Chenai Akagadzirwa Adanana NeMurume WeMunhu, Avezvimba Dumbu NeMuviri Wese

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 20 вер 2024

КОМЕНТАРІ • 1 тис.

  • @VaraidzoMugombi
    @VaraidzoMugombi 4 місяці тому +55

    Baba vane rudo ava nemwana wavo god bless 🙌 ngaapore nezita rajesu

  • @RonnieGuni-ob7qv
    @RonnieGuni-ob7qv 4 місяці тому +77

    Kudhara zvekuti murume wemunhu barika rakagara ririko Mai Sasha huroyi uho

    • @mildredmharira8764
      @mildredmharira8764 4 місяці тому +25

      Chihure ne Barika zvakasiyana

    • @sheillamujeri6979
      @sheillamujeri6979 4 місяці тому +12

      Akakanganisa hake mwana uyu bt forgiveness is needed kana padai akafa vanowanei

    • @beautysbongilesawana8776
      @beautysbongilesawana8776 4 місяці тому +4

      Asi vakazonyatsowana vanobatsira pamwe mai sasha vanaro shavi

    • @P.Sango7879
      @P.Sango7879 4 місяці тому +18

      Barika murume anenge abuda pachena kt avakutora mumwe mudzimai,kwete izvi chihure .plus mahure ano onererwa kutotuka munhu ari mumba make kuita zvivindi zvakapusa

    • @NomsaNyama
      @NomsaNyama 4 місяці тому +6

      Varume vakafirwa vakawanda nevasikana varume siyai varume vevanhu chete

  • @marychacha1311
    @marychacha1311 4 місяці тому +37

    Amai Sasha,ndinozviziva kuti kuhurirwa nemurume kunorwadza,asi urwere uhu hwaifanirwa kuwa uripane murune wako,chinhu chechipiri ndechekuti kana Chenai akanzi afa nhasi ziva kuti ngozi yapinda mumusha mako,ngozi haisikuzoenda kwababa Sasha,mari yaurikuda kubhadharwa iyoyo,iwewe uchatobhadhara yakawanda kupfuura yaurikuda iyoyo, saka hama yangu,dayi ndiriini zvangu wasunungura moyo wako Chenai ararame,motaurirana munhu arimupenyu,ndiko kuonawo kwangu ikoko

  • @paulinemuhomba6571
    @paulinemuhomba6571 4 місяці тому +36

    Mukanya Robert munotigonera musanete kutibatsira mwari vakukomborereyi shame zvinopisa tsitsi izvi panyika tirivatadzi hupenyu hwemunhu wakakosha thank you mukoma ngazviyende mberi

    • @ThandoNcube-xy2fo
      @ThandoNcube-xy2fo 4 місяці тому +1

      Amen vatadza nekusasunungura munhu apa hongu lesson tadzidza asi munhu waakuenda parefu uyo

    • @ThandoNcube-xy2fo
      @ThandoNcube-xy2fo 4 місяці тому

      Help pliz

  • @tanyarue
    @tanyarue 4 місяці тому +22

    Chenai kana ukafa nepamusaka pababa sasha zvese zvivana sasha zvacho uraya baba sasha vacho uraya mai sasha aite singuru onyengwa nemurume wemunhu obva aroyiwa otambudzika more than 3yrs ozofawo

    • @priscillakuchuna9434
      @priscillakuchuna9434 4 місяці тому

      😂😢

    • @RejoiceGwavava
      @RejoiceGwavava 3 місяці тому +2

      Aihurirei ndezvake izvo.

    • @tanyarue
      @tanyarue 3 місяці тому +1

      @@RejoiceGwavava dai ukaroyerwa mwana wako

    • @PatientByo
      @PatientByo 3 місяці тому

      Ahh warwadziwa wangu

    • @tinokamtero7011
      @tinokamtero7011 3 місяці тому +2

      Saka vana vatadzei ..ndiye akatanga msindo even after being warned, musahure full stop..anoswera atsipikwa uyu akafira mahara pamusaka pechihure...hurai mufe...

  • @LovelyLionfish-eu1bx
    @LovelyLionfish-eu1bx 3 місяці тому +20

    Thumbs up mai Sasha mahure anoganza aya , neniwo nditori muprocess yekunoona gogo Moyo , Chenai zvakurwadza nhasi , mai Sasha pavaichema hantie waisasana hako nemurume wavo , Mai Sasha vakaisa ruzhowa mumba mavo ,chirungu chobva chati trespasser's will be prosecuted , ndoinonzi ndomene haichemedzi ,wakudzwa iweee kt siyana nemurume wangu

    • @fadzosadiki
      @fadzosadiki 3 місяці тому

      Nhasi afa endai mugoita ngozi

    • @PatientByo
      @PatientByo 3 місяці тому

      Ihhh

    • @SipiweMabuto-ki3zh
      @SipiweMabuto-ki3zh 3 місяці тому +3

      Ukauraya munhu sezvaita mai sasha unodii nhaiwe zvirinane ubve zvako varume havaperi pane kuuraya

    • @nelly-naimah
      @nelly-naimah 3 місяці тому +4

      Murume haasi mwana wa mai vako. What goes around cames around do it and see the results. Wake up guys let's work and live our lives varume imbwa

    • @CynthiaTshuma-c4l
      @CynthiaTshuma-c4l 3 місяці тому +1

      Kusaziva mwari hurwere nekuti mkadzi unotanwa nemurume so regai huroi ini ndinemurume hongu andingaide huroi nekuti iwe munu afa.unonzwa sei

  • @VirginiaMapindu
    @VirginiaMapindu 4 місяці тому +29

    Aizviziva uyo inhema dzake ngaataure chokwadi mai sasha akataura wani kt ndaikufonera kt siyana nemurume wangu

    • @Anolisi
      @Anolisi 4 місяці тому +2

      Yess ndakariona video vachitaura

    • @maviskaseni
      @maviskaseni 4 місяці тому +1

      Imi ayisaziva at first akazoziva late.the problem paakaziva ahana kuzosiya akaramba achidanana navo ndomuziva munhu uyo anogara kudhuze nekumba kwedu

    • @maxgotgaming
      @maxgotgaming 4 місяці тому +3

      ​@@maviskaseniAyizviva kubva achiri kutonyengwa nabaSasha.aitukireyi Mai Sasha ngaambomama

    • @sandrachitima727
      @sandrachitima727 4 місяці тому +2

      Vana ava havanzwe zvakaoma veduwee

    • @nokuthulankomo6657
      @nokuthulankomo6657 4 місяці тому +2

      Ayiganza and aisasiya shem

  • @VongaiKomboni
    @VongaiKomboni 4 місяці тому +11

    Baba vanoda mwana wavo veduwe thank u so much

  • @tarisaichikwekwe361
    @tarisaichikwekwe361 3 місяці тому +11

    Mai Sasha urimuroi kiti yemunhu iwe tichaona kuti uchararama nekusingperi here iye murume angaurairwa munhu here uridofo nxaa hokoyo ne ngozi

