I think chipfambi is everywhere in Zim, chete kungoti iri dare ndiro riniotwa cover more often, and the media focuses on juicy stories. News is when a man bites a dog - it is not news when a dog bites a man.
Vakuru vanotungamira machechi vari vari kuita ruchiva kuvakadzi vakaroorwa and zvinonyadzisa Mambo magonesa nekukura kwavo havafanirwe kudaro shuwa ndivo vane dende reruzivo zvino zvikadai patoshata
Safeguarding of children is paramount. Well done chief.Mr Chitikiti is unfit for any public office.
Haa chief Ava nharaunda yavo izere chipfambi
Taura hako chihure chirimudunhu ravo chakanyanya
I think chipfambi is everywhere in Zim, chete kungoti iri dare ndiro riniotwa cover more often, and the media focuses on juicy stories. News is when a man bites a dog - it is not news when a dog bites a man.
Kwa Chief Mtasa zvishoma zvechihure@@ROGUE406
Chief Bushu volume boo zvekuti rambai makadaro.
Ko nai iwe camera man 😂ko sei uchifarira kudisa sekuru ivo vanenge vakazvivatira zvavo usadaro .remekedza vakuru
Chigodora haagone Aida zvekutyisa vanhu hapana evidence munhu wese muroyi mudare maChigodora hamupihwe munhu mukana wekuzvidefender unongonzi muroyi regai abviswe he was very unreasonable
Vakuru vanotungamira machechi vari vari kuita ruchiva kuvakadzi vakaroorwa and zvinonyadzisa Mambo magonesa nekukura kwavo havafanirwe kudaro shuwa ndivo vane dende reruzivo zvino zvikadai patoshata
Umjolo uyanyisa. Nyii😂😂😂
Chief Bushu the best
Zigo kokunyora kwakunetsa here.Kushwatudza vakudzi veveanhu ndokuti kudii ikoko.
Nhai
Nhai kana munhu Mukuru abatwa nehope munorambirei muchi zoomer face yake instead of editing ipapo makutoita pikerere
Camera man urinhubu😂😂😂😂 urkutora sekuru vakarara kut zvidiii?
Mambo many am a.. Let justice be done..❤❤🎉🎉🎉
Best court ....straight and clear nyaya yopera
Mambo vane respect ava Big up mr mambo
Mudhara vanogona kurara zvavo ava.Isign yekuti retirement is due.
Vazhinji vari kupomba newe masowe anotonamata Dai waiwerenga book ra Mwari
Mambo ndevekupenga ava his not fair
Ko sei munyika menyu mambo muzere nyaya dzichipfambi??? Ipa vanhu venyu maprojects anovapawo mari kana chikafu chipfambi chiite chishoma
Haa This Chief is very fair and reasonable. Haa ane ka that, kwete uya Nyamaropa na Chigodora vane pride 😅
Mambo thank you panhumbu idzi dzekuchurch punish them then kudenga vonotsva
Vakadzi ndovasisina kutokwana ndivo varikutonyenga varume aaa
Agh vakadzi vacho hamusi makuzonyanya here kuhura kwacho
This is not fair Ku mukadzi wechikomba nhai why should she loose 4 cows nekuda kwe mhosva yemurume 😢
Vanhu vekanzvimbo aka vanohura zvekuti bhee.
Imi asi kumapurazi ere nhaiwe
@@samuencube2689 mamine mostly nezvipurazi zvakatenderedza
Zigo izvo zvekuvhara video uchiisa advert zvobhowa
Mahwaga kwa mambo vedu😂🎉😢
anashumba pamusoroi
He fucked up 😂😂😂😂😂
Haaa dunhu rachief ava rine mhombwe 😂but nyaya dzacho dzinonakidza asi
Madhuku aye ewhite nechifambi😂😂😂
Ana mai Grant dhuku Jena mwana Ari mu ceiling
It's not safe kugara kunzimbo iyi chihure chakanyanya
Mambo vanokurudzira chipfambi kuvakadzi y murume 4 mombe mukadzi 3 mbudzi ngavatongwe zvakafanana
Apa woti uri munamati
Haaaa ndokuti Mambo ka uku nhubu ngadzirangwe baba
Mambo munogona I want to see you one on one
Haa chief itai muchiripisa vakadz varikuhura avo vadzidze cz nharaunda yese ine pfambi
chokwadii
Cameraman siyanai nemukuru ari kutsumwaira. Tora mifananidzo yevanhu vari kutaura mudare
Vakadzi vetumadhuku tuchena makuzvinyanya imi
Ngaabviswe pahutungamiri iyo anopedza vadzimai evanhu
aaaaaayaaas vakadzi soo
safeguarding childrem bho zvekuty
Madhuku machena aya chihure
Varume vakuita mombe nekuda kwepfambi dzavo kutoudza pfambi yake kuti bvuma
Ko idzo dzavekuvata kwai zvaita sei muzere vanhu
Aging
Mukadzi wemurume uyu kumiririra murume mhondi
Zverudo hazvidi anopindira ko kana vanyura
Hure mukadzi akabvumirei agara achizviita uyu
Mambo vanotonga havo asi hure iro hariite kugara naro kumba kwaro
Ko iro rakurara mu court ribvisei mu committee
This man is very rough good for the cows togo
Mubaiwa munogona
Pakaipa murume arwadziwa uyo uum nyaya yekuda bota ichaita tigare tiri marombe naMwari uum vanhu hurirai kure kana mafunga zvekudaro bota
kkk ragwadziwa kuda bota uku kokunokecha hako 😂
Nhai Mubaiwa mutupo upi
Tembo Mbizi
@@madzimaigetz6623ndosaka vapenga panzi pamusoroi Shumba😂
Kudare uku hakuna order