Dzakafanana naAron chiundura ukatadza kuona bho unobondera but anyway dendera music is and always evergreen it never dies nor fades like 👖 jeans wanondifadza wemhuri iyi
True, anofamba murume uyu achiita ma shows. Personally ndakatombomuona far away kwa Nembudzia at Tiki B/centre. He also brings his music to remote areas wc is so good. Thanks Mkoma Allan. People also need entertainment there.
Pane imwe show mukoma Allan, yakaitigwa kuSakubva stadium whem mukoma Simon came back from temporary leave. Yaipisa show yacho wangu. Ndaiveko na the late Steven Chibune.
DJ Olla 7 ini ndinokufarirai ndinoona every video asii Dai maimbotitsvagirawo mudhara lucky Mumirikii timbonzwawo vari kurarama cy uye chiii chakazoitika ... muface uyaa kashanda sungura kubviraaa kuchazezesa kusvikaa kwamacheso
On nyaya yezvinyadzi haisi desparation on the part of the listener. Kare music yakaita saana ndine hombe hayairidzwa pamhepo. I wonder kuti tichiine censorship board here. Let me hasten to say slackness found it's way on radio during the time yaana Andy Brown paakaridza Muzvambarara. Such music, and jit inoitwa naBaba Harare yagara iripo asi yaive nenzvimbo yayo kwete pamhepo. Asi tingagodii ndiyo yava nyika yacho yekuti DJ ndiye anenge achitonyadzisira futi achiti Bata panonaka....wapinda muchirongwa kunyatsoti pfee. Iiiiii zvakaoma. Mumwe musi KVG akazofriza pamhepo abvunzwa na Pathisani kunzi mupfanha wangu wakaboorwa here......I could go on and on...
I think the interviewer is young relative to the subject at hand. His frame of reference is kind of irrelevant. Chimbetu ndiSimon. People who like dendera wants to hear more about Simon. In interviews all Chimbetus should avoid downplaying Simon's role in their music lives. Apologies for being elitist, but Simon was a big guy
Ndinofunga kuti if you refuse to play music inezvinyadzi vapfanha ava nevamwe vavanemukurumbira vanoshandura voimba music yakanaka salmon,Debbie,Tuku,Macheso
Poor interview. We don't get when he was born ,where he was born,history of dendera kids, history of Marxist brothers. No info on Allan's own career albums, songs, hits and indeed no actual music on the show. Zero informative profile on the musician but more social commentary
Thomas Mapfumo, Winky D na Jah Praizah vanongopisa yet their political positions are known.Vaimbi vanhuwo they must be free to support whoever they want to.
I love this guy he is very humble
One family yandakawona ine maSiblings akafanana huso hwavo and their voices as well.
And hair cut as well
Dzakafanana naAron chiundura ukatadza kuona bho unobondera but anyway dendera music is and always evergreen it never dies nor fades like 👖 jeans wanondifadza wemhuri iyi
How many of us noticed that the Chimbetu family has similar voices 😅
Haaaaa ayi ayi tisiyewoo
Voice raSulu rakafanana ipapa😂😂😂. Kavoice kaSulu kanenge kebabie kaya
Mari inota shoma Ollah
This man is very wise
Kufanana NaChopper wena. Genes never lie!
True, anofamba murume uyu achiita ma shows. Personally ndakatombomuona far away kwa Nembudzia at Tiki B/centre. He also brings his music to remote areas wc is so good. Thanks Mkoma Allan. People also need entertainment there.
I second the issue of a collaboration album from all zvimbetu
Allan is also very intelligent
nyaradzai hall not maglas stadium
Wise words from Dendera king
Thanks olla for bringing all these people on your show
I love chimbetu family malvine magetsi zvekare chogona chongoda kufamba nemadara kt chizivikanwe chitore mari netym
Thumbs up legendary legend
Allan the living legend
Dendera forever. Zvimwe izvi ndezvimwewo.
legends l love this man I Rispect
Zvimbetu zvino rova music kana team racho rasangana rese rinoita kukwapaidza
Chimbetu family vakabatana I love u guys God bless u
Love this man Legend
Allan urikupenya. Keep it up. Keep safe
🎉🎉🎉🎉🎉 living legend ......
Pane imwe show mukoma Allan, yakaitigwa kuSakubva stadium whem mukoma Simon came back from temporary leave. Yaipisa show yacho wangu. Ndaiveko na the late Steven Chibune.
