Akamuudza kti akatsvaga mumwe mukadzi achaita zvaanoda ndiani....He will sink more than before apa,,,vakadzi vese vanouya after mumwe abuda vanotouya vakagadzirrira kupukuta munhu, ( Kumutsvaira) ngaatange amuroora achaona true colors,,and achaona kti the new one will haunt him to the bone,,hama dzamukadzi dzichatomushungurudza nekuda kubuda muhurombo,,,Isu vavoni tatopedza,,,,Achakungura Sonja hake,,,,just wait and see..Mberikwazvo is orchestra
Gegegege haavazivi here kuti sevakadzi pane mari we submit n embrace even to masowe😅😅. Watch the space, your sister's want puppet, you can only do it for a short while
@@TatendaFeremba Mari chete true love forget it. He has been dating this girl for a while now according to his wife so I wonder why he is doing wha this doing now
Panorambana vanhu ma reasons avo may not make sense kwauri thats why i never wasted my time trying to explain its not easy kusvika wakuti hauchada saka stop trying to find justification kuti seyi vakarambana its past now divorce can be deep you can talk all you want its more than just nyaya yema sisters kungoti vanhu are like magaba ane ma buri plastic jars full of holes best of lucky trying to fill them up with water wotoita kunge benzi ndiwe swero bvunza seyi wakaramba mukadzi seyi wakaramba mukadzi wototi heee zvikadii zvikadai haagute mvura magaba awa anemaburi just mind your own dont owe anyone any explanations including your very inlaws why wadzosa mwana wedu hee hee ndoti sarayi muchimubvunza zvaanenge akuudzai izvozvo kuti ndiyo nyaya yacho dzizvozvo hanti ndamusiya pano ndewenyu sarai naye muchikurukura besides handidi kumusvibisa pamberi penyu ne horror dzake mosara movengana futi saka i give you a whole chance yekusara muchiwirirana muchinyeperana chero mukati ini ndaive hure benzi rombe ndizvozvo
no your comment is so wrong. we dnt know why they ddnt like her. all 6 uummm it cant be about money coz he has so much of it they can all get a million each and never ask for more for the rest of their lives. so they did not like her for something else not money.
Anovhaira murume uyo zvichapera izvo.❤
Very good points on investments.
Kurambana kwechirungu unopihwa sapoti pasina ruzha
Akamuudza kti akatsvaga mumwe mukadzi achaita zvaanoda ndiani....He will sink more than before apa,,,vakadzi vese vanouya after mumwe abuda vanotouya vakagadzirrira kupukuta munhu, ( Kumutsvaira) ngaatange amuroora achaona true colors,,and achaona kti the new one will haunt him to the bone,,hama dzamukadzi dzichatomushungurudza nekuda kubuda muhurombo,,,Isu vavoni tatopedza,,,,Achakungura Sonja hake,,,,just wait and see..Mberikwazvo is orchestra
Very true....ndiri kumunyarira..apa akutaura mari yaakapa vana
..iye achipa vatorwa ma 100 000
No you don't marry for yourself if you an African .
Women are very manipulative zvekuti unosara wavengana nehama
Gegegege haavazivi here kuti sevakadzi pane mari we submit n embrace even to masowe😅😅. Watch the space, your sister's want puppet, you can only do it for a short while
Paacha rwadziwa nemasowe akugerwa musoro acharira hake
zvoda vagara vari veko, vakawanda to my sly queen kumasowe he could have chosen one from there.
Sir wicknell kkkkkkkk vane moto. Ere pabonde or vanhu vanongoteera mari kkkkkkkkk
😂😂😂😂@@TatendaFeremba
@@TatendaFeremba Mari chete true love forget it. He has been dating this girl for a while now according to his wife so I wonder why he is doing wha this doing now
Kugerwa musoro kunorwadza here chinorwadza chii kusiya hupombwe nekugera mumusoro
Bikirai varume mudzimba umo
Zvichaguma❤
I love your commenting 😂😂😂😂
Ko nhai wicknell..madzimai Kelly..madzimai Cortney
.madzimai chipo..madzimai Tatenda vanehunhu vano slayer vakatadza kuroora here..kwaakunotora mvana yawakatatorera murume.....akasiya vana vake vega uko..zvino Rusiya asingagone kubika 😂😂..kumasowe hakuna matrousers
Pakaipa
Panorambana vanhu ma reasons avo may not make sense kwauri thats why i never wasted my time trying to explain its not easy kusvika wakuti hauchada saka stop trying to find justification kuti seyi vakarambana its past now divorce can be deep you can talk all you want its more than just nyaya yema sisters kungoti vanhu are like magaba ane ma buri plastic jars full of holes best of lucky trying to fill them up with water wotoita kunge benzi ndiwe swero bvunza seyi wakaramba mukadzi seyi wakaramba mukadzi wototi heee zvikadii zvikadai haagute mvura magaba awa anemaburi just mind your own dont owe anyone any explanations including your very inlaws why wadzosa mwana wedu hee hee ndoti sarayi muchimubvunza zvaanenge akuudzai izvozvo kuti ndiyo nyaya yacho dzizvozvo hanti ndamusiya pano ndewenyu sarai naye muchikurukura besides handidi kumusvibisa pamberi penyu ne horror dzake mosara movengana futi saka i give you a whole chance yekusara muchiwirirana muchinyeperana chero mukati ini ndaive hure benzi rombe ndizvozvo
Maqq
no your comment is so wrong. we dnt know why they ddnt like her. all 6 uummm it cant be about money coz he has so much of it they can all get a million each and never ask for more for the rest of their lives. so they did not like her for something else not money.
Sonja aidiwa naWicknero plus mari..havamude vana Moreblessing..haa ruvengo rwacho haa..zvakoma veduwee
Ana tete vanonetsa avo
Hakuna muroora