi mune yamakomboendesawo here kunherera? 2. Uye mune humbowo here hwekuti havasi kuendesa kunherera? 3. Why you don't like the talent of someone to pay him back?
Regai vanhu vaite zvavanoda nemare dzavo ndovanodzishanda iwewe ipa kaaa nherera dzacho dzikunetseka. Super Hero n Cossy ndimi vanhu vacho ipai muimbi ane mhuri inoda kuchengetwa
His great music needs alot of cash nd remember his band members are more than 30
Cossy Rules does a lot to less priviledged esp Jairos Jiri kadoma,hanty iwewe waibaya ma ticha nerekeni vakuda kuita analyst wemari dzevanhu
Yaaah🤌🏽🤌🏽🤌🏽