Why are you so concerned about the presenter's dressing.Going to prison what regalia is she supposed to wear,and who said Tete Tilder vanopfeka zvakanaka.Zvimwe tinongoda kunzi taCommenter hanty kuCourt ndokunonzi pfekai zvakadzikama ungapfekere vasungwa zvakadzikama ayas Zimboz😄
Those who have worked with the underprivileged will understand where l am coming from. That's why you never see those who do that going there in suits or overdressed. It's understanding the environment you are in and the communication it gives..
Marvelous wakafitwa nemake up 🔥🔥🔥. Blaz avo varikuti 54 thaza nemotor vati vachauraya dzinza rose. Manje chevasingazive ndechekuti navovo vachafawo futi. To all those who kills one day muchangofavo
Aiwa sekuru vari mugwara avo. Vari kungoda zvishandwa zvavakabigwa wani - and' zvakabiwa nemuzukuru (most likely wavakarera futi) achishanda neTeam yake. May people, moyo yedu ngairambe yakatarira kuvanhu vakakanisigwa - vakabigwa, vakurepewa, etc. Kwete ava vakaita nyaya dzavo vakatongwa - vachitobvuma futi. Tikanyanya kuhwira tsitsi vanhu vakadaro tichitoti vanoda kubatsigwa zvikuru ko ma Resources ekuzonobatsira towards who dont deserve to be where they are tomawanepi - including MAGAMBA arere mumasango anoda kutovigwavo zvakanaka nemhuri dzavo?
That old man's story is not making sense at all. Alice has already served time for the crime if there was any committed. She is being human enough to come and apologise but zve54k izvo ndezvepi....if i were her, kana varamba kuregerera, he has no power over how the prison system decides to handle her sentence. Ngaazvibudire muJail agare kumba kwake..kamudhara aka ngakagare nebitterness yako
There is nothing wrong with her outfit. Should she dress like a granny? I think in her line of job there is a dress code and her employer is not complaining.
@@thandiwejambawa7827 we are complaining. You sense of what’s appropriate is off as well. She dresses like she is going to a wedding which is okay except she is presenting a prison program where she sometimes exposes herself to prisoners who have not had contact with women for a long time.Her employer is also unprofessional.
It proves how ignorant you are to the way the Zim judiciary system works. We have one of the most corrupt system where money rules, not that she is innocent but there is a significant percentage of innocent people who just happened to lack legal representation
Ibenzi mdhara Uyo kana wakatarisa musha waNgwenya yo unofambirana ne l phone e laptop ne 54k apana robbery APA court yaona just Kuti atleast fraud yes ,,diaspora inopengesa ka
Pamusha apo pane WiFi here ,macomputer namaphone,iPhone,Samsung what what uye hanzi information yakarasika. 54 thaza Havana kukwanisa kuvaka musha zvinhu zvakaoma muZimbabwe veduwe. Sekuru vari kurevesa here kana kuti vari kuimagin
Mmmmh baba avo Mwari vavawanire nyasha honestly,aaaah mybe pfungwa dzavo dzoda kuongororwa can you hear what he is saying Hanzi ndotora glass ndobaya vopera kufa what kind of language is that 😢😂asi vanoroya here Hanzi wakapara ngozi what is ngozi veduwe zvakaoma
54k . Pamba aka Iphone 😅 sungusung phone 😆 🤣 guys lets be srs here munhu ari mu jail coz of statement ra kule qva .. guys ka . And court yakabvuma zvinhu izvi
Iii dzimwe hama so, l hope inowanika mota yacho , ko mu mota macho yanga ya store room here ( phones and laptops etc ) zvanga zvakugara imomo, saka akaramba ari mujeri mota anoiwana kupi ? musadaro imi sekuru .
Ko Kana Programme iri yeVanhu Vemu Zimbabwe Ichiitirwa mu Zim ko Chirungu ndecheyi dadaka nerudzi rako. Ko Kupfekawo zviri decant zvingadini nhayi mwanasikakana Chirongwa Chakanaka Chose . Asi panoti kupfeka apo NeChirungu Kuvanhu vokwedu Zvatovharana..
ngaze ngafisa ukuthi nga kulevoice note,tired of typing.uyanyaa uEverson Ngwenya,amacomputer ale information njalo le 54 000 katsho ukuthi li usd or rtgs
Baba vanonyepa hawo ava, 54k yaigariswa mumota which is parked outside yavaitadza kugadzirisa, iyo yakasenga mari yakavanda kudaro🤣. The place doesn't even show kuti muridzi aishanda kunze kwenyika for 15 years😏
Ko computer nema l phone 📱 ummm vanenge vanonyeba.ko basa rekuhurumende ravakapa munhu. 15 yrs vari out of the country vakatadza kuvaka imba dzakanaka vachitenga ma l phone .zvakaoma
Baba ava vari right here mentally. Something is not adding up on the whole story.