  • @robertapfumaneyi
    @robertapfumaneyi  4 місяці тому +7

    Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY

    • @shirleenshai769
      @shirleenshai769 4 місяці тому

      Please people of God we are in search of a man by the surname Segura/Tsegura who worked at Cam and motor mine now called Rio Tinto Kadoma. He later goes to worl at Empress mine and then goes to Zhombe rural area. He is a Malawian by origin.
      Please we are looking for him or his whereabouts. HELP

  • @VongaiKomboni
    @VongaiKomboni 4 місяці тому +14

    Handifungi kuti vanhu ava vanogona kuroyonora ini akafa ndopavachaona kuti ngozi is real

    • @BridgetChikata
      @BridgetChikata 4 місяці тому +1

      Havachazvigoni kuroyonora kwacho

  • @TediasMunguni
    @TediasMunguni 4 місяці тому +15

    Semufungo wangu,, Gogo vachiri kugona here kuroyonora Chenai ,,

  • @tarisotzendera6758
    @tarisotzendera6758 4 місяці тому +50

    No one has the right to temper with anyone c life for whatever reason, both spiritually or physically. Let him without sin cast the first stone. Shuwa kuuraya munhu veduwe ka, haisi huku iyi. Thou shall not suffer a witch to live!

    • @annietakaedza7425
      @annietakaedza7425 4 місяці тому +4

      Taura hako

    • @SharonMoyana
      @SharonMoyana 4 місяці тому +1

      Taurai zvenyu ummm zvakaoma

    • @blessingmurozvi6059
      @blessingmurozvi6059 4 місяці тому +1

      True

    • @TariZiduche-yi5gc
      @TariZiduche-yi5gc 4 місяці тому +3

      Thnkyou munhu uyu akafa mai ava vatakura ngozi cz achafa achiziva munhu akamuuraya

    • @mayisvamayisva3601
      @mayisvamayisva3601 4 місяці тому +1

      Asi tuside chick tuzhinji twonyepesa twuchiganza futi zvinobhohwa manje hauzozive waunosangana naye chero tikati zvskaipa kuroya munhu asi vazhinji vakatoroyerwa pasina vana rika dzidzai

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc 4 місяці тому +84

    Ndoinonzi Chawagona Hapana Jeri reBindura..iwewe unogona kufa nemjolo..mai Sasha ngozi mumba pfeeee🙄

    • @cassandraker
      @cassandraker 4 місяці тому +1

      Imagine🙄

    • @SimonChitavati
      @SimonChitavati 4 місяці тому +3

      Mbavha haina ngozi

    • @cassandraker
      @cassandraker 4 місяці тому

      @@SimonChitavati 😂😂

    • @ellenrufux9831
      @ellenrufux9831 4 місяці тому +2

      ​@@SimonChitavatihapana asingamuke ngozi zhinji ndedzemagerofurendi anaskru

    • @ndakazivhagwara
      @ndakazivhagwara 4 місяці тому

      Finish chawagona hapana jere rebundura haa ndafara kkk

  • @petermzorodzi7857
    @petermzorodzi7857 4 місяці тому +64

    Hakuna munhu asingaregererwi

  • @memoryncube5904
    @memoryncube5904 4 місяці тому +8

    Good story teller chenayi

  • @PrettySibanda-nv9dj
    @PrettySibanda-nv9dj 4 місяці тому +16

    𝑯𝒖𝒓𝒂𝒊 𝒎𝒖𝒇𝒆 𝒕𝒔𝒆𝒌𝒆 𝒖𝒌𝒐

  • @Melody-kn8ur
    @Melody-kn8ur 4 місяці тому +15

    Baba va Chennai vanerudo god bless yu baba

  • @lisakanhukamwe1970
    @lisakanhukamwe1970 3 місяці тому +4

    Chenai anogona kutaura, the way she is narrating her story akafita kunge aituka zvinogara mwoyo chaizvo

    • @AbigailPikayi
      @AbigailPikayi 3 місяці тому

      It's true. Team iroro tinokupedzera zvekut ndiwe unenge wakuita kunge unemhosva

    • @fetsangmunthali6542
      @fetsangmunthali6542 3 місяці тому

      😂😂😂😂haurvi nhema vanoganza mhani vanhu avaa

  • @NenjyDambaza-q5f
    @NenjyDambaza-q5f 3 місяці тому +14

    Rest in peace Chenai ,, mai Sasha Mwari ave nemi

    • @Omo-i8z
      @Omo-i8z 3 місяці тому +1

      But pafeya feya Chennai akurawa ne kidney failure

  • @happyplace11
    @happyplace11 4 місяці тому +5

    Chenai aiziva uyu kuti munhu ane mukadzi .... l watched the story and also ndiye akatanga kupa mai sasha deadline yelife vakaitawo action

  • @dadiraimasonzi5122
    @dadiraimasonzi5122 4 місяці тому +11

    Ndozvagara zviri vakadzi vechi2 .mai sasha vakatorera maiguru now ivo vakutorerwa nachenai .mavara azara mavhu makanganwa zvamakaitira maiguru. Baba chenai endai kwachifi.

  • @leanmarymarufu
    @leanmarymarufu 4 місяці тому +11

    Musamitiswe nevarume vevanhu vanokujamukira mangwana iwe chenai unonyepa nyaya takainzwa masides ese kare

  • @DeelightTobias-z8c
    @DeelightTobias-z8c 4 місяці тому +24

    Uyu haana mhosva akadiwawo ane mhosva murume mnje chero ukakuzwa nevanhu kt vakagona kana ngozi yakuuya inouya kumba kwenyu pluz hpn anombo kubatsira kuiripa nxaaa

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 4 місяці тому +4

      Mhosva anayo cz aitukawo mukadzi wechikomba chake imagine uchiudzwa negf kunzi Hauna 4days unenge wafa heee haunake unobuda mvura blah blah akazviparira mukadzi aizviziva kuti anaye

    • @Butterflywonders1599
      @Butterflywonders1599 4 місяці тому +2

      Mhosva anayo. Tsvag video yavari kumba kwa GogoMamoyo anobvuma Chenai kuti aizviziva kuti ane mukadzi. Chenai uyu aito shaudha Mai Sasha achivaudza kuti anotora murume by the weekend. Murume wacho aitovepo achiviga kumeso. Chenai akarumwa neche kuchera. Look for the videos aripo. Vakanzi vabvise mombe kuti asunungurwe. Asi she is now lying

    • @maviskaseni
      @maviskaseni 4 місяці тому

      Very true

    • @MavisMhlanga-rh3cu
      @MavisMhlanga-rh3cu 4 місяці тому +3

      Mhosva anayo vanovhaira fani vanhu ivava vanotora varume vevanhu vachiziva and vanodherera

    • @wamz8477
      @wamz8477 4 місяці тому +3

      ​@@nomsanyika151taurai zvenyu. Akanakirwa ngaafe. Pasi nehure ndookuti mamwe mahure atye

  • @daisymachina3186
    @daisymachina3186 4 місяці тому +8

    Ndafara nekuti zva munaoko a mkoma Robert. Apa Chenai azochenurwa . Sekuru Tasvu hero basa iro. Mwana atambudzika uyu

