RUSHINGA......VONWISWA MUTEYO KUTSVAGA VAROYI

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 24 тра 2023
  • GOGO MANHAMBARA VODANWA KUBATA VAROYI
  • Розваги

КОМЕНТАРІ • 263

  • @patiencemubayiwa1290
    @patiencemubayiwa1290 Рік тому +52

    Muteyo unotoda kunwiwa nema Zimbabweans ese , kamuvengerano katakaita so as a Nation , nemuhukama 🙆. Zvinotoda ticheneswe !!

  • @WalterMtengambiri-lm2kw
    @WalterMtengambiri-lm2kw Рік тому +11

    Drewmas media taking us to another level thanks guys I really appreciate it

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 Рік тому +6

    Zvinongorwadza mufunge gogo manhambara itai basa henyu musha uchene🎉

  • @ceemondoka8095
    @ceemondoka8095 Рік тому +3

    I remember tichikura tichiimba kuti handei kwaManhambara mai kunonwa muteyo ,ndivo gogo Manhambara vacho ava nhai chiweshe tinavo varoyi vanoda miteyo yagogo manhambara apa ndevemo michiweshe

  • @ellykaziee8944
    @ellykaziee8944 Рік тому +9

    Drewmas murikuita basa rakanakisa don’t Even apologise kutunhidza varoyi varipo panowo hazvina zera rambai muchibatsira nebasa renyu iri rakakosha. Kudai misha yose vanhu vatsvake varoyi mudzinza nyika ichene chokwadi. Drewmas keep the excellent work don’t listen to the voice of the devil

  • @mellodymlokoti191
    @mellodymlokoti191 Рік тому +11

    Nhasi mabhurukwa anozara chete 😂 😂

  • @sharonkwadiwa4459
    @sharonkwadiwa4459 Рік тому +9

    kkkkkk sekesai mabhurukwa varume hokoyo nhasi makorekore biyangu better kugara wareurura kana mukaromba abiyanguwe

  • @Chipo-wy3ut
    @Chipo-wy3ut Рік тому +2

    Chachaya drewmas taking you to another level tinokutendai drewmas munoti chengetedza

  • @kurrieoriginale3613
    @kurrieoriginale3613 Рік тому +2

    Water through the nose?😮 what if it goes into the lungs .Very dangerous practice

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Рік тому +5

    Yaaa ZIMBABWE ine vanhu veduwe yooo varume kuwanda sejecha kudaro mabasa hakuna mwari batsirai nyika yedu huroyi hwave kuwanda kudarika mabasa zvakaoma keep going Neshamba shumba

  • @christinemoyo6148
    @christinemoyo6148 Рік тому +7

    😅😅😅😅😅😅Inonzi Zimbabwe ndanzwira tsitsi vakadzi fodya 😂😂😂😂

  • @agnesjokonya1405
    @agnesjokonya1405 Рік тому +2

    Mr Neshamba job well done..nhasi rarimwe zuva

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano3241 Рік тому +3

    Drewmas media taking you to another level 👏👏👏

  • @rumbidzaikawome483
    @rumbidzaikawome483 Рік тому +1

    Well done mukoma Andrew rambai makadaro🙏🙏🌹

  • @raychibvongodze5283
    @raychibvongodze5283 Рік тому +2

    Point noted mkona Andrew

  • @RumbidzaiTeman-ux8vu
    @RumbidzaiTeman-ux8vu Рік тому +2

    VaNeshamba maisaharasa ndakakuonai ndozvaitoda gogo havaitomboda soft cz vainyepera kuzungaira

  • @priscillakampiyawo
    @priscillakampiyawo Рік тому +3

    nhasi rarimwe zuva drewmas media take you to another level

  • @nancydzvadzvike5510
    @nancydzvadzvike5510 Рік тому +6

    Sando dzako Andrew bata bsa sezvazvir ndinotevera chirongwa chenyu ndrikuno kujoni pota uchindimhoresaw

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Рік тому +4

    Muteyo mmmm asingazive zvaunoita gara pasi,ndakambounwa mukufamba umu as family hanzi muone muroyi wenyu imika

