baba ava vane unconditional love you can tell from kutaura kwavo kuti he still loves his brother dearly and he is willing to find help..... zvinonzwisa tsitsi
une moyo we kuregerera Mwari vakunyaradze bamnin asi mumusha menyu mune mhepo inoda kudzikamiswa asi musaenda kun'anga modyirwa mari nevanhu vane information yenyu kare
Maiveko here kudhara kwacho? Matare akagara achiripirwa. Zvasiyana ndezve kuti kare maibhadhara nezvipfuyo like mombe or mbudzi. Mazuva ano munobhadhara equivalent. Zviriko zvekunzi munodzoka mozotenda but vazhinji havadzokere kunotenda nekuti havachina matyira. Ikoko kusabhadhara mozoshora futi kuti n'anga dzacho dzinogara in poverty so what's the point kuve n'anga iwe uri poor.
Munogona muine ngozi from before not from kutemwa nedemo kwakaitwa mwana uyu. Ngozi inoita kana mukauraya mutorwa kwete wedzinza renyu. Wedzinza rako anogona kungomuka chipoko
Taura zvako anoziva kuti achaenda kujere saka waida kuzviuraya, nyakuuraigwa mwana anodero nekuti mununguna wake dai anga ari tezvara akatema angadai achiti imhondi isina ngozi , bood is thicker than water, apo baba vake vakamuti atize akatiza akaenda kuBulawayo kwaakazobatigwa, he knows what he is doing.
it’s true hwawa wakapera mumusoro he is now afraid to go to jail’ sekuru ava ingadai varivo vakarohwa how can you tell someone to run 🏃♀️ away iye auraya mwana ngavasadaro
The younger brother to this man, who is taking wearing the blue shirt, he is the one killed his niece, a daughter to the one talking, and the killer is the one who tried to kill himself.
Izvi hazvifadzi I still remember ndichida rubstsiro through Drewmas paita nhau yemunhu aita Hondo asi achiita seakagarwa nemweya .kufona haudairwi so zvinofadza here kuzouya paground pafiwa.rest in peace mwana
baba ava vane unconditional love
you can tell from kutaura kwavo kuti he still loves his brother dearly and he is willing to find help..... zvinonzwisa tsitsi
True kutonga ndekwamwari
Thank you so much Drewmas media nekuti ratidza zviri kuitika munyika yedu yeZimbabwe.
Mhuri yeZimbabwe murirudadiso I like that slogan of yours Mr Neshamba,qhubeka ngomsebenzi wakho omuhle
Mukamwe kakunonoka kutipa update us , mota ngadzivande uyezve employ a lot of djs we understand it's a company ,,, we love u..
Baba vemwana vanopinda denga akuna munhu aka akadai. Father God bless them
Mancube good work ❤
I know this family I feel sorry for you Ternly. May God comfort you during this difficult time.
What type of police inoisa musungwa kumushure kwavo, ko kana kuri kurohwa gotsi naye. Musungwa anoiswa kumberi not kumashure kana muchifamba zviya
Nhaimi maporisa akaita sei shuwa apa vanoziva kuti munhu wacho akatogarwa zvake.
hapana ngozi pamu mkomana uyu imbhanje he’s now afraid kuenda kujeri
Parizvino ave kuzvidemba ini ndirikutoti ngaafe zvake
une moyo we kuregerera Mwari vakunyaradze bamnin asi mumusha menyu mune mhepo inoda kudzikamiswa asi musaenda kun'anga modyirwa mari nevanhu vane information yenyu kare
N'anga dzopedza ma sports Ku church hakuna deal
pachivanhu chaicho n'anga yemashuwa ahadhararise asi mega munozopa matendo. Zvemazuvano kwave kutsvaga mbiri ne mari kwega
Usatamba nekugara nezvikwMbo zvevanhu that's why vachibhadharisa
Maiveko here kudhara kwacho? Matare akagara achiripirwa. Zvasiyana ndezve kuti kare maibhadhara nezvipfuyo like mombe or mbudzi. Mazuva ano munobhadhara equivalent. Zviriko zvekunzi munodzoka mozotenda but vazhinji havadzokere kunotenda nekuti havachina matyira. Ikoko kusabhadhara mozoshora futi kuti n'anga dzacho dzinogara in poverty so what's the point kuve n'anga iwe uri poor.
Haaa iwe kkk hakuna zvakadaro
Bba vemwana akashaika vatsanangura kt mkomana anga ari munhu ari right kureva kt imhepo kana kt pane arikushinha mumusha umu dai vawana rubatsiro zvisat zvaenderera mberi ndovimba mhuri ye Zimbabwe ichayamura mhuri iyi nevaya vanobatsira vatsire mhuri iyo sevanhu varikuchema kt Havana chavainacho
Sorry to say this masowe enyu aya haashande kungomada henyu
mukaziva kty tose tichafa munobatsirikana
vasiri vemasowe hamufe here
It's very true anotowedzera nhamo toking from experience
Chivaudza zwinoshanda
@@kamoshibane5956 😃😃😃
Sokostina ummmm you have improved and as of now you are second to none. Well done .