Chopper was something else
Good presentation well done mkoma Allain. Mange makanyatsodzikama uye munoziva mazwi ekushandisa kana muchitaura
DJ Olla 7 ini ndinokufarirai ndinoona every video asii Dai maimbotitsvagirawo mudhara lucky Mumirikii timbonzwawo vari kurarama cy uye chiii chakazoitika ... muface uyaa kashanda sungura kubviraaa kuchazezesa kusvikaa kwamacheso
The greatest rythym guitarist of all time
Much respect Allan, thank you for keeping dendera alive.
On nyaya yezvinyadzi haisi desparation on the part of the listener. Kare music yakaita saana ndine hombe hayairidzwa pamhepo. I wonder kuti tichiine censorship board here. Let me hasten to say slackness found it's way on radio during the time yaana Andy Brown paakaridza Muzvambarara. Such music, and jit inoitwa naBaba Harare yagara iripo asi yaive nenzvimbo yayo kwete pamhepo. Asi tingagodii ndiyo yava nyika yacho yekuti DJ ndiye anenge achitonyadzisira futi achiti Bata panonaka....wapinda muchirongwa kunyatsoti pfee. Iiiiii zvakaoma. Mumwe musi KVG akazofriza pamhepo abvunzwa na Pathisani kunzi mupfanha wangu wakaboorwa here......I could go on and on...
The real dendera icon
Very intelligent Allan
You're true father
Keep doing great
Thanks that's nice
Long live Allan chimuti wakasiirwa na Simon and urikumhanya nacho nicely ❤
Urgent matter exactly
Kkkkkk hapatongeki zvekumhanya...eazie eazie chopa
Baba Allan mbrrrr
Dzine ma vocals manyama. Imbonzwai sonny vanhu imi👊👊👊
I love Naison
Me too I'm a biggest fan of Tocky.
❤❤❤❤more respect
you're very right mdara, mafans eDendera we're strict kkkk we don't allow you kungoita zvaunoda
Sonnie kwatembo❤ yakanetsa song iyi
Well-done kwasara josphat somamje
Yah fair
Yes cde coz josphat chibaba
Dendera kings
Heyaa heyaa chibaba ichii
Interesting
Wandigonera apa Ollah kuunza murume uyu
ndochifarira chibaba ichi chiri talented and humbled wise
Imbounzai Vharazipi pachirongwa guys
Vhara zip ngaende kuZanu pf
Nhasi wandinakidza waratidza hubaba
Simon,Dembo
Allan Chibaba icho
Zvinhu zvese bhoo
Professor,,dendera ndizarurirewo.
Blaz tocky vibes ❤❤❤❤❤❤
Simon and Naison Chimbetu vayive matwins here?.
Just brothers
Kwete vanhu vacho kungofanana
Mdara anovhbamira mhuri kwete kungofukura hapwa
Ma gotwe 😂😂tiripo
Tiriko chaizvo ini hangu Dendera yaSimon naBraim ndakatonyura mairi
1 on stars ollar
You left out a lot pa interview yacho
I think the interviewer is young relative to the subject at hand. His frame of reference is kind of irrelevant. Chimbetu ndiSimon. People who like dendera wants to hear more about Simon.
In interviews all Chimbetus should avoid downplaying Simon's role in their music lives. Apologies for being elitist, but Simon was a big guy
@@DavidDq-ek7db that one doesnt have to be an interview it has to be a discussion about Simon.
Chibaba che dendera
Chibaba ichi
Chibba icho
Shuwa Tocky vibes anogona
Kubhora anogona kukwana. Inga mudhara Benza ari kungotamba wani
Mudhara varikutaura pachikuru kkkkk
He is very mature
Ndinofunga kuti if you refuse to play music inezvinyadzi vapfanha ava nevamwe vavanemukurumbira vanoshandura voimba music yakanaka salmon,Debbie,Tuku,Macheso
Poor interview. We don't get when he was born ,where he was born,history of dendera kids, history of Marxist brothers. No info on Allan's own career albums, songs, hits and indeed no actual music on the show. Zero informative profile on the musician but more social commentary
Great analysis!
Chibaba
Jefferson kuseri
Good music but ngaasiyane nezvepolitics he shld learn from his late brother Simon akafa akunzwisa tsitsi.
If pple hate u they also hate yr gud music
politics dzipi?
@@skwilatapiwa2919 u dont know him
He is a leader of musicians for Ed
Unonyepa Simon waisa nzwisa tsitsi
Simon was organized do your research
Thomas Mapfumo, Winky D na Jah Praizah vanongopisa yet their political positions are known.Vaimbi vanhuwo they must be free to support whoever they want to.
Allan the living legend
Keep doing great