FLIRTY MESSAGES FROM CLASSMATE: TINASHE MUGABE DNA SHOW S15 EP15

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 4 січ 2025

КОМЕНТАРІ •

  • @floet3498
    @floet3498 3 дні тому +29

    Wese anoti baba ngavambopinda mukati memaoko e ZRP dzvanya like. Ma likes 500 VaMugabe munotipa update kuti mava papi coz mukomana ngaambopinda mukati.

    • @aimzingoni5382
      @aimzingoni5382 3 дні тому +2

      Why muchifarira kunetsekana kwedzimwe mhuri. They need help isiri iyoyo.
      Musaita utsinye. They try to fix using not the best methods

    • @floet3498
      @floet3498 3 дні тому +5

      @@aimzingoni5382 if you are one of them chingobudai pachena. Tambo yemagetsi munoiziva imi pamwana ane 4 years? Imi munhu mukuru mukaikonewa wani.

    • @MichelleRunyowa
      @MichelleRunyowa 3 дні тому +1

      Nhai hako arikutambudza mhurinyake ake ngaasungwe ​@@floet3498

    • @aimzingoni5382
      @aimzingoni5382 2 дні тому +3

      @@floet3498 zvakadaro nyika yese yotovharirwa. Handisi kupembedza zvaakaita asi apa panodiwa therapy

    • @floet3498
      @floet3498 2 дні тому

      @aimzingoni5382 therapy yake kurohwawo ne ZRP chete. Abusers must taste their oqn medicine.

  • @brendarugoho-we5tt
    @brendarugoho-we5tt 3 дні тому +11

    Asi kana marriage ichivava seiyi nhumbu yechi2 ndeyei,nhai mwanasikana zvawaive wawana basa restayin wakadii kubva wasiya bhinya iri zvachese😢

  • @kudzaiczenda1884
    @kudzaiczenda1884 3 дні тому +4

    This lady is so beautiful inside out❤❤

  • @zozo.the_girl
    @zozo.the_girl 2 дні тому +11

    Never in your life be told by someone not to work , that’s where they get the power to control you. Ma actions of a narcissist.

    • @eddyk_xv8741
      @eddyk_xv8741 День тому

      @@zozo.the_girl well said 👏🏾

  • @primrosevliyachasakala3746
    @primrosevliyachasakala3746 3 дні тому +9

    Zvauchaurawa uchifira mahara

  • @Madzivas
    @Madzivas 2 дні тому +12

    Ndipei mkadzi ndichengete hangu ,maybe anombonzwawo the feeling ye peaceful life. Plus ndovasvina mapundu.

  • @primdune
    @primdune 2 дні тому +8

    Vakadzi budai muma abusive relationship. It's not worth it to be with someone who hurt you. That's not love. It's ok to be on your own. I feel sorry for this woman.

  • @yolanivelani671
    @yolanivelani671 3 дні тому +9

    My sister he wont change run

    • @pnasheclarah
      @pnasheclarah 3 дні тому

      Atoita yechitwo uyu type dzakadai dzinodzoka kunamai kumusha rasungw zirume neattempted murder!😢

  • @Teenah307
    @Teenah307 2 дні тому +10

    Stopping someone from working and then starve them because you are the breadwinner is sick 😮😢

    • @eddyk_xv8741
      @eddyk_xv8741 23 години тому

      @Teenah307 very sick..he's a serial narcissist abuser

  • @christinemutangiri1204
    @christinemutangiri1204 3 дні тому +8

    I feel sorry namai vaita imwe nhumbu nemurume anoshusha kudayi

    • @SKunetsa
      @SKunetsa 3 дні тому +1

      Kushusha munokuziva here? You want weak man that are tossed around. Matoona kushusha ipapa?

  • @irvineboonstra7836
    @irvineboonstra7836 3 дні тому +6

    If you find yourself having to remind yourself or your partner kuti "ndini murume" then you have lost it.
    Your actions should show your position in the household not having to keep hammering it down your wife's ears.

