MUTORASHANGA Akarohwa NeMukadzi WeChikomba PaChurch

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 22 січ 2025

КОМЕНТАРІ • 453

  • @MutsaBrendaMutasa
    @MutsaBrendaMutasa 2 дні тому +1

    Makoti siyanana nemurume uyo you don't deserve this mhani ,life goes on havasi kukuda avo

  • @GoogleAccount-s8c
    @GoogleAccount-s8c 16 днів тому +10

    Izvi ... kuva mukadzi chitema paneono nyika... obvuma zvisipo here ???. Ndivo varume matofo anoti vakadzi musangwara ... that girl is very articulate and composed in her answers... dare ndiro riri kuunza ma biases avo.... 😢 zvinopisa tsitsi... ndatonzwa kunge ndadzoserwa munguva dzema women's rights... nokuti kutonga kwakadai ndageza maoko... dare just want to believe kuti mukadzi akahura to satisfy their egos... kutoshamisika kuti avo vakadzi vakapfeka nyembe vari kutogutsirira mutauro unotsvinya kudaro...tsvo ku addresser fact yokuti uyu murume aitohurira mukadzi ndokudzinga mukadzi pedzezvo ndokuda kubriber mukadzi kuti iye aite look good mudare. Fact yokuti vese vakabata foni shld give 50/50 probability... asi probable culprit is the husband becoz he has a history yokushusha mukadzi... saka dare vaida kuti mukadzi aite sei...... l can not believe such biased injustice still exists mukore uno... motondiregerarwo nokuti ndikuona nyaya kwete hukuru

  • @madyedzomunyonga2036
    @madyedzomunyonga2036 16 днів тому +13

    I believe murume ndiye akanyora tsamba kuitira kuramba mkadzi ne support ye hanzvadzi dzake

  • @Hazvineikambamuri
    @Hazvineikambamuri 16 днів тому +31

    Mukadzi uyo ihure rakangwarisa ,murume uyo chikomba ,tym yakanyorwa msg visiting hour murume uyo hanganyore msg iye arimu shock ye op hazviko ,mukadzi vechikomba arikuziva kuti chokwadi vanhu vanodanana magariro ake nekubata musoro urikutema nekurwadziva kuti ndozvitaura sei anozopinda pakaipa ne hama dzechikoma murume vake but the truth shall set her free dai azvibuditsa pachena ,thank you mambo chikomba ngachiripe zviripachena chikomba icho

  • @judithmutseura8014
    @judithmutseura8014 9 днів тому +2

    Kutonga kunoda huchenjeri, masabhuku tongai chaizvo. zvamunenge muri kushandisa pfungwa dzemabhero emombe ayo. Chinonetsa matare ekumusha ane kakumbunyikidza. Zvaingoda chief Mutasa, dai ndirini maizosara kutaura mega ndaisapindura zvachose. Murume vekurwara itsotsi

  • @beekays436
    @beekays436 16 днів тому +11

    No to Abuse of Women. This young lady is intelligent and articulate for matofo aya. Mambo please restrain this man/ assesor, he ends up talking rubbish 😢🇿🇼

    • @GoogleAccount-s8c
      @GoogleAccount-s8c 16 днів тому +3

      @@beekays436 watozvionawo...kana. Ndambotokwira BP ndakatarisa mashura dare iri.... ende ane respect nokuti hmmmn ini ndapererwa na madzishe aya... worse vakadzi vane nyembe avo kusiya mwana achiyanika kudaro ivo varipo. Madzishe Tsvo kuteera asi kungo creator scenarios

    • @bernardsamuriwo3628
      @bernardsamuriwo3628 13 днів тому

      you have never dealt with a prostitute as it stands she is being loyal to the boyfriend and they are still together

  • @MichelleRunyowa
    @MichelleRunyowa 16 днів тому +14

    Mamassege endai kunetwork provider ndokunoburitsa authentic proof izvo zvekuratidzwa mufoni zvine njodzi ko kana akanga aakutoruka zanu rekuwana mombe by then achitodyara humbowo oga since foni vaishandisa vese paakapuwaka anogona akangonyora ndiye foni 😢😢😢

  • @markgamanya3084
    @markgamanya3084 14 днів тому +1

    My dear you're so beautiful and remember no one is irreplaceable, you deserve better.

