Takanorombera Mugodhi Wedu Ne Shamwari Dzangu Ku Mozambique Taakuona Nyoka Everywhere

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 9 лип 2023
  • Takanorombera Mugodhi Wedu Ne Shamwari Dzangu Ku Mozambique Taakuona Nyoka Everywhere
  • Розваги

КОМЕНТАРІ • 21

  • @user-vk5fw6hm1e
    @user-vk5fw6hm1e Рік тому +8

    Ummmmm zvakaoma better nditambure ndichidya muriwo😂 pane kushaiswa hope nezvinhu zvawakatsvaga

    • @dadiraimukandi5556
      @dadiraimukandi5556 Рік тому

      Vanhu mazvokuda kuromba kuzvidira hapana n,anga inokuvinga kumba kwako

  • @user-gl9fu1lz9e
    @user-gl9fu1lz9e 6 місяців тому +1

    Dzokerai kwasekuru

  • @MercyTMangisi-cb9pm
    @MercyTMangisi-cb9pm Рік тому +2

    Zvakaoma tsvagai Mwari vakomana

  • @ruthpartridge6314
    @ruthpartridge6314 Рік тому +5

    I would rather eat vegetables everyday than this people have no fear anymore

  • @user-fe5bw7kh9u
    @user-fe5bw7kh9u 4 місяці тому +1

    Nhamo haiurai hamadzangu panekuzvuoinza bz

  • @littlestar6235
    @littlestar6235 Рік тому +1

    Ane simba ndiJesu rakapfuura akakurombesai.Chemerai kuna Mwari muwanirwe nyasha.Zvinotoda munhu amire pana Mwari mumweya nemuzvokwadi to help deliver you neminamato pasina izvozvo ma2.Tangai kutozvinamatira nemoyo unorevesa Mwari vane nyasha

  • @miriammafiyamafiya
    @miriammafiyamafiya 8 місяців тому

    Endai Kwa sekuru Tasvu

  • @miriammafiyamafiya
    @miriammafiyamafiya 8 місяців тому

    Muchinyanya kuda mari

  • @zvikomboreronyamugara474
    @zvikomboreronyamugara474 Рік тому

    Muchimboromberei hanty maida easy lyf muchama

  • @simbamoyo9802
    @simbamoyo9802 11 місяців тому

    Saka muchaita sei

  • @charitysibanda7306
    @charitysibanda7306 Рік тому

    Dźokera kumozambique oh kuenda kwasekuru tasvu kuharare

  • @ostenfungaimabhure9420
    @ostenfungaimabhure9420 Рік тому

    Enda kwasekuru tasvu

  • @SaruGoba-jx7lp
    @SaruGoba-jx7lp Рік тому

    Yaaaaaa

  • @user-kq9io1or4d
    @user-kq9io1or4d 6 місяців тому

    Happy new year aunty mamoe🎉

  • @tre642
    @tre642 Рік тому

    Vanhu kuwoma misoro , you are given instructions then you do the opposite. Dzokerayi munokimbira ruregerero plus maparira hama dzenyu .

    • @allinadaysworkhakunamatata9187
      @allinadaysworkhakunamatata9187 Рік тому +1

      I think mishonga iyi makes people do that , it's evil and the devil is a liar, and all deals with the devil are deceptive lol small print keeps changing 😂 disclaimers .
      Shame pple should turn to jesus

  • @christinesibu-dc5cp
    @christinesibu-dc5cp Рік тому

    I don't judge you kutonga ndekwamwari

  • @auntymamoyo
    @auntymamoyo  Рік тому +1

    good morning guys

  • @charitysibanda7306
    @charitysibanda7306 Рік тому

    Dźokera kumozambique oh kuenda kwasekuru tasvu kuharare