Thank you Collins
Thank you for the update Drewmas. Pliz batsirai mhuri iyo it's sad.
Andrew Neshamba how are you
Ko Baba vasungirwei
Sekuru ve muzukuru pane chavakabata 😮😮
Vanogona kunge vasiri sekuru vomwana vanehurombwa ...bamnini vanga varimukorokoza it can be possible kuti pane wavakaurayira kumakomba avo iwayo...ane mweya urikudawo kuzororora.
Kumasowe hakuripiwe Ngozi chere pane akaromba kudzidza Musa blame masowe
Inga mati munopinda postori. Johanne Masowe. Sitanai nazvo izvi zvechipostori
Nyaya dziri kuita shoma garai muchimhanya mhanya dzirimo muvanhu umu. Wanzai coverage yevaroi inosimudza membership very fast
Kkkkkkkkk iweka
They need sponsors
hausi mweya uyu imbhaje he’s afraid to go to jail
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 kuseka hangu nhamo kunge rugare
The father of the killed person sounds very mature
Sekuru vamwana akauraiwa vari kuziva mweya wapinda mumusha. Ngavabude pachena vabatsirike, chii chavakabata bata? His behaviour is very suspicious.
Ndakazvitaura last week kuti sekuru ava vanonyepa havasi kubuda pachena. Vanoziva but vari kuvanza
Nhai ndibatsireiwo ap saka musha watove nengozi here
Munogona muine ngozi from before not from kutemwa nedemo kwakaitwa mwana uyu. Ngozi inoita kana mukauraya mutorwa kwete wedzinza renyu. Wedzinza rako anogona kungomuka chipoko
uyu anenge hana kukwana achakupedzai uchaurairwa vana.hana kuzvikanda because i mhepo he’s afraid kuenda ku jeri
Taura zvako anoziva kuti achaenda kujere saka waida kuzviuraya, nyakuuraigwa mwana anodero nekuti mununguna wake dai anga ari tezvara akatema angadai achiti imhondi isina ngozi , bood is thicker than water, apo baba vake vakamuti atize akatiza akaenda kuBulawayo kwaakazobatigwa, he knows what he is doing.
God remember this family
Wow did he forget this Family somehow
Headline iri kuti baba vemukomana akauraya mwana nedemo vosungwa ko vasungirwei
Mukaterera zvirimo kunyanya panotaura mudzimai wavo
Sekuru vemufi vane chavakabata mwana anoenda kumasowe anozviziva but varikutya kuvaudza
Chihera achiri kumhiri here veduwee
Eish zvakaoma hazvo ,vapei number dzasekuru Tasvu vabatsirwe
Madii kumboenda kwasekuru Kanengo
Ko vaya vanozviti n'anga maporofita ma apostle ma prophets muripi
It's be a long time how are you everyone.You take us another's level
Vaendesei kwasekuru Tatsvu kana kwasekuru kanengo please vabatsirwe
Ko seiko munhu akangoyenda kumasowe ototaridza kudzungaira kumeso chero kufunga munhu anenge akutofunga achidzokera kumashure. Vanenge vachingoti tawona rufu why vasingakwanisi kuzvimisa🙂🙂🙂
musiye afe ko sei uchirwadziwa nemunhu akakuuraira mwana
it’s true hwawa wakapera mumusoro he is now afraid to go to jail’ sekuru ava ingadai varivo vakarohwa how can you tell someone to run 🏃♀️ away iye auraya mwana ngavasadaro
He knows his brother better
Pane akaromba mudzinza ngavaenda kna skru Tasvu
Tasvu wenyu futi anonyepa
Enda kwaSekuru Tasvu chiororo
Kana mune urombwa endai kwa sekuru Tasvu kana sekuru Kanengo vatore urombwa. Ndiko mugosara muchigona kunamata
Mudhara uye akachekeresa pane nyaya
Baba vemwana here kana sekuru ndiyani akachekeresa ende sei madaro
Thank you for the update 😊
Zvakaoma, Mwari dai varangarirawo mhuri iyi
Father have mercy shuwa hey😰😰😰😰
Mapurisa akasandudzira mukomana mu shaft handiathembi kana kumachenesa
ngaende ku jeri
Tateguru Tasvu and sekuru Kanengo, vanozvipedza zvese
Nhai ko sei ndakafona pa number dza tateguru tasvu vakati ndonzi
Farai Kanengoni ichokwad here
Vanonyanyo daira number dzekumusha
@@beautysbongilesawana8776 ndiye anobata fone
Ngavaende kwasekuru Tasvu or Kanengo zvinopera izvi zvidikisa chero usina mari unokumbira havarambe vamwe vanotoutirwa free
saka akasungwa here mkomana uyu akatema zvodaro Ange aromba kychigweja akanganisa mhiko zvikapanduka Kana umwe weukama anobatabata Kuti padeuke ropa achishandiswa hurumende ngaimbosunga varoi vapunde kujere Zimbabwe yose urombwa hwava fashion corner rega rega vanochema nezvikwambo zvonetsa Asi pavanodya Mari NEMA big house Vega vasina kuromba it's just 5percent n'anfa vaprifita vanopinda church nevasingaoindi Vose vanoromba satanism nedivi nyika tapera ndoagumo kuromba kopwdzwa nei vanhu vane nhamo vamwe vanorasiswa amwe vachinotora
Baba ndiwo vakusungwa here or mwana wawo akauraya ndiye akasungwa please balance me✌️
The younger brother to this man, who is taking wearing the blue shirt, he is the one killed his niece, a daughter to the one talking, and the killer is the one who tried to kill himself.
