@@duduzilesibanda6789 I know the truth. Jesus's was used to colonize us so that we can be loyal slaves to the slave masters. Our African spirituality is very kana yashandiswa nemazvo. Wake up my friend and let's embrace our African religion and spirituality kwete zva Jesu wekunyepa uyo
The interview was more than necessary Andrew. The guy is repeating the same thing without you asking him some questions. Drewmas media , taking you to another level.
Drewmas media ndiyo ichauya nenyaya yako iyeyo isusu taka teya dzeve Umzenzi kakhalelwa kukhalelwa umenziwa ,bhudi Bhudi tsvagai maplan ekuenda kuChurch or kuchivanhu Stop what you are thinking toroiwa wo,tinezvedu wo zvinotiremera
GOD SAYS ,"..SUFFER NOT A WITCH TO LIVE ..." IT PAINS GOD OF VENGEANCE INTERVENE, DESCEND WITH YOUR WRATH, ITS SO TRAUMATIC IT PAINS , ARISE OH LORD & TAKE OVER!*🙏🏽
Neshamba plz endesai vana ava kwaTasvu plz varikurwadziwa chokwadi 😢😢😢😢😢
Mwana Ari kurwadziwa uyu😢varoyi vasadaro
Ukaona zvadai munhu akurwadziwa it's not easy kutaura Kut sekuru muroyi pajekerere kudai,,usazouraya hanzvadzi
Ndanga ndichiuya❤❤
sekuru ngavasunungure muzukuru veduwee kuroiwa hakuna kunaka ummmm regai kushandisa vna
Varidzi vemusha gadzirisai zvirimumusha. Hamusi kuona dambudziko here. Hamuna vakuru vemusha here. Chamunoda kuzoona makuva here.
My dear hakuna chipatara chinofambira munhu. Endai kwana sekuru Tasvu uko
😂😂😂😂😂😂"huku dzozvivharira dzoga😂😂😂😂nerimwe divi mombe dzorima dzoga 😂😂😂😂😂haaaaa Mari chidzokai😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@Drewmas, ko the youngest and energetic councilor Ticha varikutii nenyaya iyi, itayi amhanye mhanye !!!
PaRusambo pamahutwe apo ndipo pamusha ndavaziva ihama idzi dzemusha
Pa Rushinga ndoo kwedu haunyepi uyo isu takatotiza kumusha vabereki vaurayiwa ...pindirai sua
Vanhu muri kungot endai kwaTasvu .......munomboziva hr kt kunodiwa mari apa vanhu ava avana mari
Ipapa arikutonzwa zvese mudhara iyeye chero asipo
Kkk iyo yekuda kuvhura hombe iyi broo kaa makatsamwa henyu ,
Drewmas midia ndokumbira vo Kuti muudze mhuri iyo ngaiyende kwasekuru Tasvu bcz hazvishamisi Kuti murikudzoka ikoko vanhu vafa hatina kukushoorai Imi chingovaratidzai dzira hatina Kuti endai kungovaruma dzeve nokuti hazvibatsire Kuti tione vanhu vachitambura vasina rubatsiro vanhu vanofa sure
Kunoitei ikoko
Kunobatsirwa kaa why ukutii kunoitei nxaa
Regai kutaura kuti sekuru Tasvu kune veDrewmas taurai vamwe vana sekuru kana vana gogo vamunoziva 😂😅
@@drewmasmedia3856bvunzai henyu shumba
Yendai kwa gogo Chihoro
Dzorai mukomana uyu ari kurwadziwa momutsvakirao vabatsiri @Dremas
Batsirai mkomana uyu shuwa mashoko ake arikutorevesa mukamunonokera ndaona tamuona kwaTilder Behind Bars
By fire 🔥 by force 💪 anazvo zvikwambo huh mzaya makeke
It's better mutsvage vanobata zvinhu because even mukamuuraya, zvinhu zvake zvinongosara zvichikunetsai
😂😂😂haa kuseka nhamo serugare shuwa
Hasha tose tinadzo but zvimwe zvinoda kuzvidzora .....kutema hakuna ndima my brother ....unotozoti kuroiwa nepenyu kurinani pakuzoroiwa newakafa ...ngozi yacho haungazoigoni
