I'm sure this family have this testimony in there hearts, their child was missing for more than 3 weeks, asi Mwari akaita Nyasha vakamuchengeta. It scared me when he mentioned he thought of selling the child. Iiiii it scared me a lot. I seee God's grace if I think of this child. I wish to see her one day. She is a living testimony.
Amen........kuzoti dai vane equipment yakakwana se South Africa......mota nemabhazi nemudhudhu zvekushandisa ....haa i love Zim police shame....ndovadisa Mwari ngaavawedzere makore ekurarama mapurisa edu
Background music is on point.....makugona ma documentaries tete..well done,Most of serial killer documentaries or these cases have Sad background sounds that implicates the seriousness of the case
@@thomasmundowa4778 I'm just saying ataura exactly zvakaita unlike vamwe vanoti ndirikunzi ndakadai, he belongs in jail where he is akashungurudza vanhu kana asina kutouraya futi
He lacked guidance achikura, his honesty and softness panyaya yake tells a lot about his personality. Deep inside him munhu aribho but akarasika along the way. He did a wrong thing so he must serve his sentence and let us all be aware kuti mbavha dzinoba anything even vana vanobiwa.
This is the second dude on all this Behind Bars Program who has said all his truth. He really knows he is a criminal. You can actually see the darkness in him. Most of the cases covered on this program the people always say they are innocent.
I feel like this guy is not reforming. The sentence was too light . He still wants to know kuti akabatwwa sei I wouldn't be surprised kuti kana abuda he will still go back to his sangoma kunonzwisisa what happened.
Umbulali Lo mfana tubayi as most boarder jumper's what these guys were doing to people I witnessed many incidents people arriving S.A beaten raped, some were killed .
Anotofanira kunorova n'anga yacho apiwe refund. Akapedzerwa nguva achiineswa horror murima ku imba yeround and ended up un jail. Chero neni ndaiita muvhunzo. Nothing wrong with him trying to figure out what went wrong. Ndiyo inonzi evaluation. Now ave kuzoziva kuti kubikwa kuno expire.i
First step is to admit kuti waka kanganisa most people we live in evil and we judge. Kutaura chokwadi nyaya yake hayi varaidze but everyone deserves a second chance
He has a darkness to him. I cant imagine the trauma yekubirwa mwana. Apa they even considered selling mwana. I hope him and his friends stay in prison forever.
@@jones1oo7 hauna kuona rimwe racho hanzi rinonzi Grey or something like that kwakaenda Tilder a few weeks ago. Ahhh kwakashata ikoko. Chikurubi iparadhiso if you compare neikoko
Zvakaoma hazvo 😥pakuzo tora mwana apa, mogara naye almost a month mwana achichema musinganzwe tsitsi , moti kubira vanhu mu boarder , inhamo zvayo asi ummmm, l hope wachinja maitiro ako, ukazobuda usazoite mhosva futi, N’anga dzoda kusungwa dzonyepera vanhu , apa modyiswa nyama yamusinga ziye kuti ndeyei? Black magic is killing innocent children wanting quick money and easy life now you are in jail 😢this is so sad.
This is soo painful thinking of people who suffered to get money to boarder jump then woona futi these guys vokurova vokubira very sad indeed. Then wozoita kidnap mwana futi zvakaoma
thankfully they got caught because their accomplice was stupid enough to use his mothers phone to demand the ransom...all of that paying a conman that made them sit in a cold dark hut, naked, for 3 days at a time eating burnt meat was for nothing...
I'm sure this family have this testimony in there hearts, their child was missing for more than 3 weeks, asi Mwari akaita Nyasha vakamuchengeta. It scared me when he mentioned he thought of selling the child. Iiiii it scared me a lot. I seee God's grace if I think of this child. I wish to see her one day. She is a living testimony.
