Bindura Prison Inmates: Ndakatengesa mota $1200, $800 ndikapihwa Guka

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 2 лют 2025

КОМЕНТАРІ • 88

  • @princessforprince6126
    @princessforprince6126 Рік тому +8

    Vana imi teerai vabereki venyu musiye kuzviita vanamaziyazvose. Ziva kuti friend isati yakufurira pane mubereki akambokutsiura ukasamuteerera. Dzikamai vana imi nyika iyi yakakura kukudarikai, ndimi munopera iyo haimbopera. Peace be with you.

  • @ShortCircuit05445
    @ShortCircuit05445 7 місяців тому +3

    That first guy hanzi bvisayi maphone ese nema laptops ese ari pama charger mkomana awuya😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂,at least you know that it was wrong 😊

  • @DzagoChatsama
    @DzagoChatsama Рік тому +1

    This reflect on how bad our government is

  • @CYNTHIACHIKONYORA
    @CYNTHIACHIKONYORA Рік тому +4

    Sincere gratitude to ZPS ,vana varikuratidza kuti vatochinja ava

  • @auxilliachiwanika8001
    @auxilliachiwanika8001 Рік тому +6

    Zvinofamba sei ini ndine mwana wesister yangu akutotyisawo akasvika panzvimbo akuba arikuputa.uku kunoinda chero munhu here toda kumuendesawo.iye zvino akutotiza pamba kugara mustreet chaimo.atoo worse .which procedure yandingatore juti amboindawo ikoku

  • @amberreed8652
    @amberreed8652 Місяць тому

    Bindura rehabilitation looks way better than Harare Prisons! Only if
    Our gvt was normal we could help build new up to standard modernised living units, But eish vanongoda ma
    Toyota Hilux

  • @ChenaiHoga
    @ChenaiHoga 8 місяців тому

    Thank zps murikuchinja hupenyu hwevanhu vakawanda

  • @trmangena2463
    @trmangena2463 10 місяців тому

    Beautiful house behind you

  • @issamwanjapasi8772
    @issamwanjapasi8772 Рік тому +1

    😢😢ma yuts apera neguka mmm

  • @TakundaJerome
    @TakundaJerome Рік тому +1

    Okay

  • @mandysacie4463
    @mandysacie4463 Рік тому +2

    Tipeiwo basa tivabate wamwe takazvarwa tine zvipo spiritual and physical zvinoda nyama todealer nazvo

  • @Tapiwanashe2547
    @Tapiwanashe2547 Рік тому +2

    Ahhhhh kamusikana aka kanext door kangu paDarwin apo. Hillary

  • @MAVISTHOMPSON-j8h
    @MAVISTHOMPSON-j8h 10 місяців тому +1

    Zvakaoma muri kurasikirwa nehupeenyu

  • @TrymoreMakuyana-s4z
    @TrymoreMakuyana-s4z 10 місяців тому

    Zim quick tv ndinokumbira number dzenyu

  • @faithmusiyiwa1060
    @faithmusiyiwa1060 10 місяців тому

    Yooohwee 💔

  • @MVHVoices
    @MVHVoices Рік тому +3

    Kana uchirevesa kuti wachinja ndibate, ndoda kuchinja life yako zvachose kana wabuda muJeri but be honest musikana uyo ane pink dress

  • @MomoKutch-by7pn
    @MomoKutch-by7pn Рік тому +5

    torai ivava vese 1by 1 vakuratidzei kwavaitenga

  • @sinikiwekagogoda-gz4rj
    @sinikiwekagogoda-gz4rj Рік тому +1

    Pa tendai hall i miss home

  • @mandysacie4463
    @mandysacie4463 Рік тому +1

    Amen

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa Рік тому

    Very sorrie guys

  • @georgemashasha3498
    @georgemashasha3498 Рік тому +2

    it just seems a waste of time trying to deal with this problem at this level, aya mayouths atoriwo mavictim . tsvagai kuti madrugs acho akubvepi and why is it so hard kungonovhara paarikupinda napo. it just shows kuti pane vakuru vakutodyawo ipapo vamwe muchiitiswa mareferee eSlug .Why musingambonzwewo akuti ini ndaitengesa ,most of these youths varimukati but vacho vaivatengesera vari panze kutotengesera vamwe izvezvi .

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 Рік тому

    Ndiwe wakavhiringa madrugs. Waiatorerei?

  • @plaxedesmataruse1399
    @plaxedesmataruse1399 Рік тому +1

    .madiii kumbobata vacho varikutengesa guka yacho

  • @EsterMuchimba-z4m
    @EsterMuchimba-z4m Рік тому

    😢😢😢 kubereka so 😢😢😢

  • @garikayimakaure3501
    @garikayimakaure3501 Рік тому +4

    Ko sungaika vari kutengesa madrugs vacho

    • @vivianmugowa3918
      @vivianmugowa3918 Рік тому

      Havambovasunge coz hanzi mapurisa arikutopona ne mutoriro havasi kugona kutenga doro

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Рік тому

      Vari kuatora ngavaregewo. Hakuna ari kubatirwa pfuti kut tora madrugs
      U r barking up the wrong tree.
      Upenyu muridzi wahwo.

  • @ishmaelmudare2487
    @ishmaelmudare2487 Рік тому +1

    Guka chii?

