Manenji Chaiwo! Sekuru kumitisa hawo muzukuru-Chief Makoni's traditional court-Nyaya izere mu video

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 20 вер 2024
  • Manenji Chaiwo! Sekuru kumitisa hawo muzukuru-Chief Makoni's traditional court-Nyaya izere mu video

КОМЕНТАРІ • 20

  • @nyashagibsotichiwangana8841
    @nyashagibsotichiwangana8841 5 місяців тому +1

    the relationship is quite distant

  • @sithokozilengwenya674
    @sithokozilengwenya674 6 місяців тому

    Vana ava very crazy indeed kumitisana hama pakaipa ..ndoaska mvura isinganaye.

  • @lovemorechinyadza6603
    @lovemorechinyadza6603 6 місяців тому +1

    Chief matadza kutonga Tino Ane kumusha kwake baba wake variko Kwete kutorera munhu zvipfuyo nemhosva yakaparwa nemwana vemumwe

    • @rashedngadze8853
      @rashedngadze8853 5 місяців тому

      Yes mhosva Latino ngairipwe nababa vake nehama dzake. Apa chief Makoni vakutoita kuti vanhu titye kubatsira vana vehama dzashaya nekuti unozovaripira nyaya dzikadai. Kubatsira nherera haisi mhosva mambo Makoni tongai zvinehungwau

    • @tafadzwamazivanhanga555
      @tafadzwamazivanhanga555 5 місяців тому

      Chief variright ivo baba avo ndivo vanozoenda kumba kwanatino kunotaura kuti mwana akapara mhosva

  • @progressmutandwa6724
    @progressmutandwa6724 5 місяців тому

    Wangu mwana akazviita kwaChief Mangwende Murehwa uko ini ndakati ndoda DNA test to prove my son wrong

  • @firstlady2671
    @firstlady2671 5 місяців тому +1

    Chinonz mwana chii uyo murume mukuru.

    • @MuchiemanNyakuromba
      @MuchiemanNyakuromba 5 місяців тому

      Haaa mwana uyu ndakakura naye panyavhada apo parusape misikanzwa chete iyo

  • @firstlady2671
    @firstlady2671 5 місяців тому +1

    Disgusting to watch, Zimbabwe inonzwisa Tsitsi veduwee

  • @MafiosHlaluka
    @MafiosHlaluka 6 місяців тому +1

    Vose nyakumitisa nanyakumitiswa fokoro mapenzi ese hama nehama haa mazezuru ma1 ndoo kwakawandira nhubu

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 6 місяців тому

      Haasi mazezuru ayo,pane muNdau neMuungwe

    • @simbarashechirenje7840
      @simbarashechirenje7840 5 місяців тому

      Kuchizezuru waufe wakawana zvakadaro avo anonzi maungwe

  • @tintube6543
    @tintube6543 5 місяців тому +1

    Uyu mambo ngaambomira kutonga mudare hasngoni

  • @Gaiwjw
    @Gaiwjw 6 місяців тому

    Vana vane hosha yakashatisa ava 😅

  • @LaytonChizema
    @LaytonChizema 5 місяців тому

    Nhaimi ko kuzimbabwe vanhu vakumbotaura marii veduwee ummmmm

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 6 місяців тому

    Hauna kwekumuendesa sei; pamaipanana nhumbu maipanana muri payi chaizvo; handiti paitorarika hapo muchita zvamayiita? Toranayi mugare ipapo; muchisasana sekusasana kwamaita - muchita mhamha naDaddy.

    • @rashedngadze8853
      @rashedngadze8853 5 місяців тому

      😂😂😂 Innocent usandi tyre mbabvu nekuseka. Vakaitira muzvikwenzika hamugariki

  • @andrewmazungunye8800
    @andrewmazungunye8800 5 місяців тому

    But why kuinda kunotaura nyaya yokunyengerwa mwana, uchirega kugarapasi newako, wakatadza kutsiura wako , nanga nanga Tino😅😅

  • @helenmwale1987
    @helenmwale1987 6 місяців тому

    Sekuru varinani pababa chakutumbura

  • @tichatongavareta3677
    @tichatongavareta3677 6 місяців тому

    Ko dzihwa mumunho bho here