Iye mukadzi mudiki we chi 3 kunozviisa pabarika pane vamwe 2 .Inga zvaatori munhu musvinu wani arikutowonekera kugeza zvino uchasakadzwa nenhamo zvatotanga.Amaiguru kaskirt or black katocheneruka colour apa chidhuku chakasungwa neka T shirt kekurarisa nhamo ne hutsvina zvakasangana hey barika mahwani.😢😢
The problem, just like other problems, is caused by the stupid zanupoof law which has nothing to do with our tradition. There were/are supposed to be specific rules and norms which govern how,when and why a man can marry more than one wife. The most basic one was that there should be a discussion and agreement between the husband and the other wife/wives BEFORE another can join them.Today a man whether he can afford or not just gets another woman for a wife without consulting anyone nor considering his own financial situation. What's worse is the women finding it NORMAL!!
Vana Chihera 3 wives to one man. Ladies we are suffering real and this man he can't even support one wife. Ladies let stand up nw fight for the tomatoes
Wrongfully said nemurune wekwaMarange that"haachanamata" No,he must say "haachanamata nesu"bcz anonamatwa ndiJehovah anoziva anomunamata neasingamunamate🙏
Mwana wangu rumbi usaende pabarika .,,🎤🎶🎶🎼🎼 singing zvangu
Ndingatogara ndiri single pane barika kwete
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Barika I bhasteti ini hsndimire ndirongedza twangu
Atovemamhepo zveeee kugara uri Single zvebarika zvinebasa rei exactly
True
@@EthieNyama-d1h asi uripabarika knie
Ukaona mukadzi anouya pane umwe mukadzi muroi
Barika idendere rinetsotso. Singing 🎶 zvangu DENDERA
😅😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂😂😂😂😂
Murume webarika hafaniri kurarama makore aya dei afa zvake 😊
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Wamboridireyi barika racho
Hoyooo
😂😂😂😂😂
Murume webarika ngakwane kutenga 2rita ngatibvire kumhepo izvozvo zvichida nevana Havasi kuenda kuchikoro
Ndookazhinji kacho
Mai vakuru vanedambudziko Ava
Kunevanoti vanoshungurudzwa pamurume wavo wavakadii
Mukadzi wose chako mwana wako wawakazvara
Ukavona uchitya competition uri hwende yomukadzi haugone kugeza
Mai Ava vanofarirwa kurwa nekushanda uye kugeza akundikana anoenda oga ndivhunzei.ini ndakakunda pabarika ndikuudzei ndiri ndega ini kana anoda ngaauye
Handituke ,handiroye. Asi ndinokwiwkwidza zvokuti vanoenda voga
Usabata mushonga pawakanyengwa wasavapo saka ziva zvawaiva zuva rawakapfimbiwa worambira ipapo
Barika huroyi chaihwo aahhh. This is sad
Vakadzi vatatu ndeveiko uchitenga 2 litres yemafuta pavakadzi vatatu
Zvinopisa tsitsi...
Barika ndizvo zvariri sei muchiita semusingarizive,matengwa hre imii hapana zvamunoziva imii
Barika zvaro hariite anonyqnyo shungurudzikq mukadzi wekutanga zvorwadza
Muchiunganidzirwa iko kurima madomas ikoko nxaa ane hombe asi murumeyo😂
Tupenzi twetukadzi kushungurudza murudzii wemurume zvimbwanana zve vanhu
Mdara Nyachuru une wisdom I’ve seen you in many episodes
Varegerereiwo pliz kutsamwa unotaura zvinorwadza vamwe ini ndakambotuka vanamainini kt Saka muringomwa hamuzvare tetanetsana vana mainini 2 vakaita makore mairi vese vasina vana kkkkk
Iyo yemadomasi epabarika ndoyandakasiira murume adambura door rangu 2 mnths door rakashama ndati mukadzi wenyu ahadye madomasi asina kushanda 😂😂😂
Kkkkkkkk pabarika unopedzisira wakuroya kkkk 😂
Saka haucharide here barika
Kkkkkkkkk kasoro kako Kkkkkkkkk waitirei zvinhu zvakadero hona wakatosiya murume Mainini vakatogara pamba iwe wakungoitwa kwira wakwiraa Kkkkkkkkk
😂😂😂😂
Haiwaa😢 barikaka ma1 rinovava please ayiwa bhodoo
Handigarire barika ini handipengi
...mkadzi one chaiye ibasa svinu kkkkkk,zvebarika maninji chaiwo!!!