  • @Rue-OC
    @Rue-OC 3 дні тому +12

    He has a certain perspective about “vanhu kadzi”

  • @Charlegreem
    @Charlegreem 2 дні тому +7

    Case of abuse yamai naMwana.Child is being abused now she is abusing others.Hakuna zvagogo.Hapana zvemurume apo.Real man does not abuse women.Kariba mukaona murume uyo rovai.

  • @mmutza
    @mmutza 3 дні тому +7

    Dafi remurume, haana kana reason inobatika yaataura. Apa mukadzi anoramba achiitira mimba datya irori, nxaaa.

    • @SKunetsa
      @SKunetsa 3 дні тому +1

      Paifanira kuita reason yei? Kuenda kuma DNA imhosva? Munhu haangaise all the trust pamunhu haasi Jesu. A man deserves to know if his trust is worth it.

  • @aimzingoni5382
    @aimzingoni5382 3 дні тому +9

    Hanzi, 'hakuna mutunhu usina mago'😂😂😂. Apa baba vapotsa tsumo yekutsigira chihure chavo.
    I'm not happy for the abuse. His method to fix his home are wrong

    • @malinga22
      @malinga22 День тому +1

      @@aimzingoni5382 very wrong .

  • @mamamuza4007
    @mamamuza4007 2 дні тому +11

    Tinashe Mugabe you need to speak against abuse not to just say ho, ho. You need to speak against abuse

    • @malinga22
      @malinga22 2 дні тому +4

      This is just a dna show hantii moon a maresults ,munoti anoenda asina kuvabatsirra off camera here? Zvese zvinozoitwa even nefoundation hanti zvinee zvabva munyaya idzodzi here

    • @FaithNcube-zt6pf
      @FaithNcube-zt6pf 22 години тому

      Vanhu ava ndivo vanoda ku abuser cause this is DNA show

  • @El-ReyPadya
    @El-ReyPadya 3 дні тому +8

    Ngasungwe kurova mwana ne Tambo yemagetsi

  • @mbizi4573
    @mbizi4573 3 дні тому +4

    2024 we still have varume who feel threatened nemukadzi ari kuenda kubasa?Men who have the power yekuudza mukadzi kuti hauende kubasa. Men with no shame at all kuisa ruoko rwavo pane mukadzi. Men who bit a 4 year baby girl with a cord. This is shameful. As man, i am embarrassed. As a father of a girl i am gutted. My child will never, ever go through this kind of pain. Murume uyo anofira mumaoko mangu se mosquito. Bhangu aifanirwa kuenda ku jeri uyo. Vakadzi vari munhamo mudzimba umu. This was painful to watch

  • @nyatc
    @nyatc 2 дні тому +5

    Such a chauvinist and manipulative. He withdraws food and upkeep based on his mood but once she gets a job he flips and says vakadzi must’nt work

  • @trishkubalalika342
    @trishkubalalika342 3 дні тому +83

    Shame abuse chaiyo , you can tell this lady is afraid .

  • @utrackcontrol
    @utrackcontrol 3 дні тому +6

    Honest wife ,wife material.

    • @martinamukanya1200
      @martinamukanya1200 3 дні тому

      Yah it's the man who lacks the qualities of a good husband and father.
      It's sad 😢

  • @netsaichikwanda7568
    @netsaichikwanda7568 2 дні тому +4

    Your sister is beautiful, and so are you. Love and respect yourself enough to walk away from abuse, it’s an act of strength and self care

  • @MuchemwaMarifa
    @MuchemwaMarifa 3 дні тому +12

    Asi women why do we stay with such people plus you even continue to fall pregnant for such an abusive man. My sister siya izvi uyende kuchikoro urimudiki stereki hakuna marriage yakadayi. You are beautiful you do not deserve such. Out there kune varume vanerudo vane respect uyo uchafa nechirwere ne stress zvese because according to him nothing is wrong with having multiple partners. Plus this man iye zvake he has no respect for women he undermines us and thinks we are objects which need to be controlled to function. He abuses a child together with the mother. Such man never change muningina.

