ANOTHER CHANCE: Friday Nzou Serving a 20 year sentence for raping niece

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 30 січ 2023
  • Another chance is a documentary program that highlights prison inmates' issues with a view to reconcile them with the offended(victims) including society in an endeavor to prepare them for reintegration. The program also seeks to highlight the consequences of committing crimes thereby complimenting other crime awareness and prevention initiatives. At the core of the documentary is the voice of the inmates, prison officials and close family members of the inmates, victims of the inmates' criminal work, police, and general members of the public.

КОМЕНТАРІ • 194

  • @chipokambanje7044
    @chipokambanje7044 Рік тому +31

    It's the introduction for me 🤣mwana akamboda kubvisa bhurugwa ndikazobuda ndikarara naye aaah seriously 🙆‍♂️

  • @faraibarnsymaestro1830
    @faraibarnsymaestro1830 Рік тому +20

    Apology not accepted, musoro bhangu, they should destroy you the way you destroy the miner, it’s in her head now for the rest of her life 😡😡

  • @Spo7017
    @Spo7017 Рік тому +20

    I can imagine the pain yababa avo, musamanikidze munhu kuregerera , zvinorwadza veduwee aaahhh

  • @chiyenyumba7135
    @chiyenyumba7135 Рік тому +13

    He is still lying 🤥 haana tsitsi mudhara uyo pakuti mwana akamuvinga noooo it's painful

    • @emptyyourheart9086
      @emptyyourheart9086 Рік тому +1

      Ungati saka auya mwana saka ndaaakuraper..Mwana wako iwe wobata chibharo.. Ikutu iyi..

    • @nyashatowindo7919
      @nyashatowindo7919 5 місяців тому

      exactly! Kana baba vake vaiti nyaya ngaisaende ku police vanofana kusungwawo nxaa

    • @jephiaschinganga7565
      @jephiaschinganga7565 16 днів тому

      Even Mwana akauya akandiita izvozvo ndinomurova zvisingaite haa kwete kuita izvoo

  • @chiherachashe8208
    @chiherachashe8208 Рік тому +35

    Mukawona munhu achiri kushifter blame haasati ava sorry 😔. Hanzi I was seduced nemwana?? Really?? Ndapotsa ndarovera fone yangu kumadziro nehasha. Hapana rehabilitation apa. Until he realises kuti ibhinya haasati aakuda rubatsiro

  • @spiwenyamz1699
    @spiwenyamz1699 Рік тому +6

    I will never forgive such murderer ngafire mu jeri satani

  • @Masibanda
    @Masibanda Рік тому +17

    Mwana kungosvika pamuri nekubvisa bhurugwa??? Imi baba imi ka

  • @sandranyakuseka1286
    @sandranyakuseka1286 Рік тому +5

    Akarwadzisa munin'ina wake munhu uyu💔💔

  • @ruthphilip5837
    @ruthphilip5837 Рік тому +6

    Muningina ari right kuramba kuti mu rapist asadzoke pamba pavo. Aka kanganisa hupenyu we mwanasikana we muningina wake. Anogona kubvira futi shiri ine muri Tito wayo hairege. Akaita achi ziva kuti mwana we muningina wake. Vabereki va Friday zvino va rwadza zvigovawomera . Ngaaende kure nemhuri iyi kana abuda. Asi mabasa ake haaregedze. Imi ve another chance nyatsoitai weigh nyaya dziri kuparwa dzimwe dzaka womesesa dzinorwadza haisi nyore kungo regerera munhu. This is going to encourage more offenders to continue committing crimes knowing that you’re going to allow them to go and say sorry. If anyone commits such serious crime they should be released and and live far away from their victims.

