КОМЕНТАРІ •

  • @trysonmiti8031
    @trysonmiti8031 19 годин тому

    Akapiwa blessings na president

  • @PeterManatsa
    @PeterManatsa День тому

    Macheso Ayayaaaaaaa

  • @batsiraimukundwa6083
    @batsiraimukundwa6083 День тому

    Ishasha iyo

  • @FrankTiwadzaneChinembiri
    @FrankTiwadzaneChinembiri 51 хвилина тому

    Mberikwazvo waive moto unopisa zvekutodaro.

  • @amazinggracem1030
    @amazinggracem1030 3 дні тому +1

    Zita rinoshamdirwa

  • @marcussok6469
    @marcussok6469 9 годин тому

    KaMugabe namai Mujuru vayiita kunakwirwa . Cheso ma1 , one munhu akagutsa mugabe

  • @pharaohlomazolo950
    @pharaohlomazolo950 2 дні тому +1

    wozonzwa mwana wazuro uno anemukaka pamuno kuzvigadza ushe husi hwake, imhondoro iyo, vese vanotonwa mutsime or mumaoko ake mudhara uyu1

    • @cristovaoherculano8662
      @cristovaoherculano8662 5 годин тому

      That's Bull shit. Ka pwere aka shure. This mdhara made his name. He deserves a statue. He is great.

  • @TinasheSydeny
    @TinasheSydeny 4 дні тому

    Majuice webvepfepfe pamamonya ipapo😅😅

  • @robertchanza6457
    @robertchanza6457 4 дні тому

    Hoooo ndopaakachema apa

  • @fredychiramba298
    @fredychiramba298 3 дні тому

    😂 Save vakanakirwa zvavo varikuterrece

  • @tisolicousnness
    @tisolicousnness 4 дні тому

    Apa mumwe haasat asimudza chaunga so akutonz King 😂😂😂😂imi ka

    • @mhofupwrtechngiroziyehondo5091
      @mhofupwrtechngiroziyehondo5091 4 дні тому

      @@tisolicousnness kkkkk hazvisi nyore sekutsenga mabanana izvo mudhara

    • @Stallie-zb7bn
      @Stallie-zb7bn 3 години тому

      ​@@mhofupwrtechngiroziyehondo5091Maya hazvisi nyore sekutsenga ma Zap 😂😂😂😂