Vanachihera havabvumi mambo mungazvinetsa henyu chero shuga yabiwa yakato namira pamuromo vanozviramba
Ummm veduwe 😂
😂Gaya mumwe achiti handiitirwe izvozvo ndiri Chihere inini 🙌
Mainini number 2 vakanyorova havataure vanotooneka, maiguru ndimarunjata chaivo
Ko maiguru ndiye muridzi wemurume..2 avo mahure
Y@@maiyeukai9346 😂😂😂hesi mai Yeukai
2 vakadzi imi ibvai pamurume wemunhu how come kuuya pavakadzi vaviri kudhara mbuya imi dzokai kumba kwenyu
Ana mainini pabarika vagara vanoda kusvika nekutonga mainini avo inyoka mharadzi
Ivo maiguru avo farirai kugeza please
😂😂😂😂😂
Lazziness ndiyo inokuwunganidzai pa murume 1 zviii izvozvo mukore uno
Usazvinyepere varume vari kudhura 😅
Kkk zvakaoma ini kwete zvebarika
Inyaya dzebarika idzi dzine makuva pasi
Wedzera one number ikwanirane vashota
😂😂😂😂😂
Iye mukadzi mudiki we chi 3 kunozviisa pabarika pane vamwe 2 .Inga zvaatori munhu musvinu wani arikutowonekera kugeza zvino uchasakadzwa nenhamo zvatotanga.Amaiguru kaskirt or black katocheneruka colour apa chidhuku chakasungwa neka T shirt kekurarisa nhamo ne hutsvina zvakasangana hey barika mahwani.😢😢
😂😂😂😂😂😂hupenyu mutoro
Munhu kuenda pne vamwe vakadzi 2 kuratidza kusakwana chaiko.
Mainin must respect maigru kani kutendeka mainin ndokudii
Maiguru haa haisi nhamo but kahutsvina karipo kungoti hubby wenyu ndiye labish yemunhu ungakoromore mashura ebarika kudaro dofo chairo remurume haazvigone haaa inini handitambire barika handiite ndikanunzwirwa 2nd wife ndinorova pasi zvekusheya murume kwete.
Nhai nekuzara kwakaita varume??? Ko iyo minda hombee
Hutsvina? Sei wadaro?
Taura zvako kugararira barika shuwa moyo inosiyana ini nemoyo wangu handizvigoni hangu kutaura chokwadi ndinopacker twangu
Maiguru ndonzwawo pain yenyu zvorwadza kuunzirwa vakadzi usina kuzvitarisira asi musataure mashoko anozokuripisai mangwana imi vana mainn dzikamai haasi murume wenyu maishaya masingle enyu here kazvidhara zvakafirwa
The problem, just like other problems, is caused by the stupid zanupoof law which has nothing to do with our tradition. There were/are supposed to be specific rules and norms which govern how,when and why a man can marry more than one wife. The most basic one was that there should be a discussion and agreement between the husband and the other wife/wives BEFORE another can join them.Today a man whether he can afford or not just gets another woman for a wife without consulting anyone nor considering his own financial situation.
What's worse is the women finding it NORMAL!!
Musatishatisire mutupo mainini imi dhemeti,ko zvekutaura mutupo was it necessary
Muchitsvagei pachipare nemiwo ,ibvai pamba pemukadzi uyo aite free nemurume wake
Hapana kana nyaya apa chingoripo ishanje dzega, mainini vakasimba zvokuty, vakadzi vatatu shuwa
Vana Chihera 3 wives to one man. Ladies we are suffering real and this man he can't even support one wife. Ladies let stand up nw fight for the tomatoes
Problem ndeye scarcity ye Y chromosome 😂
Wrongfully said nemurune wekwaMarange that"haachanamata" No,he must say "haachanamata nesu"bcz anonamatwa ndiJehovah anoziva anomunamata neasingamunamate🙏
Mwari tibatsireyi tiendese vanasikana kuchikoro. Zvinorwadza izvi. Vana vevamwe vanhu vanounganidziwa panzvimbo kudayi, voswera vachitemeswa musoro iye muparanzvongo achitori busy kutsvakazve umwe wechi 4.😪Anouya achangoitawo competition yekuita vana vakawanda kuitira pa sharing. Very sorry kumudzimai mukuru!
Asi varume so nyachide kunga ndiye mukuru pane vese
Ukaona barika richiita soo murume ari weak chaizvo
Barika ma1
Imi vana mainini dzikamai makadii matsvaka varume venyu mega kushaisa maiguru mufaro .
Mukadzi wekupedzisira ane dzungu 4 months wakutotonga 😂😂😂😂vanofa riinhiko varume tizorore
😅😅😅
Vakadzi awaka wanodeyi pakarume ikaka kasina mari ndimi muri kutorima madomasi kuti muzvichengete nxass mhani kuyitiswa chayiko
Iiiiiii barika chikwambo chosara pasi veduwe nekungoda kunzi lm married vakadzi zvinotiuraya izvi
Anofanira kutongwa murume idzi ishanje
Ko munhu anobvuma kuenda pa barika murume wacho anenge anyastoita sei? 😅😅 because umwe murume hatogone kuchengeta one iwe ndopowoita vatatu
Kutouya ikoko kuziva kuti anochengeta
Nhai? Maiguru kuonda ne stress😢. Maiguru ndoo vanoda murume chokwadi
@@IsraelMagara haa udazodaro..pain and stress ina gulez iyoooo😢
@@maiyeukai9346 ehe plus kushungurudzika mainini vakatsvukira
Chihera vane ma anger issues chaiwo vakaremerwa weduwe 3 wives ma1 ini handiitirwe zvakapusa kudaro ndinongobva osara nevaanoda, murume wacho aripi timboona kuti ari worthy here kuita 3wives ,barika unofa uchipanga rugare kungonangana huroyi chete
3 anachihera dai vatobatana
Ummm nhai mambo shuwa mungati maiguru vagare zvakanaka navanin’ina vapiko zijembere iroo shuwa rauya pabarika revakadzi 2 futi xaaaa
I am here for the comment section translated to English you won’t go wrong hilarious hahahaha
Maoguru vari panguva yakaomq
Gegegegege 😂😂😂barika mucharirega,panofiwa chete.....