    • @elizabethmapfumo5857
      @elizabethmapfumo5857 3 дні тому +2

      Ndirikuita kubvira nehasha this guy is an abuser shame......he doesn't have respect kuvakadzi

    • @MuchemwaMarifa
      @MuchemwaMarifa 3 дні тому +4

      @@elizabethmapfumo5857 Mwana uyu is very stressed her older sister looks younger than her. Mwana arikuzvitambisa uyu she thinks ndiyo marriage yacho achafa achisiya vana varivadiki the guy is a serial abuser he has no respect for women at all. Plus anehutsinye, I also blame the family yemusikana isiri kumira nemwana uyu asiye izvi

    • @ChenaiHoga
      @ChenaiHoga 3 дні тому +2

      I was even surprised kuti after all the abuse arikutowedzera kuzvara apa arikuramba mumwe mwana kurohwa kuhurirwa kusiiswa basa sure chii hunungo wekunoshanda here ko kusiya wonoshanda that man is a womanizer and ane pride some people don't see the future in 8 yrs kuti vanenge vavepapi that man doesn't want her to work kuti anatsomusafisa kusatenga food iye omunamata but why?

    • @sarahdube3306
      @sarahdube3306 3 дні тому +2

      Zvino haana kusviko zvindikitwa here kunzi wandifumura kuti ndinorova mwana netambo yegetsi

    • @EmmanuelMaocha-g4p
      @EmmanuelMaocha-g4p 3 дні тому

      ​@@ChenaiHogakana neni kuzvara nhai nhai

  • @rachaeljuru2892
    @rachaeljuru2892 2 дні тому +5

    Mama Landlord vari sweet havo ,bless her

  • @mphomokwena6521
    @mphomokwena6521 День тому +8

    Timashe you shouldn’t ignore the issue of abuse please educate those abusers and they should know the consequences

  • @CELEBENTERTAINMENT-1
    @CELEBENTERTAINMENT-1 3 дні тому +7

    Mukadzi boe munhu but murume ndorombe

  • @PeterMabwe
    @PeterMabwe 3 дні тому +5

    Iwe usarambe unechinyakare chekunetsa mkadzi iwe be responsible iwe zvindebvu

  • @AbigailChisekereni
    @AbigailChisekereni День тому +7

    Karume ako ka saskum. Nesuwo vakadzi level redesparation iri ngatisiyanei naro munhu anotadza kutenga chikafu svondo rese achinyima mwana wake or haasi wake okuti siya basa iwe wobvuma nxaaa zvimwe rambaiwo veduweee

  • @VeronicaMupambi-p3f
    @VeronicaMupambi-p3f 2 дні тому +9

    Sis Mira kuzvara utsvage Basa rume rako iro harikombe churu

  • @MemoryKubvoruno-x1o
    @MemoryKubvoruno-x1o 2 дні тому +5

    Ndini naani tanzwa kuti muchero..... Mubhurungwa 😂😂😂😂😂😂😂

  • @ShepherdMbofana
    @ShepherdMbofana 3 дні тому +5

    Comrade avo vanotambisa mukadzi ngavasiye tsika dzakaipa

  • @NasheM-uo2wt
    @NasheM-uo2wt 2 дні тому +6

    Momz why kuita kunge munoda murume kukunda zvaanokuitai

  • @lovenessdhliwayo8607
    @lovenessdhliwayo8607 3 дні тому +11

    Kushusha apa haana mari 😢

  • @ShepherdMbofana
    @ShepherdMbofana 3 дні тому +8

    Kamukono ketsambarafuta usiye kushusha mukadzi uyo is really wife material havachawanikwa vakadzi vakadaro

  • @robsongaba2036
    @robsongaba2036 3 дні тому +6

    Yah body language chaiyo says it all and if you look closely sometimes when the mother is asked to speak or comment pane ka look keziso re corner karikuitwa nemface uyu. That look is so intimidating and ndekekunyararidza munhu kuti don't you dare say that. The guy is dangerous indeed

  • @lalavetro89
    @lalavetro89 3 дні тому +4

    Chero ikoko kuvamurume kwacho ehh. Kungodai heee ndiri murume heee vanhu vachikadzi yowe👐

  • @rejoicetakaidza9794
    @rejoicetakaidza9794 3 дні тому +6

    Pakurova mwana hangu ndadammburwa moyo this typ hakuna kwaunoenda nayo abuse chihure kusaya mari zvese pamunhj 1 inga sisi vake vatsvuku kuvenga vakadzi t such extend no mhani very toxic

  • @ricadohwasheni3954
    @ricadohwasheni3954 2 дні тому +5

    45:31 the eye, the look 😢 sister I fear for you.