  • @QueenDee-cb7gd
    @QueenDee-cb7gd Рік тому +5

    Second time watching you, one thing for sure you carry yourself with dignity , virtue, your dressing shows how much you respect yourself and us, secondly your program is very touching and educative, and society counseling and human enough for life. Ndapererwa nezvekureva. I really appreciate the work you are doing to the society, very insightful.
    Let me simply subscribe so that i get to receive more of your posts❤️❤️❤️ love you gal

  • @abigailsaunyama5250
    @abigailsaunyama5250 Рік тому +8

    This man made me very angry ,To rape is a serious crime it's a very bad behavior

  • @patiencemubayiwa1290
    @patiencemubayiwa1290 Рік тому +6

    Ah , pakuzoti mwana akavabvisira bhurugwa.
    But hunhu hwevanhu vakudhara , hwekutsvairira pasi pe carpet zvinhu zvese , chinhu chese chaingoiswa mu bag rema secrets..kudhara kwanga kwakaoma . Vanhu vairepiwa vogoramba vachotodya sadza nemunhu akurepa 💔..just because they are family

  • @faithmavhaza5234
    @faithmavhaza5234 Рік тому +2

    You are doing a good job

  • @takudzwamlambi679
    @takudzwamlambi679 Рік тому +6

    Veku prisons mufambe nepfuti nekuti ndaona one day muchimhanyiswa or kurohwa too bad

  • @babava2263
    @babava2263 Рік тому +2

    Apa wakapfeka zvine hunhu Marvellous.

  • @victoriatanda3230
    @victoriatanda3230 Рік тому +8

    Kwanzi akabvisa bhurugwaa baba vaida kurohwa kubvisa bhurugwaa kwemwana kunebsa rei ngaagaremo

  • @sarahlovemusic6089
    @sarahlovemusic6089 Рік тому +8

    I wish other prisoners must give you a living hell
    Zi rumeguru ngaasabude :don’t forgive him :
    What rehabilitated for who ;Friday Nzou you destroyed a child life
    Ko avo baba avo varikumboti chiiko
    Kuregerererwa that’s a sick joke
    I am angry:

  • @agneschimbandinga8370
    @agneschimbandinga8370 Рік тому +2

    Shona pliz chirungu ichii umm

  • @barbramutaurwa2955
    @barbramutaurwa2955 Рік тому +9

    Kamdara aka kanonyepa kunyangwe achipika kudaro achiri kunyepa chete

  • @bridgettsvuura291
    @bridgettsvuura291 Рік тому +3

    He needs 100 more

  • @QueenDee-cb7gd
    @QueenDee-cb7gd Рік тому +3

    Zvinobva zvapisa tsitsi , yet zvinoita sekuti arikungokumbira ruregerero kuti awane masvikiro. . This is heartbreaking to the family ,
    The way he is short of words ndatoshaya kuti kushaya remorse here kana kuti chii. Uhmm

  • @takudzwamlambi679
    @takudzwamlambi679 Рік тому +5

    Musashandise taxpayers money muchitakura mhondi dzakadayi regai zvifiremo, iwo vemagemenzi vanetsa haibo

  • @rogerchanda
    @rogerchanda Рік тому +7

    Diana is a niece not nephew

  • @StArRkUtT
    @StArRkUtT Рік тому +7

    The brother is full of anger, i feel sorry.. Apa 20 dzakaita shoma

  • @tripodxxx1
    @tripodxxx1 Рік тому +1

    chirongwa chakanaka chaizvo keep it up vanhu ve prison service - also kunyanya help vakatadzigwa vacho, because vanogona kupara mhosva nehasha saka hapana zvatenge taita

  • @adiolamatenhese1859
    @adiolamatenhese1859 Рік тому +6

    Sekuru ka kkkk munonyepa mwana akabvisa bhurugwa makazongorara naye taurai chokwadi 🤨🤨🤨

  • @nothandomakiwah8165
    @nothandomakiwah8165 Рік тому +3

    Forgive us as we forgive ,

  • @graciousmahonde1117
    @graciousmahonde1117 Рік тому +1

    This is soo emotional veduweee

  • @leahgurira2516
    @leahgurira2516 Рік тому +3

    I disagree with bringing rapists out to meet their victims. You should stop facilitating these meetings and traumatising victims just for youtube content. They should be cast out from society as a deterrent to others and to protect other children from him.