  • @netsaimusharu4506
    @netsaimusharu4506 4 місяці тому +19

    Ini ndzvionawo neimwe angle masigns and symptoms emusikana uyu anogona kuve ane heart or kidney problem .my question is akamboenda kuchipatara here.pangoita coincidence yekukandirana mashoko

  • @mildredmharira8764
    @mildredmharira8764 4 місяці тому +70

    But gogo ava vane hutsinye upto now havasati vamudzikinura. ZINATA should take away her license

  • @MelloyRwafa
    @MelloyRwafa 3 місяці тому +10

    Rest😢in peace Chenai ndarwadziwa shame mai Sasha hamuna moyo kutadza kuregerera munhu here kusvika pakufa so now what your gain mai Sasha 😢😢😢😢😢😢😢

    • @tarirochirumbwana.8693
      @tarirochirumbwana.8693 3 місяці тому +1

      I think Baba Sasha is to blame mai Sasha vakangogadzira murume wavo chete! Iye murume ndiye ane nyaya yese kusanganisira ngozi yacho

    • @annaparadzayi6700
      @annaparadzayi6700 3 місяці тому

      Uu zvinotyisa izvi gogo mai shasha munechokwadi mwoyo wangu warwafza

  • @FaithDhori-sw8hu
    @FaithDhori-sw8hu 4 місяці тому +14

    asanyepa mai sasha vaimuudza kuti siyana nemurume anoda kuziva zvemhando ipi good chero wozorapwa hako wambopfidza ukaona murume uchatiza speed chaiyo anyway mukoma roboos endai naye kunana tateguru vedu

    • @tafadzwamatongwana6148
      @tafadzwamatongwana6148 4 місяці тому

      Nhai vakatoti akaziva vasati vatodanana cz akatoudzwa achiri kupfimbwa. Akabvunzwa akatoramba akanyarara. Kana mai sasha vainyepa akadii kuzviramba

    • @PanasheKunukudzai
      @PanasheKunukudzai 3 місяці тому

      Uuuuuuuummm nyatsoteererai guys yoooooo

    • @bensonchitupa3804
      @bensonchitupa3804 3 місяці тому

      Ndoo Saka mbanje dzichisungisa.

    • @mm-iq7ry
      @mm-iq7ry 3 місяці тому +1

      Hapana ngozi apa zvakafanana nekuzvikanda munjanji driver wechitima haana mabrake chero motorcade yapresident inomira

    • @AbigailPikayi
      @AbigailPikayi 3 місяці тому

      I've noticed kut vanhu ava pavanotsiurwa havanzwe. Inini my husband takatorambana because of kamwe kamsikana. Honestly unenge uchit ukuitei kana uchiudzwa usinganzwe. Ehe murume fut anemhosva, ndovanoita vakadzi tipererwe. Sorry hake afa but zvinobhowa sooo zvevanhu vanofunga they can kananganisa ur marriage, nonsense mheni

  • @melisajavangwe6128
    @melisajavangwe6128 4 місяці тому +4

    Thank you baba nekumira nemwana wenyu anoita zvakanaka

    • @MemorySiziba-h9n
      @MemorySiziba-h9n 2 місяці тому

      Mmmmm shame ndazorwadziwa pandaona dumbu rachenai

  • @ChristinaGwehama-vq2ub
    @ChristinaGwehama-vq2ub 4 місяці тому +7

    Mai Sasha nagogo must go kujeri varoyi vevanhu

  • @JaneTavaruva
    @JaneTavaruva 4 місяці тому +13

    Munamato wangu ndewekuti iwe chenai usafe chimbokwata naro dumbu iroro ndimi vanhu vanoshungurudza dzimhuri vana vachishaya zvikwanisiro muchiganza muchidya mari dzevarume vevanhu shit apa wakatoudziwa wotochinjana mashoko nemkadzi wemuridzi zvivindi zvako ndezvei chaizvo iwe vana vemumhu vachitambura hausati watanga gogo ngavambokusiya wakadero uchaudza vamwe unepamuromo sterk

    • @saka5135
      @saka5135 4 місяці тому +3

      Uri muroyi wemunhu. Iwe hautadzi

    • @ropchipondamoyolity
      @ropchipondamoyolity 4 місяці тому

      Pane mukadzi wembwa here

    • @JaneTavaruva
      @JaneTavaruva 4 місяці тому

      Hapana hapo bt magumo ndochiororo hezvoka izvo pasi nenhubu mharadza musha yevangu mwari vanopa shamhu inemunyu

    • @user-lh5vq9dt7o
      @user-lh5vq9dt7o 4 місяці тому +2

      Vanhu ivaiwo nemoyo wekubereka pazvichaitika kwauri ndopauchaona kunaka kwazvo

    • @JaneTavaruva
      @JaneTavaruva 4 місяці тому

      @@saka5135 aaah level iroro handisvike rekufonerwa nemkadzi ndichitoganza haaaaa handidaro never kurwadzisa munhu

  • @SarahMunangi
    @SarahMunangi 4 місяці тому +5

    Hakuna munhu asingatadzi ,Chokwadi Chenai ngaaregererwe

  • @ruel1703
    @ruel1703 4 місяці тому +2

    I followed this channel because of Robert...sly media 👋

  • @FungaiChikomo
    @FungaiChikomo 4 місяці тому +3

    Gogo ava wanofanira kusungwa kana Chenai afa uye otongerwa life in jail. Gogo awa hawamiririri ZINATA. Zinata haitenderi n'anga dzinouraya

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps 4 місяці тому +1

      Muroi ngavasungwe or sekuru tasvu ngavabvise uroi

  • @Tari2378
    @Tari2378 4 місяці тому +24

    Matare ambuya ava vekurapa ari mudunhu ma Mambo Seke, endai ikoko, hakuna svikiro or mhepo isiri pasi paMambo. Seek help from Mambo Seke too

  • @ClaraChalandila
    @ClaraChalandila 4 місяці тому +12

    Mai Sasha dzora mwoyo mwanangu,hongu varume vanonyepa ,ndinozviziva muregererewo ndakumbira zvangu akakanganisa

  • @cassandraker
    @cassandraker 4 місяці тому +30

    We all agree kuti chenai aizivana namai sasha from the beginning aitoita mjolo achiziva but this situation is now dire distended abdomen presenting as a patient of kidney and heart failure anogona kufa dayi pawana help mwana uyu asunungurwa if she dies there is no turning back inenge yatova ngozi mumusha

    • @OddTom-j4n
      @OddTom-j4n 4 місяці тому +3

      Abantu bajola lama married man / women bethembe ukuthi engafa uzoba yingozi ..