Excellent video quality. Tete Tilda.... Also.. Thanks nebasa rakanaka
The instrumental in the background added the tense in the narrative atmosphere 🤣👌
Zim police ndoidira investigation ...vanotsvaka zvemene salute ✊✊
Amen........kuzoti dai vane equipment yakakwana se South Africa......mota nemabhazi nemudhudhu zvekushandisa ....haa i love Zim police shame....ndovadisa Mwari ngaavawedzere makore ekurarama mapurisa edu
Kkkkkk
Then don't investigate the toture. They even tortured this guy's friend's mom.
@@shonaboy7554 indeed, vanomamisa
@@tarirai kikkkkk 🤣 🤣 🤣
Chandafarira ndechekuti ataura chokwadi asi hmmm zvakangooma
Tete Tilder makachena mufunge henyu i am digging your jumpsuit style haaa makachena pliz
😂
This is a very dangerous criminal, he should never be released from Prison
I agree with yu
Also me
Manje judiciary yedu ma1 akatopihwa 10 yrs saka atosara ne5 apa haana tarisiro yekuti anochinja uyu
@@nancelelogwinji1691 anochinja cz ataura chokwadi pane vamwe vese
Bhinya iri ngarigaremo mujeri kuzvara kunorwadza shit waro
Aaah Keith ini ndoti gara hako ikoko handikunzwire tsitsi aaah motamba nekubirwa mwana imi
Background music is on point.....makugona ma documentaries tete..well done,Most of serial killer documentaries or these cases have Sad background sounds that implicates the seriousness of the case
I loved his honesty, akapara hake mhosva dzinotyisa hope achachinja
Honest yei iwe munhu akashungurudza vanhu uyu
Yaah ndinobvumirana Nemi ,eishy yaah mishonga yavo ya expire shuwa aita kti apupure chokwadi chema BSA avo uuum zvinotyisa hazvooo.
Ngaagare mujere
@@thomasmundowa4778 I'm just saying ataura exactly zvakaita unlike vamwe vanoti ndirikunzi ndakadai, he belongs in jail where he is akashungurudza vanhu kana asina kutouraya futi
Pamwe vakatouraya haangazozvitauri hake
Yaah zvakangooma hazvo ,ndanzwa kutya nazvo ,ndinosingozvinzwa panews or pama herald news, dzichingoita kunge ngano nhasi tete Tilder matiunzira nhau live yoooh ,,veduwekaaaa🙆♂️🤦♀️🙌🙌🙌garai ikoko mukoma makaita zvinogara zvakadaro!!!
Mubereki wembavha haana rugare mfunge henyu
Ummm baba vebenzi havana mufaro chokwadi
@@karenmukuku3899 Vakadaro Rev Chiweshe if you search on UA-cam you'll find the sermon, very powerful
Nyaya yakutaura it's true ndakaiwa mukwekwe yakanetsa
im from kwekwe , i remember the eden story and the child
Tete makafitwa ..garamo mujeri u deserve it zimbavha
Would really love to hear from his 3 friends
Mmm nyaya iyi yandirwadza ini ndakamborohwa paboarder ndichiuya kuZim ndikatorwa mari yese yandaive nayo
zvinobhohwa hako,varume vakadai havafaniri kudzoka mu community
Shem sorry
Apa washanda gore rese
Ngaaworere mujere
So sorry. What a painful experience
He lacked guidance achikura, his honesty and softness panyaya yake tells a lot about his personality. Deep inside him munhu aribho but akarasika along the way.
He did a wrong thing so he must serve his sentence and let us all be aware kuti mbavha dzinoba anything even vana vanobiwa.
Yaaaa china havadye nyama muko wemadzibaba chaiwo kkkk
@@hanictrading9569 Ehe nhaimi zvakaoma
Maguma- guma haaa boys rakamboomesera vanhu pa daulap uummm
Ndarwadziwa zvangu INI kuuraya nekutorera mari boarderjumper akunotsvaka kuraramisa mhuri, uri mhondi inotyisa shamwari ndatya zvangu
This is the second dude on all this Behind Bars Program who has said all his truth. He really knows he is a criminal. You can actually see the darkness in him. Most of the cases covered on this program the people always say they are innocent.