  • @gladysmundembe7886
    @gladysmundembe7886 16 днів тому +22

    Mrume uyo ari kugadzira nyaya ari kuda mombe chete itsotsi

    • @enigma22336
      @enigma22336 15 днів тому

      No. Tete vakanzwa rumours muroora asati arohwa. Muroora arohwa 26 September, akafambira case ku police 27. Murume akaitwa operation 28.
      The question that begs is , Vakaronga kugadzira nyaya at what point of the saga

    • @thegoodneighbour
      @thegoodneighbour 15 днів тому +1

      @@enigma22336 Wellsaid but haudairwi because vakadzi vanohura vanotenda kuti chihure kubatwa makarara mese chete...that forensic detailed analysis yawapa apo haina basa kwavari. Ma feminists mahure asi haadi kubvunzwa nezvazvo

  • @MichelleRunyowa
    @MichelleRunyowa 16 днів тому +8

    Huuummmm nyaya iyi yagarirwa pasi nevanhu vasina kudzidza mai havana kumboita chinhu avo makuhwa akaipa honai manje 😢😢😢

  • @StellahMatizha
    @StellahMatizha 16 днів тому +17

    Chief Ava vakaenda kuSchool
    Thank you mambo

    • @emmagaba9798
      @emmagaba9798 16 днів тому +1

      Taurai henyu pano pazere mahure nemdofo anosvora mambo . Zvri pachena mkadz uyo atsindidzwa kut fumq isabude.

    • @sethil9269
      @sethil9269 15 днів тому +1

      True

    • @thegoodneighbour
      @thegoodneighbour 15 днів тому

      @@emmagaba9798 @stellamatizha munoona henyu imi mahure azere pano and vanofunga vachiti wawana here vanhu varere vese chete zvimwe zvese hazvina basa ndoosaka varume vakapusa vachiti kana vabata ma suggestive messages vanobvunza kuti makarara mese kangani oudzwa tanga tisina zvotopera. Pakadaro mambo anonzi idofo kubvunza kuti vanhu vakuru vanodanana nguva yese iyoyo vasingararane here wotoona kuti kusiya mahure achiudza madzimambo zvekuita is shooting ourselves in the foot. Mambo vanogona avo

    • @sydneymagwaza648
      @sydneymagwaza648 11 днів тому +1

      Taura hako only hure can support chifeve icho

  • @EdwinHalobobya
    @EdwinHalobobya 16 днів тому +4

    You are a very good judge

  • @whatmoretembo8669
    @whatmoretembo8669 11 днів тому

    Chief ava vane huchenjeri mukutonga nyaya. He critically analyses evidence I like that.

  • @MollyMutandi
    @MollyMutandi 14 днів тому +3

    Nhai changamire .visiting hr yemu Zimbabwe ndinoziva ichipera na 2 tsamba yakanyorwa yekuti ndapa baba Leona fon yakanyorwa na 28 minutes to 3 sekuona kwangu baba Leona ndivo vskanyora

  • @MichelleRunyowa
    @MichelleRunyowa 16 днів тому +9

    Tete havadi muroora 😢😢😢

  • @FabuChitova
    @FabuChitova 17 днів тому +39

    Ko basa ren'anga iyo ndereyi vanhu vachishupika ne kutsvaka humbowo

  • @shupikaicumbers5915
    @shupikaicumbers5915 17 днів тому +8

    Who is with me here , I am believing the lady in red.

  • @andrewmazungunye8800
    @andrewmazungunye8800 3 дні тому

    Iyi nyaya yakaipa , it's 50/50 vakangwarisa, vakapusisa vanhu ava vose, murume uyu akamhanya haana umbooyo, humbooyo hwake hunongona kubikika , mukadzi anongonawo kuva akarwadziwa akati ndoitawo.

