Big up sound Engeneer one of the smoothest sound pa live. Ma juice auraya band revanhu kana asipo zvinenge zveka rongeka ma twiter aka uya ku uk ari one aka vharisa show
Guys macheso ngaasanyarare panoimbwa pese maleading vocal bcoz iye ndiye ane voice racho avo amwe kungoita itawo handina hangu simba rekumuudza but dai aiona this post ndaifara
Aripano nhasi 24 june 2024 ndiani. Isai like hama
2024 dzokai Bulawayo baba shero
He is monster this one.I rarely hear what he sings about but in all his songs i enjoy the guitars.The bass and of late the rythms.
Kunyaradza vese vaifungidzira kuti Ngwazi anokunda dhara
who is Ngwazi anokunda Macheso achiimba kutii
Chibaba icho kkkkkk
From 9:20 -9:57 rythem rakabatwa nazaka zaka ma1 kkk achitamba fty asingatarise waya dzacho fty naPoto wake haaa maboss aayo
Majuice kana asipo zvinenge zvakarongeka pastage. Majuice anovhiringa patani
Big up baba Shero like your music all the way from South Africa🎉🎉🎉🎉❤❤
Big up to the engineers great improvement on sound , it's like a CD
Ayahyah
Majuzi ndiye anotovhiringidza vanhu pakutamba anenge achingoenda kuna Macheso achitovhiringa band
I notice that he is always disturbing Macheso and crew, kozoti Charlie Chembe akura madance amazuva anho hawagone
Majuice anobhowera kty kwati kwati mamacheso
Divine anenharo waya dzandanzwa apooooo
Kariba is actually a good dancer, he's more serious and focused
Kumberi kumberi hama dzangu kuita kunge ndikunzwa CD iyo iri live
Big up sound Engeneer one of the smoothest sound pa live. Ma juice auraya band revanhu kana asipo zvinenge zveka rongeka ma twiter aka uya ku uk ari one aka vharisa show
Zibambamukota reSungura iro Alick Macheso
Zibambamukota time mapapiro matsvuku kkkkkk
Combination of Zaka Zaka and Sekuru Poto is ontop of the rest
Mamwe macommemts unotoona kuti ndeemunhu akasiirwa huroyi namai
Chigure ichi hapana anochikunda
That guitar by Devine Muzenda 🔥🔥🔥🔥
Kusina mai hakuiendwi,❤
Zakaria Zakaria guitars perfectly fit into the Macheso singing .
They are a match that can never be broken.
Ndokunonzi kurova ngoma uku hamuchepi mudhara tinemi kusvika vati ekee
Mark Ngwazi aita mwana apa
Devine haana kukwana palead kkkkkkkk wakanyanya Divhingo
Rakabatwagita
Macheso idhara guys
True
Uhhhh Divine ma1..
Tindo is a very good dancer
i am back for sound engineer and Divingo, thumbs up👍
Ayaya supu yabibondo
Kariba my favorite
Devine Muzenda.... His wires is so specific... You remind me of Donald Gogo.. Eix
This song drives me crazy
Mmm alick macheso muzabwele kumalawi
Ko that song Munhu Mumwe live show inawanika here
Ndirikutsvagawo
Izvi zvine order pasina majuzy wezhira
Ichi idhara ichiii👏
mic irikumadrums iyo pane voice mukaka musaibvise zvachose weee
Pamenapoooo well done simbi yesungura ayaaaaaayaa
Marovero awa kuita sevarikukawurisa....
Taura zvako baShero varikumberi mhani
Akazvinzwa vaitaura vachitaurisa😂😂ayaaaaaaaaaaaya💃💃💃💃💃💃💃💃
The greatest of all time 😊😊😊 salute chimdara
Team rinotamba rine rine order kana majuice asipo, am I the only one noticing it?. Majuice is a clown.
True
Very true haureve nhema . Majuicy anoisira vamwe gokora haadi kuona mumwe munhu near Macheso
Yaa une muonero chaiwo baShero ngavambopa chance Kariba ini anondiitira guys
Ma1 Aribeto uyo
True
Alecke ndiye mudzi 🔥
berto good dancer
Devine Muzenda🔥🔥
Ayayaaaa isu zii zvedu pano pa chiomoio
This is smart and good show ever sound balancing of everything
Band revanhu.Chesology
Ayaaaaaaaya🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Majuice Majuice, where were you? you are the missing link .