  • @tindomawara8414
    @tindomawara8414 Рік тому +2

    Mhuri yarwadziwa iyi especially James kabesa yu could easily see that hes broken.thank you Marvelous for the wonderful program

  • @xxxxxxx9249
    @xxxxxxx9249 Рік тому +6

    This hurts to be frank, I wouldn’t be comfortable to see him neither near any child . I don’t know but hmmm it’s something I can’t leave with his brother is still full of anger although he has forgiven . Thiz people shd also support families so that they can learn hw to deal with such difficult situation how can I accept someone and re integrate them in your life or family when they did this . Brother is damaged as he says , he took away the child’s rights at very young age and hmmmm 😭

  • @faraimazhindu850
    @faraimazhindu850 Рік тому +9

    how old was the niece

  • @hellendhodho4651
    @hellendhodho4651 Рік тому +5

    Ndivo baba vekuti vakamanikidzwa nemwana ane 12 years😢

    • @rachealchakare4692
      @rachealchakare4692 Рік тому +1

      Its the same statement yavakataura nezuro

    • @paidamoyomadzitire
      @paidamoyomadzitire Рік тому

      Imagin th story doesn't really meet Kwa tilda wakat kugate re kuchikoro now wakut mwana akabuda bvaachema inhema idzo

  • @chiedzagracenyahuye838
    @chiedzagracenyahuye838 Рік тому +2

    I don't know how to feel

  • @susanbingura3924
    @susanbingura3924 Рік тому +1

    Zvino rwadza ingoti dai ari wangu mwana...... imi kupa wangu mwana mbama 1 chaiyo unondi one saka baba vemwana ava ndiri mubhutsu mavo vane kodzero Friday...... to me uri mhondi uri muurayi

  • @nyashatowindo7919
    @nyashatowindo7919 5 місяців тому

    He's not sorry that he raped, he's only saying sorry because he doesn't want his brother to fight him, nxaa ziguma

  • @nyashamidzi89
    @nyashamidzi89 Рік тому +1

    Uyo Dai akatonzi life in jail coz Ari kutotadza kukumbira ruregerero zvakanaka kuratidza mweya wacho wekuraper uchipo. Kuparadza hupenyu hwemwana chokwadi kuda kuzoti mweya wakaipa haiwa anopa hasha uyo

  • @lucringo6798
    @lucringo6798 Рік тому +2

    Apa akapfeka decent. Taurai tinzwe👂

  • @tapiwachahwanda2770
    @tapiwachahwanda2770 Рік тому +2

    Yes you can forgive but still set some boundaries

  • @wadzieyv
    @wadzieyv Рік тому +3

    Kana Friday asingarware nepfungwa anogona kupamha futi. Anzi taura zvawadzidza hoyooo kunyaya dzekuba tsvee yake yechibharo

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Рік тому +4

    Zidhara iri rinoda ruregerero rwei ngaifire munjere

    • @anotidamuza8129
      @anotidamuza8129 Рік тому +1

      Ighh wanku hautadzewooo here
      Hakuna mhosva iri beyond ruregerero ,
      Iwe hauregererwewo here

  • @faraimuronzi1833
    @faraimuronzi1833 Рік тому +15

    Reintergration is also for those that went through the pain. Fridays brother also need the same intervention. Its not enough just to take Friday kunoti sorry, his young brother has to go through a process as well to find it in his heart to forgive his brother.

  • @nothandomakiwah8165
    @nothandomakiwah8165 Рік тому +3

    I understand the pain,thanks for forgiving him

  • @masibandamasi9733
    @masibandamasi9733 Рік тому +10

    How old was the child

  • @nyaraichizuzu8303
    @nyaraichizuzu8303 Рік тому +3

    Mwana waFriday anenge haanzwi

  • @mercymunashekurimbanawo1059
    @mercymunashekurimbanawo1059 Рік тому +1

    Ehe ndiyani anoda murepi

  • @feliciouschotomurahwa2344
    @feliciouschotomurahwa2344 Рік тому

    The pain ine munun'una is unbearable...please arrange him professional help otherwise vanoita bp chaiyo

  • @jeffstarzw
    @jeffstarzw 22 дні тому

    Death penalty ndoopainoshanda apa!