    • @maviskaseni
      @maviskaseni 4 місяці тому +1

      Lies ayisava ziva imi tomuziva murume iyeye anonyebera vanhu kuti ahana mukadzi kani mukamuona amutozive kti ndibaba vemhuri kanoita sekamukomna

    • @cassandraker
      @cassandraker 4 місяці тому

      @@OddTom-j4n I understand you dear but umntu ngumuntu ngabantu she has errored and she has suffered let us allow her to repent than for her to die. No human life is worth taking for a man who is sleeping with everything in a skirt. Ingozi will be on her side of the family not of that worthless man

    • @cassandraker
      @cassandraker 4 місяці тому +9

      @@maviskaseni Personally hangu i was speaking from the time maisasha was with chenai nemhuri yavo vakati chenai haundizive iwewe handina kukufonera ukati ndakasiiwa nekuti ndinobuda mvura vakataura a lot and personally hangu i believed her...she even asked her kuti handina kukufonera ukandituka musi wakati wakati chenai kept quiet she didn't even defend herself. Aripowo mainstances ekuti she didn't know but that day even a blind person could see mai sasha vaitaura chokwadi hanzi vakatanga 2020 chenai achinyepa kuti aihwa handidanane nemurume wenyu ndinotengesa tea icustomer chete. 🤷🏽

    • @ndizvo06
      @ndizvo06 4 місяці тому +4

      ​@cassandraker that's true. Taura hako. Akabvunzwa kuti Chenai wainge usingandizive here kubva uchitanga nabaSasha and Chenai did not dispute it pamberi pehama dzake. Akadii kuramba ipapo. Akanzi Chenai hauna kundibhejera 4 days here iwewe haana kumbozviramba. Saka ari kunyepa ndiani. Kana paina mai Sasha, Chenai anobvuma kana ave ega she starts telling lies to attract sympathy

  • @memorymagadzire8505
    @memorymagadzire8505 4 місяці тому +25

    Mai Sasha nabba Sasha hokoyoyi nengozi iyo .. munhu uyu achafa nezita renyu endemuchaparira dzinza rese

    • @LindaMuzenda
      @LindaMuzenda 4 місяці тому

      Haafi uyo unobatsirika akatorarama but vavamunonokera chete but unopora

    • @rumbidzaimusengezi5860
      @rumbidzaimusengezi5860 4 місяці тому +2

      Akambotsiurwa akaganza uyo

    • @memorymagadzire8505
      @memorymagadzire8505 4 місяці тому +4

      @@rumbidzaimusengezi5860 ukaona ngozi zvadziri kuita kwaMukotsanjera uko unochinja mafungiro kkk

    • @memorymagadzire8505
      @memorymagadzire8505 4 місяці тому

      @@rumbidzaimusengezi5860 it was good dai zvanga zvichingomutambudza but zvisingazourayi

    • @StobechileGumbanjera
      @StobechileGumbanjera 4 місяці тому

      Zvakaoma

  • @rumbidzaimzezewa5218
    @rumbidzaimzezewa5218 4 місяці тому +21

    Ngaasanyepe aizviziva kuti mkadzi aripo uyu aiudzwa kti siyana nemurume wangu,dzidza kutaura chokwadi

    • @TheAzory
      @TheAzory 4 місяці тому +1

      uum zviriko hapana asingashaishi coz akafa ingozi kumhuri yamai sasha

    • @belindaruzani
      @belindaruzani 4 місяці тому +1

      Chero akanyepa chero akasanyepa bt chenai akafa ingozi kwana mai sasha

    • @rufarogudo
      @rufarogudo 4 місяці тому +3

      Akataura wani kuti ndakazozviziva asi semunhu anga Ave murudo apo anga ane nhumbu futi akashaya kuti odii

    • @ChipoMagama-w1d
      @ChipoMagama-w1d 4 місяці тому +1

      Haiwawo ko iye murume wacho aidii kusiyana nemwana wevanhu,varume ndavasiye nhema mhani nxaaaa

    • @PanasheKunukudzai
      @PanasheKunukudzai 3 місяці тому

      Varume vese ngavafe 😂 mai sasha muroi chaiye
      Chenai aigovasiya sei ivo baba sasha vanga vatopa munhu pamuviri

  • @sinikiwemoyo8017
    @sinikiwemoyo8017 4 місяці тому +17

    Kano nyepa kaChenai. Aiziva kuti murume uyu anemukadzi. Aishaina mazuva acho. Zvaiwana ngwarati.

    • @SimisoMoyo-v2k
      @SimisoMoyo-v2k 4 місяці тому +1

      Anonyepa uyu mastatement ake akasiyana asi pamberi pamai Sasha anotaura kuti ayiziva kuti anemukadzi

    • @tiffanysamuriwo2141
      @tiffanysamuriwo2141 4 місяці тому +3

      But mai sasha vakaendesawo first wife murume ndiro hire

    • @MavisMhlanga-rh3cu
      @MavisMhlanga-rh3cu 4 місяці тому

      Really

    • @user-lh5vq9dt7o
      @user-lh5vq9dt7o 4 місяці тому +1

      Do worry one day is one day zvichasvikawo kwari 😢😢😢😢

    • @daisyhushe4851
      @daisyhushe4851 4 місяці тому +2

      Ehe anogona aishaina hake pakunga vacho Pati ingozi yakuzvipira mhuri Kana mskana uyu akafa mahure anogadza hawo ASI madzimai ngatisatumwe kutadza nekuda kwemurume

  • @bongimasaa8257
    @bongimasaa8257 4 місяці тому +1

    Well wishes please help Chenai ararame apfidza.Thank you for helping.

  • @tthex6484
    @tthex6484 3 місяці тому +3

    She was warned and did not listen. Let justice be done

  • @KuraiMutema-dx1sv
    @KuraiMutema-dx1sv 4 місяці тому +4

    Gogo vakonewa kubvisa ,if ndirini baba sasha anofanira kuita nice nachenai kuitira akafa mhepo iyende kumusha kwamai sasha

  • @abigailcharakupa8490
    @abigailcharakupa8490 4 місяці тому +3

    Mukoma Robert mai sasha nababa sasha vanoda sekuru Tasvu or Sekuru Bunzamukombe, pls Mukoma Robert, mwana arikurwadziwa uyu hapana asingatadze veduwe atadza haaurawe, vazhinji wani vanhu vakaberekwa out of wedlock asi hatina kumboona zvakadai, mai sasha Mwari haasi wako wega pafunge ipapo

  • @user-un7pp5ts3e
    @user-un7pp5ts3e 4 місяці тому +9

    Kuroya munhu nekuda kwemutorwa kazhinji zvinowanzoitwa nevanhu vanotambura zvekugadzira vanhu izvi kashoma kuona mukadzi anozvishandira achienda kun'anga kunogadzira munhu nekuda kwemurume nekuti varume hatingavagone kungosiyana nazvo is the best..

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 4 місяці тому

      Im a millionaire asi hure ngarife....hausati waitirwa mashure ende iwewe unengewo hure...hauizive pain nekuganza kunoita tuvaroi utwu...ngaafe chenai

    • @EustinaMasango-tt1pq
      @EustinaMasango-tt1pq 4 місяці тому

      Apa manyepa henyu

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 4 місяці тому

      @@maiyeukai9346 millionaire wekupiko in what currency. Mamillionaire haapo pano achitedzera nyaya dzen’anga unless if you are one of them. You are a very bitter person. You need deliverance. You call another person hure because they said the truth. Yes it’s only for poor people who depend on men for money, educated women get a divorce and move on.