  • @maishandymaishandy7865
    @maishandymaishandy7865 Рік тому +4

    Drewmas media taking us to another level ❤

  • @andychange5777
    @andychange5777 Рік тому

    She's the only legit spiritualist I've seen so far on you tube

  • @sadymoremafendo
    @sadymoremafendo Рік тому +2

    Vasati varoyewa mushe
    Vanotaurisa

  • @shabbba
    @shabbba Рік тому +5

    Gogo Manhambara ndovaziva uye vanobata basa

  • @shabbba
    @shabbba Рік тому +13

    Gogo makabatsira my son handitodi nemwi❤❤❤

    • @balbinamuza1747
      @balbinamuza1747 Рік тому +1

      Peiwo number

    • @chingombedaries
      @chingombedaries Рік тому

      Number pliz

    • @gingerwingerful
      @gingerwingerful Рік тому

      Tipo number plz

    • @shabbba
      @shabbba Рік тому

      Handina nhamba asi vanobva kuChiweshe inini ndakavaonera kuHarare ndikazoenda kuChiweshe

    • @shabbba
      @shabbba Рік тому +5

      Ndichatsvaga ndigokupai.She is the best 🥰🥰🥰🥰

  • @karotakarontinahgandu8837
    @karotakarontinahgandu8837 Рік тому +2

    Ko kana iri Stroke yskamupufza wotsvsga poitiers ipapo

  • @marymudzingwa1652
    @marymudzingwa1652 Рік тому

    nhasi rava riimwe zuva drewmas media taking u. to another level

  • @gracepatisi9970
    @gracepatisi9970 Рік тому +1

    Drewmas media taking you to another level

  • @Jahlady
    @Jahlady Рік тому +1

    Drewmas Media ko mukomana uye aidhinda nyoka wekubatsirwa nagogo Manhambara ave sei

  • @mandizhamandizha2062
    @mandizhamandizha2062 Рік тому

    Mbuya Manhambara vekwaShopo mai vaInnocent the late

  • @priscillakampiyawo
    @priscillakampiyawo Рік тому +2

    zvakaoma Gogo mgavarove basa varoyi vanyanya zvakutyisa

  • @kurrenkashesha9750
    @kurrenkashesha9750 Рік тому +1

    Ndafarira new song zvangu zvimwe zvese ratovawo drama song manyama munodadisa

  • @RumbidzaiTeman-ux8vu
    @RumbidzaiTeman-ux8vu Рік тому +2

    Vakabata ngoma sando dzenyu haaa munogona nembira

  • @mosimanegapemotlhatlhedi7444
    @mosimanegapemotlhatlhedi7444 Рік тому +3

    Izvi muchagwarisa vanhu kupi kwamakaona mvura ichidirwa mumhino dzavanhu
    Pliz becareful of wat u do to pple
    First healthy is to be practiced

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Рік тому +1

    Tamirira mangwana

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 Рік тому

    Kutambudza wanhu kudai kuchemberera paruzevha ma1 wanhu wanongodyirwa Mari pachena nekuwenganiswa ....wamwe homwe dzichipfuma.....wanhu kuyitwa ma sasikamu..... drewmas taking us to another level zvachose

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Рік тому +2

    Mkoma Andrew make yo intro n greetings short.

  • @bridgetoparmoyomabulawa5519

    Enjoying ngoma ne hosho. DREWMAS MEDIA TAKING US TO ANOTHER LEVEL nhasi rarimwe zuva

  • @chingombedaries
    @chingombedaries Рік тому +12

    Village life is hard

  • @ellykaziee8944
    @ellykaziee8944 Рік тому +3

    Drewmas next time tsvakai tumadhara twekuMozambique havapedze nguva nevaroyi

  • @Jack-rd3rt
    @Jack-rd3rt Рік тому +3

    Ko vanoshandisa one mukombe? 🤮

  • @agathachirisa7901
    @agathachirisa7901 Рік тому

    Kungouraya munhu asina mhaka kana wariiwo gogo manhambara uuu wanogona pamuteyo

  • @mitchy3608
    @mitchy3608 Рік тому +4

    This way is great so that vaya vanohwanda nekuti mandinongedzera vachahwanda nei 😅😅😅

    • @emmzy3296
      @emmzy3296 Рік тому

      kkkkkk nhaka .....regai tione ko vaya vanoti hatiite chivanhu tonamata nhai...

    • @mitchy3608
      @mitchy3608 Рік тому

      @@emmzy3296 mbwaa dzinohwanda neminamato idzo ndovaroi manje ivavo ngavamwe tozozviova Kuti vanamati vasina kuzvimba dumbu

  • @maiyeukai9346
    @maiyeukai9346 Рік тому +2

    Haa imboitiyai voo vari muhurument please

  • @lalasworld4241
    @lalasworld4241 Рік тому

    Nyika yedu yedzimba dzamabwe..yakashatiswa,nemhondi..idzi dzinoti varoyi nema Politicians ava vanhu ava ndivo varikushungurudza,madzimbabwe.