  • @WadzanaiBodzo
    @WadzanaiBodzo 2 дні тому +5

    Um happy we have men who can notice kut this is abuse in this comment section ,except for mamwe ma abusers ariku side kwababa avo

    • @partsonmuronga961
      @partsonmuronga961 2 дні тому +1

      Iyi yakanyanya hazviite not to notice. I only came ku comment section coz I noticed kuti this women is being abused.

  • @priscasibangamanzi1348
    @priscasibangamanzi1348 21 годину тому +5

    Haa this world is so confusing esp when it comes to my gender. I always have this question. Why muchiramba muchizvara vana mutocix relationship or marriage. Why? Why? Why ? I'm asking why?Yhooo

  • @preciousmachaka7148
    @preciousmachaka7148 2 дні тому +3

    ❤❤❤ mukadzi uyu akanaka anogeza futi .🎉🎉

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 3 дні тому +9

    Tinashe Mugabe what are doing about such abusive cases.I think the ZRP is not being useful and serving their purpose.The scenario has to change.A country can't tolerate such misbehaviour!NO to abusive behaviour!!!

    • @cephasrashayi
      @cephasrashayi 2 дні тому +2

      Haisi abuse kugadzirisana mumba no wonder kwawanda vakadzi vasina varume nekuti havachadi kutsiurwa

  • @cathrinetsitsimhlanga2885
    @cathrinetsitsimhlanga2885 3 дні тому +5

    Ndine problem yekuverenga macomments first

  • @sharoncmuswaka
    @sharoncmuswaka 2 дні тому +3

    Urisei Muchero 😂😂😂😂😂😂🙌🏾
    TMugabe :Muchero upi
    Amai :mubrugwa
    😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣🙌🏾

  • @WendyKarekera
    @WendyKarekera 3 дні тому +4

    amai avo ndofunga is abused to the level of kuvharika confidence

  • @AlethaNcube-v1s
    @AlethaNcube-v1s 3 дні тому +2

    Yuwhi akati murume ane right yekuhura ndiani 😂😂😂 wakazvinyepera

  • @PatienceNatashiaRushwaya
    @PatienceNatashiaRushwaya День тому +5

    First time kuona baba vanorova mwana muskana

  • @cassandraker
    @cassandraker 3 дні тому +4

    Mainini kana murimumwe this must serve as a lesson kamukono ketsambarafuta aka mangwana kanokuchinjirayi...get something doing nemaoko enyu aya. Work muningina kamukono aka hakana kana direction 😃

    • @AlethaNcube-v1s
      @AlethaNcube-v1s 3 дні тому +1

      Shuwa this guy is not serious about life so kushada it's the best

    • @talenttigere1697
      @talenttigere1697 3 дні тому +1

      Vorega kubara vakawanda apa vakafufutirwa futi

    • @elizabethmapfumo5857
      @elizabethmapfumo5857 3 дні тому

      The problem is he is controlling saka the lady akashanda murume uyu amoshaya control saka he will make sure to stop herr from going to work because anozoshaya control

  • @lorrainetom7715
    @lorrainetom7715 3 дні тому +5

    Mukawana mukana kwamuri ikoko rovai varume

  • @julionyazamba619
    @julionyazamba619 2 дні тому +10

    ukaona uchiti wonetsana nemkadzi hautenge chikafu unenge uri benzi chairo

    • @edsonmatose6470
      @edsonmatose6470 2 дні тому +1

      Says who. Mukadzi aikaita pamuromo achiti kumurume hautengi chikafu akaregera kutenga until the woman apologized. Problem with men like you when husband and wife wrong each other you only criticize the man and pretend mukadzi hapana zvaaita. One benzi remunhu risina zvarinoziva ndiwe

    • @julionyazamba619
      @julionyazamba619 2 дні тому +2

      @@edsonmatose6470 you still need to learn a lot about life ndimi vanhu vanosvirirwa vakadzi