Team re rape lol
Bvatadii paye
Tete dai muchimboti vatiitire mademonstrations especially pakurova vanhu apa, blaz ava imhondi chaiyo evooo🙌🙌
Iyo course ye IT yaazoita iyo paanobuda yochizoita professional mbavha zvino( computerised mbavha)
Taura hako🤣🤣🤣🤣
I feel like this guy is not reforming. The sentence was too light . He still wants to know kuti akabatwwa sei I wouldn't be surprised kuti kana abuda he will still go back to his sangoma kunonzwisisa what happened.
Umbulali Lo mfana tubayi as most boarder jumper's what these guys were doing to people I witnessed many incidents people arriving S.A beaten raped, some were killed .
Anotofanira kunorova n'anga yacho apiwe refund. Akapedzerwa nguva achiineswa horror murima ku imba yeround and ended up un jail. Chero neni ndaiita muvhunzo. Nothing wrong with him trying to figure out what went wrong. Ndiyo inonzi evaluation. Now ave kuzoziva kuti kubikwa kuno expire.i
Thuli Ndlovu it's true
@@PaloSant HAAAA NDAPERA😂😂😂😂🤣🤣
He I worried about how he was caught and is willing to revisit his nyanga NxAA must
First step is to admit kuti waka kanganisa most people we live in evil and we judge. Kutaura chokwadi nyaya yake hayi varaidze but everyone deserves a second chance
Ma movie arikuonwa nevanhu aya achatiitira zvimwe. Vakukopa manje zvemu TV.. Kutoita movie shuwa munhu achitaura
Mwari ngavakuchinje zvachose....thank you tete tilder
Ummm pasi rino rinezvaro veduwe Sodom ne Gomorrah ndinovimba vadzidza kuti mushonga haushande simba raMwari vakazviratitdza, nekuti muri Mwari we worship you Lord🙏
Technology beat them
Children are innocent,hapana mhiko dzamakavhiringidza but Mwari mukuru kupfiura zvese makakurirwa pachena
New look,New Attire and New Sponsor😂😂😂SENDITOO
Dollars
Kutyei mari
Uyu munhu tete haasiye kana akabuda matauriro ake ayo
8:20 why would someone lv a 3yr old sleeping alone in the car ,parents should value the life of kids .
Nhai hako
If you do that inEngland unoswera watorerwa mwana its called serious neglect.
In a normal world that should not be a problem.... Only animals have ruined it
He is lying kuti the child was alseep they hi jacked the car using the gun they had it's him trying to be honest but we see through the lie
I feel like 10years dzakatongwa dzishoma but tinongoti kutonga ndekwaMwari i hope anochinja during this short period cuz haaaa basa raakabata makukutu
Chokwadi
Taura hako they deserve to be locked up for a really long time even the girl akabuda ngaadzokere
Dziri ryt anobuda amunhu bhoo
Panyika hakuna asingatadze awuraya kana atuka mhosva yakangofanana Kuna Mwari
I didn't understand if this guy is regretting. Coz ati dai vakawana mukana kwekuenda ku n'anga dai vasinakusungwa.
Imbwa uyo ngaafiremo 10 yrs dzishoma
Orange Suit is lit🔥🔥
Keith ataura chokwadi chese.
👏👏👏 true
Kamusic Kari muback ground ma 1🕵🏿♂️ 👍🏾
This is disturbing,nyika iyi Mwariweee😭😭😭.Chiuyai ishe ,ngaichiguma hayo,yaora,
uri gandanga xaa 😭😭😭munorwadzisa vanhu gara imomo
Tete Tilder how did you manage to compose yourself whilst interviewing someone who committed such horrific crimes to children? Makashinga tete
psychiatrists do it all the time lol. It's not as difficult as you think. But it can take it's toll emotionally
Ini hangu handinzwire marobberies tsitsi💔💔💔💔
Tilder : "muri shamwari"
Keith : "tiri ma friends"
😂
Zviri funny , the people who terrorize us look that innocent 😢 it’s so so sad
You get the feeling that at the end, he was exaggerating.
