Hanzi all night tiri 3....🤣🤣🤣total BS panoda madhikitivha apa vanotaura zvese.Tuma Pastor twenyu utwu be careful beautiful.Hapana holy spirit dziripi apa.
Mr Neshamba Thank you so much mandionesa amai avo sokositina ndaivaziva zvakanyanya vachitouya kumba kwangu kuno south Africa Mindrand ndafara vachiri kurarama ndakaguma kuvaona 2017 thank you Neshamba
Imi pastor havas vari kutopengawo hr ndoona kunge vasr normal ini cz how come munhu anonamatira panoerera besides that woti 12 disciples kubvira matombo pedzezvo wotomukira kuma prayers munhu asr kubatka iiii Mwarii anhuwoye
l love this spirit of partnership, but please dont get me wrong l am not inciting violence but shuwa vanhu mungashungurudzwe ne a foreigner isu maZimbabweans vari ku South Afrika vachirohwa nekudzingwa dzingai munhu uyu he is a Malawian chase him out of the area ngaadzokere kunyika kwake bhurati shiti, dzingai dzingai imbwa iyo muarea imbavha yakauya kuzoba mari haana kana mapowers aainawo dont fear him chase him away.
Shuwa hako this man is idiot let him be chased out of Zimbabwe imbavha inoba nezita raJesu ngarisungwe zigora remunhu kuita muzimbabwe kuzoromberamo Nevaba vedu igava remunhu
Thank you Drewmas nekutitangira pakatanga nyaya iyi ..vamwe vaiuya vachifambira nyaya iyi vaitipedzera data becos havagoni kitaura nevanhu vaingoita ruzha runonyangadza on top of that vasingapi vanhu nguva yekutsanangura ..2.. seni hangu handina kundzwa Kuti zvakatangira kupi kuzoti munhu azoshaikwe
Asi apa panonetsa vabereki havabudi ,mufundusi haabudi chii chaizvo chirikutora nzwimbo vanhu ava vasada kuramba nepfungwa dzevanhu pamwe vana vanaye havo
Mama I gud speaker zwake chokwadi anochibudisa hatye munhu shm mzimai uyu ndoovanhu vatinoda ava havana basa kuti urichiii asi chokwad ndoochinoenda mberi
Sad story, let’s have the discerning spirit in these last days. Church wise, learn to stay in one place. Don’t be tossed to and fro by every wind of doctrine
this is a criminal act please report to police first before you call n’anga dzenhema idzi otherwise this boy could have been saved. mufundusi akarohwa neZRP kana nevanhu venharaunda anotaura zvakaita mwana, vanhu musapusiswe, l know police is also corrupt but its better to report to police, dremas media please speak to police about this
Ummm soko dzikamai zvinhu zviitwe mune zvakanaka Saka mufundisi ayitadza kupindura rough sei nematauriro enyu Aya ko kana mukomana akaerera teedzai rwizi kwarinogumira not kutinyaudza muchingoenda pachechi ya pastor . Vanhu ava havafungi
Pastor vaive vasipo ,its just an unfortunate accident tsvagai mwana anogona kunge akafushirwa nemarara .Ko ivo vaiita all night prayer ,vakarara futi ,vari 3 .
I love Zimbabweans vane rudo mwari vakuitirei zvidhafu dhafu nerudo irworwo kubatirana munhamo mumatambudziko tinoti da waro awanikwa hake mhuri yacho ndaishayira mupanda kushaya rudo kushaya hanya
Zvakaoma chinoita KT vadaro handivapi mhosva yekut varikushaiwa hanya ASI pastor iyeye pane zvavakatoita kut vashaiwe hanya nazvo
Dai.dzai.mbuya.vekubudisa.vanhu.vaye.ve.40.yrs.veku.chiredzi
Mwana.arimo.mumvura
I wish kubatana kwakaita vanhu awo vatabatane zvakare pakuvhota, kuitira kuti tiitewo nyika ine mapurisa anoita basa nemazvo mafundisi akaita seuyu mharapatsetse nhundiramutsime vasungwe uye nyika ine zvikwanisiro zvinobatsira kana vanhu vawirwa nematambudziko akaita seaya
Batai pastor murove chaizvo vanotaura kune mwana
Hanzi all night tiri 3....🤣🤣🤣total BS panoda madhikitivha apa vanotaura zvese.Tuma Pastor twenyu utwu be careful beautiful.Hapana holy spirit dziripi apa.
