at least takumbonzwawo different sound ku sungura reminds me kudhara sungura ine many sounds zvainakidza ,admire kasenga ,king pharaoh,Aaron Chakanyuka,solo makore,wrist brothers,gakamoto etc
Kuti Somanje Stars ndiko kuti Pengaudzoke!!! This is the original Pengaudzoke that we have known for years. Josphat you are the brand🔥🔥🔥🔥Kwatabva kure nenhamo….ndiyo,ndiyo, ndiyoooooo!
Bass line reminds me of Sugar sugar style - chimbanga mbanga chaJjonso. Well done mkoma josphat I like the song. Ine mashoko makukutu. I can listen to the song non stop ❤
You wish my mother to die then hunger strike you wish my father arrested then hunger strike Nitama mme anga vhatshifa ndala iri dzhenele Ni tama khotsi anga vhatshi farwa hezwi vho farwa ri tambule
Musamira kurova ngoma that voice is expensive ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
uyu manje anozvivharisa one munhu anogona kutongorova hit vanhu vese vakatodhibha 🔥🔥🔥
We are ready to.support the project
Josphat Somanje listening to your nice super music from Johannesburg South Africa nice one
haaaaaaaa iyi nziyo haisi right iyi message ma1.....makananganisa apa vaSomanje
kutaura kwewakapotsa pfungwa anoti musambo wepengaudzoke haunakidze fume mangwana achimuteerera
Wapedzera😂😂😂🔥
😂😂😂😂
Asomanje asomanje asomanje how many times did I call yu aaaah hamuite it's a definite hit at a paraffin speed
Yes nice one this is the original pengaudze sounds
at least takumbonzwawo different sound ku sungura reminds me kudhara sungura ine many sounds zvainakidza ,admire kasenga ,king pharaoh,Aaron Chakanyuka,solo makore,wrist brothers,gakamoto etc
Pengaudzoke or somanje stars zvese bhoo but that lead guitar take us to your routs and more nice. Thank you
Music isina noise ...great instrumental arrangement and also perfect vocals...ndo josphat watinoziva
Chakaipa icho🎉
Well done my guy.tanga taane nzara manje mabva maipedza zvine mutsindo
Gud Job
Dzakabatwa waya
Was waiting for this❤❤❤
Retracing The Pengaudzoke rhythm elements 🎼🎸. it's a hit 🎯.
Ummm yoo huchii
Ndokuti music kwete zvimwe zviye tigimu tigimu dhuuu kwerrrr .masterpiece i salute you mudhara
Uyu mufec anondigonera mhani, he unique
Nice song
I love this one thanks my guy... # this is a masterpiece
Anenharo munhu uyo Mwari muwedzerei makore
Nice one
Ukasatendeuka apa ❤😂😂😂 wakaoma musoro sedhandaruma😜
Kana ndere kkkk
Great song Mr Josphat,, I love the way you sang it,,,,, keep it up somanjeee
Aaah ibhomba mdhara
Uyu inyanzvi mhani
Good message
Welcome back mashasha matitora kure
Nice one Josphat, keep it up
Underrated but talented. Keep going mkoma
Ndovimba tose tadzidza apa pane message apa big op baba josphat
Am proud of you the penga sound founder,,munorova mudhara ,kuita original pengaudzoke lyrics
Thank you 💕
Inoti kunakidza, yoti kudzidzisa zvakadzika dzika, kudzora nekubengenura pfungwa. Ndiko kugona uku
Welcome back our legend😊😊😊😊
Pengaudzoke is a brand. Macopy cats akatadza kutevedzera guitar ayo. Haaa Madhara your music takes me deep. Well done mdara maguitar ayo please 👏👏👏👏👏
Ichiii ma1
Song of the year
Yes that flavour again ....good stuff
Makumbe anogona kuproducer sungura nice one
greatest of all times
I like the song ndinoirarira nhasi
Good sounds
Magetsi ayo sekuru keep on going real Legend
Kuti Somanje Stars ndiko kuti Pengaudzoke!!! This is the original Pengaudzoke that we have known for years. Josphat you are the brand🔥🔥🔥🔥Kwatabva kure nenhamo….ndiyo,ndiyo, ndiyoooooo!
Welcome to sungura asomanjeeee
Wakatadza ukama wakatdza ukama asomanji kaaaaaaaaaa
Great music mukoma Josphat. Another masterpiece!
Asomanjeee 🎉🎉
Never underrate this men pure talent🔥🔥🔥🔥🔥
Ndafara kunzwa the voice rine message soo ...thanks ❤❤❤
Aaah yes! Welcome back mudhara⚡
Yes yes my favourite one❤️❤️❤️
Well done homeboy.
Keep this on repeat. Sando dzako tora
🔥 🔥 🔥 Usadzimeeeee mdara ane nharo uyo
Very good song
Hit baba
Munondigonera mukoma vangu
Nice tune
Great seasoned musician
Mukuru apa vakashatirwa mwaka uno.❤❤❤
Album of the year, ndimi munorira mkoma Josphat... Chatsvuka chikakwata apa, this one takes you somewhere... let time translate itself
Message yepa Zvibate Pamhaka...this is a great comeback; love the track neka gitari kehu Pengaudzoke!
Itai henyu zva baba va Sharo moga
The only man anorova mahit songs akanyarara remember zvibate pamhaka and This time
Ndadzingwa basa nekuda kwe song iyi josphat ndipe basa rangu
Lyrics super
please keep on releasing songs
dzinosvitsakure
Ummmm baba imika makaPenga(udzoke)
❤❤❤ a tradittional way of penga u dzoke...a pengas way ❤❤❤❤❤❤ 10/10
Mr Easy man.
Maaabororo ega ega ,wakatadza ukama wakatadza ukama ,muromo uye wona wosiririsa ❤❤🔥🔥
Asomanje makapenga
Josphat unogona mdaraaa ramba wakadaro
Faaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaamba
❤❤❤❤❤
temaaaaa
Pisai baba
Besilindile le album Daniel chapter 7
Haaaa hatina zera navo ava maelders emusambo aya👏👏
Ndofara kudzoka kwenyu mu music Mkoma. Somanji stars ndiyo Simbi kubva makare. Iam a great supporter .
Nice mdara munokwapaidza ngoma like it
❤❤
M reminded of the good olden GOLD days kumaEARLY 90's, Pengaudzoke ichipengesa vanhu.
Wow this is music keep going mkru...original pengaudzoke haa sure muromo haugone
Haaa hiyaaa manzwa pekuti "babavangu ngavasungwe
❤❤❤Was waiting for this
😊😊😊😊😊😊🤸🤸🤸🤸🤸🤸🤸🤸🤸🤸🤸🤸🤸
Big pengaudzoke mwaaaaaa❤
Thanks
Nice tune there
Famba josphat ,chinonaka ichi❤
Pengaudzoke makabata basa
You are a star been waiting for this album walikuli wazvinzwa
marondera finest
Nice stuf
Nice 1 handei
Thank you 💕
Famba famba famba !! Mudhara, Tsika tsika tsika
Bass line reminds me of Sugar sugar style - chimbanga mbanga chaJjonso. Well done mkoma josphat I like the song. Ine mashoko makukutu. I can listen to the song non stop ❤
Steady asi chichitodambura🎉🎉🎉
You wish my mother to die then hunger strike you wish my father arrested then hunger strike
Nitama mme anga vhatshifa ndala iri dzhenele
Ni tama khotsi anga vhatshi farwa hezwi vho farwa ri tambule