10 years ishoma dai vakamunama nechi 30 years
Shoma stereki kana 40 years
He has a darkness to him. I cant imagine the trauma yekubirwa mwana. Apa they even considered selling mwana. I hope him and his friends stay in prison forever.
He shouldn’t be out of prison.
Soft as wool but his crimes👀
Zvivindi zvacho apo face haina kuzvifita
imbwa nyoro ndidzo tsengi dzamatowo
What a soft spoken "honest" criminal yooh. Ko vakasiyawo mwana akarara mumota chii chaizvo aah
Inhema idzo I know the story ngaafire mujeri mbavha iyi
@@rumbiechidawaya tiudzeiwo full story
Nhai nhai ungasiye mwana akarara mumota? Vana vakawanda vanofa mumota due to suffocation vakasiiwa or kukanganwikwa mumota kuchipisa.
Mwari ndichengetereiwo mwana wangu mkomana veduwee Mmmmmm nyika yaoma iyimmm
Powerful Amen 🙏 🙌 👏
Haas zvakaoma kuita kunge movie
I think ts a lesson to all parents to look after yr kids musangosiya vana nema sstr or maid
Zvino woenda kubasa ne mwana here askana chero uinaye anongobiwa
@@rumbiechidawaya no l ddnt say that but paunenge wadzoka have time with yr kids ,,change the diapers
Uuuummm 3 years here veduwe uuuummm vnhu ityai Mwari
This prison is nice and clean.
Expected of Bulawayo
You must go there
Hands up to cid good job
Jeri rakanaka iro.
Zvinhu zvemuCity of Kings zvingori nekathat
@@jones1oo7 hauna kuona rimwe racho hanzi rinonzi Grey or something like that kwakaenda Tilder a few weeks ago. Ahhh kwakashata ikoko. Chikurubi iparadhiso if you compare neikoko
@@PaloSant Paradiso here🤣🤣🤣, majere aya mava kutomachochora neh🤣🤣
@@Dalailama3674 hahaha kuzomachochora kwete. Tongo taura tiri kure nawo
@@PaloSant 😅😅😅 ma1 chaiwo
Unbelievable. That was my niece"s daughter. Vakomana takachema .Makatirwadzisa
Imimatiii mwana akanagabiwa momuziwa mmmmmm ndabatikana shame
Chokwadi vanhu vanotsvaka mari kuti vajambe boarder vanotsvaka kurarama joni imi movabata movabira futi💔💔💔😭😭😭😭
kuda kutengesa mwana.ummmmmmm ndakutya.
very dengerous person
Zvakaoma hazvo 😥pakuzo tora mwana apa, mogara naye almost a month mwana achichema musinganzwe tsitsi , moti kubira vanhu mu boarder , inhamo zvayo asi ummmm, l hope wachinja maitiro ako, ukazobuda usazoite mhosva futi, N’anga dzoda kusungwa dzonyepera vanhu , apa modyiswa nyama yamusinga ziye kuti ndeyei? Black magic is killing innocent children wanting quick money and easy life now you are in jail 😢this is so sad.
Achibudirei?????Anobuda achienda musociety yani
Benzi Iri kuzvininipisa nhema uyu haakodzeri kubuda mujail zvachose
Imi kuita movie
Tete Tildah that's a beautiful overall irikutofambirana neProgram yenyu
Nice picture quality tete
Eish why
Why panze apo pakaipa ,mweya weumhondi nevakadzi here veduwee
Mari ngaitsvagwe but also hve time for ur kids as they grow. It's important to make time for family
10 years dzishoma idzo dai vakati 20
KuKwekwe road yekudimbudzira Frm Town to Newtown (direction yekuhospital) yaiva nembiri yekutyisa
Pamw ndivava vakomaba vai oparator varu ikoko
Hande ku karraga sha
Ende mwana mudiki yaa zvivindi zvacho ndatya Mwari pindirayi mutichengetere vana vedu vasade mari yavasina kushandira
Haa Tete makachena that's nice
Haisi yemhikoba baba namai mugoto vamakabira baby machristu.