    • @edsonmatose6470
      @edsonmatose6470 2 дні тому +1

      @@julionyazamba619 what uri kupenga chete kusvirirwa mukadzi kwapinda papi. If you can't aceept kuti vese they were wrong haaaa. Since you can't condemn vakadzi vanosvirisa ndipe nhamba ndoda kutombosvirawo iwewe unenge unotonaka neka attitude ako ummmm

    • @TKG2024
      @TKG2024 2 дні тому

      @@edsonmatose6470
      Ko mwana angaatadzeyi?
      Its not the first time.I wonder why that woman can't move on.Kuroverwa pamberi pemwana.Mother and child are suffering from physical,psychological,financial and emotional abuse

  • @sethil9269
    @sethil9269 2 дні тому +5

    Hanzi ndiri murume ka ini nxaaaaa. Let the lady work asapihwe punishment yenzara vanhu vakanetsana.

  • @charlesbako3073
    @charlesbako3073 3 дні тому +6

    Zviri pachena kuti mukadzi uyo ari mumoto chaiwo baba avo vanoshusha.

  • @itaikujaranje2558
    @itaikujaranje2558 2 дні тому +3

    May God bless this couple ❤🎉. Wife material chaiyo. Baba ndiwo wanombopaparika hawo.

  • @augustinemutyambizi8225
    @augustinemutyambizi8225 3 дні тому +6

    VaMugabe report the abuser to the police

  • @joyleenmanyami8388
    @joyleenmanyami8388 День тому +3

    Ladies lets go for a meeting lets be independent women

  • @christinemutangiri1204
    @christinemutangiri1204 3 дні тому +3

    Amen, kuZaoga💃💃💃

  • @sandramatekenya8588
    @sandramatekenya8588 3 дні тому +7

    This lady must stop producing more children for this kind of a man. He is extremely abusive i felt very angry just listening to all the nonsense coming from his mouth. Like really 😮

    • @MrsTee2024
      @MrsTee2024 3 дні тому

      Did you hear the condescending, degrading, disrespectful, statements about “women”

    • @martinamukanya1200
      @martinamukanya1200 3 дні тому +1

      ​@MrsTee2024 yes he said if a women finds employment and earning they tend to not cook or they feel like they are above the men ,such utterances just shows that he thinks women should stay at home and beg for food.
      He also boasted about having girlfriends because its a men's,thing to have many girlfriends.
      Hecis completely misguided , very abusive degrades women.
      He's very stupid 😢

    • @ellkur
      @ellkur 3 дні тому

      tru she needs to escape he has the wrong mentality

    • @mwanawapauro2944
      @mwanawapauro2944 3 дні тому

      ​@@MrsTee2024imagine . The nerve! Who borne these type of men 😮😮

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 3 дні тому +5

    Ndipo paunonzwa vamwe vanamai vachiti tinotambira zvabuda, ava amai varamba kutambira chero zvabuda, wangonzwa ati ndinotambira zvabuda ziva kuti pane akatombodya bota, nyango result rikabuda riri positive.

  • @thandybhebhe795
    @thandybhebhe795 3 дні тому +3

    Happy new year lovely bota family..a blessed one to all of u❤🎉let's continue to support our favourate show.

  • @JohnsonJohnson-z3y
    @JohnsonJohnson-z3y 3 дні тому +7

    Ndirimurume ka!! Not every man cheats . Ndo mentality yakakudzwa nayo vamwe varume ve Zimbabwe

  • @victoriesmazhata6050
    @victoriesmazhata6050 2 дні тому +4

    Sadly they don't leave these type of men, kwadzinorohwa matumbu ndokwadzinomhanyira.