  • @inoquecarlosnhamazano625
    @inoquecarlosnhamazano625 Рік тому

    Kkkkkkkk wandigonera apa nokuti iri ndiro team rangu anasekuru wangu wakabereka mai wangu

  • @concilliasibanda5380
    @concilliasibanda5380 Рік тому +1

    Drewmas media taking us to another level

  • @monicamatambiko3710
    @monicamatambiko3710 Рік тому

    Nhasi rave rimwe zuva 💯

  • @user-sg4ih3cd5c
    @user-sg4ih3cd5c Рік тому +2

    Nyika Yakarema iyi hama

  • @talentmakota1434
    @talentmakota1434 Рік тому

    Ko mambo vanwisawo here muteyo

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 Рік тому +1

    Koo vanoyanwesa vanonwa here

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 Рік тому +1

    Drewmas media taking you to another level 💃💃💃💃

  • @oniasmukamba2711
    @oniasmukamba2711 Рік тому

    Rambai makadzvanya mukoma neshamba aiwa musadzoke shure

  • @ndhlovuthembelani
    @ndhlovuthembelani Рік тому +1

    Siyabonga Dromas umsebenzi eliwezayo hambi lase Lupane esgabeni se Malunku kolomunye osehluphile lento zakhe ncedani

    • @Dubedube3635
      @Dubedube3635 Рік тому

      Sufuna iline lisale li clean 😂😂😂😂😂😂lakithi ezhwane kabuye

    • @edwinmarewo7797
      @edwinmarewo7797 Рік тому

      Chokwadi chavakubuda

  • @mavisdzvuke4453
    @mavisdzvuke4453 Рік тому

    Hei panenyaya

  • @belindanhidza6458
    @belindanhidza6458 Рік тому +2

    Tamirira part 2 zvepart 1 zvakona kkkkk ndabva ndafunga yekwababa Taps yegudo risina kuzouya vanhu kuvata vakarimirira kutirichasvika nevanhu vakaponda hama yavo, imwika Zimbabwe iyi .Dai mwari vachitisunungura mujoko ratiri nyika yedu yanaka zvinhu zvese izvi zvapera.

    • @mamaasquared3488
      @mamaasquared3488 Рік тому

      kkkkkkk taura hako Belinda hapana zvataona apa ndozvegudo nemabhinya izvi

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Рік тому +4

    Kushandisa 1 cup hr vanhu vese avo veduweeee

    • @gozos1552
      @gozos1552 Рік тому +3

      Vanhu vanofa nekushaya ruzivo

    • @felistaschikwanda9049
      @felistaschikwanda9049 Рік тому

      Apa varutsa voshandisa futi cup 1😅

    • @enb00025
      @enb00025 Рік тому

      We deserve what we have and where we are as a country. Ndezvematuzv*i izvi.

  • @FK-bq1hi
    @FK-bq1hi Рік тому +5

    Va neshamba dai matanga imimi kurova mukombe 😄

  • @Petykwash_ph1cn
    @Petykwash_ph1cn Рік тому +1

    Regai ndidye chimunya

  • @agnestafa9579
    @agnestafa9579 Рік тому +2

    Ngoma iyo inodeedza zvakawanda

  • @Tinto4490
    @Tinto4490 Рік тому +2

    Rushinga Ina mabasao hei

  • @parseechanzenza9083
    @parseechanzenza9083 Рік тому +2

    Thank you Drewmas media ❤❤

  • @lookout1234
    @lookout1234 Рік тому +7

    Varikuti tiri kurimira mahara vachifunga kuti mbeu dzavo dziri kutorwa nevaroyi kwete hama muroyi mukuru izanu ndiyo iri kutora mbeu dzedu mahara 😢

  • @tanamunyengwa6844
    @tanamunyengwa6844 Рік тому

    Thank u drewmas, tazivawo zvikuitika muzim, but ini pesonari come hell come thunder and don't take that no sense.

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 Рік тому +2

    Wese muroyi must come out

  • @brianmazarire1604
    @brianmazarire1604 Рік тому +2

    😂😂😂😂😂😂 chambere iyi imboko kumwisa vanhu zvinhu zvisina basa so 😂😂😂😂

    • @sadymoremafendo
      @sadymoremafendo Рік тому +1

      Paucharoiwa mushe Mushe uchazviona hako kuti ahasi mafaniz

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 Рік тому +1

    Garai pasi mongomiramira sei, Rushinga hoye .