It sounds like a movie
Tete tilder ngaasa buda mujeri uyo
Makachena tete 💃
🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️ the story took a wild turn 😳
Ndivo vairepa ava 😭😭😭
Hahahah Tilda hanzi maiibikwa, maiiswa mupoto here🤣🤣🤣🤣
Hovhorosi ndaida iyo 💥
I know this guy called Tonny who is max ... Prison I met him kuGokwe
Kutqura zvake zvinyoro nyoro.... hongu mai wawakumbira rurwgerero ko wamairowa musango
CID yekwedu inoshanda unobatwa chete
He sounds more mad that he got caught than the bs he did. That's wild
Exactly
You can say that again. no remorse at all. He is probably looking at ways of doing it better when he comes out
Tete mwana uyo akatoromba Kare nyama yevanhu yavaidya iyo ummmm zvakawoma sure vana vapanduka sure sorry kunemubereki wemwana uyo ummm ndatya zvangu
This guy has repented... according to my understanding munhu anotaura chokwadi uye anobvuma mhosva yake anenge atendeuka.
Veduwe vana vedu Mwari tirangarireiwo chokwadi ndakumbira hangu
Ndanzwa kutya paati Dai takawana buyer quickly taida kutengesa mwana. God saved the child & her family, people are evil out there
Hanzi natete makabatwa sei imi màibikwa zvakadaro kuMoza
Haaa Yaa ndaseka hangu pekuti n'anga yedu iri ku Mozambique saka chinonetsa ndechekuti sei taka batiwa
Akabuda ari kudzokera kun'anga yake kunobvunza kuti zvakafamba sei obva abikwa zvakare
Inga zvakaoma chokwadi zvimwe kana zvichitsanangurwa unotoshamisika kuti zvikuitika muZimbabwe here
This is soo painful thinking of people who suffered to get money to boarder jump then woona futi these guys vokurova vokubira very sad indeed. Then wozoita kidnap mwana futi zvakaoma
Eish ndakamborohwa zvekusafamba so ndabatikana ne mface uyu dai vambondipa time naye. Kurohwa kutoregwa zvipfeko zvese here shuwa
@@greenwaysirrigation1388 Traumatic hey - so sorry. Thank God your life was spared. I can' only imagine what you went through.
Mmm ndatya nazvo pakaipa
Mwari tichengetereiwo vana wedu zera iri kuenda ku n,Anga shuwa
Zvakaoma henyu kuzvara kubvisa mapundu muura
Hanzi taibikwa kkkkkkk ....... Yah pakaipa
Kkkķk 😆😆
thankfully they got caught because their accomplice was stupid enough to use his mothers phone to demand the ransom...all of that paying a conman that made them sit in a cold dark hut, naked, for 3 days at a time eating burnt meat was for nothing...
kuitiswa for 3 days🤣
Waifanira kunzi life in Jail unehutsinye
Pane rima guru Pana Keith tinoda usaite chinhu muupenyu hwako
Rinoda
So cruel let them stay in prison so heartless people
Vanobuda kunze uko kune vane mhaka dzinokunda yake iyi.
Jumpsuit yenyu tete ndaida 💯💃💃
Kana wakazvara sekera mudende 😢😢
Mashoko makukutu. Ane nzeve dzekunzwa ngaanzwe. Mugoni wepwere ndeasina.
2015 lines were long bek registered so that was obvious kuti kungomiririra zuva, but kunafon uko zvaendwa