Kkkk hadzimo
Shuwa pane pakashota
Good programme but presenter should try to dress down when in places like this, if possible learn from Tilder.
Seriously! What does her dressing has to do with anything?
Yhoweee
Why are you so concerned about the presenter's dressing.Going to prison what regalia is she supposed to wear,and who said Tete Tilder vanopfeka zvakanaka.Zvimwe tinongoda kunzi taCommenter hanty kuCourt ndokunonzi pfekai zvakadzikama ungapfekere vasungwa zvakadzikama ayas Zimboz😄
You hit the point. Dressing code pliz, keep it simple my ses
Those who have worked with the underprivileged will understand where l am coming from. That's why you never see those who do that going there in suits or overdressed. It's understanding the environment you are in and the communication it gives..
Wakapfeka zvakanaka our presenter keep it up nekugona basa even your makeup very nice
Marvelous wakafitwa nemake up 🔥🔥🔥. Blaz avo varikuti 54 thaza nemotor vati vachauraya dzinza rose. Manje chevasingazive ndechekuti navovo vachafawo futi. To all those who kills one day muchangofavo
Sekuru vane error hombe ava pavanogarw nemari yavari kuti vakabira asvimeki sense vaidiii kuishandisa kugadzira musha wavo
Manje vachenjere kutanga kufa vari ivo vasati vauraya dzinza rese
ndipeiwo surname yaMarvelous
Hahaha tàura hako@@gloriamarvellousmutindivar5349
Uyu mudhara haadi kumamiswa here? 54 k yaiva pai nhai. Nechimiro chiri paimba apo pangataridza kuti paiva ne 54 000???
Shuwa vaye vati maybe 54 000 maBond
Good narration.
😂😂😂😂😂😂Uncle vari kuwedzera nhema avo kkkkk 54k varikuiziva here ava
Manond pamwe ,madhara Aya anonetsa
Kkkk
Kkkkkk 54k nemaIphone
Kasekuru ako kane chi zanu zanu
Uumm mudhara uyu akaoma moyo asi zvimwe zvacho zvinenge zvasangana ne mental health
I Agree. Muchinda uyo ari kuwomesa moyo (given kuti ari kudealer nemuzukuru so). But muzukuru uyu zviri pachena kuti aizviita akangwara kudarika vamwe vose - hence akazosvitsiwa paari nhasi
Aiwa sekuru vari mugwara avo. Vari kungoda zvishandwa zvavakabigwa wani - and' zvakabiwa nemuzukuru (most likely wavakarera futi) achishanda neTeam yake. May people, moyo yedu ngairambe yakatarira kuvanhu vakakanisigwa - vakabigwa, vakurepewa, etc. Kwete ava vakaita nyaya dzavo vakatongwa - vachitobvuma futi. Tikanyanya kuhwira tsitsi vanhu vakadaro tichitoti vanoda kubatsigwa zvikuru ko ma Resources ekuzonobatsira towards who dont deserve to be where they are tomawanepi - including MAGAMBA arere mumasango anoda kutovigwavo zvakanaka nemhuri dzavo?
Ari bitter
Taurai ne chishona sis kune vamwe vechikuru vanotevera zvirongwa izvi uchiisa chirungu chako
Kkkk
I think English is good coz it's not only Shona(Zimbabweans) people following this program.
@@norangoni8445 very true is Shona the only language
Shona is not the only official language for Zimbabwe amainini
Sekuru awa wanopenga awa ngawataure mazita emaphone wanoda mapiritsi ekurrwara pfungwa
Every family has got an Alice. One love mazimba
Ummmm mudhara uyo bho here ...I don't have all the facts but mudhara arikunyepa uyo ...54k ipi musha urisango kudaro
Kana ivo mapurisa vaite mushe
Ko ivo vaitadza kugadzirisa mota yavo ne 54 k here kkkk
Mdara uyu upstairs dzake umm hadziiti
Ma boyfriend Aya haiya
But where did the car go? What model is it?
