Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Sungura will never die, young people like mark will rescue it. Keep it up young man
Zvinokupei kushora munhu anogona zvinembiri uyu umwe wematop sungura artist
Ukarwadziwa naMark unoita manyokaPamberi ne njanja express simudzira mureza weNjanja ,simudzira pakasiiwa naJames chimombe ❤
dzorova idzi.....favourite yangu
He is steadily growing, keep it up Mark
Ndapa ktenda Mark
Amazing voices🎉
Welldone guys, don't listen to people, just press towards your talent, wish you the be$t if you don't get inspired by such people unedambudziko❤
Well done Mark
good perfomance mwana wa mai cecelia....chinogona ichi
Uuummm boys kaaa ...hayas
I remember tongai moyo achangotanga vanhu vachiti hazivi chinhu but chakazenge chachibaba mupei nguva mukomana uyu munozotaura zvikuru
Haunyepi ainzi Tongai ari kukopa Dembo akazenge ava kudambura waya
Tongai haana kutanga nezvakadai. Chechete yanga yakatobikwa.
Mark varume isimbi yebasa. Usadherera nyanduri manyama
Voice ma 1 iro musarwadziwe imi vanhu
well-done well-done Mark M
Wish you the best famba
Well done guys
Huzukwende
Handigoni kushoora munhu anogonaa kudai sooo . Famba mwana wekwa Ngwazi
Anogonesa zvake
Wakora, ngaaite achienda kuGym.
Mabviravira🎉
Here for Donald Gogo… one of the best Lead Guitarist alive. Only second to Noel Nyazanda
Uyo he is the best
Backing vocal iro ma 1. Magetsi chaiwo
Uyo anorovesa akabva kuKhiama boyz
Mark come on
Vanogona vana vamai Sisiriya,endai mberi zvagara chero chawaita vanhu vanotaura saka bhora mberu vakomana.Vacho vanonzi vanogona hapqnq kana zvavanomboridza zvinonzwika
Discord rinoitwa naMark Ngwazi haaa dai watsvaka anokuimbira
Bp ndoichakuuraya
Hamusati mamuona imi. Ko macheso haaimbe nediscord here?
Ayiwa jealousy down akarova mfana especially kuma vocals asi kuma gitare uko kune kaDiscode mbichana
Big up macheso, vagwazi garai henyu pasi 😢😢😢😢rest in peace...
You need to be futurist my brother. This is the future of sungura zvana Macheso its fast becoming history
Matoto ako iwe tinyararire munhu anogona zvekwake musangoshora apa uri tsuro zvayo
Problem yenyu vanhu yaita dambudziko rekungoshora tarisaiwo kuti munhu anokura zvishoma nezvishoma kusvika asvika
Pakukura awake hatifanire kumufadza nenhema kuti watoyaruka
Haaaaa vanhu vanorwadziwa nevanhu vasingavazive vakawanda pasi pano
Kubva watevedzera Macheso zvese zvese here😮. Zvinoitwa na Kasamba kwa Macheso (are yu ready for Macheso!!!!., ita zvawakaita mhiri kwemakungwa🙇♂️
Haagoni uyo nxaaa
Depending on your defination yekugona
07:51pm....Mark unotsamwisa vanhu nemagonero ako ayoo. Pane arikurwadziwa.faka pressure vasingakudi vacheme
Anogona music yake bho chose
Wakagona Mukoma Mark
mark is still learning sungura musamupe mbiri isipo even you check audience havasi kana kunakirwa nezvirikuitika
Ukati mark haagone saka anogona ndiani?
Haaaa pakuimba zvichiri kure wangu😂
Kure nani
Makamboridza masongs ake here or matanga kumunzwa ipapa?
Ukaona wakunzwa wakugona kufadza vanhu unenge warova wire shuwa.....zvichirikure
malive anokunetsa,,,, isound ip iyoyo
Ndiye aisa sound system here?
Ini Mark Akauya mu location yangu oti show mahara haasi munhu wekuti ndingasiya bed yangu iris ega
😂
Urimboko chaiyo
@@chengetaimusindo ndizvo zvamunogona Kungotuka vanhu ma social media ..very embarrassing.hausi Mark wacho .
@@nashtv74 mark anogona uyu vanhu vagara vanongorwadziwa zvavo
Macheso ndibaba venyu akomana
Twudobi dobi twavanoisa vanozvitora kwa Macheso zvinoitwa na Kasamba zviya Are yu ready for Macheso!!!!