  • @sammlambo8313
    @sammlambo8313 14 днів тому +3

    Mambo muridzi wenyaya chaiyo arikuramba wani kuti handina jumurovera kudanana nemurume wangu. Dont also turn a blind eye kudivi rekuti tete vakangwarisa havade muroora

  • @richiezuze
    @richiezuze 16 днів тому

    This Chief naGushungo are very wise indeed.
    It’s a pleasure to listen to them speak about our way of life as Africans solving problems in the community.

  • @kudzai3916
    @kudzai3916 16 днів тому +9

    But mai varikunzi vanechikomba is very beautiful

  • @adamsamson8139
    @adamsamson8139 17 днів тому +3

    This court is useless panoda chief mutasa the best chief in zimbabwe.

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 16 днів тому +2

    I like the beginning those two women carrying the brew .....we'll done leader

  • @tpchannel2323
    @tpchannel2323 8 днів тому +2

    Murume is taking advantage yemukadzi wake. He just wants to benefit mombe. Even vana tete came to witness false information

  • @tombichirau7851
    @tombichirau7851 16 днів тому +8

    Dare iiiii they are using assumptions , mai ve red avo vari kunyeperwa.

  • @TauraiSveto
    @TauraiSveto 16 днів тому +7

    Chief tsvakai munyori akubatsirei basa izvi zvekt munoita zvese muri 1 hazvina chimiro chakanaka

  • @ruvarashemasaya3327
    @ruvarashemasaya3327 16 днів тому +19

    I can relate to this issue though yakada kuti siyanei. Sometimes kana hama dzemurume dzisingakude kaa they can do whatever it takes kuti uyende chete. Ini Ndakambobikirwa imwe nyaya and nanhasi ndinoti ndikazvifunga ndinorohwa nehana.

    • @wilithancube9388
      @wilithancube9388 16 днів тому

      Taurai hako even ini ndosangana nazvo vanodzibika

    • @nyashamakanjera1776
      @nyashamakanjera1776 16 днів тому

      True

    • @danimoremusonza9153
      @danimoremusonza9153 16 днів тому

      Yeah this issue is 2 sided zitete iro pane nyaya apa

    • @wamz8477
      @wamz8477 15 днів тому +1

      Neniwo ndakabikirwa kuti ndine chikomba navamwene nemadzitete, sisiriya kwauri ikoko Mwari ngavakutore wakanditambudza

    • @estherzambezi1696
      @estherzambezi1696 15 днів тому +1

      Ndakasangana nazvo vangu kundigarira dare yooooh kana vanhu vasingakude soo

  • @ChiedzaMudzingwa-vg1ng
    @ChiedzaMudzingwa-vg1ng 17 днів тому +7

    Uyu mukadzi wekuriva haana Kuda kufumurwa murume wake chete otherwise aimurovera kuti siyanai nemurume wangu

  • @shupikaicumbers5915
    @shupikaicumbers5915 17 днів тому +9

    This man arikunyepa Aida mombe this is not right., maybe it’s that man who send the message

    • @kelvinmarwizi8769
      @kelvinmarwizi8769 16 днів тому +1

      Murikuti Ndiye futi here akatumira message irikunzi yakarasika iyo, because chikomba chine message yachirikubvuma Kuti ndicho chakatumira.

    • @innocenthapazari8699
      @innocenthapazari8699 16 днів тому

      But anogona kuva ari iye ari kutotaura chokwadi zvake. Zvingangova pakuti mukadzi wake azogutsikana kuti imba hapachina; saka hapasisina need yekufumura chihure chake kana akaita. Mukadzi anogona kunge akatodhiziwa kamari nechikomba nemukadzi wacho vari kuda kuti mombe dzisabuda. Iye mukadzi uyo aizorova munhu pane vanhu agorambisisa kuvudza vanhu kuti anomurovereyi sei? Kureva kuti nyaya yacho yaiva very sensitive - kwete zvetumakuhwa twekuti akati "dai ndakafa". Zvingarovegwa mhunhu pasina kana kumbovhunzanisana nyaya yetumakuhwa twakadaro? That's very doubtful!

