Huyai Munzwe Zvakaitika PatakapihwaMushonga We Luck Kurara Nemapenzi Kumakuva

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 15 вер 2024
  • Please Follow me on Facebook
    www.facebook.c...
    Zim Family Secrets and Confessions
    Deep Secrets and Confessions Google.
    In this first episode, we hear a story of a .
    Please listen, like, comment, subscribe and share.
    Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
    Link down below
    @goromonzitv
    If you have any confessions please feel free to contact us on
    +27678702658
    #Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

КОМЕНТАРІ • 27

  • @melodychitunhu4223
    @melodychitunhu4223 12 днів тому +5

    Aah uyo 1st uribenzi😂😂😂😂 wakuona kukosha kwema 5Us aya 😂😂

  • @NaomiMadzimai
    @NaomiMadzimai 12 днів тому +3

    Mwana wavamufundisi unemweya wechikwambo chaunorara nacho ndoo chinokonzera kuti uramwe imbotswaka vanobatsira kwete baba vako, vanotogona variivo vanokushandisa, go out and find help kumasowe

  • @TariroHunduza-ts6gv
    @TariroHunduza-ts6gv 12 днів тому +3

    Mukom varikutsvaga mukadzi ndiripo ndiri virgin ine vana 2 😂😂

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 12 днів тому +4

    Married women takutadzai! Murume kungoshota pamari even if he's trying maakutanga chihure. Now you want him back from jail???

    • @BrainBhebhe-on8em
      @BrainBhebhe-on8em 9 днів тому

      Ppp⁰pp0ppp00000000000pppppppppppp⁰⁰ppppppppppppppppppp⁰pp0

  • @bibianamuzah8460
    @bibianamuzah8460 12 днів тому +2

    Ii vanhu ngatipeiwo mukoma Nash malikes avo

    • @thekisonomsa2826
      @thekisonomsa2826 11 днів тому

      Shuwa varikuteeera vakawanda chaizvo but vari kuomera kungobayawo like nhy veduweee

  • @margaretnyarambi7066
    @margaretnyarambi7066 12 днів тому +2

    Haaa muripama1 asikama Muchafunga henyu kuti dai wakagara henyu murikuJoni

  • @TariroHunduza-ts6gv
    @TariroHunduza-ts6gv 12 днів тому +2

    Baba vako vakarombera hufundis vachìshandisa iwe tsvaga rubatsiro enda kwa prophet t Freddy

  • @clararity
    @clararity 9 днів тому

    Kuchine shamwari here nhai. Nyaya dzacho! hakusisina shamwari kwane godo.

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 11 днів тому +2

    Mjolo the pandemic iyi hona manje chikomba chakaona kuti wakapusa wakudemba nxaa gara wega uri hure risina musoro

  • @richardgame3359
    @richardgame3359 12 днів тому +2

    ndozvinoita kupusa ,MWARI ANENGE ACHIONA ,JAIL RORWADZA CHERO ONE DAY .VANA NDOVAMAVAKUTORWADZISA.

  • @chidzombapearl6641
    @chidzombapearl6641 11 днів тому

    #2 Mwari havadhakwi...

  • @tafadzwapasi8875
    @tafadzwapasi8875 12 днів тому +1

    Mwana wapastor ukati baba vako havana kurombera pauri here. What are your parents saying? Chimbo famba mumaprophets

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 11 днів тому

    Unomitiswa sei iwe uri murume kare.hakuna mukadzi asina kunaka

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 12 днів тому +1

    Why the hell do you want to protect yr friendship nemunhu wauri kuroya nhai iwe friend from hell. Just tell her and break that friendship because you are evil

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 11 днів тому

    Last confection uri munhu akaipa asi kudenga kuna Mwari uchakohwa zvauri kurima inguva wena😢

  • @ZANDIJOHNSON
    @ZANDIJOHNSON 9 днів тому

    Last confession, urimbhwa muroyi,zihure, satani chaiye karma will catch up with you ka handa

  • @RutendoChanzenza-fr8jv
    @RutendoChanzenza-fr8jv 11 днів тому

    Last confession mune murume wechikwambo henyu wamunaye murume wenyu munaye kare😢😢

  • @margaretnyarambi7066
    @margaretnyarambi7066 12 днів тому

    Haaa pane zvamakaitwa namufundisi ndivo vakuromba mukore uno

  • @ZANDIJOHNSON
    @ZANDIJOHNSON 9 днів тому

    Kushandiswa nema Nigerian kwete anokupa zvinu zvaanoziwa kuti unosugwa kana nguwayasvika vanokukukandira pasi pebhazi I know vakawanda varikujeri because of vanu ivava tete eangu vakapika 20 ku Brazil

  • @ChipoMarimo-sh2zu
    @ChipoMarimo-sh2zu 11 днів тому

    Uridofo boy frend yakutya kuti unozomuhurirawo ukamusungisa,hurai matangamafunga.

  • @breem5414
    @breem5414 11 днів тому

    Uyo mwana wamufundisi kushandiswa nechikwambo.Ndosangana nazvo zvakadaro bt ndine mwana hangu asi i get bored easily plus ndorota ndichirara nemunhu.Its very disgusting

  • @menoverse
    @menoverse 7 днів тому

    Last confession, you are her enemy not her friend. "You shall know a tree by its fruit" and your fruit towards your so-called friend was jealousy and hatred. If she's really your friend, then your regret should make you think past yourself and tell her and the guy the truth or your turn will come and it will be far worse. Hapana akakubatira pfuti kuti ubhururutsire shiri so-called shamwari YAKO. Your kind of love is not true love, because true love rejoices in the success of the object of the affection or the success of others. Your kind of love is selfish and you love how YOU FEEL because of your friend or what she does for you or takes away your loneliness. It's about the benefits that accrue to you and that's why you don't want her to have benefits exclusively for her. Be careful - jealousy and witchcraft are kindred spirits and twin sisters, and you seem to be halfway there already 😢

  • @Eva3rt
    @Eva3rt 11 днів тому

    Last confession 😢

  • @RutendoChanzenza-fr8jv
    @RutendoChanzenza-fr8jv 11 днів тому

    Dai murume paanobuda after 6 moths akakusiya uchamuka hako