Vakomana mese dai ndaikuonai ndaida kukubhurai. Musangoshora murimboko dzevanhu mese
ndiyani ari kutaura zvamacheso pano kwana iwe
Live show hainyatsobude gitare chairo repa CD magitare anenge agadziriswa ne computer
Even vacho vanonzi vanogona vane masongs avasingaridze coz vakabata wire dzacho pakutanga havasisipo
Makanyanya mudhara
Zvakakarongeka
There is still a lot to be done
Hapana zvozikanwa apa same same Nana Holy ten
Iwe uchitadza comparison chaiyo, wozoita judge wepagona kana patadzwa. How can u honestly compare mbudxi nengwena sure sure!?
Pese paaimba vanoisa zita ramacheso..vapedza voti aagone.. logic.. ma fans amacheso madofo.They mention zitare king padofo😊
Mark is not doing justice to the backing vocalist
Aya matoto egarikuni chaiwo hazvisi kunakidza
Kkkkkkkk munhu hagoni uyu SURE
Anogona ndiani?
Ko kutorera umwe gita bhoo here kkkkk
😂😂😂😂😂🎉🎉🎉Mukwidzei yemashanga dambu rrrrrrfikiti bvuuu
Mukushora kwenyu ikoko zvirikumupa Mari muchindohukura hukura mhuri yake irikurarama .Ko zvenyu zviripi imi munogona
Nyaya haisi pakuti achawana mari here kana kuti kwete, nyaya iri pakuti magitare ari pa off key iwe dofo iwe,,,haasi kugona ma live sho Chivoko wako uyu
Hatina kuti haawane mari achaiwana or achatafza kuwana yaifana kuwana yakati wandeyi nekuda kweizvozvi zvatiri kuona izvi......... Hazvisi kunakidza
Chero wacho anonzi anogona ane paanotodhomoka tichiona zvedu. Masongs acho mamwe haabude sepaCD ngavasiye mwana
Donald Gogo
Arikuita mabacking vocals anofanira kudzikisira voice rake. Projection yake is too high.
Writing nhetembo could elevate him to greater heights
Crowd ikati toenda pa mute😅😅😅
Pachine basa shandai nesimba muchikure
Dzimwe typ dzinokomenda imbwa chaidzo sewe urimbwa chairo zigudo remunhu
Kure Nani
Sekuru Gudo varipi
😂😂😂unovaziva here varipo wani
😂😂😂😂 inga humambo hwanyore neniwo ndiri King kunge Pharaoh
Ko vanhu havasikufara why
Only u ini am happy
IHuzukwende chaiyo zvichiri kuda kushandwa kuti zvirongeke🤐
Lìve show ummmmm mkoma ava ngavambonyatsogara pasi magita afambirane ayo
Haanyatsogone kuimba mukomana uyu
Well tried but uchipo
Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk live show will hambu u kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
anogona zvake but zvamakanyora ndezve nhema...magitare anenge ari muhari ayo apa ari off key zvawo
Ngu masongs ake ese u can't name song asati aimba kkk anogona zvezera rake
Mairidzirepiko munoziva tune kudai tipeiwo pamakamboridza ari mutune😊
Crowned nani?😂
Neni
I had that same question as well kuti who crowned him😂😂😂😂
Perfomance was not ideal but he still performed better than Macheso and company...Too much discord
Uyu achirimwana shangu dzaari kupfedzwa nema fans dzihombe kwaari plus iye kuzvikudza kunenge kurimaari
Guy takes whatsapp statuses and jokes oyimba hake apedza
Saka unoda aimbei kovamwe zvavanoimba lyf yavo nemababie avo unoda iye ateedzerewo here.
This one is a comedian not musician
Uri nhunzi chaiyo wanzwa
Thereby making him unique in his own style
Sungura will never die, young people like mark will rescue it. Keep it up young man
Zvinokupei kushora munhu anogona zvinembiri uyu umwe wematop sungura artist
Ukarwadziwa naMark unoita manyoka
Pamberi ne njanja express simudzira mureza weNjanja ,simudzira pakasiiwa naJames chimombe ❤
dzorova idzi.....favourite yangu
He is steadily growing, keep it up Mark
Ndapa ktenda Mark
Amazing voices🎉
Welldone guys, don't listen to people, just press towards your talent, wish you the be$t if you don't get inspired by such people unedambudziko❤
Well done Mark
good perfomance mwana wa mai cecelia....chinogona ichi
Uuummm boys kaaa ...hayas
I remember tongai moyo achangotanga vanhu vachiti hazivi chinhu but chakazenge chachibaba mupei nguva mukomana uyu munozotaura zvikuru
Haunyepi ainzi Tongai ari kukopa Dembo akazenge ava kudambura waya
Tongai haana kutanga nezvakadai. Chechete yanga yakatobikwa.
