Zuva, mira panzvimbo, usava muraini remukaka nemuraini re nyama. If you are a woman who fixes another woman's crown, stay muraini iroro. Kana urimukadzi anoshora ana Mai Dutere, anoda kupunza dzimba dzevamwe, stay in that lane.
Ana Zuva, kwana iwe. Who are you to talk about "fixing each other's crown'"? Handiye here Ostrich aiseka Mai Duterere kuti havagoni kupfeka??? Is that fixing another woman's crown? Furthermore, handiye here futi Ostrich aida kupunza imba yemumwe mukadzi. And finally, handiye zve futi iye Ostritch zvakare aida kuti umwe mukadzi akange akazvitakura asvodze ne stress yaikonzerwa naiye Zuva. Saka what does she mean by saying "Lets fix each other's crown!!!!??? Ana Zuva, garai pasi and crawl back to whatever rock you crawled from. Hatikurimidze kukanwa mhani iwe,
Zorai mega zvimafuta zvenyu, lm proud of my dark chocolate skin
True love my dark skin❤
Am proud tooo
Iye akamboti kutsvuka ndokunaka ndiyani..? Akatiparira munhu iyeye
@@cherryhaze4176 taura hako mudikani
@@cherryhaze4176 aaaaa unozvishaya tobva toita varungu here kkkk
Hasha dzese idzi dzakasongo dzirikubva pakukundwa kwakaita namadam boss akupedzera shungu kumafuta. Skin yake kana yakanaka ngasaise firita tionetere Feli
Her life her rules uri saani kuudzira vanhu zvekuita
Ngaauye asina firita iye kamuchacha timuone ferere ferere kana dhoti giloo yakapenga
Zuva, mira panzvimbo, usava muraini remukaka nemuraini re nyama. If you are a woman who fixes another woman's crown, stay muraini iroro. Kana urimukadzi anoshora ana Mai Dutere, anoda kupunza dzimba dzevamwe, stay in that lane.
Kusekana kwaana Kamba. Hw can u tok abt confidence abt knucles yet u dnt hv confidence abt yoself. Siya maknuckles
Ana Zuva, kwana iwe. Who are you to talk about "fixing each other's crown'"? Handiye here Ostrich aiseka Mai Duterere kuti havagoni kupfeka??? Is that fixing another woman's crown? Furthermore, handiye here futi Ostrich aida kupunza imba yemumwe mukadzi. And finally, handiye zve futi iye Ostritch zvakare aida kuti umwe mukadzi akange akazvitakura asvodze ne stress yaikonzerwa naiye Zuva. Saka what does she mean by saying "Lets fix each other's crown!!!!??? Ana Zuva, garai pasi and crawl back to whatever rock you crawled from. Hatikurimidze kukanwa mhani iwe,
Did she mention name of Madam Boss.Kwana
Mai TT ‘ her skin is not nice at all
very true
Vakatotsa pamatama apa vanoita live vakaisa firita ,vanoda kungonzi zvese zvavo zvoita mai tt
I saw mai tt at her father's funeral her skin is not good at all ngaabvise firita motiza imi
Saka toti makange mayenda kunhamo here kna kuti makange mainda kunoitei??
Just imagine @@stellamunyuki3356
Filter covers a lot
Go Mura une skin musikana anodika musikana