  • @gozos1552
    @gozos1552 Рік тому +1

    Kozvamuchaurawa nhy nxaaa

  • @evemudungwe168
    @evemudungwe168 Рік тому +1

    Manji vese vanwa havasi kurutsa saka panoiywa sei ? Varoyi vese here

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 Рік тому +3

    Varoi vose ifai

  • @chengetaizuva5658
    @chengetaizuva5658 Рік тому

    🎉🎉🎉🎉

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 Рік тому +2

    Thank you Drewmas media👏👏👏❤❤❤❤

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 Рік тому +2

    Manhambara mwana wevhuredu

  • @luckyelose2216
    @luckyelose2216 Рік тому +1

    ngoma iripa 5:41 ....11:09 yakapenga. thank you @Drewmasmedia

  • @Mchilowamakhosikazi
    @Mchilowamakhosikazi Рік тому +1

    Pane adota here???

  • @dorcaschijukwa8717
    @dorcaschijukwa8717 Рік тому +1

    Maka ita basa go go

  • @stormshadow1992
    @stormshadow1992 11 місяців тому

    That mushonga urikuputiswa vanhu uyo unonzi (mucheny'a)unokachidza zvedi takamboupihwa neimwe n'anga

  • @mitchy3608
    @mitchy3608 Рік тому +1

    Tigoona rinoramba richiti ndiri mupositori imo murimo mazara masatanist vachihwanda nemagemenzi.
    😂😂😂😂😂😂😂
    Gore rino muchakwevewa muZimbabwe pachabuda song yekukweva. 😂😂😂😂

  • @catherinekangoya8964
    @catherinekangoya8964 Рік тому +1

    Yaaaa ma2 atanga kkkkk

  • @mosesmukonowatsauka5827
    @mosesmukonowatsauka5827 9 місяців тому

    Ummm zii hanku

  • @Tee-ei4en
    @Tee-ei4en Рік тому

  • @theresaaruminyu676
    @theresaaruminyu676 Рік тому +2

    Drewmas media taking us to another level,ndafara ndaona hama yangu apo Mr Chokuvamba vane T_shirt yeblue

  • @yvonnebesa7854
    @yvonnebesa7854 Рік тому +1

    😂😂😂😂😂😂😂.....gore rino muchazvirega zvekuroya

  • @phoebemavhiza-kf4cj
    @phoebemavhiza-kf4cj Рік тому

    But ko kana uine chitenderewo chako chisingabvumirani nezvehun'anga

  • @emmanuelnangoma1277
    @emmanuelnangoma1277 Рік тому +3

    Aaaaaaah rushinga yanetsa newaroyi nhai😂😂😂😂😂

  • @teclarlizzynet5699
    @teclarlizzynet5699 Рік тому +1

    Haaa apandokwabva haaa vamwe ndatovaziva iii yaaa vanhu vakatakura kurema

  • @lilyosarnyakudya6176
    @lilyosarnyakudya6176 Рік тому +1

    Song yatanga kuimbwa irikunzii nhaimi

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 Рік тому +1

    Gogoi

  • @constancemarifiye6658
    @constancemarifiye6658 Рік тому

    Uuuuum handei hama tione kwqzvinoperera kumwana Maura nemunho varoi hokoyoyi

  • @simbisotachiona839
    @simbisotachiona839 Рік тому +2

    Todayechi2 tigozivakuti zveperasei

  • @chiramwiwakahuni1303
    @chiramwiwakahuni1303 Рік тому +1

    First pano

  • @kurrieoriginale3613
    @kurrieoriginale3613 Рік тому +1

    How can a country grow backwards like that?

  • @sharontangirai1262
    @sharontangirai1262 Рік тому

    Is this for everyone or for just a family

  • @perseverance9096
    @perseverance9096 Рік тому

    😂😂😂😂😂 haa zve Upenyu ma 1

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 Рік тому +1

    Manhambara imboko, kunwisa vanhu poison achinanga huroyi hwenhema

  • @enb00025
    @enb00025 Рік тому

    Zvemadhoti izvo.

  • @oliviadube8481
    @oliviadube8481 Рік тому

    Nhasi rarimwe zuva

  • @patiencemubayiwa1290
    @patiencemubayiwa1290 Рік тому

    Drewmas Media , chimbosvikayi ku Binga kwaita nyaya yemunhu ariku appear and disappear kunga movie . Timboona kuti zvikunyatsofamba seyi panyika pano.

  • @perseverance9096
    @perseverance9096 Рік тому

    Kuiswa mu nhimo hazvirwadzi hr seku testwa corona kkk

  • @shoraichirutsva-zm3rd
    @shoraichirutsva-zm3rd Рік тому +1

    Handskuzvichenesa izvi

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Рік тому +2

    Vodemba kuti dai tisina kuuraya zvedu