GALA rine kamwe ka poor sound quality kariinako soo😢😢😢😂😂😂 even munhu achiigona.. Ameno kuti i mic dzacho here dzamboiswao miromo nana Cephus mashakada here...
Ndizvo zvandinovengera ma live shows e Zimdancehall,vanenge vachida kukuimbisai imi mauya kuzoimbirwa. Unotombokwanganwa kuti tanga tichinzwa song ipi nxaaaa.
SHAME DEI NDIRI MBINGA NDAIMUITIRA PLAN, HE IS BETTER THAN SOME OF THE ARTISTS WHO OVERRATED...
Mafans muchaita nditenge benzi freestyle iyi Iro ma1🔥🔥🔥
DJ improve pa volume re riddim ri matche ne voice remunhu...... Riddim ranga rakadzika volume
GALA rine kamwe ka poor sound quality kariinako soo😢😢😢😂😂😂 even munhu achiigona..
Ameno kuti i mic dzacho here dzamboiswao miromo nana Cephus mashakada here...
Mic yaitoda kumuuraya kudzipa chaiko
Munemasongs akawanda mudhara chimbochinjaiwo and we don't need freestyle
Ndokunonzi kusaiza GP manje uku .kusaiza ghetto nxaa...
Dai awana anomuudza kuti ngaamboimba achipedza song kwete kuda kuimbisa vanhu
Blot❤
Tsvina idzi yuhwiii chiii chakadai
Haisi rubbish here iyi
Ndizvo zvandinovengera ma live shows e Zimdancehall,vanenge vachida kukuimbisai imi mauya kuzoimbirwa.
Unotombokwanganwa kuti tanga tichinzwa song ipi nxaaaa.
its the equipment blot did a good job
Boring
Kotauro manje hanzi dashh it ouuuttt😂
Apa chadzoswa pastage seyanai naye blot 🔥🔥🔥
Horaiti horaiti 😂
❤❤❤ akaipa uyu
mambo we dancehall 💥💥💥
Biggest fan, but please, pedzai maSong enyu mdara 😂😂. Tetauya kuzonzwa imi isu toimbawo 5% imi 95% not vice versa
This is not a live performance. I'll teach them give me your ears chete 👂
Njuga dzakarema
Blot ngaambochingawo playlist , asi ane playlist 1 or I lack of management
Yesaya Blot ma1 tikujamba nanhas 😂
Blot never disappoints..... Sauro pro max 🔥
unorwara iwe
There is need for Rehab on most Youths
Vanhu vezanu vongoita zvose zvinodikwa. Ne zanu chii ichochi noiiz yoga yoga chii ichochi nyika yafa
1 out of 10
Zimdancehall ichirikungotonga
😂😂😂😂grenade grenade😅😅hayaaz
Mese muri marukazi
Sir wicknell tioneiwo
😂😂😂😂kuri kumbonzi chii ko😂
Ma Aqua akudiwa nemunhu wese shuwa
Haaa maAqua arikudiwa nemunhu wese
vakamamira
What is blot doing😂😂😂😂😂
He is eating
kkkkk
Fishing
Akamamira
Dombo rinepower
Zvimwe zvinhu zvamunosimbisa soo ka
Taura hako zvakadhakwa izvi
this is good perfomance but poor sound quality
But masymptoms edombo achripo
Blot anechipo
poor stage perfomance
Zimdancehall is a big no for me👎🏾
akanga akatobatwa nemadrugs uyu