Murikumbotembei pastor kurishinga
Mr Neshamba Thank you so much mandionesa amai avo sokositina ndaivaziva zvakanyanya vachitouya kumba kwangu kuno south Africa Mindrand ndafara vachiri kurarama ndakaguma kuvaona 2017 thank you Neshamba
Kkkkk kana neniwo ndisahwira wangu
@@tendaimutema3878 sure here Tendai ndakafara pandakavaona
Imi pastor havas vari kutopengawo hr ndoona kunge vasr normal ini cz how come munhu anonamatira panoerera besides that woti 12 disciples kubvira matombo pedzezvo wotomukira kuma prayers munhu asr kubatka iiii Mwarii anhuwoye
Mapastors emazuva ano Aya uuu,pane nyaya
Mr shumba you're taking us to another level 🎤 truly speaking
Ng'anga dzeChipinge dzino rombesa hembe idzodzo vaito tsipika mufi musanyeperwe
Shame hanzvadzi yangu uyoo andirwadza kani anokakama zvisingaite apo mukuramba muchingomubvunza
Muri kumuregerera, mukamurowa anotaura. Akaromba uyo
Avo mkoma vari kutaura varikutoshandiswa namufundisi,aaah sorry,hanzi tese taifa nemvura kkkk ndakazokwira dombo,mufundisi ngaabuditse mwana
Drewmas kuseri so far u are best munonatsotsanangura sezvazviri
MaNcube u r tops # your explanations are top class njengoba unguwakho Class
Chimbomirai kutaura zvenjuzu. Njuzu hadzifambe mumvura yemasewage.
Hazvisi zvenjuzu izvi
😂😂😂😂
Iko kutsanya church Pastor vanonorara kumba here vana vari vega musango ndomananatiro acho here
Zimbabwe must regulate these churches
The other thing vanhu ngavadzidziswe kuti paita njodzi mapurisa must be the first to be called
Zimbabwe here nhai Mwari iwe. Ko kumapurisa varikutinyi
Uhmm sokostina pane basa yuwi🙌 mai wakangwara zvawo iwawo
Apostle ava vakatenga place iyi here
Mufundisi akachekeresa mwana kuti chichechi chake chikure akatora advantage yekumuchengeta ndiye arikuziva kune mwana why mubako umo akurambidza vanhu kupinda vanhu batai mufundisi murove chokwadi mwana anotorova sekutamba ipapa ikaita seyaTapiwa makore
Mkoma Authur find chechi chaiyo kwete zvemahumbwe izvi
l love this spirit of partnership, but please dont get me wrong l am not inciting violence but shuwa vanhu mungashungurudzwe ne a foreigner isu maZimbabweans vari ku South Afrika vachirohwa nekudzingwa dzingai munhu uyu he is a Malawian chase him out of the area ngaadzokere kunyika kwake bhurati shiti, dzingai dzingai imbwa iyo muarea imbavha yakauya kuzoba mari haana kana mapowers aainawo dont fear him chase him away.
Shuwa hako this man is idiot let him be chased out of Zimbabwe imbavha inoba nezita raJesu ngarisungwe zigora remunhu kuita muzimbabwe kuzoromberamo Nevaba vedu igava remunhu
Pastor vakachekeresa
Kkk vaneshamba makauya kumba kwedu bt munhu akanyura makaudzwawo nezvake here
Let's hope Havana kumuuraya vakomana ava
Vana madzibaba Ishumal vakuwandisa uuummm ,mufundisi ngasungwe uyo anemhosva
shuwa varume vese vemuDamafalls kurirwa nemurume one haiwa mazimbabweans please handisikuzivei muchipusiswa kudai especially mubhurandaya uyo, imbavha
Hatikurirwe bt tovapa nguva dzungu nekungwara zvakasiyana
Thank you drewmas media, nekuti onesa zviri kuitik
Mwana mwana mudiki zvimwe akafushirwa nevhu nemarara
Kkkk huku yakatofa kwanzi yakuita kunge dhakisi
Pastor musatanist uyo
my thoughts as well
Pastor munombotembei....
Pastor vakaromba vakatochekeresa mwana uyo kusimbisa zvinhu zvavo
Thank you Drewmas nekutitangira pakatanga nyaya iyi ..vamwe vaiuya vachifambira nyaya iyi vaitipedzera data becos havagoni kitaura nevanhu vaingoita ruzha runonyangadza on top of that vasingapi vanhu nguva yekutsanangura ..2.. seni hangu handina kundzwa Kuti zvakatangira kupi kuzoti munhu azoshaikwe
Mufundisi akarombera mwana uyo
Mufundisi ngavabudise mwana
Munhu anoramba akarara seiko mumvura muchatinetsa nekunyepa ikoko
Nyanyest😂😂😂😂😂😂, haaa wandisekesa aaaaah! Zvinhu zvachosooo🙌🏽
Asi apa panonetsa vabereki havabudi ,mufundusi haabudi chii chaizvo chirikutora nzwimbo vanhu ava vasada kuramba nepfungwa dzevanhu pamwe vana vanaye havo
Mama I gud speaker zwake chokwadi anochibudisa hatye munhu shm mzimai uyu ndoovanhu vatinoda ava havana basa kuti urichiii asi chokwad ndoochinoenda mberi
Tea nemazai 😊😊😊😊
Asi handiroore
Nxaa ndivana Madungwe vafundisi Ava
Thanks drewmas Media munotora zvinemusoro
where is the police in all this ??
they don't have fuel and transport . plus anyura ndewe triple C
Mapurisa ngaave panzwimbo asi vasanobikirwavo tea nemazai kwamufundisi
@@ChangamireDombo-1 hey don't be shit triple c INE munhu panyika ino munhu ndewaMwari uyu
@@ChangamireDombo-1 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@@danielmhari9179 if you don't understand Zim politics its not my fault hahahahaa
Mufundisi vakatochekeresa munhu
Sokostina mai simba kamanga ndibhururu wangu iyeye ndafara kumuona inextdoor yangu kudamafalls.