Thank you for bringing back this program
Goog programme toda munhu anopfeka zvakadzikana
Aaaaaa Mdara uyo dzirimo here? Ma magistrate zvimwe ngaashandisewo pfungwa
His not okay that man
54k nemaIphone kkkkkk
Asi muzvipatara Mishonga yepfungwa yakapera here
That old man's story is not making sense at all. Alice has already served time for the crime if there was any committed. She is being human enough to come and apologise but zve54k izvo ndezvepi....if i were her, kana varamba kuregerera, he has no power over how the prison system decides to handle her sentence. Ngaazvibudire muJail agare kumba kwake..kamudhara aka ngakagare nebitterness yako
Kanonyepa ka Sekuru ako. 54k Nema Computer zvaitsvagei mumota?
Ko ngaabaye ka anemota wacho zvaanegirazi
Kasekuru aka ndokaendera kuna sangoma chete kachiti kuipa
@@nanceychihurie1898 😂😂😂
@@shylinegwizhi6418exactly my thoughts Kuti kana vachityisa zvekudaro ngavabaye anemota .....ko nguva yese yavaiendesana kumaCourts vaidii kumubaya pagirazi😆😆😆😆😆
Mudhara uyo musoro wake inherera wakafirwa nepfungwa, ngaaende kuparirenyatwa kunoongororwa njere
Your presenter should dress for the occasion. Not kuita kunge ari kuenda kumuchato iye achiita program yekuprison.
achasvirwa hake ne ma prisoner musiye akadaro
Chokwadi team iro rinenge Ranenzara
Sekuru hadzimo pfungwa
There is nothing wrong with her outfit. Should she dress like a granny? I think in her line of job there is a dress code and her employer is not complaining.
@@thandiwejambawa7827 we are complaining. You sense of what’s appropriate is off as well. She dresses like she is going to a wedding which is okay except she is presenting a prison program where she sometimes exposes herself to prisoners who have not had contact with women for a long time.Her employer is also unprofessional.
very sorry my childhood friend. it shall be well dia.
mdara uyo ngaatinyare
Ahhhh kamdhara kane nhema aka apa akutotaura zvekuroya
Good reporting but dai wamboderedza make up sister. Utori bhoo wani nechocolate skin yako.
Make up dzangova nharo ka
So what was the computes ..i phones doing in the car
This guy is wicked chikamba chemunhu
54 000 vanonyatso iziva here mdara uyu😂😂😂
Sekuru vatori neproblem yekunyepa kkkkk
Pamwe ma bonds 🤣🤣🤣
Haaa mabond 🤣🤣🤣🤣
Ehe vanoiziva yeRTGS 😂
@@laylahlisahmakanyire5836 kkkkk tru libond leli
iPhone nesang sang corrupt Uncley vanotsvakira vazukuru mabasa mugovernment hanzi 54000 yekunze kwenyika; information on computers lost😅😂
Please ask how he was carrying a computer? mazuva ano kwane maLaptops
Sangu sangu ipapo
Vanopinza vanhu basa ku Goverment kuti ndi Mnangagwa here. Sekuru ava vane Drama too much hadzi 54k yangu lol
Vaifanirwa kuita ma dhivoments 😂
Apa mota yacho I Noah
Presenter you are doinng interviews kuma jeri not kudinner or kuma grammy awards, tone it down hey. No offense
Kkkkkk viorence
Kkkkkkkk usadaro shaa
True ngaachinje haa hazvisi kuita .dress code ngaachinje zvake
Nhai nhai. Haana sense of occasion
Taura hako ko shona anobvei
Kabana kanonyepa hako ako
Hanz mu motor maive ne 54k plus Iphone ne Samsung..computers ne tools box. Uum ndiani anochengeta zvese izvozvo mu motor
Baba ava vanonyepa 54k ma computers anga ane special information ndokuti kudini
Nice program..but sister dressing be make up Muri kuzviwanza.
Baba vane moyo wakaipa ava
The judgement is reasonable. Hapana nyaya apa. 54k? Yaigara pai pamba apo?
Sekuru vanonyepa ava
Presenter unopfeka zvakavharawo nyama kana uchiita maprogram akadai
Akatadza hake Alicce asi ihhhh makunyanya kuwedzera.....regererai mwana uyu
I have noticed many criminals never admit even to themselves that they are wrong
It proves how ignorant you are to the way the Zim judiciary system works. We have one of the most corrupt system where money rules, not that she is innocent but there is a significant percentage of innocent people who just happened to lack legal representation
@@kudzaimutasa607 True she ddnt rob anyone, she was given the car, there is no written contract. If she had a lawyer she could be free right now
@Roger Chanda chinotambirwa I plate ye sadza kwete mhosva simple
@@ShortCircuit05445 kkkkk wandikwadza
@@rogerchanda bhoo wangu 😆 🤣 😂 😹 nfakazvinzwawo kuma raini
Even a new car does not cost 54 thousand he wants to be compansated for his failures!!!