  • @sharonmusokoma2942
    @sharonmusokoma2942 Рік тому

    Kushungurudza mubereki😭😭😭😭

  • @judithnyewura3184
    @judithnyewura3184 Рік тому +1

    Kumba ngasauye ko mhepo ikazomubata futi ngagare kure nevanhu

  • @mercymunashekurimbanawo1059
    @mercymunashekurimbanawo1059 Рік тому +1

    Ndanda chii ko iwe

  • @shalomekosiwe500
    @shalomekosiwe500 Рік тому +2

    His not sorry enough

  • @dudzaihore7244
    @dudzaihore7244 Рік тому +1

    Vanhu vano repa vanodii kupiswa nhai

  • @nyarainataciamutami-rf3id
    @nyarainataciamutami-rf3id Рік тому

    Ko kungomuregera kujeri tz enough punishment Kuna Friday...

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Рік тому +1

    Blaz idzi soo surrender shuwa hanzi akabvisa bhurugwa. Zvakaoma.

  • @joycemsiska-chihana9010
    @joycemsiska-chihana9010 Рік тому +2

    How old was the child? 20 years dzishoma

  • @lwazilusinga1453
    @lwazilusinga1453 Рік тому +1

    🙏

  • @faraibarnsymaestro1830
    @faraibarnsymaestro1830 Рік тому +7

    Ngaagaremo mdara uyu, ko kurova bonyora 😝 inga rinonaka wani

  • @adiolamatenhese1859
    @adiolamatenhese1859 Рік тому +2

    💔💔💔💔💔

  • @melodymusasanya6247
    @melodymusasanya6247 Рік тому +1

    Ummm baba ava ibenzi chairo

  • @zanelemadhlamini2178
    @zanelemadhlamini2178 Рік тому +2

    Tinokutendai nebasa ramunoita zvino dzidziso vamwe vanenge vasisiri muhusungwa vanobva vaziva kuti mhotsva chinhu chakaipa

  • @leadmorebakuri5469
    @leadmorebakuri5469 Рік тому +4

    Ngawagaremo kusvika Wafa wane hutsinye

  • @gamuchiraichiradza3096
    @gamuchiraichiradza3096 Рік тому +1

    Baba Ava Dai ndiri pedyo navo ndaivadimbura mabhora iwayo hanzi mwana akabvisa brugwa ndobva ndaramba as srs? Haaa ngavafire havo mujeri

  • @claytonmutsigwa3323
    @claytonmutsigwa3323 7 місяців тому

    Saka urikukumbira ruregerero nekuti unoda kuzogara nevanhu kana wabuda. This guy should just stay imomo

  • @netsaikaja-sn9vv
    @netsaikaja-sn9vv 9 місяців тому

    Rape is unacceptable

  • @cmusarurwa6309
    @cmusarurwa6309 Рік тому

    nephew musikana here veduwee

  • @jennifernyabunze7394
    @jennifernyabunze7394 Рік тому +3

    What is wrong with sex and men nxaa people are not able to control themselves

  • @sharonmusokoma2942
    @sharonmusokoma2942 Рік тому

    Especially amai

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Рік тому +1

    Zibaba iri so ka

  • @roberttgwena9047
    @roberttgwena9047 Рік тому

    FRIDAY URI mhuka kurara nemwana mudiki haaa life in prison

  • @nyaraichizuzu8303
    @nyaraichizuzu8303 Рік тому +1

    Friday kaaaa

  • @sharonmusokoma2942
    @sharonmusokoma2942 Рік тому

    This old man ane makuhwa fani he is not even sry.mwan kubvisa brugwa kudii

  • @shanganjenda8556
    @shanganjenda8556 Рік тому

    Kwakufekwa orange uniform here kumusha

  • @constancematsika4758
    @constancematsika4758 Рік тому

    Zvinorwadza izvi Mwana achadiiko

  • @samanthakane9986
    @samanthakane9986 Рік тому

    Ndikamuona ndikatomuuraye ngaagare hake mujeri imomo. He’s not remorseful he’s still blaming the victim

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Рік тому

    Mweya wakaipa hauna kuvhuraa zip imi kuzviregerera,mweya weruchiva chete wekusazvibata futi pamusoro pacho.Izvo zvichinzi regai dzive Shiri mazai haana muto.Ko kutsvaga we zera rako anonyatsokubatirira nekuchemerera achinakirwa newe zvonetsa here

  • @memoriesmadoda
    @memoriesmadoda Рік тому

    Anotora mwana wake achimuisep iye asina Musha

  • @elliotjonasi5094
    @elliotjonasi5094 Рік тому +1

    Confused it's Friday Nzou or Friday Phiri?