Haaa kkkk wazondipedz my bro hnz uda kuona sugar iripasi pemaheu😢😢😢
Vhura hombe zvako iwe zvinorwadza
Nhai varoyi muchafa rini tizorore, usauraye please
Shame he's in pain😢
kkkkk kamupfanha kaka gumbuka aka kakutoda zvekuvauraya
Vaneshamba sando dzenyu mudhara mukudzifambira kwamava kubuda muri mukati menyika chaimo umu
Muroyi ngamamiswe
Sometimes muroyi anongoda demo chokwadi vanorwadza vanhu ava nxaaa
Varoyi vanoshungurudza zvavo mumhuri
Mwana akatsamwa shuwa batsiraio mwana
Chikurumidza mfana vangu asati aku pengesa muroyi uyo
Yoo nyaya ayipere
Muroyi ngafe tema munhu nedemo afe nxaaaaaaaaas
Mwari muriko kumusoro kudenga,chingouyai zvenyu pachenyu muparadze varoyi vese pasi pano
Ko nhai Vaneshamba mwana wekuHwedza akazowanikwa heream update please
Zimbabwe yatonetsa, vanhu vazhinji vari kunotora zvikara zverima vogara nazvo mudzimba
I like the song
Hanzi ndikuda kumuvhurira hombe 😂😂😂
Tsvaga chete anokuyambutsa zvauri Kuda muupenyu hwako zvifambe,zvokurwa nomuroyi zvinokunetsa
Kkkkkk anzi rambai muchi liker kkkkkk rova mnhu youngman
Vhura hombe King
Masai sai ndeupi mdara uyo
unoda kumuvhurira hombe
shame he is in pain shua haa varoyi musadaro💔💔
Haaa shame so sad 😭😭😭 yohhh sekuru Tasvu ngavabatsire ndokwavo
The pain is too deep ...l won't be surprised kunzwa Kut mdhara uya akaueaiwa akabikirwa imbwa.
Zvinorwadza
Go to sekuru Tasvu guys chinonetsa chivanhu chiriko Saka tagai matsvaga vanobatsira mozonamata
Royiwa hauna respect, vauraye undofira mujeri. Apa chaurikutaura kuti vakakuroya chii?
Munemhuri here Cde
Dai ukasanganidzanao nazvo
Mwana wamai vangu mira kwira ghazi uuye Harare ndikuperekedze kwasekuru Tasvuu zvopera izvo anouya ega mudhara iyeye
Vanhu vakaremedzwa pano pasi mmmm ... pakaipa..
Haaaaa zvinorwadza sure...
Mafanaz siyana nazvo unozo regreater wavemukati namata iwewe pachako Mwari anokukundisa
Muroyi haana kunaka ngaaurawe
Endayi kwa sekuru TASVU
Don't fight physical my brother this is deeper than you know invite Jesus in your life and you will win thebattle
Zvinoda chivanhu izvi kwete zva Jesu wenyu asina basa. Jesus is a fictitious character yakafanana Na Hulk or Spiderman he doesn't exist at all.
@@PrayerNinja im praying for to know the trueth
@@duduzilesibanda6789 I know the truth. Jesus's was used to colonize us so that we can be loyal slaves to the slave masters. Our African spirituality is very kana yashandiswa nemazvo. Wake up my friend and let's embrace our African religion and spirituality kwete zva Jesu wekunyepa uyo
What Jesus is going to do Jesus is dead right zvirikuda N'anga izvi mhuri inopera muchiti Jesus hapasi kuda inspiration apa
@@giftpwanyes3596 the day you will know Jesus then you will understand
Kana wafunga kutema hako semunhu akatsamwa bvisa maoko nemakumbo umusiye Ari mupenyu kkkkkk coz ungavhure hombe shuwa
Aaaaa Shemu yooh pakaipa
Kuuraya haukusi kugadzirisa nyaya ingotsvakai vanomupedzera masports mudhara uyu zvinhu zvake zvobatwa
Unotaurirana chii nemuroyi? He is just hurting.
