Huyai Munzwe Zvakaitika Pandaka Enda Na Prophet Ku N’anga
Вставка
- Опубліковано 15 вер 2024
- Please Follow me on Facebook
www.facebook.c...
Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
We're not even safe from our own children 😮😮
U can say that again now we have to fear the people we gave birth to.😢
Sisi vekudana na Pastor ndawona kusaziva kuti kuno parira.Hakuna munhu waMwari chaiye anoita zvema small house.Ipapo wakatotanga kuwoneswa chokwadi asi waka kundikana kuyita sarudzo.Zvekuzoyenda kun"anga wakanga watonyura muzvinhu zvavo.Dont fool yourself kuti mai pastor havazive,vanotoziva ma rituals aPastor asi ivo vari safe.Imi ma small house ndimi munenge muri team simbisa rituals basa ravo richifamba.Problem imwe chete iri kuyitika hamusi kutanga kutsvaga Mwari muri kuda kubatsirwa nevanhu.Ruponeso runotanga newe uchinamata wega.
Vana vazhinji vavekuchekeresa vabereki zvakaoma chokwadi
Sis vaprophet makashandiswa pamushonga ye urombwa hwa prophet
Never ever trust anyone kunze uku aaa 😢
Ndinonzwa kutya hangu sure mwana wawakabereka here Mwari ivai nevanhu venyu veduwe
Sisi vekutambudzwa nechikwambo l pray nezita rajesu zvidzokere Kuna vatenzi vazvo .l hope muchawana anokubatsirayi l feel so sad pandanzwa nyaya yenyu😢
Ungaita ani prophet uyu. Bcoz vane maboardguards I 2 chete muHarare.
Magaya or Makandiwa l don’t know other big prophets 😂
Yowe tichapedzwa kuuraiwa nevana vatakabereka ndatya nazvo
Ko muri kuiteyi Kuma porofita kwacho???
Mmmm vanhu vakabata kunze uku
I am diabetic too I use moringa it works well but consult your gp before using moringa tea .
Ini ndavekutotya vanavangu chokwadi kuti vachitiita zvekuchekeresa kunyanya vakomana
Sorry Sista bbkru your day is coming
Hey everyone
Good morning everyone
Sis vekurarwa nezvikwambo pliz pray Mwari anonzwa mufunge go back to sender yaurikuda haishande zvinoda iwewe kumira pamabvi spent your time reading the word of God meditate on the word pray scripture based prayer paunoona kadhara ikako namata muka uchiita midnight prayer panopfurika ufunge
Haaaameeeeeennnnnniiiiiiiiii
Hezvo mashura akabhoiriswa
Mkoma Nashe kudenga kuna Mwari vanoona zvooose...hapana chavasingaone....