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 4 місяці тому

      U can say that dear azviko izvi kukonzeresa ngozi nemwana wavamwene mxxxxm

    • @memorywize5379
      @memorywize5379 3 місяці тому

      Anotambura its true kana uchizvitsvagira mari haungaswerotsvagana nechihure chabhangu

  • @user-rz4xl7kx9r
    @user-rz4xl7kx9r 4 місяці тому +9

    Chazvakangonakira ndechekuti mai Sasha vacho havasi vesimbi today ndovanechimuti asi nguva yavo ichakwana vacharwara kudarika Chenai her time shall come.

  • @rowayimaunganidze873
    @rowayimaunganidze873 4 місяці тому +20

    Kungwara kwese kwapera. Ingawani wakaudzwa kuti siyana nemurume wangu ukaita nharo

    • @BlandinaPanavanhu-pe1gq
      @BlandinaPanavanhu-pe1gq 4 місяці тому +5

      Vanhu ityai mwari chero munhu akanzi auraya haasi kana uri munhu ari normal haumushuvire rufu comment section musafurira mai Sasha nabaSasha kugumo kwazvo kune chinhu chinonzi ngozi

    • @rowayimaunganidze873
      @rowayimaunganidze873 4 місяці тому

      @@BlandinaPanavanhu-pe1gq dai arimurume akabatwa nerunyoka uchitofara

    • @ChishongoMadhuve
      @ChishongoMadhuve 4 місяці тому +1

      Kungoti akubatsirwa zvake asi ingozi yaanenge Aisa Mumusha mavo,ungaroya hr nekuda kwemurume ascana,Chenai is very wrong bt mmm Mai Sasha muroyi wemaskat chaiye

  • @MarveMcMlilo
    @MarveMcMlilo 3 місяці тому +3

    Mai Sasha mopedza nyika yese imi! Murume wenyu hobhoo magero friend nxaa

  • @NomsaNyama
    @NomsaNyama 4 місяці тому +14

    Ndokurwadza kwainzwa mukadzi wawaitorera murume

  • @VirginiaMapindu
    @VirginiaMapindu 4 місяці тому +18

    Kana mozogara chihure chakaipa especially kuhura nemurume wemunhu uchiziva mukadzi wacho unomama

    • @wellinessruzvidzo9939
      @wellinessruzvidzo9939 4 місяці тому +2

      But mhosva ndeyemurume asina kubuda pachena,unoti wagona kugadzira munhu but akafa ingozi huru yaanenge aisa mumusha mavo mozobhadhara pfuma yakawanda kudarika yawakabvisa kwawakaenda manje

    • @MandieMunetsi
      @MandieMunetsi 4 місяці тому +1

      ​@@wellinessruzvidzo9939 Haa aizviziva uyu arikunyepa nyaya dzacho dzatosiyana dzaarikutaura apa
      Chokwadi zvakaipa hazvo zvekuzoroya munhu kudai but kuziva aiziva hake Chenai kuti munhu ane mukadzi kumba

    • @fortunatemadzimbamuto5614
      @fortunatemadzimbamuto5614 4 місяці тому +2

      Torai mwana uyo muendese kumusha kwababa sasha kana afa voviga vanoita action akatadza hake asi basasha ngavabhadhare mukadzi wavo munhu asunungurwe

    • @rumbidzaimzezewa5218
      @rumbidzaimzezewa5218 4 місяці тому +1

      Taura hako zvinonaka muchiwirirana kana zvadayi ndopaunoona kty chihure chakaipa

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 4 місяці тому +1

      Yes it’s wrong hatirambe but ko zvavaiti murume wavo ane magirlfriends akawanda saka how many women is she going to kill instead of just leaving this man.

  • @LoraineManyika
    @LoraineManyika 4 місяці тому +5

    Mai Sasha ngozi yamurikutora nekuda mboro chete varume mungawagona here mungatouraisa munhu chokwadi murizimuroyi

    • @nancy97nancy43
      @nancy97nancy43 3 місяці тому

      Munhu anenge asinga shande akajaira kuchengetwa nemurume

  • @asychiinhai
    @asychiinhai 4 місяці тому +3

    Murume we munhu mkadzi we munhu haabatwi imvura yemutoilet nyangwe yakachena sei hainwiwe

  • @tonderaichikono8529
    @tonderaichikono8529 3 місяці тому +1

    Uyu Munhu ngaataure chokwadi, aizviziva kuti Murume weMunhu, ngaangotaure chete aifunga kuti hapana murume wemunhu Blablabla that Touchline talk

  • @JulietZisengwe
    @JulietZisengwe 4 місяці тому +3

    Kutya Mwari ndokuwamba kwezivo,shoko roti usaite hupombwe same shoko roti musaende kunobvunzira n'anga kana vavuki etc uye zvakare kana munhu achinge afa shoko raMwari rinoti haana chachaziva uy,rudo rwake negodo rake zvanguva zvapfuura hazvo roti zvakare uyo anoburukira kushiori(guva) haagoni kudzoka zvakare.Kutanga pana baba Sasha,Chenai then mai Sasha wanofanira kutendeuka

  • @lynnethdube6775
    @lynnethdube6775 3 місяці тому +1

    We all need a supportive dads like chenaia dad

  • @ClearancemasabalalaMwelase
    @ClearancemasabalalaMwelase 4 місяці тому +24

    Chenai anonyèpa wo amboti ndaingoita mukadzi we chi2 apa akuti ndaisaita nhumbu Dai ndakaziva kuti anemukadzi takungodakuti apone hake asi akazviparira ega

    • @GraceMuzhuzha
      @GraceMuzhuzha 4 місяці тому

      Rega zvikurirane mumunda imomo

    • @NomsaNyama
      @NomsaNyama 4 місяці тому

      Ahasati akudakupora kana akura kupera anotauri chokwadi chese

    • @GwynnethMutsata
      @GwynnethMutsata 4 місяці тому

      Zvakunzwisa tsitsi hazvo

    • @ThandoNcube-xy2fo
      @ThandoNcube-xy2fo 4 місяці тому +2

      Ngaachibatsirwa haachazviiti futi and ndiye wakapa mai sasha zviwindi coz wakavapa 2 days dzekutora murume zvachose saka vakati ndisatangirwe pamwe waida kuuraya mai sasha aaa izvezvi zvosiririsa ngaachibatsirwa zvake chidzidzo ichi

    • @lovenesschakanyuka2543
      @lovenesschakanyuka2543 4 місяці тому +1

      Chenai anonyepa kuti aisaziva kuti Mai Sasha variko akaudzwa achiri kunyengwa uyo zvakungoda kuti mbuya vanzwe tsitsi vamubatsire ubva wasiya mujolo chenai unofira mahara

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 3 місяці тому

    .....let me say by name but Mr......you are the best and to the people ,we love you nebasa renyu