Imbori mota yakaita seiko iyoyo yanetsa ne ma computer ne iphone zve fiftifoo thauzand
Ngavaendese mudhara uyu anochengetwa kumapenzi he is totally crazy 😡🤬
anoiwanepi mari yacho asiri kushanda
Baba vanonyeba ava maphone ayitsvakei mumota yakafa 🙄🙄🙄🙄🙄🙄
Baba Ava vanorwara vanotoda kubatsirwa
mdhara ane nhema uyu😂😂😂
Volume ngaikwire
rtgs or usd
Vapei skorokoro yavo
Ha ma courts acho haaatarisi nyaya shuwa😮
Kana vaishanda vaitadza kuvaka musha here nhai imi sekuru awo kkkkk nguvai iyi yese vaivepi nhai imi ndimbobvunzawo
Vaive busy kuroya
His heart is a rock.....no wonder why his life is like this
Adhala ve 54k vakamboiona here 54k ngakwane hatombogone kuitaura even ma laptop anombona.ku shandisa?
Mdara anodiwa kumComic awards 🤣😂
Sangu sangu😅
Hezvooooo nhai Mwari inga zvakaoma nhaimi ndabatikana
Dai ndirini alice ndaichibvisa tuziso twakateya
kkkk wandisekesa.sekuru avo vandinzwisa hasha
Uncle vakatoramba kugara pasi vari kutaura vakamira vakazembera madziro😅
Of course charges are not all true but mdara akarwadziwa uyu, court process inorwadza apa uchiitwa kunge benzi
Ibenzi mdhara Uyo kana wakatarisa musha waNgwenya yo unofambirana ne l phone e laptop ne 54k apana robbery APA court yaona just Kuti atleast fraud yes ,,diaspora inopengesa ka
Mudhara uyu anonyepa anoiwanepi 54000 achigara patumba twakadai
Mmmmm Zim shld hv lie detector for such cases baba ava haaaa it doesn't mk sense
54 irikubvepiko us 54 vanoiziva her vakuru ava
Mhosva ndiyo zvayo but mdara uyu ma 1, moyo wake wakaoma and mmmm handimunzwisise. Apa huroyi huri kuvimbiswa. Anenge ane prblm
Sekuru vane problem ndavaona hangu plus chikoro chishoma
Atori dangerous not mbijana and he's confident kuti anovapedza vese one by one
Mdara uyu unemoyo wakawoma ummm🙌🏻
Marvellous manyama
Baba ava handisi kuvabeleiver I don’t know why? It seems vanonyeba, macomputer anongogara mumota yakafa chirudzii?
He is a liar havo vanenge vanga vakazvi planner
Pamusha apo pane WiFi here ,macomputer namaphone,iPhone,Samsung what what uye hanzi information yakarasika. 54 thaza Havana kukwanisa kuvaka musha zvinhu zvakaoma muZimbabwe veduwe. Sekuru vari kurevesa here kana kuti vari kuimagin
Saka Alice akasiirwa mwana boyfriend ikaenda nemota? Zvakaoma zveshuwa
Zvakaoma. Double trouble. Apa aakugara nemwana mujeri nhaimi
Kuwuchira varume nechibereko 🤪
Baba musanyepa imi
kasi yaiva 54000rtgs?
Mmmmh baba avo Mwari vavawanire nyasha honestly,aaaah mybe pfungwa dzavo dzoda kuongororwa can you hear what he is saying Hanzi ndotora glass ndobaya vopera kufa what kind of language is that 😢😂asi vanoroya here Hanzi wakapara ngozi what is ngozi veduwe zvakaoma
54k . Pamba aka
Iphone 😅 sungusung phone 😆 🤣 guys lets be srs here munhu ari mu jail coz of statement ra kule qva .. guys ka . And court yakabvuma zvinhu izvi
Iii dzimwe hama so, l hope inowanika mota yacho , ko mu mota macho yanga ya store room here ( phones and laptops etc ) zvanga zvakugara imomo, saka akaramba ari mujeri mota anoiwana kupi ? musadaro imi sekuru .
Good qstn....mudhara uyu haaaaaa
Ko Kana Programme iri yeVanhu Vemu Zimbabwe Ichiitirwa mu Zim ko Chirungu ndecheyi dadaka nerudzi rako.
Ko Kupfekawo zviri decant zvingadini nhayi mwanasikakana Chirongwa Chakanaka Chose .
