Josphat Somanje Vimba Hako Neni Official Song

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 21 сер 2024
  • For your page Zimbabwe music

КОМЕНТАРІ • 54

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa 8 місяців тому +4

    This piece relates perfectly with the situation being faced by those fathers who left Motherland to the diaspora, they left their families back in Zimbabwe. Vakasiya madzimai avo nevana asi nguva yareba vasati vakwanisa kudzoka kunoona mhuri. Hapana zuva rinobuda nekudoka vasina kufunga mhuri kumusha. Mudzimai anenge avekufunga kuti baba vakatondipira gotsi. Iye murume anombofungawo kuti pamwe mudzimai ane zvaavekuitawo kumusha ikoko. Hamawe zvamunoona hupenyu hwakaoma, kudai nyika yedu yagadzikanawo vazhinji vakaenda kunopemha diaspora vaidzoka kunogara pamwe chete nemhuri dzavo.

  • @user-et5sc1hw4k
    @user-et5sc1hw4k 5 днів тому

    A uniquely talented artist, long live aSomanje!! Well done, album rese rakarongeka!

  • @myronkazamula84
    @myronkazamula84 4 місяці тому

    Brother Josphat is a very good composer and arranger... keep the standard up Sir

  • @user-yu9qj8jw2j
    @user-yu9qj8jw2j 5 місяців тому

    Kanyumbo kabwino thathokoza abambo mathipwetheka ❤❤

  • @nos__mas
    @nos__mas 9 місяців тому +3

    Uyu murume hatina zera naye uyu. Zvinhu!!🔥🔥🔥🔥

  • @virginiagore5143
    @virginiagore5143 4 місяці тому +1

    Resurrection of Njerama❤❤❤❤

  • @philipmahuda2607
    @philipmahuda2607 Місяць тому

    Music ine message. Munogona mukuru

  • @washingtonroki7214
    @washingtonroki7214 9 місяців тому +2

    Welcome back Josphat Long live musambo uyu.

  • @tellymas4572
    @tellymas4572 9 місяців тому +3

    Original Pengaudzoke vibe… do whatever it is you wanna do, do not loose your identity. And your identity is Pengaudzoke. You are the REAL DEAL. This is beautiful 😍

  • @wardengushaz4651
    @wardengushaz4651 7 місяців тому +1

    Unique Pengaudzoke style, lethal vocals... Kukura kwete kudonha.

  • @LeonMamvura-df3or
    @LeonMamvura-df3or 9 місяців тому +2

    Yakabikwa ngoma

  • @stevenruzvidzo5570
    @stevenruzvidzo5570 7 місяців тому +1

    Josi kumberi

  • @tinashemusoko
    @tinashemusoko 8 місяців тому +1

    Temaaaa. Sounding good all the time.

  • @enockchaurura1009
    @enockchaurura1009 9 місяців тому +1

    This is just amazing. Great stuff legend

  • @itayimufunga1890
    @itayimufunga1890 8 місяців тому +1

    pakabatwa basa apa, thank you so much Mr Josphat

  • @lameckzisengwe6517
    @lameckzisengwe6517 9 місяців тому +1

    ASomanje you an expert mazvirokwazvo.

  • @addmorechikomo1429
    @addmorechikomo1429 9 місяців тому +1

    Simbi inogaya dzimwe simbi🙏

  • @nyashakaranda573
    @nyashakaranda573 9 місяців тому +1

    Aiwa ma karova basa apa yadzoka manje pengaudzoke manje

  • @edmorematanga9414
    @edmorematanga9414 9 місяців тому +1

    Penga penga nice songs

  • @TrustGangaidzo
    @TrustGangaidzo 9 місяців тому +1

    Munogonesa aSomanje

  • @tinashehombz
    @tinashehombz 8 місяців тому +1

    Mature music.

  • @ValentineDope
    @ValentineDope 8 місяців тому +2

    ❤❤❤❤

  • @russothatguy7596
    @russothatguy7596 9 місяців тому +1

    Welldone for the orignal Pengaudzoke

  • @tafadzwatsungano4162
    @tafadzwatsungano4162 9 місяців тому +1

    Good hamuoni kuti makatova ngoma manje.makarova magatare atoziva kuti iyi pengaudzoke .manake manake.

  • @tsungayifurayi1677
    @tsungayifurayi1677 9 місяців тому

    Tokudai meseeeeeeeeee
    Murume wangu handibve panooooooooo

  • @fosterthole5757
    @fosterthole5757 9 місяців тому

    Asomanjeeeeeeeeee the GREAT!
    👏👏👏👏👏👏👏

  • @bernadettemadondo7055
    @bernadettemadondo7055 8 місяців тому

    Tema...hambanadzo❤
    My favourite track on this album!

  • @clevernechakawana721
    @clevernechakawana721 9 місяців тому

    Teema ..aaahh famba nadzo ..original pengaudzoke

  • @simbaknottenbelt7580
    @simbaknottenbelt7580 9 місяців тому

    My favorite song followed by kuseka kowoparadio

  • @user-ox7eu7xi7m
    @user-ox7eu7xi7m 9 місяців тому

    Well done 👏🏽

  • @user-ko3ct7kv4x
    @user-ko3ct7kv4x 9 місяців тому

    Great song achimwene

  • @jairoschekure6225
    @jairoschekure6225 9 місяців тому

    Somanje stars,tokudai mose

  • @fosterthole5757
    @fosterthole5757 8 місяців тому

    Hambanadzoooooooooooo!

  • @oliviamanyambamusic7830
    @oliviamanyambamusic7830 9 місяців тому

    Nice track 💯

  • @shepherdmasedze2575
    @shepherdmasedze2575 9 місяців тому

    Great music

  • @richardmuswavinda1741
    @richardmuswavinda1741 8 місяців тому

    Muchakuvadzisa kunyanya varume nemabm bonus atatarisana nawo kudai.

  • @oxid5065
    @oxid5065 9 місяців тому

    Ndasvikawo pano, Mukoma Somanje famba naye

  • @lovemorebvute
    @lovemorebvute 9 місяців тому +1

    Original beat chaiyo

  • @fchikomo01
    @fchikomo01 9 місяців тому

    VaSomanje…. Munogona henyu… i cnt say anything more. Totengepi album

  • @khuleMuzimba
    @khuleMuzimba 9 місяців тому

    ❤ itai mudara thiri pano joni

  • @richardmuswavinda1741
    @richardmuswavinda1741 8 місяців тому

    Asante sana.

  • @claitonmoyana2255
    @claitonmoyana2255 9 місяців тому

    Long time

  • @Rebhara
    @Rebhara 9 місяців тому

    Great effort but the quality of our music production seems to be going backwards especialy sungura. Is it the studios, producers, what is it?

    • @andrewchasvinura3271
      @andrewchasvinura3271 9 місяців тому

      Ngoma bhoo wani

    • @Rebhara
      @Rebhara 9 місяців тому

      @@andrewchasvinura3271 Agreed but can you honestly say the quality here beats the 90's or early 2000's quality. Ndingakundikana kuburitsa zvandiri kureva but I'm finding myself enjoying old sungura more dzakaridzwa kare kare, Pengaudzoke yekare way before the split. Kukwenenzverwa kwesong maybe naproducer etc ndokwandirikureva hangu

    • @kingstonemenyere5802
      @kingstonemenyere5802 9 місяців тому

      maproducer i think vamwe vaimbi vanoti old studio machines aibuditsa quality irinani

    • @lisbenmawoko7951
      @lisbenmawoko7951 8 місяців тому

      Aiwa iyi ngoma bho zvekuti