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 4 місяці тому +5

    Robert endesa Chenai kwaTasvu chete ndokunopedza zvese kana mbuya yacho inobvumburudzwa naTasvu zvakafamba zvakanaka

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps 4 місяці тому

      Kkkkk ichagadzirwa na tasvu regai ichadema kuroya mbuya yekwamakoni

  • @lucyholokani2211
    @lucyholokani2211 4 місяці тому +2

    Baba chenab mwari ngave navo vanerudo nemwana wavo

  • @LearnmoreKodzai-sq6tc
    @LearnmoreKodzai-sq6tc 4 місяці тому +41

    gogo moyo havachagoni kubvisaa😊

  • @AnnieBote
    @AnnieBote 4 місяці тому +1

    Chenai uyu aitoziva arikudanana nemurume wemunhu newewo chenai ziva zvekutaura nekuti newowo wakabhejera mai sasha ukavapa 4 days kana wapora chera kakomba pasi usvipe mate murume anemhui haabatwe

  • @lloydmagweta5311
    @lloydmagweta5311 4 місяці тому +10

    If people genuinely want to assist this poor lady, she needs assistance with funds for her to see a cardiologist kwete n'anga. She needs echocardiography and long term treatment for cardiac failure which is the most likely diagnosis. This is the third time I'm making a comment cause I feel sorry for her. People are wasting time on non existent things and unfortunately will waste resources pursuing zvinhu zvisipo instead of kuenda kuchipatara. This is a straightforward case of a cardiac problem that was caused by the pregnancy and its a common thing with some women in pregnancy. Let's crowd-fund for this lady and get her proper medical care. Kuzvimba kwese uko kunopera dumbu roserera but she will have to be on treatment for the rest of her life coz the real cause is unreversible. Symptoms can be controlled for her to live a better and more comfortable life. 😔Sad

    • @janegutsiresixpence3643
      @janegutsiresixpence3643 4 місяці тому

      Kuzviita muzivi ukuu tsveeee zvikuteerera zvikutaurwa makuzviita muzivii nekuda kwevachena ....akaporeswa nechivanhu uchatiiiii

    • @pottiesbites729
      @pottiesbites729 4 місяці тому

      I agree this can be resolved by cardiology/ nephrolgy team looks like fluid overload due to cardiac / kidney issues looks like she's becoming breathlessness too. Like you stated it must have been triggered during pregnancy. It's worth she's seen by specialist clinician 😢😢😢, this could be resolved and improve quality of life. I wish they could consider clinical assessment before its too late.

    • @perpetuahauko7599
      @perpetuahauko7599 3 місяці тому

      UULuLUlUlYlHlUlUuLuLyLUlluLuLuLyky❤

    • @dailyshowtelevisiondstv5585
      @dailyshowtelevisiondstv5585 3 місяці тому

      Haaah hiwe

    • @warrenusaihwevhu
      @warrenusaihwevhu 3 місяці тому

      Haupenge ere iwe

  • @SibusisiweZhou-ik3xq
    @SibusisiweZhou-ik3xq 4 місяці тому +23

    Mai sasha muroyi varume vese vanohura but andingamboregi munhu achidayi azvishamisi asiri ega chenai baba sasha vatori neumwe muhure

    • @TateguruBusayi
      @TateguruBusayi 4 місяці тому +1

      Pane pavakatombo taura kuti kuchatouya vasikana vakawanda

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 4 місяці тому

      Akaisa murume wake rukawo sezvinongoitawo varume kugadzira vakadzi

    • @beautysbongilesawana8776
      @beautysbongilesawana8776 4 місяці тому +2

      Baba sasha vatori navo mahure avo

    • @NomsaNyama
      @NomsaNyama 4 місяці тому +4

      Hoo saka maidakuti mai sasha vasiiwe uyu anoramba achidanana vachingonetswa bamba yavo hr kusvika basasha vaenda zviiseio mubhutsu mamai sasha ..makambohurirwa hr

    • @SibusisiweZhou-ik3xq
      @SibusisiweZhou-ik3xq 4 місяці тому +2

      @@NomsaNyama manje murume ndipo pavachavada here mai sasha ivo vavenengozi nditori side ramai sasha because ndakabva neko

  • @missdeidre4649
    @missdeidre4649 4 місяці тому +7

    Baba Sasha should run and never look back, anogara sei nemukadzi anotyisa so? Ivo Mai Sasha varikunzwa sei vachiona munhu achitambudzika so? Kuroya is not a solution, If Chenai dies Mai Sasha will have blood on her hands plus Ngozi. Kuchachemwa

    • @emmiesmit1241
      @emmiesmit1241 3 місяці тому

      Kuti vachiri vese here Baba na Mai Sasha 🙆‍♂️

  • @VimbaiNdhlovu
    @VimbaiNdhlovu 4 місяці тому +2

    Mai Sasha nzwirai tsitsi vana vemukadzi uyu akanyeperwawo nguva yaashurudzika yareba vana vake varikuraramawo nei.sunungurai moyo munhu anonamata hadaro

  • @JaneTavaruva
    @JaneTavaruva 4 місяці тому +3

    Siyanai namai sasha regai apopote zvino hauna kutsiurwa hre chance yawaida kupiwa ndeyei😊

    • @TheAzory
      @TheAzory 4 місяці тому

      uum but akafa munhu ayu mhuri yamai sasha yatova nengozi. kana wakazvivhara for 50 years but wanozongoiripa chete...

  • @calistomunditi7960
    @calistomunditi7960 4 місяці тому +2

    I think anzwa help her but ndiyo type inopopotera other people's wives musahure nekutuka vakadz vavanhu olz help her

  • @MonalisaMadoda
    @MonalisaMadoda 4 місяці тому +17

    Saka Chennai pawakaziva kuti murume wemunhu futi akatokuudza kuti ndichakugadzira wakapfuurira kurara naye murume wacho aaaaah dzimwe nharo adzidi kudaro tarisa manje kwazvave😢😢kurara wakagara here marwadzo everyday aaaaah vasikana musadaro tsiurikai

    • @everjoylupi7940
      @everjoylupi7940 4 місяці тому +2

      l think it was too late since nhumbu yanga yave pa 4 months,achiti kuroiwa mafunnies

    • @MonalisaMadoda
      @MonalisaMadoda 4 місяці тому +1

      @@everjoylupi7940 yaaah pakaipa manje gogo havachagoni kubvisa zvinhu zvavo vakudana mombe dzavanoziva kuti havatorina

    • @pee1908
      @pee1908 4 місяці тому

      Havanzwe kanii vanhu ava anenge achibiliviswa nemurume kut handichamude mukadzi uye achaenda kumba kwavo hee this n that oswera achivhura makumbo achitobatwa hake nerunyoka asi ummm atambura veduwee

    • @ForgiveChipp
      @ForgiveChipp 4 місяці тому

      Uyu wapfidza vanhu vachadzidza kubudikidza naiye

    • @ForgiveChipp
      @ForgiveChipp 4 місяці тому +2

      Vanorwadzisa vanhu ava ukaona munhu akusvika pakugadzirwa unenge warwadzisa munhu