Rest in piece robert mugabe dai z.r.p ne cid yakatotsemura those 2 vaive nemkoma chockwadi chakabuda kare
Mazai ne tea 😂😂😂😂
Uuu isu vanhu tisu tisina kukwana vanhu vanoda kudzidza paita dambudziko vanoenda kuchechi iyyo vaiendere chii....
Tatichinamata apa tatakavata ????¿
Kkkk vanhu vekuarea kwangu itai damafalls agadzire road zvechechi iyi siyanai nazvo munhu iyeyu ndigodobori
Ava ndivo vakauraya akapihwa kun'anga namufundisi.
Yapindirwa Nava neshamba
There yuo will be above the LEVEL
Sad story, let’s have the discerning spirit in these last days. Church wise, learn to stay in one place. Don’t be tossed to and fro by every wind of doctrine
Amana kaaa, kukakama ma1
Love you guys munonyatsotiisa ku another level
Umm zvakaoma
Iyi nyaya inorwadza mukoma Andrew
Vamwe varikurombera machurch
Deidzai vana sekuru varikuchenesa nzvimbo ku Rushinga
Nhac rarimwe zuva
Shoko l love u
Mwana we church wacho dzirimo here mufudisi ari kushandira vana
🤣🤣🤣🤣
Mmmmm mwana akachekereswa murwizi hamuna munhu
Soko dzikamai musazvinzwa too much
Ndosaka ndichirohwa
Mpurwa haarume here
Pastor musatanist ndozvavanoita
Tauyaaaaaa
Kurora mamgwana mapesana
Zvinhu zvaingoda kuitika .Kungopawo mufundisi mhosva apa.kuita sangano imhosva here.Ruvengo vanhu.
this is a criminal act please report to police first before you call n’anga dzenhema idzi otherwise this boy could have been saved. mufundusi akarohwa neZRP kana nevanhu venharaunda anotaura zvakaita mwana, vanhu musapusiswe, l know police is also corrupt but its better to report to police, dremas media please speak to police about this
Police ipi iyoyo dai vanouya vechivanhu vabuditse mutumbi saka murikufunha kuti police Haana kuudzwa here havana chavanoita vaye
Mufundisi ngaarohwe chaizvo
Parwizi saka mvura urip?
Ummm soko dzikamai zvinhu zviitwe mune zvakanaka Saka mufundisi ayitadza kupindura rough sei nematauriro enyu Aya ko kana mukomana akaerera teedzai rwizi kwarinogumira not kutinyaudza muchingoenda pachechi ya pastor . Vanhu ava havafungi
Taura hako ndosaka ini ndisina kumboendawo ipapo cz vakapusa
Neshamba John CHIKIKABURA AKAMAMBA
Kana paigara pachitorwa nemvura saka ndozvakangoitikawo. Kana varibpastor ehe zvemasvikiro havaitezve.
Nhai Mkoma Neshamba, madii matsvaga Mbuya vaye vekuMayo vakaburitsa Cephas kwete kupedzerwa nguva nevanhu vanonyepa avo please please mwana uyu abuda hake, zvinorwadza shuwa
Sokostina,matauriro acho
Kkk aitasei
Anotaurisa kkkkkaaa
Kkk muridzi wenzwimbo
Thank you Shumba
Zimbabwe yaora shuwa haaa
Dhamaforosi uumm zita iri rinondipinza chando
Ndokwabamukuru va tapiwa makore kuya
Accident ndoyakaitika
Yoweee muri 3 usiku hamutye
Kkkkk vaaurther vanorova beer pa4 shops wenera makuenda kuchechi futi
Why show where he stays nhai > Hamusi makuzvinyanya...
Pastor varikuchekeresa vanhu ....ko Seiko achikudhererai so
Ko kana akatorwa nenjuzu
Wakambonzwa dzakasvika pakakafa imwe
Mwana aripiko manje .Mwans uyo akatotiza akaenda kutitiza magariro emurwizi
Yah zvinogona kudaro
Usafe wakatora vasikna
please dont call him mufundisi call him mhondi kana mbavha yakauya kuzobira vanhu mari muzita rajesu
Beer drive
Unofira zvisizvo
Maita basa mukoma Neshamba . Bless u
Mfundis vakarohwa vanoburitsa mwana uyu
Pastor vaive vasipo ,its just an unfortunate accident tsvagai mwana anogona kunge akafushirwa nemarara .Ko ivo vaiita all night prayer ,vakarara futi ,vari 3 .
Neshamba takes you to another level.
Murume uyo nekukakakama kwake imi muchingomukanda mibvinzo yakawanda ndiyo Human abuse kaaa iyi
Ndarwadziwawo mufunge hati vaive 3 dai vabvunza kamumwe zvimwe zvavhurwaka
@@sambazamillicent5226 🤠🤠🤠🤠🤝
Pengai sokostina
Drewmas media endai naana sekuru vanochenura nzvimbo vachiona kuti chii chakaitika