Hama! Weropa! Shuwa Musaite Utsinye! we Nyoka Inoruma chaisingadyi mazwa!, Blood of Jesus!!, satan hauna zano wadzva, we are Chosen & Loved & Protected by God! (Deuteronomy 7:6 John 15:16 Ephesians 1:4). Hapana Chiripasi Chinorarama Chisinga Kundwe na Mwari!,ndaramba! God says in, Jeremia 32:17 & 27; ¹⁷“Haiwa, Ishe Jehovha, makaita denga nenyika nesimba renyu guru noruoko rwenyu rwakatambanudzwa. Hapana chinokuomera. ²⁷ “Tarirai, ndini Jehovha, Mwari wenyama yose. Pane chakandiomera here? Jeremiah 32:17 & 27 ¹⁷ “Ah, Sovereign Lord, you have made the heavens and the earth by your great power and outstretched arm. Nothing is too hard for you. ²⁷ “Behold, I am the Lord, the God of all flesh. Is there anything too hard for Me?
In the realm of the spirit even a stillborn baby has a voice. This earth 🌍🌎 is spiritual world. This is why we have to be spiritually alert at all times
Ehe kana asina kufa zvakanaka anozotaura nguva yake yakwana handiti tinonga tichiverenga kt mwana wngu ave ne20 yrs ari pasi kuverenga ikk ndookukura kwacho
Neshambas in the house💃🏽💃🏽💃🏽 part 2 tamirira 👏🏾👏🏾👏🏾
yowee haa zvakaoma hazvo
Mount Darwin ne Honde valley so far ndimi mune chimuti
Taura zvko
Kooo magarazi ngeeyiko,Andrew toziva zvaanoapfekera,bvisai tizivane chiso❤
Like father like son makafananisa zvese ne voice
Thank you VaNeshamba nekutipa mujaya uyu🙏🏾
Nice ngoma nesong mandifungisa makare angu
Mr Neshamba am shingu ndikudawo mwana wenyu ndinokwanisha kuzenge ndofamba nemi ndichikubatirai macamera😅😅😅😅
Mt Darwin magamba,Honde valley mabinya yooo
Kkkk iii mutare iripamberi
Mhondoro varoyi😢
Manje.uyu.haana.kuurayiwa.kumt Darwin
Vanhu musadaro munoti mkadzi mukru akadai angaite drama sure achizviitirei
Honda valley inyanga kwachief mtasa kumabhinya
Jesu pamberi pezvose satan pasi naye hana zano muupenyu hwenyu, Jehovah Gweta Guru Rwirai, ipai Mhuri yake Kundiso, Zororo, Runyararo ne Mufaro, Amen
Mabhinya!!!. Mvura hainaye pakadai. Zvino mapfupa omuka
Edwell Neshamba mutobvu, keep it up mwanakomana.
Na Kingston uya wakaurawa paboarding Skool yekwaMutare
Kwete livingstone ere
Hezvoo makandinonokeya
Kuyoya
😭😭😭😭😭 ummmm guys zvikurwadza kani haaass
Like father like son SKWEYAAAA ❤❤❤
Good song 🎶 varikuimba kt chiiko hanzi mhiripiri inovava kachoro
Waiting for part 2
Kuchekeresa mwana zvinorwadza
Atanga maDrama e Mt D ...takutya kubatwa nemhepo tirikunze kwenyika 😂
zvikwamboo😂😂😂
Song iyi ma1 inonakidza dakutoita ring tone
Zvinorwadza chokwadi
Mt Darwin yakatakurawo kurema
Keep on mukanya
Munhu shanda nemaoko akomhani😢😢😢
Zvinorwadza izvi imi kni
Titaurireyika imi vanoenda kuchechi kuti munhu akafa anoenda kudenga hezvoka
God help !, Ehwoo Eeh woo Jeso! Mhondi dzoparira mhuri dzisina mhaka pasi nema bhinya!! Bvumbamirai ropa risina mhaka takumbira , isu toti tiri kunamata odzoswa sure Kwete! Kwete!