  • @TakwanaFanuel
    @TakwanaFanuel 4 місяці тому +15

    Mahure anorwadzisa

    • @BlessingMutumbi
      @BlessingMutumbi 4 місяці тому

      Tese Tiri mahure

    • @anniekurewa878
      @anniekurewa878 4 місяці тому +1

      Rega vamboti mame mbijana

    • @RoseMarimatombo
      @RoseMarimatombo 3 місяці тому +1

      Kana uri mukadzi chete rega kuseka mumwe mukadzi awirwa nedambudziko nekuti mangwana ndiwewo ....mumarriage mogna kungobuda anytime hazvina ndakangwara izvi

    • @nancy97nancy43
      @nancy97nancy43 3 місяці тому

      Kana varume vacho baSasha vacho pamwe vachafawo

  • @chrissiegee9013
    @chrissiegee9013 4 місяці тому +4

    Gogo mamoyo handifunge kuti vachirikugona kuroyonora .chenai anofa zvino mai sasha zvamaiti murume wenyu anohura muchapedza nyika muchiuraya kutoita kamuroyi nekuda kwemurume asinga kurespectei

    • @maviskaseni
      @maviskaseni 4 місяці тому +1

      Can u imagine 😂

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 4 місяці тому +3

      Imagine akatotaura ega kuti murume wacho anohura. Kusadzidza is a curse. Do you think if she could work for herself aiita zven’anga to keep a man who doesn’t respect her.Saka achauraya nyika yese kauyu.

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps 4 місяці тому

      Kusafunga habti mukadxi mukuru akazvisiya iye adii kusiya

    • @chrissiegee9013
      @chrissiegee9013 4 місяці тому +2

      @@Nokutenda774 akandibhowa kani zvinoita kuti varume vatidzikisire zvakanya kuti hatigone kurarama vasipo ipapa oti imba yacho ichamira ipapa

    • @chrissiegee9013
      @chrissiegee9013 4 місяці тому +1

      @@TheresaMaps nhai hatitoziva kuti iye akawanana naye vasiyana here nemukadzi kazhinji munhu akatorera mumwe iye haadi kutorerwa

  • @rumbidzaikatiyo5634
    @rumbidzaikatiyo5634 3 місяці тому +1

    Asi vanhu ngatizivei kuti hupenyu hatengwi uhu' ungauraye munhu nekuda kwemurume here weduwe..iye ndiye akatanga kuhurirwa here gehena rakakumirira iwe mai Tasha..handisi kuti Chenai akagona asi kuuraya munhu Hakusi iko kupedza nyaya saka apa zvaafa maweni kuzvitorera ngozi mumhuri 😢

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 4 місяці тому +9

    Mjolo unoparira....kutadza kuriko zvako uye hapana mutsvene....abvuma mhosva ngaasunungurwe please mai Sasha

  • @valentinezulu8018
    @valentinezulu8018 3 місяці тому +1

    Iyhooooo rest in peace Chenai 😥😥😥

  • @ChipoNyatanga-tw8it
    @ChipoNyatanga-tw8it 4 місяці тому +4

    Umm kuuraya munhu hauwane zororo

  • @tracybiriati1448
    @tracybiriati1448 3 місяці тому

    Shame what a sweet voice and fects 😢 ndarwadziwa may her soul continue rest in peace

  • @AuxilliaRuvangu-l1r
    @AuxilliaRuvangu-l1r 4 місяці тому +9

    Hapana chinodzikamisa mhuri sengozi ...NGOZI HAMUSATI MAIONA MASHOKO AYA NDEKUWIMBISANA BARIKA KUBVA KARE RAIVEKO MUCHAONA MOTO MHURI YEKWAMAI SASHA REGAI TIRARAME 😢

  • @PatienceChitagu
    @PatienceChitagu 4 місяці тому +2

    Chokwadi chinokusunungura Chenai wakaudzwa namai Sasha uchiri kupfimbiwa nabaSasha.zvaoma manje wakuona kuipa kwazvo.pawaipindura rough kuna mai sasha waiti zvichaguma nekudii.zvininipise pamberi pamai Sasha wotaura chokwadi. Wokumbira ruregerero uchirevesa mukati mehana yako.usanyepa kunyepa ikoko kunopa mai Sasha hasha neshungu coz wakavarwadzisa nguva refu.2 years its not a joke uchishungurudza mumwe mukadzi

    • @phylliskhumalo-lp8mk
      @phylliskhumalo-lp8mk 4 місяці тому

      Ngaataure zvinyadzi zvaayiudza Mai Sasha arikutaura one side

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 4 місяці тому +8

    Hama dzamai Sacha please garai nemwana wenyu honai ngozi yamuri kuparirwa iyiiii

  • @SenzeniGanyani
    @SenzeniGanyani 3 місяці тому +1

    Zvinorwadza ,asi chidzidzo😊

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 4 місяці тому +13

    Gogo vaya havachagoni kuroyonora

    • @maviskaseni
      @maviskaseni 4 місяці тому

      Ehe ndonyaya iripo

    • @MichelleRunyowa
      @MichelleRunyowa 4 місяці тому +2

      Ehe apa vaakugezera mai sasha kuti ndivo vakamisa dare 😅😅😅

  • @TracyFurakeni
    @TracyFurakeni 4 місяці тому +2

    Chimusu nungurayi hachazvipamhe futikujola nemurume wemunhu

  • @ndizvo06
    @ndizvo06 4 місяці тому +3

    Munombo hurirei musingagone kuzowana mari yekuripa chihure chenyu. Chenai taura chokwadi mai Sasha said makatombopopotedza navo uchiri kupfimbwa muna 2021.

    • @maviskaseni
      @maviskaseni 4 місяці тому

      Mai sasha vanonyepa imi amhusi kuvaziva.vaisazivana vanhu ava vakazo zivana late ndogara kudhuze navo vanhu ava mhan

    • @sandrachitima727
      @sandrachitima727 4 місяці тому

      Paakazviziva akadii kubva asiyana nemurume wacho aaa she's still young 29

    • @ndizvo06
      @ndizvo06 4 місяці тому +1

      ​@@maviskaseni​ Akabvunzwa kuti Chenai wainge usingandizive here kubva uchitanga nabaSasha and Chenai did not dispute it pamberi pehama dzake. Akadii kuramba ipapo. Akanzi Chenai hauna kundibhejera 4 days here iwewe haana kumbozviramba. Saka ari kunyepa ndiani. Kana paina mai Sasha, Chenai anobvuma kana ave ega she starts telling lies to attract sympathy

  • @fgblessings1965
    @fgblessings1965 4 місяці тому +4

    Chenai anonyepa uyu kunyepa chihure nekuroya zvofambirana. Chenai na baba Sasha vese vaizvidza mai Sasha kusvika paku4nerana mukadzi aripo iye Chenai achituka mai Sasha kusvika pakuvaudza kuti ndokupa 4 days nanhasi akagone kutaura chokwadi akunyonyepa, wazviziva kuti mukadzi ariko kumba mai Sasha vakagadzira murume wavo asi iwe nekukara varume vavanhu wabatwa neriva musango kumbira ruregerero zvakanaka ubatsirike

    • @OnaiAlfandinga
      @OnaiAlfandinga 4 місяці тому

      Akafa ndouya ndokusiira chitunha chacho mumba mako.