    • @MichelleRunyowa
      @MichelleRunyowa 16 днів тому +1

      Haamudi mukadzi uyo aakuda mombe dzekuroora musikana wake 😅😅😅😅akatoona kuti better kumushandisa azomuyendesa nyika inongoti akahuraka nekuti anga abvuma kuitwa hure mudare

    • @lynnmadon-lt1xu
      @lynnmadon-lt1xu 16 днів тому

      Imi munaonawo zviripachena chikomba icho

    • @fortunatekaterere2986
      @fortunatekaterere2986 15 днів тому

      True chihure chakaitika​@@innocenthapazari8699

  • @gladysmundembe7886
    @gladysmundembe7886 16 днів тому +11

    Time yakatumirwa mesg ndiyo here nguva yakaendesa mkadzi uyo fon,tarisisai ndiri kuona murukirwa uyu

  • @mercytewe6145
    @mercytewe6145 15 днів тому +1

    Mambo vari kutonga nemakuhwa emuraini, kna pasina solid evidence hapana musatyisidzira vanhu mhani

  • @RonaldBindu
    @RonaldBindu 15 днів тому +2

    Tete moroya hamunyare kuputsa imba yevana here

  • @MichelleRunyowa
    @MichelleRunyowa 16 днів тому +8

    Hapana kuhurwa apo mutume arokuda kusvibisa mukadzi opiwa mombe in the process he is selfish this guy is evil😢😢😢😢mukatadza kutonga nyaya iyi muchakonzera kuti mai vane red avo vazviuraye avo varikuda kushandiswa kugadzira humbowo hwekunzi avakahura ivo vasina 😢😢😢😢😢

  • @AnywayMasochaGama
    @AnywayMasochaGama 13 днів тому +3

    Ko n’anga. Irikutiiwo

    • @prosperplumbers5098
      @prosperplumbers5098 7 днів тому

      I dare rechivanhu vamwe madzishe anotonga hushe hwavo nemasvikiro.

  • @leninstixbuffalo6356
    @leninstixbuffalo6356 17 днів тому +5

    Chidare nhema choshanda pasina humbowo..haiwa kumanikidzira zvisipo

  • @tam_zw
    @tam_zw 15 днів тому +1

    I pray my sister don’t end up in such twisted r/shps. It’s clear the guy don’t want that pretty lady no more and the auntie’s presence in it all speaks volumes. I may not be an expert but her story + explanations checks out.
    NB: It’s such an orderly traditional court dai ndiri Sir Wick mandotora Ford Raptor🤝

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 15 днів тому +1

      Haunyepiba dia

    • @tam_zw
      @tam_zw 15 днів тому

      @@mesiMutepfadeno Mwari abatsira sis vangu avo

  • @elizabethdhleeni1165
    @elizabethdhleeni1165 16 днів тому +7

    Mambo tongai nyaya iyo mushe mukoma hachadi mukadzi

  • @MaplanmadzingweKanheta-gc3uw
    @MaplanmadzingweKanheta-gc3uw 13 днів тому +1

    Haaa mkadzi uyo haana kunyengwa uyo pa fair chaipo

  • @estherchigondo7189
    @estherchigondo7189 13 днів тому +1

    Madzitete let's stay away from ma relationship ehanzvadzi.
    Taparadzira hanzvadzi dzedu dzimba.
    Harusi rudo kuhanzvadzi utsinye

  • @PreviousToriro
    @PreviousToriro 14 днів тому +1

    Hamugone kutonga nyaya imi.
    Hamuna chamatonga imi.iridare maritadza maita vananve grade one chaiyo

  • @simbarashemadondo6245
    @simbarashemadondo6245 12 днів тому +1

    Mukadzi arikunyeperwa uyu pakabikwa nyaya yekuda kupatisa mwana wevanhu

  • @TineiDodo
    @TineiDodo 17 днів тому +5

    That man speaks more than the litigants themselves. 😅

  • @shupikaicumbers5915
    @shupikaicumbers5915 17 днів тому +5

    These are just village gossipers.but the bad person is murume we mukadzi in red

  • @nobuhlegumbo9712
    @nobuhlegumbo9712 9 днів тому +1

    Mrume arikunyeba,hanzi tsamba dziye dzawakandi tumira aah plus mukadzi uyo angadai ataura apa plus nhau yacho aah mubikirwa uyu

  • @tatendamudimu2147
    @tatendamudimu2147 16 днів тому +1

    Mambo vekumama nxiih endai kwaMutasa uko munoona kunonzi kutonga

  • @shupikaicumbers5915
    @shupikaicumbers5915 17 днів тому +3

    Young woman why do you have to go through this .