Kwasara tapiwa makore amukeo
Uuuuummmm zvakaoma shuwa
Nyika yedu yaomerwa chokwadi zvinoyera zvinoshamisa zvakufumuka chokwadi
ndozvandinosemera kuvaka musha kumusha kwangu ku mt darwin nxaa
Kune vanhu vaneutsinye kunze kuno uummmmm
Ichokwadi ichi madzibaba ava vakayambutsa mwana wangu ndovaxiva amai avo valabatwa ne mhepo
Tipeiwo number
Kachoro mhiripiri inovava 🥰🥰
Zvakawoma hazvo
I like the ngoni nesong
Nyaya idzi kaaaa ma1 vamwe vachapondana
Uuuh chokwadi vanhu ngatidzidzei kuura munhu chero rusvawa ngozi haireve
Zvakaoma
Gore rink ndere mhepo 😂😂😂 chivanhu chiriko munhu haasi huku
Mazigugirazi nhai Andrew junior.....tikuziva sei 😂😂😂😂😂
Ummmm ndatya 😢😢😢😢😢😢
Mt Darwen woyeeeer
Hama! Weropa! Shuwa Musaite Utsinye! we Nyoka Inoruma chaisingadyi mazwa!, Blood of Jesus!!, satan hauna zano wadzva, we are Chosen & Loved & Protected by God! (Deuteronomy 7:6 John 15:16 Ephesians 1:4). Hapana Chiripasi Chinorarama Chisinga Kundwe na Mwari!,ndaramba! God says in,
Jeremia 32:17 & 27;
¹⁷“Haiwa, Ishe Jehovha, makaita denga nenyika nesimba renyu guru noruoko rwenyu rwakatambanudzwa. Hapana chinokuomera.
²⁷ “Tarirai, ndini Jehovha, Mwari wenyama yose. Pane chakandiomera here?
Jeremiah 32:17 & 27
¹⁷ “Ah, Sovereign Lord, you have made the heavens and the earth by your great power and outstretched arm. Nothing is too hard for you.
²⁷ “Behold, I am the Lord, the God of all flesh. Is there anything too hard for Me?
NHASI NDADYA CHIMUNYA
TEAM DREWMAS ❤
Aaaa family iyi zvairi hama dzekwai vangu,apo kwamazwi uko
Mhiripiri nyoro inovava maiona mamunzwa Edrew neshamba here achidaira
Izvi zvikubudira mhuri yezimbabwe here kana kuti hama dzake uye dziripi
Neshamba Junior 👌
Edwell or Andrew? Urikugona. In father's shoes.
Haaaa ndaona Mukanya atora chimuti kuna Mukotsanjera nekuti mabudisire avaita mhepo iyo uuu pakaipa regai tione 😂
Mt Darwin
Zvakaoma shuwa 😢😢😢😢 zimbabwean
Yooow
Edwell not Andrew bt Ange Mwana waAndrew
Iiiii veduwee
Ndibvicheyiwo chahwiya
My first hear ngozi small child 3 years
Yanguva yekubuda kwengozi
Taura zvako 😢
Eheee August ka uyu akusvika
And zvakakaoma musauraye vanhu
Drewmas ❤❤❤❤❤
Mweya wemunhu haurova
Shuwa iyoyo wangu 😢😢😢😢
But vanhu havasi voita drama here
🤷Hamheno wedu regai tione
Hasvisati zvasvika kwenyu saka haungazvinzwisis@@talentsakupwanya2796
Iro idrama chaiyo 😅
Ummm ndezvemeso
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Like father
Itaika vazhoyoyeka nhai weduwe
Madziva chihure
😂😂😂😂😂😂😂
Chokwadi kwa Bushu nyaya dzechihure dzanetsawo
haa hurombwa muzimbabwe hwanyanya mwari pindirayi
Muchazvirega mapondana nadzo mhepo idzi
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😢😢😢😢😢
Anhu ekumagora iyo
Vanhu ngavaponesve mukanya fambai nebasa
Vanhu muchadzidza zvenyu kuti munhu haisi mhuka.
Ko uyu arikungoti mhuri yezimbabwe seyko 😮
Mbuya iyi haisi ikungotaura zvairikuziva hre kkkkkkk
Iwe usapenga zvese zvirkutaurwa unofunga kuti nemuporofita nayewo arikuita drama pakufa kwemunhu here
Shumba
Asi kanga karikamwana kadiki hre?
Hongu I think 3 years
Regai tione kwazvinoperera
Woooo is that your son Mr Neshamba??❤❤
mwana mucheche anomuka ngozi inotaura uuuh
In the realm of the spirit even a stillborn baby has a voice. This earth 🌍🌎 is spiritual world. This is why we have to be spiritually alert at all times
Ehe kana asina kufa zvakanaka anozotaura nguva yake yakwana handiti tinonga tichiverenga kt mwana wngu ave ne20 yrs ari pasi kuverenga ikk ndookukura kwacho
Ahh mmmm haaaa hakuna zvakadaro, ko voice 😅
Pamwe akafa akudzidzir kuraur
Kkkk zvkaoma @@user-nt7fo1gr4m
Mt Darwin kuri kurira
Apa mavoice kutofanana nhy.
Panoda mukotsanjera
Chahwiya
Mukanya isimbi iyo vachachiona
Mukanya imbovapai havakundike avo tovaziva
Nhym 😢😢😢😢
Ummm
Zvakaoma