  • @rumbidzaimusengezi5860
    @rumbidzaimusengezi5860 4 місяці тому +3

    Kuganza ndokwakawanda apa .zvekuti ane mukadzi anozviziva hake

  • @GraceMagaya-w2q
    @GraceMagaya-w2q 4 місяці тому +12

    Mwari.murapi mukuru rapai Chenai

  • @Mamandu-pf7nj
    @Mamandu-pf7nj 4 місяці тому +6

    Siyanai nekudanana nevarume vane mhuri dzawo mawekunyepera kusiririsa apa..tsvagai marume vasina vakadzi vakazara uko

    • @naumevambe8525
      @naumevambe8525 4 місяці тому

      Varume vanonyepesa hama yangu zvekuti unoti chokwadi isingle dai barika risiko uhu huroyi nekuti zvambotaurwa akafa chawagona hapana zvambotaurwa ko mukadzi akafa saka murume haacharoori sure tisadaro

    • @phillimongonde1235
      @phillimongonde1235 4 місяці тому

      Mahure mawara ekuda kuita 50/50 wemukadzi wemunhu nekutotuka.

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps 4 місяці тому

      Varume ngavasiye kupfimba vana vevanhu

  • @felyganda1614
    @felyganda1614 4 місяці тому +1

    Muchinyanya .asi iii regererai veduwe munhu akafa uyu newe chabuda hapana.

  • @sukaimasvingise2051
    @sukaimasvingise2051 4 місяці тому +6

    Mai Sasha uyu anofa but ngozi ichauya kurudzi kwenyu apa gogo havachagoni kuroyonora

    • @DRRZOE
      @DRRZOE 4 місяці тому +1

      Ndoiya yeku Moza yewekuba guruve ,ndobva atadza kuzo royorona ,apa aka chadya i think mombe 20,atadza kuroyonora akazvikanda mumvura ndokufa ,ndokuzoenda kwa tetenguru tasvu.

    • @DRRZOE
      @DRRZOE 4 місяці тому +5

      Ngozi hayineyi nekuti akadanana nemurume wemunhu

    • @EniahMahwengwaE
      @EniahMahwengwaE 4 місяці тому

      Ngavamboenda Kunana chiremba zvese nekunobatsirwawo

  • @georgechangata5923
    @georgechangata5923 4 місяці тому +60

    For whatever reason this wrong let's help her .

    • @ChipoMarimo-sh2zu
      @ChipoMarimo-sh2zu 4 місяці тому +5

      Ndrikutoti.akarapwa Kare hezvo

    • @nancysimbi6704
      @nancysimbi6704 4 місяці тому +2

      Zvakaoma asikana

    • @clotildachamhuna1448
      @clotildachamhuna1448 4 місяці тому +3

      Thought she was healed negogo vaye

    • @maviskaseni
      @maviskaseni 4 місяці тому +4

      ​@@ChipoMarimo-sh2zukurapwa nani.mbuya iya ayichagone kuroyonora

    • @maviskaseni
      @maviskaseni 4 місяці тому

      ​@@clotildachamhuna1448avasi kugona kuroyonora vanogona kuroya chete

  • @JaneTavaruva
    @JaneTavaruva 4 місяці тому +3

    Ngaambonzwa butter azviziva kuti murume wemunhu achiganza

  • @nyashavizharona3930
    @nyashavizharona3930 4 місяці тому +1

    Muroyi muroyi hazvimbofa zvakachinja....mai Sasha you have a wicked heart, history it's got a way of repeating itself,it might not be today kwauri but zvogona kudaro kumwana wako.Yes Chenai ari wrong but was it worth it.Mai Sasha nayewo she is a second wife saka zvonzi murume haans mhosva sei,ndihwo hunhu hwake murume uyu.

  • @EdylineMahlengwe
    @EdylineMahlengwe 4 місяці тому +5

    Help this lady mukoma Robert, Sekuru Tasvu ngavabatsirewo mkadzi uyu anofa shane

  • @TECHMCCHISSEY
    @TECHMCCHISSEY 3 місяці тому +1

    Mdara ane love neMwana wake uyu

  • @TavongaTiziwa-nf8fg
    @TavongaTiziwa-nf8fg 4 місяці тому +4

    Kkkkk yaa siyanai nevarume vevanhu please kuhurirwa kwakaoma vese varikuzviita izvi siyai munozoudza vamwe in handina tsitsi nevanhu vetype iyoyi. 🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @PriscillaVaraidzoMhoni
    @PriscillaVaraidzoMhoni 4 місяці тому +2

    Baba Mwari vakuropadzei🙏

  • @GraceMuzhuzha
    @GraceMuzhuzha 4 місяці тому +20

    Ini hangu handina tsitsi nehure munofa rinhi tizorore

    • @JessicaMukora
      @JessicaMukora 4 місяці тому

      Ngai taura zvako dear 😅😅😅😅

    • @beautysbongilesawana8776
      @beautysbongilesawana8776 4 місяці тому +3

      Yaa mashayi ewusiku ndabvuma kuti ariko kupembedza shavi

    • @LindaMuzenda
      @LindaMuzenda 4 місяці тому +2

      Finish taura hako pamwe unenge warwadziswavo vasikna varume vanorwadzisa veduwee

    • @BlandinaPanavanhu-pe1gq
      @BlandinaPanavanhu-pe1gq 4 місяці тому +8

      Paucharambwa nemurume wako iyeye uchinodanana nevarume vanoti handina mukadzi ndopauchaziva plus remember kuti muromo unesimba zvauri kutaura nhasi
      Uchizviona ukuita kunge wakaroorwa nemwana wamai vako

    • @SimisoMoyo-v2k
      @SimisoMoyo-v2k 4 місяці тому +2

      Mahure anodherera anotuka let her feel it ayituka Mai Sasha uyu

  • @juniortichawona
    @juniortichawona 4 місяці тому +2

    Mukoma Robert madii kumboenda naye KwaSekuru Tasvu ,pamwe vanomubatsira akaita right,vamva vaita back to sender ,mbuya ava havachagoni kuroyonora chete 😢😢😢

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps 4 місяці тому

      Ehe mbuya havachagoni kuroonora muroi

  • @kumbiraicliffchinodya4661
    @kumbiraicliffchinodya4661 4 місяці тому +6

    Tasvu akudiwa apa

  • @VirginiaNcube-y2t
    @VirginiaNcube-y2t 4 місяці тому +1

    Chenai wakutambudza vabereki nemusikanzwa haudzwisise mjolo unourayisa but mai Sacha wakagona asi chimudzwira tsitsi hona baba vakutambura nekusimudza mwana chimunzwira tsitsi vabereki vatambura mashiko e girlfriend anorwadza shuwa vanotaura zvavanoda please mai Sacha have mercy