@@jenniferkimpiobi8905 hee? 🤔
Mhondi yekuuraya mwana yakasungwa but sekuru vanova baba veakauraya vakasungwawo vakazoburitswa. Hanzi vanosungirwa kuti ndivo vakati kune mwana wavo mhondi tiza. Ndiyo mhosva inonzi accessory to murder.
Soko waka chena zvako nhasi dai ndiri kuZimbabwe ndaimbouya kuzokutora for a lunch.
@taurai huya uende nen ku lunch thanks
Kk
@ Tariro Bhunu uri silenda here iwe? ndino farira zvema silenda saSoko 🤣🤣
@@tauraimushango6144 🤣🤣🤣Tariro ndiye Soko🙈muendese out
@ Tecla Chauya Hausi kundivhara here ndika sangana nemunhu asiri iye🤣🤣
Saka mukomana wekuuraya mwana anoziva zvaakaita ainyepera kudhakwa, KO sei akaziva paakaisa mupinyu weshanhu uye waiita zvose zvaakaita vusiku hwekuponda, uyezve pamba apo ndaona matombo ari pamusoro Pemba iyo kana mhepo ikauya mazenge akasumudziwa nemhepo kana pane vanhu padhuze achaita imwe ngozi futi
Izvi hazvifadzi I still remember ndichida rubstsiro through Drewmas paita nhau yemunhu aita Hondo asi achiita seakagarwa nemweya .kufona haudairwi so zvinofadza here kuzouya paground pafiwa.rest in peace mwana
Fonerai mapurisa kwete Drewmas media
@@georgekarumazondo6414 asi police yakubvisa mhepo pavanhu.kubatsirika nevanishandira not police ko kana takaendako zvikashaya basa
Kwamuri hakuba mapostori here dei makamudungira pamuti or makamusunga kuenda naye kobatsirwa, hurombwa ndiho hurikunetsa pamusha apa
Zvorwadza imhepo mukomana hakusi kuda kwake
Ehe but hazvo anemhosva
Yoweee inga ibasa chairo hey
Endai kwasekuru tasvu zvinopera
Mumhuri menyu muneinonz spirit of death irikukonzereswa nemunhu arimo mumhuri akabata zvisingabatwe kungot pasocial media ndingadai ndakuudzai zvekuita kt zviite zvirinan
Ko kwaunopinda kusowe varikutichiko
mazviona kuti baba ava panenyaya
Ndakatomboshamiswa paya vachitqdza kuziva kuti vane vana vangani. Vane zvavakabata chokwadi.
gavabate sekuru tasvu kana sekuru kanengo
Munyika makatakura zvinorema veduwee
Vana vemazuva ano varikuwanza zvinodhaka dai Mwari vatibatsira
Sekuru I suspect you
how can you say that 😊
Shem zvakaoma ngavafambire mhepo dzacho
Madzibaba Bond vanobhadharisa herel
Shem ingazvakaoma mufunge
ndauya
Mweya wechikwambo kana Ngozi
Ma1
Zvatofanana ne zva Rozi weku Gokwe pashaya abatsira
Chakari ndokuziva yooooo ko kutema mwana Kt zvadii
Tasvu anoipedza imbobudai zvemasowe
but vanhu vari kty masowe masowe zvareva here kty kmachechi enyu hakufiwi
Imi mungatevedzera vanhu vanoda kuziva nhema here.Vanosvira masowe asi kubvuma n'anga.
sunungurai mkomana
Chances are it's drugs.
Ngavaende Harare vandoona sekuru Tasvu haaaaa vabatsir vemene mene
So sad
Kana kumweya zvaramba itayi zvechivanhu
Zvinosiririsa
Mhepo pamusha
That's really sad 😔
Mune Ngozi mu musha umu period
Pane mhepo apo ngavadzifambire
Fambai ka ndobasa remasowe iroro
Vanobatsira wani chero vasina mari. Zvinhu zviyedzwa veduwe
Mwari sanganai nemhuri iyi, this is so sad and painful.
Eish they really need help it's very painful
This guy is talking but he is not saying anything
Upenyu mutoro
Nhai ndibatsireiwo ap saka musha watove nengozi here
I don't think panoita Ngozi coz auraya mwana wake
Mwari batsirai mhuri iyoo.chimbofambai kuchivanhu chaiko moona kt chii