Asi panoti kupfeka apo NeChirungu Kuvanhu vokwedu
Zvatovharana..
ngaze ngafisa ukuthi nga kulevoice note,tired of typing.uyanyaa uEverson Ngwenya,amacomputer ale information njalo le 54 000 katsho ukuthi li usd or rtgs
Lami ngiyaswela ukuthi i$54000 leyo ivela nga ezihlalela ezindlini zodaka 😂
😂😂😂😂ukhulu kanya inqondo azikho kuhle
This man is hard hearted,
I mhosva here kuti mwana waMainini vako ndakamutsvagira basa ku hurumende ini aaah nhai Bamukuru 😂😂😂
What is this NDEBELE malume doing in Mhondoro? Apa kane hlamba zvako
Kkkkkkkkkkk sekuru mwari ngaave nemi...... IPhone munogona kuishandisa imi....... ?
Hanzi memory yangu yese yakaenda necomputer😂😂😂😂
Kkkkkkkkkk $54 000 zvaigara mumota ndobva baba avo vatadza kugadzira mota yacho futi
Imagine
Tiudzei kuti mota yacho ndeyerwudzi rwupi..tikaiona mumarounds..tiite report..Alice asabaiwe netsono nekamudhara ako kamental case.....
Hanzi Raum kkk
Asi nhai sekuru 54k sang sang iphone ne computer zvese mumota imomo.... 🤣😜
Ndopaunoona kuti manyepo
Baba vanonyepa hawo ava, 54k yaigariswa mumota which is parked outside yavaitadza kugadzirisa, iyo yakasenga mari yakavanda kudaro🤣. The place doesn't even show kuti muridzi aishanda kunze kwenyika for 15 years😏
Ko computer nema l phone 📱 ummm vanenge vanonyeba.ko basa rekuhurumende ravakapa munhu. 15 yrs vari out of the country vakatadza kuvaka imba dzakanaka vachitenga ma l phone .zvakaoma
Alice anonyepa zvino semesa mukomana wake ndiye arikufurira kuti Alice abude munyaya. Mbava dzanetsa.
Mmmh even baba avo ne54thousand
Marvellous makeup dzangova nharo.
Manyepa make-up bhoo zvekuti akafitwa zvekuti
😂😂😂
Ko ine basa rei make up nhaimi 🤣🤣
Zvimwe zvacho baba avo bano nyepa. Mari ye se iyi mu mota isinga shandi ne ma laptop?? Imi baba imi kwanai
Ibipolar baba ava
Malume is still waiting for HiGh court ruling 😂😂😂 aftr release
Baba Ava pane inoregerera dzimwe .kudenga havapindi ,
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Good programme, great presentation but presenter haisi kitchen party iyi or muchato,dress simple,bata tete Tilda vakuonese,NB...NO OFFENCE
But she is still young , we must compare here to tete Tilder . Ipfungwa dzangu wo
Baba imi nezvakaita pamusha penyu motiudza zvemota ye54000 usd imika.
And his face can tell kut muroyi
54 ooo bonds
54000 yaigara mumota kkkk
Iiiiii Mdhara Ngwenya ka 😂😂😂😂 uritsotsi...
Aaaaa ndarwadziwa Alice beStrong
Zvakaoma faina
Ma1 wena life
Kkkkk iphone here kule ayas ...this life no balance
Where is she going to get the money since he's in jail ayi suka Wena madala how many times must she pay cz she is already paying
Umdala uyazihlanyela lowu engasimbuluzeli thina
54 000 usd here bba ava ngavakwane aah
Presenter wakanyanya kuwanza kupoda tooo much, plus dada kuve muzimba, baba vekusingisa Alice vanoda mental help yakanyanyisa $54 000 uuuummm
Myb marands
podis yacho yakanyanyisa. haienderani ne activity. eve
Yaitsvagei mumota nhay nyangwe akawama Rands anogarirei mumota
gegege kuvamuZimba ndokupfeka zvigurubvu rubvu here
54 000 USD or Zimbabwean Dollars
Ahaaaa mudhara uyu soo mari ingagariswa mumota veduwe ityai mwari
iPhone sumsang ne computer ine information yese🤣
How this man brags with juju is just insane😂😂😂
Baba ava ka vakasviba nemoyo nxaa zidutye remunhu
Waigara ne 54 k seyi I've Ngwenya.unoto fanirwa kusungwa newe.Ndimi vanhu vanoita kutinyika asave ne foreign currency
54k yaive pai nhai mdara ko iye anoroya anotaura here
Kkkkk. Baba awa hanzi ndokubayai pa glass