  • @WitnessGobvu
    @WitnessGobvu 11 днів тому

    Its "......vakachena misoro havasi kubva kuchigayo...." for me. 😂😂😂

  • @MutsaBrendaMutasa
    @MutsaBrendaMutasa 2 дні тому

    Vana mambo ava vanoda kuti munhu abvume zvaasina kuita aah nxaaaa kana vati havana vanenge vasinazveee ,iye muridzi wemurume ati handina kuvarovera kuti vanodanana nemurume wavo so imi vana mambo dzidzai kuona nyaya mhani ,murume uyo ari kuda kudya zvevapfupi nekureba

  • @ediasblue905
    @ediasblue905 16 днів тому +1

    Pakutsvaga mamsg muchiri sure nenguva murume uyo ndiye akanyora msg kushusha chete ne ruchengera chete ndoruripo

  • @amandafish3022
    @amandafish3022 17 днів тому +9

    Mukadzi uyo ariku defender Murume wake nekuti ariona kuti nyaya zvayave kwamambo Mombe dzese dzinoenda😂.

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 15 днів тому

      Haunyepiba ndazvonawo😂😂

    • @josephined8931
      @josephined8931 15 днів тому

      Ndazvionavo kuti ari kureverera murume wake kusaziva kuti achaenderera mberi nesvovi yake akapusa mukadzi uyo

  • @tpchannel2323
    @tpchannel2323 8 днів тому +1

    Siyanai nekuroorwa nevarume vemukomboni

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o 16 днів тому +6

    Murume ungati arikunyepera mukadzi kuda kubhadharwa zvinhu zvisipo

  • @WitnessGobvu
    @WitnessGobvu 11 днів тому

    Varoora are Skilled❤

  • @CharonMeque
    @CharonMeque 2 дні тому

    Chin'anga chirikudei ipapa

  • @henrymatesi657
    @henrymatesi657 16 днів тому +1

    Mambo musadaro imi kaaaa múri Mambo vangu but nyaya itongei chaizvo kwete kuti murovere munhu kana asina mhosva ahana

  • @JeremiahTeteredzai
    @JeremiahTeteredzai 7 днів тому

    Amai mudare hamubatwi shaya

  • @CharonMeque
    @CharonMeque 2 дні тому

    Vanhu ava vanodanana soo mkadzi wechikomba anoziva nyaya bt ahichabvumike cz munofa nenzara mari yanotenga mombe dzekiripa vakangwara ini ndakambotamba nhamo rimwe gore ndabata murume wangu nemukadzi wemunhu haaaa chegore riye ko nhamo yakazotirova pamba

  • @enigma22336
    @enigma22336 15 днів тому

    Mukadzi akarohwa 26 murume achi admitwa 28..... This is the critical period Chief must look into.

  • @shupikaicumbers5915
    @shupikaicumbers5915 17 днів тому +2

    Murume we mukadzi in red indururani,

  • @MutsaBrendaMutasa
    @MutsaBrendaMutasa 2 дні тому

    Musambunyikidze vanhu imi vana mambo venhema hapana kana nyaya apa ,vakadzi vakaroverana nyaya dzemakuhwa imi varume vakuru maakutogarira makuhwa mukwane imi ,avo tete vane murume here otherwise havachadi muroora mumusha taneta nevanhu vanobatirira vanhu

  • @movenmakumbe6093
    @movenmakumbe6093 15 днів тому +1

    Varume garisanai nevakadzi vamunoenderana navo temhai dzamunosvikira

  • @gideongavera399
    @gideongavera399 16 днів тому +1

    The chief was fair in that e gave them an opportunity to bring evidence and witnesses

  • @bernardsamuriwo3628
    @bernardsamuriwo3628 13 днів тому

    She sees that her marriage is over. So it's vengeance she admits using phones at one point.