Sound quality ❤
Hoyooo mmm song iyi ma 1
Nice live show good
Kwanzi siiraiwo nherera zvinhu zvadzo kkk
masports akapedzwa naAlberto naKariba kubva pa9:19 apo, boys rakabata basa
Macheso chibaba hachipere zvekumanya
Kana mazogara ka zivai kuti Cheso Chibaba
Itateguru
Simply the best. If Ngwazi wants to see his abrupt and awkward demise, let him make a mistake of comparing himself with the veteran Cheso power
@@henrymabuya3551 kkkkkkk he would have committed carrier suicide to compare himself with this Legend
On guitars Yes, but kuimba chaiko ma1
Baba Shero vanogona zvavo
Majuzi e muito criativo. Deu muita falta ai.
translation please on the lyrics
Devine kuita ku bhara zero bhara zero wobeka koma ne lead rake....
Famba Divine
Baba shero.😂😂😂😂
Aiwa waya dzakabatwa
Team iri ma1 guys
Namacheso tinosvika 💸💸💸💸💸
Poto Njere ma1
Tiriko ku Howmine ikoko kugoridhe
Kumiranezviripo🎶🎶🎶🎶🎶🎶
Gwazi chii
Macheso ava neka stayira kano bhowa seyi, akufarira kusa imba achirega a natwitter achivinga nziyo.
Dai majuice akabva ashaika zvachose
he is a missing link, he can connect with Macheso so easily. his dance moves are base lined
Kune vanhu vanongomira mira disturbing vanhu varipabasa vachatibhowa
Alhamundlilah
Nguvayatiri inguvayakaoma
Kuita kudzosera wena
wonerful staff👍
The dancers are doing a very good job without MaJuice
Ma juicy anovhiringa big time
@@tawandamazanhi1648 Too much disturbing and achivharidzira vamwe kutamba
Majucy ano disturber always anongoda kutaura namdhara munzeve
Majuice yatove problem pakurova dance
He becoming unbecoming lol.... Haachazi serious pa basa.... Avo vanoita basa nemazvo
Excellent
Mdara kasirai madzoka pa Perth takakumirirai twine munokakata muri dhara
Mariyaaa
konapo konapo ipapo..divhingo
Mbiri. zhinjikumusiki mabasa kumberi
💪💪
Kuridzira svoto chaiko
hahahahaha
Where is Elton muropa? He's been MIA
Eu rend com ele, ele sempre m convesa
Sound mnandi
Akarova main rhythm ndiyani pa song iyi
Zaka zaka ndiye chibaba chacho akarova main rhythm
Zaka
Poto njere
Guys macheso ngaasanyarare panoimbwa pese maleading vocal bcoz iye ndiye ane voice racho avo amwe kungoita itawo handina hangu simba rekumuudza but dai aiona this post ndaifara
Haunyepe
Zvinopenya penya muchiripo mudhara
Alhamudulillah
Polo😅 limit j law of
Makazvinzepi
Kugona kugona mudhara
Dhivhingo akudambura
chifather father ichi
Ka tweeter kanoporonga kuimba ako
Unoziva iwe anonyanya voice pamusoro
Chesology
Mai vetu mai
mai wavasumi
chisumi chinena waya kumelela?
Chinena?
What’s the meaning aBaba
Makapfuhwira sei muchifarira noise
Zaka Zaka aka dhakwa he is a coward ano tanga band aka rwadziwa otiza odzoka kwa cheso one munhu asinga kure lazy man
It's not easy kuita band wangu ...atleast he tried ...finance ma1
@@danny-fx2ox stupid man ko vanhu vaa dumper vari kudii. He act like a spoiled child. He needs to grow
Macheso can't sing anymore, it's that far end guy singing #imao
Which macheso you referring to?
This album is the weakest all Macheso albums in History
Saka
Bvisai mafunzi munzeve sekuru munyatsonzwa music
You are the weakest ever in the definition of humanity
Iwe ndiwe uri weakest kumukadzi wako
Haaa apa wanyepa apa .