    • @magrettapera4123
      @magrettapera4123 Рік тому +1

      I think anoshandisa both ma surname ,I know him achinzi Friday Phiri,,he was once an artist ku Chakari even hv a portrait yaakaita

  • @ransomtamukachagwambare7706

    He is Lucky to be alive....

  • @MrPercyvall
    @MrPercyvall Рік тому

    blaz vanonyepa ava.

  • @nyaraichizuzu8303
    @nyaraichizuzu8303 Рік тому +2

    Ane kakunyepa Fri

    • @arnoldmpofu5578
      @arnoldmpofu5578 Рік тому +2

      Sure anekakunyepa, asi mupositori ka uyu

    • @liliosatariroguta8250
      @liliosatariroguta8250 Рік тому

      Rine nhema he's not showing remorse. Shuwa angabvisirwe bhurugwa nemwana . Zibenzi rababa.

  • @mercymunashekurimbanawo1059
    @mercymunashekurimbanawo1059 Рік тому +1

    Uyu mudhara uyu ibenzi romunhu akarepa akarepa fullstop

  • @andersonchatambudza8604
    @andersonchatambudza8604 Рік тому

    For sure u will go to jail my friend if u don't forgive

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Рік тому

    Friday usazozviita futy.....ironda chairo xhuwa....

  • @nyashatowindo7919
    @nyashatowindo7919 5 місяців тому

    8:58 pane muromo wandaona ku background guys chii

  • @liliosatariroguta8250
    @liliosatariroguta8250 Рік тому +1

    Dai akarepwa nemazimonya kujeri ikoko.

  • @patiencemkhize889
    @patiencemkhize889 Рік тому

    Devil himself mxm sorry foyourself 💔

  • @adiolamatenhese1859
    @adiolamatenhese1859 Рік тому

    Shem zvakaoma

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 Рік тому

    Anochengeta mwana here iyeyu? Murwere hake wepfungwa

  • @vimbaiclaragee3046
    @vimbaiclaragee3046 Рік тому

    Baba Ava vamunhu mukuru munhu agara mujeri makore akawanda kudaro achiti kunyepa aa asadaro wakatadza taura chokwadi ugone kuregererwa

  • @veronicaskiyi99
    @veronicaskiyi99 Рік тому

    Iribhinya ngarifire mujeri no remorse at all...full of lies

  • @tinshemakem4140
    @tinshemakem4140 Рік тому

    Vanoda shamhu

  • @vhuranjero
    @vhuranjero Рік тому

    Anekodzero yekupika uyo muroi pamwe anemushonga wakaromba

  • @sandramandaza8952
    @sandramandaza8952 Рік тому

    Ini ndaikurova zvedi handiregerere vakaita semi

  • @faithmusiyiwa1060
    @faithmusiyiwa1060 Рік тому

    Matauriro avo baba avo shows no remorse asadzokere kumba

  • @lreneMuwodzi-jv2ey
    @lreneMuwodzi-jv2ey 3 місяці тому

    Imi sekuru hindava kunyepa imi

  • @tarisaimuparadzi5841
    @tarisaimuparadzi5841 Рік тому

    Ummm anonyepa uyu

  • @estheryaluka3070
    @estheryaluka3070 Рік тому +1

    The young brother is hurting weduwe 😭I feel lyk crying it’s heartbreaking 💔

  • @sharonmusokoma2942
    @sharonmusokoma2942 Рік тому

    Kureperwa mwana ironda risingapori kana tazogara

  • @ruemazaya372
    @ruemazaya372 Рік тому

    Every1 deserves to be forgiven