  • @ThandiweMuromo
    @ThandiweMuromo 8 днів тому

    Kuti chirega kufona ndakupa baba Leon foni i message inoratidza kuti vanhu vanodanana here

  • @PanasheGamme
    @PanasheGamme 16 днів тому +4

    Nyaya ngaitaurwe iripa ground zvekutsvaga zvekumashure zvinebsa rei izvozvo to gai nyaya yarepotwa not kuita hutsinye musafose munhu kuti adaire zvaasingaziye ndereku mama matuzvi dare renyu iri

  • @PreciousSidhuna
    @PreciousSidhuna 16 днів тому +1

    Ndazoseka 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 hanzi ndine vakadzi 4 nevana 21 wekunze ndinichengeta ft murisei zvenyu mukoma Robert

  • @patiencemunyongani5993
    @patiencemunyongani5993 16 днів тому

    Assessor Wakaso 4 are encouraging Runyon nerukawo honestly 2025 president Munangagwa namai inzwaiwo . Assessor mukutokuwadza nyika

  • @Mercymadondo-e7e
    @Mercymadondo-e7e 17 днів тому +7

    Chikomba chinoda kurerutsa dare icho, mambo vonai mukomana uyo pachokwadi

    • @AlbertDlamini-x6o
      @AlbertDlamini-x6o 16 днів тому +1

      Hapana apa murume uyo ndiye arikunyepera mukadzi chikonzero avenewumwe anomunakidza kwakutsvaka kusvibisa zita remukadzo asi zvabuda pachen kuti ndonyaya ikunetsa mumba mavo yechihure chabba avo varikunyepera mukadzi

  • @shupikaicumbers5915
    @shupikaicumbers5915 17 днів тому +5

    This is wrong they are accusing this woman in red .

  • @khulisanimaposa1773
    @khulisanimaposa1773 9 днів тому

    The court is defeated, madhara aya ngabvume

  • @ChipoPatriciaDhlakama
    @ChipoPatriciaDhlakama 8 днів тому

    Ufunge mvana tiriko baba asi vakuda vane varume vavo vana venyu ava😢😢😢😢😂😂😂😂

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 16 днів тому

    Mambo is wise zvavo. He can analyze nyaya.

  • @Ndini172
    @Ndini172 17 днів тому +2

    26 December akatopfuura tipeiwo part 2 yenyaya iyi

  • @Ndini172
    @Ndini172 17 днів тому +4

    Dare ragona kuvhendenyura nyaya apa. Yeah vanhu vari kudanana zvavo ava
    Thumps up to those interrogators. Ndazoona mukadzi wechikomba achibata zvino musoro, ari kutoziva zvake kuti murume wake akapfeva naamai avo

    • @CharonMeque
      @CharonMeque 2 дні тому

      Ehe apa Kumba anenge audzwa kut wakangobvuma kut wakamurovera kut ndodanana naye iwe ndiwe unobva pano ndotora iye

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 9 днів тому

    Mmmmm tete tete tete kwako kwawakaroorwa wazvipedza hr,wakutoita kunge ndiwe muridzi wemkadzi

  • @jimjames9305
    @jimjames9305 17 днів тому +2

    Where are the previous messages nhai imi

  • @sekaiivakira9075
    @sekaiivakira9075 9 днів тому

    Haandakudzingwa asi akaitashungu haasiriye uga atanga kupomoka

  • @fortunatechiwamba
    @fortunatechiwamba 3 години тому

    ka amen kadaidzirwa ako ndeke mu single mom chaiko kkkkk

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 16 днів тому +1

    @01:05:39 😳😳😂😂😂 What a surprise! I knew it. The truth is out. Inhau yemari. Muitiro wakadai contributes to more confusion among villagers especially cos they end up not knowing which way to go in case of a dispute. They’ll be confused kuti should they report to the police or to the village court. Ayaz😅 Dai matare aita matongero mamwechete zviri uniform nationwide.