Drewmas batsirayi mhuri ko amwe munobatsirawani itazvokukurumidza panofiwa shuwa
The interview was more than necessary Andrew. The guy is repeating the same thing without you asking him some questions. Drewmas media , taking you to another level.
Mukomana uyu anenge atogarwa nevanhu vese vakaurayiwa na sekuru ava hushingi hwacho hwakanyanya
Inhuta iyo
Drewmas muchaatakwa nasekuru ava act before whatever happened help quickly sekuru Kanengo or Tasvu
Anopenga uyo unofira Ku Jeri vanhu vakuru varipi ndovakaipa varikufurira mwana
PaRusambo ndokumusha Drewmas please help us nevanobatsira
Ndoridawk girazi sekuru
Nyaya inogadziriswa kutemana hakuna zvakunogadzirisa unopinda jeri ukasiya mhuri
Mudhara achafa firo inorwadza😅
Imwi woye drewmas taking you to another level
Zvimwe zvacho ukachembera muupenyu unoguma vakunzi muroyi
Vana ngavaende kuchikoro vashandise common sense, mapostori akuuraisa vanhu
Mukomana uyu anoda kuongoroorwa pfungwa
Ongororwa iwe usina moyo kunge star fish, ASI ahuna mwana here
Vhura hombe bmnni
Maswera sei Drewmas media
Varoyi munoda demo chete .
Varoyi hameno kuti vanozvifambisa sei munhu anovananga chaizvo havauraye wena vanototyawo
True😂
Why vanhu tichizvara vana vekutambudza
Shame ndanzwa Tsitsi neupenyu hwako mudikani
Ehe vanokusunga havambokuregedza ukavauraya
Vavhurire
Rushinga ine nyaya .. hombe
Kuuraya usadero dzora moyo mogadzirisana murunyararo
tichipaika sekuru vacho zvichemo tazvinzwa
Imhosva here kuti sekuru vanokukunda chirungu
ENDAYI KAA MUNOTSVAGA VANOBATSIRA. MANJE KANA VKAVAURAYA UNOWANEYI.
Vhura hombe mufanami cheka munhu pahuru
Saka zvinhu zvinogadziritsa nekupisa imba hr mafana
Babamunini manyanya kumhura ZRP. Manje manje varikkukunhongai
ko vana sekuru vari kunetsa pamhepo muripi? pindirai tione
Endai henyu kwatasvu nekut drewmas media Haina anonyatsobetsera 😢
Chimbopa vaneshamba mukana kkkkkkk
Uri kutembei mudhara
Drewmas endesai vanhu kwatasvu
Enda kwatasvu sekuru vako vanotasvurwa
😂😂😂😂😂😂 camera man aripo uchii slicer munhu 😂😂😂😂😂 usaite iyoyo my bro tsvakai anobatsira usaise mutemo muhomwe unoita ngozi
Muroyi anotoda kupiswa ne petrol ⛽️ sezvino itwa dzimwe nyika
Drewmas media ndiyo ichauya nenyaya yako iyeyo isusu taka teya dzeve
Umzenzi kakhalelwa kukhalelwa umenziwa ,bhudi
Bhudi tsvagai maplan ekuenda kuChurch or kuchivanhu
Stop what you are thinking toroiwa wo,tinezvedu wo zvinotiremera
Mubatsireiwo hama woye
😅😅😅😅haaaa mahorror aya mmmm pakaipa
GOD SAYS ,"..SUFFER NOT A WITCH TO LIVE ..." IT PAINS GOD OF VENGEANCE INTERVENE, DESCEND WITH YOUR WRATH, ITS SO TRAUMATIC IT PAINS , ARISE OH LORD & TAKE OVER!*🙏🏽