  • @LoveAfrica909
    @LoveAfrica909 Рік тому

    Tendai Hall

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 Рік тому

    Pane angaite madrugs nekusaziva here?

  • @AudreyChriss
    @AudreyChriss Рік тому +1

    Kkkkkkk hanzi tingasire vanhu nyika vanogara vakatwa chinjai sure siyayi madrugs guys

  • @vivianmugowa3918
    @vivianmugowa3918 Рік тому +2

    Yowe waifamba husiku kunge muroyi or dahwa

  • @ShingiraiSikonka
    @ShingiraiSikonka 7 місяців тому

    Guka makafala

  • @citizen7253
    @citizen7253 Рік тому

    Whats guka?

  • @richardmuswavinda1741
    @richardmuswavinda1741 Рік тому +1

    Musanyanye kutambira ikko munoisirwa samende musadza mukafa

  • @StanleyMutama
    @StanleyMutama Рік тому

    zvautori mnhu wakati hwee saka wakanga wambochivei chaizvoo kusvka pakusvutaa guka roo

  • @tinashekativhu8453
    @tinashekativhu8453 Рік тому

    Tirikuchera ma drug here muzimbabwe if not arikupinda naro ndiani ,mina I think vanhu varimu govt

  • @Trish-zb3tj
    @Trish-zb3tj Рік тому

    Shandisa izwi nekuti drugs coz vamwe havazive kuti guka chii

  • @Dadirai-xg3no
    @Dadirai-xg3no Рік тому

    Satani anokushandisa akaona akuwisira pasi otiza zvake zvakaoma

  • @eddiezamba4356
    @eddiezamba4356 Рік тому +2

    Zvichikonzereswa nezanu pf

  • @PhillimonGarati-lz7bf
    @PhillimonGarati-lz7bf Рік тому +1

    Pasi neguka

  • @thegeneral3215
    @thegeneral3215 Рік тому

    rombe remunhu

  • @adamzipala7190
    @adamzipala7190 Рік тому

    Nyika haina mabasa

  • @Munyu_
    @Munyu_ Рік тому +1

    😂😂😂 hanzi 800 chiii??

  • @NormanBhasera-v2s
    @NormanBhasera-v2s Рік тому +1

    Huya ndikutowore kana wabuda

  • @namatiraisithole6158
    @namatiraisithole6158 Рік тому

    Motenda chii ipapa kutenda guka hre 😂😂😂😂 zvimwe zvinoda common sense kunakirwa nekudhakwa after wadhakwa unowaneyi dololo

  • @TendaiChiripai-o1j
    @TendaiChiripai-o1j Рік тому

    Stop drug abuse please 😢

  • @Sandilembongeni2622
    @Sandilembongeni2622 Рік тому

    No jobs in Zimbabwe it's ZABU PF faults

  • @nyashazafondo7743
    @nyashazafondo7743 Рік тому +1

    Izanu pf bvisai kuitwemabasa

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Рік тому

      Ndoiri kutambirisa vanhu madrugs?
      Wakamboendawo kuchikoro here zvekusviawo at least kana gr 2 D zvayo?

  • @ThimboThimbolious
    @ThimboThimbolious Рік тому

    Uyu anopenga uyu

  • @LucasMlambo-nq9cn
    @LucasMlambo-nq9cn Рік тому

    Dai pawanikwa mabasa maYuts awane zvekuita

  • @kuulmusic611
    @kuulmusic611 Рік тому

    The real war ngairwiwe nevarikuunza madrugs munyika. Ndobasa reIntelligence unless if someone is turning a blind eye for selfish gains at the expense of a whole generation. One day tichamuka zvinhu zvese zvaa completely out of control, munzira chaimo musingachafambike, mumba musingagarike, muzvikoro musingadzidzisike

    • @MrCliffbeer
      @MrCliffbeer Рік тому

      Real war is against Zanu PF. All this decay is due to their misgovernance.

  • @JonnahMatepo-s7q
    @JonnahMatepo-s7q 8 місяців тому

    Musapute namatai mwarichete

  • @07bk681
    @07bk681 Рік тому

    these guys looks health

  • @TalentDewa-mm1ks
    @TalentDewa-mm1ks Рік тому

    😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @parwadamutero
    @parwadamutero Рік тому

    Apo wakahutadza hupenyu wangu 😂😂😂 kusiirwa pfuma wotengesa

    • @parwadamutero
      @parwadamutero Рік тому

      Garai. ikoko musadzoke kwamuri ikoko ndokwamunokodzera..😂😂😂

  • @simbamoyo9400
    @simbamoyo9400 Рік тому

    Chii chinonzi Guka

  • @NormanBhasera-v2s
    @NormanBhasera-v2s Рік тому +1

    Mbanje dzakabhemewa long time hadzipengesi mmangemagara muchingodakupenga

    • @mikemaestromangara5176
      @mikemaestromangara5176 Рік тому +1

      Ganja is herb,haipengese

    • @NormanBhasera-v2s
      @NormanBhasera-v2s Рік тому

      @@mikemaestromangara5176 yes anenge agara achingoda kupenga kana bronco yacho ndoirova evryday kuno jozi sei ndisirikupenga

    • @NormanBhasera-v2s
      @NormanBhasera-v2s Рік тому

      @@mikemaestromangara5176 vange vagara varimunzira yekudakupenga vakuti mbanje

  • @up512968
    @up512968 Рік тому

    Guka chii?