  • @MoyomoyoZmoyo
    @MoyomoyoZmoyo 16 днів тому +3

    Mundibhowa zvekt dare renyu iriii mhosva umbowo kna pasina umbovo hapana mhosva

  • @EstherJairos-h1d
    @EstherJairos-h1d 15 днів тому

    Vatete miririrai hadzvadzi yenyu❤

  • @markgamanya3084
    @markgamanya3084 14 днів тому

    Once a case is in the hands police Chief hamuchafanirwa kuitonga, please

  • @kudamafunga
    @kudamafunga 14 днів тому

    Mambo vashaya umbowo hwekuti vaviri avo vari kudana. Pachinzvimbo chekupa mutongo wekuti pashaikwa humbowo hwakakwana pamhosva iri kupomemerwa vaviri avo, mambo varatidza kuti vagara vaine divi ravari kuda kuti ribude shudhu. Avo baba vekuzviti ndine vakadzi four avo vanotoriwo nema trusting issues ndosaka vakasunga vakadzi nerunyoka

  • @JanuaryMutofu
    @JanuaryMutofu 16 днів тому +1

    Konei ma partners ewanhu two warikupomerwa mhotswa wese wakarwara kunge wachafa ummm panenyaya😢

  • @FutureMukandility
    @FutureMukandility 16 днів тому +2

    Murume uyo itsotsi kwakawanda kuri kubuda nyaya idzo .kuenda unenge warwadzisa .mambo zviri pachena iguhwa iro musaterere guhwa mambo gadzirisai vana avo

  • @danimoremusonza9153
    @danimoremusonza9153 16 днів тому +1

    MaAuntie manyama ane maEyelashes kumamisha😂

  • @erickmufuka6849
    @erickmufuka6849 16 днів тому +2

    Imbudzi dzinoripiswa naMambo here dzine noise kudaro

  • @MichelleRunyowa
    @MichelleRunyowa 16 днів тому +2

    Mukadzi wechikomba ajega dzoro mumaoko😢😢😢 zvaachafenda nhaimi😢😢😢😢

  • @FutureMukandility
    @FutureMukandility 16 днів тому +2

    Hamuna evidence mambo muri kutoda kumanikidza vana zvisiri izvo tongai sambo kwete chifungidziro chamuri.kuita apa .tete musadaro murora imi mangwana.ndimiwo

  • @munyaradzinherera3383
    @munyaradzinherera3383 16 днів тому +1

    Violence inomhan'arwa kumapurisa kwete kwamambo

  • @WellyHaku-on8up
    @WellyHaku-on8up 9 днів тому

    Massage inorasika tongai nyaya warume

  • @kudakwashechikwiro3029
    @kudakwashechikwiro3029 11 днів тому

    Nyaya idzo dzikukonzereswa nevanhu varikungotaura mukomboni

  • @LovelessSolivatore
    @LovelessSolivatore 17 днів тому +6

    Murume anogona ariye akanyora msg

  • @normanmudavanhu4132
    @normanmudavanhu4132 16 днів тому

    Mupurazi munoitwa zvinoenda. Dai paiva nechiripo zvabuda.

  • @CharonMeque
    @CharonMeque 2 дні тому

    Baba nyasha mandisekesa hooo makasosera nhai

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 16 днів тому +1

    Apa pane nyaya apa. Mambo vaona. Ma red flags aripo. From messages, kufamba ne mota yechikomba, kurohwa, kupumhuka zvakare.

  • @VioletMapanga
    @VioletMapanga 10 днів тому

    Tete imi muri mharadzi mazitsiye ekuisira muri mbwa moda kurara nehanzvadzi here

  • @knowledgenyangombe8873
    @knowledgenyangombe8873 13 днів тому

    Remember phone inodzoswa date netym, munhu wogadzira msg yake kuti zvifambirane. Uyo muridzi wemukadzi itsotsi iro

  • @RejoiceMuza
    @RejoiceMuza 2 дні тому

    Siyayi kuchiva Pfuma dzevamwe veduwe 😂

  • @CharonMeque
    @CharonMeque 2 дні тому

    Hiiiii gushungo makadii