Vekupedzisira mainini muchembere
Nyarara akuunza mumwe ft siyai zvakadaro
Vana chihera ndivana sisi vangu panebasa ndovaziva kkkk havrambirwe
Varume vasina mari vanoitirei madzimai hobho shuwa vakadzi vari kusuffer ava,barika rinoda pane mari!
Nyachide usadaro urimhunza musha next time woisa dhuku mumusoro uchiuya kudare
Ayiva barika ma1 mogara muchiudzana zvisina basa
Barika moto maiguru ndonzwisisa pain yenyu
Apa vakauya vaviri ava vatori mambuya varume vanoshungurudza veduwe
Ava mainini taitogona kkutombomamisana pamberi pamambo murume ozoripa kwamambo
Haai ini ndokuota zvachenai chaizvooo. Dumbu rinokura munhu kuuya pamba pangu..dhemeti
Hapana cheku ripa apa ,ingoitaiaiguru vakumbire rugerero vagare zvakanaka ,izvo zvinowanikwa pabarika
Akadiwa ,futi amaiguru vakanzi havachadiwa kkkkkk
Barika chikwambo
Mbuya ine zirokwe iyo yakapedzisira kuuya yakaoma ndisatan chii chaakabvira kumba kwake kaakanga akawanikwa satanic 😊
Barika mutunhu unorira mhondoro
Haaaa teacher vangu amadyavanhu avo ndafara fani
Kuzodnheerera maiguru
Pfambi dzinonetsa chaizvo mukadzi wechi uyo anophapha too much
Barika rinoda mari, imagin kundeserwa kudarr madomasi😂
Machikangamazai wepiri hanzwike zvanotaura
chihera yanetsa muZim
Barika moto unopisa
Toda part 2 pane nyaya apa
Apa hanzi baba 😅😅😅😅
Ibvauko vakadzi imi barika kudii
Haaa kana tazogara mukandiona ndichi introducer mukomana wekuMashonaland central ndibatei murove stereki haaa nzvimbo iyi inoda deliverance cz barika ma1
Kkkkkkkk usadaro kani nditori nehanzvadzi isati yaroora
😂😂😂😂 pakaipa shaà aaah
Maiguru vakaonda varikushushwa ne vaviri ava
Maiguru vatoita karibhonzo kuonda cos of this nonsense shame 😮😮barika karombe kemunhu murume wache😂😂
Murume wacho arip timuone
Sorry maiguru kuitwe benzi pamurume wako
Yooooooooowee zvihera 😂😂😂😂😂
Bhero rakaoma vanhu vakupfeka hembe yekurarisa amaiguru
Ko zvozikanwa hr vachirwira bonde
😂😂😂😂😂 kut varikurwira bonde hre
Kkkkk ndandisina kuzviona kkkkkkkk ndazofa Kani kuseka
😂😂😂😂😂asikana
🤦🤦🤦🤗mucheno paZim kkkkkkk
Barika iri rinotapira chimbondipeiwo mukana wakadai timbomamisana
Kuita simba pamurume weumwe munhu 😂😂😂 kufarisa chaiko
Av kingouya vachiri PA probation vakutoendesa vamwe kudarw😅😅
Barika rakadhakwa
Amaiguru she has a baby face
Ndatonzwa hasha ini kuyenda pabarika sure ummm
Manje varume vacho vashoma panzvimbo yekuita bhishu kana small house munhu angadiiko makati takuita hwenjiva. Chinokurudzirwa chete kuti murume wepabarika atonge zviri fair akaita dzvene ndozvinopa mutairo, otherwise barika rakanaka chaizvo, ndava mukadzi wese anowanawo murume
@@rashedngadze8853 musadaro hanzvadzi better kungotsvaga 1 wekungovhotesa chete pane kudayiso haa never handiite
Anoita nezvemurume wavo
Haaa kufira.kunzi Mrs hre haaaaa plus nemi muri vararoyi mobatei pamurume wemnhu
Barika iHondo
Aaah barika maone
Mudiki anotopenaga haufitwi nebarika tsvaga wako or kugara sunguru zvako not kurwira madomasi
Vanganiko vakadzi ava hayas😢
Eish ladies are suffering out there
First wife now insecure..aperezeka giving birth vana vachifa...the 2 new wives vanoonekera vachine pendi iribho
Mainini vadiki vane pamromo avo mainini vechi2 munyoro zvekuti.
Cameraman
Barika 😂