what i like about this Chanel is munouya nema v11 which makes u a reliable source of information i like the neighborhood video kwakanaka keep up the good work
Kana iri yake , well done. Kana isiri yake thats it tese tinoda zvakanaka . Ngatidzidze kufarira chakanaka chemumwe kana kutoshuwirawo kuti mumwe aitirwe zvakanaka not to say zvese zvakanaka dai zviri zvangu. As ladies tikazvigona tinoenda kure zvino godo rinotidzosera shure. Zvipo zvakasiyana vehamawee
Madam boss vanogara near to each other pa complex ipapo. The houses are for rent. My doctor and friend live in that area. Mungatoitiswa BP ne pressure ye ma socialites's. Mukatedzera fake life ye social media munopinda mujeri
Those are Utopia Mews complexes in Mount Hampden! They are all the same and some are for rental while others are for sale costing around $250k! She could be renting it because $250k is not a joke!
Pipo pliz mind yo own hokoso.iwe unoti imba sandi yavo, do u want her to prove to u.zvinounzei mu life yavo zvekuda kupruvha pruvha. Gara nepfungwa dzako dziri negative ayiiii
awu does she owe anybody explanation about her life,,ppl like minding other ppl's bussiness, she is right garai nedide renyi,dzimwe muchinyanya kufarira makuhwa,vakai dzenyu,build your own houses and leave her alone wth her life, she is moving on wth her life,whether she is renting or owning the mansion,she has all wat she needs
even if she is renting zvinei navo midzoto yevanhu
Aaaah vanhu so ka takaoma zvedu
On a serious note MB angabude mumba masisi vake maaigara for achinoroja here 😂😂 kubvunza hangu
what i like about this Chanel is munouya nema v11 which makes u a reliable source of information i like the neighborhood video kwakanaka keep up the good work
aww We appreciate your kind words watendwa🙏
Kana iri yake , well done. Kana isiri yake thats it tese tinoda zvakanaka . Ngatidzidze kufarira chakanaka chemumwe kana kutoshuwirawo kuti mumwe aitirwe zvakanaka not to say zvese zvakanaka dai zviri zvangu. As ladies tikazvigona tinoenda kure zvino godo rinotidzosera shure. Zvipo zvakasiyana vehamawee
Madam boss vanogara near to each other pa complex ipapo. The houses are for rent. My doctor and friend live in that area. Mungatoitiswa BP ne pressure ye ma socialites's.
Mukatedzera fake life ye social media munopinda mujeri
😂😊😅😊😅😂😅😂😅😊😊😊
You know nothing shurrup
But zvichiita hre kuti abude mumba me sister yke maigara mahara achienda kunolodger zimba rese irori
But fake life yavo yakapenga zvayo
Umm zvesure munhu ndamutya ini sure ungati nestand chaiyo hauna woti tek.tek nezvedzimba dzevanhu haa ini ndr mubishi kutsvaka mari ndiite zvangu Chero 1 room hayo
😂😂 ndaseka ngavaburitse ma v11 hana dzizorore
Madam Boss vane twunhu twavo. Musazvinetse purizi
ko vanhu munotamburireiko namadam boss nhai siyanai nehupenyu hwevanhu pliz kuti ndeyavo kana kti haisi zvinounza upfu kwenyu hre
Zvinei nhai?
Munozvinetsawo imi newe wacho Gara ne side raunaro iroro ma v 11ei
I know this is madam boss's house.vane zvinhu zvavo ava.she is not renting
Vanhu dzidzai to mind your own business nhayi nhayimi😂😂😂
Kana vachitoafforder rent yemba iyo ndinovabigger vanhu vanozonyanyawo kuda kumupinda
Tazorora manje 😂😂😂😂
Chero vachikwanisa kubhadhara vanhu munoda nyaya dzevanhu
Yha
top fan❤❤❤
@@enewszimbabwe 👊
Haaaaa hamushaye nyaya shemu
Omg google translate is getting it so wrong 😂😂
Kufanana sezvakaita dzekuBorrowndale Brooke
As irimuma plot kas😢
Mai titi we nkow her real house.mkadziuyu basakungoroja maitibhooo
Aikaka ko zvabvepi
Guys munhu anofunga chaiye angabuda masisi vake memahara achienda mekunobhadhara mazimari here imikaaaa!!! Fungai zvakakwana bvumai defeat mai tt and cat family
Chikuru kunge uine pekugara pari decent zvekuti ndepako oro ndepaani ratove drama iro. Kana varikuroja vachigona kubhadhara Aiwa ishaha
Taura hko tyra ngavagare ne side ravo iroro vanokuchetera godo apa mafirigi havana
Those are Utopia Mews complexes in Mount Hampden! They are all the same and some are for rental while others are for sale costing around $250k! She could be renting it because $250k is not a joke!
Kkkkkk go fund me......ayaas.
Pipo pliz mind yo own hokoso.iwe unoti imba sandi yavo, do u want her to prove to u.zvinounzei mu life yavo zvekuda kupruvha pruvha. Gara nepfungwa dzako dziri negative ayiiii
Nyaya dzevanhu handichapindire
Kuratidzwa maV11 kuti tiitei nazvo nhai vanhu vanoshaya
There is nowhere that house can be hers. Those houses cost $250k plus to purchase them. You can't tell us that she is now a millionaire.
awu does she owe anybody explanation about her life,,ppl like minding other ppl's bussiness, she is right garai nedide renyi,dzimwe muchinyanya kufarira makuhwa,vakai dzenyu,build your own houses and leave her alone wth her life, she is moving on wth her life,whether she is renting or owning the mansion,she has all wat she needs
Kana iri yavo varikui vanzeiko nxaa
Watumwa here heee.iwe buritsa mapepa eyako
It's not necessary to prove to people though.Vati shandai nezvamunazvo lol
Give me the reason why she should not hide it.... It's her house she chose wether to show you or hide it from you 😂😂😂 ..
Vanhu munoda zvinhu y muchida kuziwa zviri kumba kwevanhu mukaona vanhu vachiita take take nemunhu kupedzisira kuroya chete
Pretenders 😂😂😂😂mazimbqbwean tozvinetsa
Ndekupi uku nhai E News.Nice community 😅
umm somewhere in Harare thats all we know for now🙂
@@enewszimbabwe Thanks will find out lol