  • @KimmieBae
    @KimmieBae 2 дні тому +5

    Murume uyo imhondi chaiyo plus anenge anotora madrugs, apa mukadxi iwife material

  • @yeukainyanjera5525
    @yeukainyanjera5525 3 дні тому +4

    Mambo Farawo wazofara asi wainyima mhuri chikafu for 1 week ,wachikanyiswa zvidhinha nemate😢

    • @martinamukanya1200
      @martinamukanya1200 3 дні тому

      😂😂😂Mambo Pharoah chaivo aah ndaseka hangu but ndarwadziwa😢😢😢😢😢😢😢.
      This show yakanakisa, I hope achachinja murume uyu .Kutouya kuma Dna zvichamubatsira ,akatorawo ma advice aripano .
      Akaziva kuti arikutukwa kuti achinje zvichamubatsira hake

  • @nyaradzomtizira715
    @nyaradzomtizira715 2 дні тому +7

    Sister murikuzvimanikidzira pamurume asirikukudai and azori rough and abusive. Imbofungai nezvazvo hazvina kumira mushe

  • @wendymhlanga9122
    @wendymhlanga9122 3 дні тому +5

    Murume anehutsinye uyu...😢

  • @mosesmatewa4909
    @mosesmatewa4909 2 дні тому +7

    Mface anoshusha.nyaya dzake hadzisangane.better kungoudza munhu kuti handichadi kwete kushungurudza umwe kudaro

  • @CharityMakomo
    @CharityMakomo День тому +3

    The moment baba says ndini baba pano a very big sign yekukundikana hubaba hwacho . Action speaks louder kwete kugwauta

  • @caviedzino2
    @caviedzino2 3 дні тому +7

    Getaway unorova mwana ane 4 years whether ndewako or haasi wako nonsense

  • @alicechikomo6014
    @alicechikomo6014 2 дні тому +6

    Baba chaivo, havataure kuti ndini baba pano, vanoratidza hubaba ne action,

  • @MarbleMuzungu
    @MarbleMuzungu 3 дні тому +4

    Yuwi ohh hapana kwaunoenda nemarriage yemukaranga uyu.Anoda kutonga sanababa vaSmith's time. Mukadzi anofanira kuti yes baba.

  • @YVChimombe
    @YVChimombe 2 дні тому +4

    Hakuna baba vanonyima mhuri yawo chikafu murume andigumbura fani ane hutsinye

  • @tarironatashanhowe3771
    @tarironatashanhowe3771 День тому +4

    Vanhu vechikadzi vakanyenama 😂😂😂 kubva ngaadanane nevarume

  • @dennisoffice4769
    @dennisoffice4769 2 дні тому +1

    Mr Mugabe u are a nation builder keep up the gud work.

  • @Noah-j3m7d
    @Noah-j3m7d 3 дні тому +3

    Plus vamwe varume imboro havo bt dai vakapihwaa mapeche srs

  • @lizyncube
    @lizyncube 2 дні тому +2

    😂😂😂Muchero.... Mubrugwa... 😅😅Killed me

  • @charlesdonnymunesi3446
    @charlesdonnymunesi3446 3 дні тому +2

    Young lady answered well pertaining the result not wemujolo unonzwa akuti ndoenda kumba kwedu kuziwa kuti anosanganisa

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 3 дні тому +6

    This man is abusive and controlling. How do u stop a woman from working because unotya kutongwa? How do u hit your own child with a cable? He must be brought to book.

  • @ruechirandu
    @ruechirandu 3 дні тому +2

    Coercive control. Starving mai nemwana for a week because she made a comment about household finances.

  • @kaykunashe8925
    @kaykunashe8925 3 дні тому +3

    Ndauya kuComment section ndine hasha nababa ava, asi dzapera dzese pandaona maComments evamwe saying everything tt went thru my mind. ..to Baba i hope you read all these messages and take them as a lesson. ..hakuna manual yekuva a good husband bt we learn from our mistakes, please learn. ..before life teaches u the harder way

  • @YamiMacheso
    @YamiMacheso 3 дні тому +4

    Mwana ane 4 years unorova pai?

  • @CelestineMeza
    @CelestineMeza 2 дні тому +4

    Anoda kusungiswa uyu mwana komana ungarova mwana netambo yemagetsi ,hakuzi kuranga mwana ikoko,unotora kashamu ndiko kanoranga mwana

  • @lynahmundayi3138
    @lynahmundayi3138 3 дні тому +1

    Lets hope they'll stay in harmony 🙏

  • @WayneShy
    @WayneShy 2 дні тому +3

    ❤they are inlove though 😊😊😊😊

  • @MitchellNyikah-vz8hi
    @MitchellNyikah-vz8hi 2 дні тому +4

    Mama n maiguru are very beautfull shame❤❤baba imi dont abuse vanhukadzi manzwaka mwana musikana munomurova ngetambo yegetsi kuti zvidiii munhu kadzi akakosha wanzwa ,,,,urambe uchidero ndikuvinge ndiri chihera we bhetherehema ini ndouya ndikakubhura ikoko ahiiiii tsek