Mark varume isimbi yebasa. Usadherera nyanduri manyama
Voice ma 1 iro musarwadziwe imi vanhu
well-done well-done Mark M
Wish you the best famba
Well done guys
Huzukwende
Handigoni kushoora munhu anogonaa kudai sooo . Famba mwana wekwa Ngwazi
Anogonesa zvake
Wakora, ngaaite achienda kuGym.
Mabviravira🎉
Here for Donald Gogo… one of the best Lead Guitarist alive. Only second to Noel Nyazanda
Uyo he is the best
Backing vocal iro ma 1. Magetsi chaiwo
Uyo anorovesa akabva kuKhiama boyz
Mark come on
Vanogona vana vamai Sisiriya,endai mberi zvagara chero chawaita vanhu vanotaura saka bhora mberu vakomana.Vacho vanonzi vanogona hapqnq kana zvavanomboridza zvinonzwika
Discord rinoitwa naMark Ngwazi haaa dai watsvaka anokuimbira
Bp ndoichakuuraya
Hamusati mamuona imi. Ko macheso haaimbe nediscord here?
Ayiwa jealousy down akarova mfana especially kuma vocals asi kuma gitare uko kune kaDiscode mbichana
Big up macheso, vagwazi garai henyu pasi 😢😢😢😢rest in peace...
You need to be futurist my brother. This is the future of sungura zvana Macheso its fast becoming history
Matoto ako iwe tinyararire munhu anogona zvekwake musangoshora apa uri tsuro zvayo
Problem yenyu vanhu yaita dambudziko rekungoshora tarisaiwo kuti munhu anokura zvishoma nezvishoma kusvika asvika
Pakukura awake hatifanire kumufadza nenhema kuti watoyaruka
Haaaaa vanhu vanorwadziwa nevanhu vasingavazive vakawanda pasi pano
Kubva watevedzera Macheso zvese zvese here😮. Zvinoitwa na Kasamba kwa Macheso (are yu ready for Macheso!!!!., ita zvawakaita mhiri kwemakungwa🙇♂️
Haagoni uyo nxaaa
Depending on your defination yekugona
07:51pm....Mark unotsamwisa vanhu nemagonero ako ayoo. Pane arikurwadziwa.faka pressure vasingakudi vacheme
Anogona music yake bho chose
Wakagona Mukoma Mark
mark is still learning sungura musamupe mbiri isipo even you check audience havasi kana kunakirwa nezvirikuitika
Ukati mark haagone saka anogona ndiani?
Haaaa pakuimba zvichiri kure wangu😂
Kure nani
Makamboridza masongs ake here or matanga kumunzwa ipapa?
Ukaona wakunzwa wakugona kufadza vanhu unenge warova wire shuwa.....zvichirikure
malive anokunetsa,,,, isound ip iyoyo
Ndiye aisa sound system here?
Ini Mark Akauya mu location yangu oti show mahara haasi munhu wekuti ndingasiya bed yangu iris ega
😂
Urimboko chaiyo
@@chengetaimusindo ndizvo zvamunogona Kungotuka vanhu ma social media ..very embarrassing.hausi Mark wacho .
@@nashtv74 mark anogona uyu vanhu vagara vanongorwadziwa zvavo
Macheso ndibaba venyu akomana
Twudobi dobi twavanoisa vanozvitora kwa Macheso zvinoitwa na Kasamba zviya Are yu ready for Macheso!!!!
Vakomana mese dai ndaikuonai ndaida kukubhurai. Musangoshora murimboko dzevanhu mese
ndiyani ari kutaura zvamacheso pano kwana iwe
Live show hainyatsobude gitare chairo repa CD magitare anenge agadziriswa ne computer
Even vacho vanonzi vanogona vane masongs avasingaridze coz vakabata wire dzacho pakutanga havasisipo
Makanyanya mudhara
Zvakakarongeka
There is still a lot to be done
Hapana zvozikanwa apa same same Nana Holy ten
Iwe uchitadza comparison chaiyo, wozoita judge wepagona kana patadzwa. How can u honestly compare mbudxi nengwena sure sure!?
Pese paaimba vanoisa zita ramacheso..vapedza voti aagone.. logic.. ma fans amacheso madofo.
They mention zitare king padofo😊
Mark is not doing justice to the backing vocalist
Aya matoto egarikuni chaiwo hazvisi kunakidza
Kkkkkkkk munhu hagoni uyu SURE
Anogona ndiani?
Ko kutorera umwe gita bhoo here kkkkk
😂😂😂😂😂🎉🎉🎉Mukwidzei yemashanga dambu rrrrrrfikiti bvuuu
Mukushora kwenyu ikoko zvirikumupa Mari muchindohukura hukura mhuri yake irikurarama .
Ko zvenyu zviripi imi munogona