  • @pnasheclarah
    @pnasheclarah 3 дні тому +5

    Unogorirei nemunhu anokunyima food nekukurova, ko kuita imwe nhumbu? Makasdzidzira kupi macourse enyu aya askana! Siya mhondi😢 Kutoziva hako kapattern kacho kekuabuswa motokajaira. Muupenyu unotowana munhu anongodawo munhu achimurespecter nekumubata semunhu. Zvide iwe kuti umwe akupe value! Zvisizvo ibland zvako. Remain alone for the sake of your children!

  • @esthermujawo4278
    @esthermujawo4278 День тому +4

    Nhai Nyasha mwananguwe saka unoramba uchizvarira munhu asingakude kuti zvidii,hauoni Uri kuparira vanha nhamo chii newe mwana achirohwa 4 years usadaro fungirao vana vako.

  • @Charlegreem
    @Charlegreem 2 дні тому +3

    Sis is beatiful

  • @persistancemachingauta6272
    @persistancemachingauta6272 День тому +4

    My brother needs help .

  • @LindaLindylee
    @LindaLindylee 3 дні тому +1

    Compliments of the new season bota family 🎉

  • @iiid04
    @iiid04 3 дні тому +7

    woti kushusha,kurova..dai zvaibvira mwanasikana wasuya karume aka,,very abusive

  • @cathymhandu8336
    @cathymhandu8336 3 дні тому +3

    Unovarambidza kushanda, worega kutenga chikafu saka ukuda vaie sei chaizvo

  • @sithabilehove4539
    @sithabilehove4539 3 дні тому +8

    Mwanasikana go back to school uite life yako iwe skin ndeye stress iyo enda kumba kwenyu. Haaa if ignorance was a human being ka. Batsiranaiwoka mumba what is this haandi bikiri chiii chacho

    • @Grainger0123456789
      @Grainger0123456789 3 дні тому

      Yah akanaka mukadzi uyu but stress ,kurambidzwa kushanda ,kuhurirwa zvese nekushaya mafuta ekunyatsozorawo skin yacho,maybe inhumbu,tingatii hedu.
      This man is very abusive

  • @NollencharienyarumbuNollenchar
    @NollencharienyarumbuNollenchar 2 дні тому +8

    Ndopinda sei mufon ndimuzvambure nembama zirume iri

  • @Chimwoto1
    @Chimwoto1 2 дні тому +6

    Unonyimirei vanhu chikafu? Demon riri pauri. Rinoda kuuraya vamwe. Namata ribve! It's so wrong.

  • @ChipoChiripasi
    @ChipoChiripasi День тому +4

    Ko kuzoramba uchizvara hauoni here kuti hapana hapana

  • @libertysumai7809
    @libertysumai7809 2 дні тому +3

    The guy has wronged his family in many ways but I hope the results are a new chapter in their marriage.

  • @nzwirashedehwa2887
    @nzwirashedehwa2887 2 дні тому +3

    Mapudzi anowira kune vasina hari vaiziva vakuru kushungurudza mudzimai soo 😢😢😢

  • @hildagadidouglas5898
    @hildagadidouglas5898 2 дні тому +4

    Power and control baba imimi maplates Munosuka it’s now 20 century munhu wese contribute basa remumba you are living in the past

  • @AlethaNcube-v1s
    @AlethaNcube-v1s 3 дні тому +3

    The only solution kutsvaka basa woshada uyu murume haaa kana ,,,anotozviudza he is got a right to have girlfriends

    • @Grainger0123456789
      @Grainger0123456789 3 дні тому

      Apa iye haadi kuhurirwa ,but uye anovhaira nechihure kuri kubata chirwere 😢

  • @mariawandira9034
    @mariawandira9034 3 дні тому +4

    Oh no this young lady is in an abusive relationship. He does not deserve this beautiful lady