Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
AMEN
Amen 🙏🙏🙏
Zvakaoma mapositori. Musadaro imi we are suffering tese
HalleluYAH HalleluYAH HalleluYAH!! Hossanna
Zvichiri zvemasowe here
ndokutamba nezwi kah ukoo kwamakuit a vanhu vekumasowe avaite zvematongerwo enyika vanababa siyai zvamurikuita izvo makushatisa chinamato chababa jowani , siyai tsika yamakuita iyo munorohwa ne shamhu yaMwari vana madzibaba , pasi nechi scarf dze zanu ichooo
🙏🙏🙏
Makuzotinyadzisa veduee ko mascarf eizvo ndeeyi nhai veduweee mmmmm
Taura hko zvakaoma hamheno mwari mazuvano ummm vanhu zvavakuita so
Ko mascarf ayo hanzii hazviko kumasowe izvo takanzi tipfeke nguvo chena
Ko zvima scaver ndezvei pamagemenzi
Kumasowe muchafa nenhamo mukanyengedzwa nevane nyika muhuro masowe API anotendera mawara muhuro
Please help me get the contact of one of the pastors in gospel of God church Nairobi, I need to see the prophet
0776740795
😳😳😳
pane pandaona pane zvisiko kumasowe , hameno but dzazadzisa
Scarf ka iyo pawhite haaa zvabva zvarasa pachipostori black red white green its terrible
Ko maScarf ndeei? 🙄🙄🙄
Zvematongerwo enyika siyanai nazvo izvi kana Uchida kuenda kudenga siyana nayo Zanu iyo namatai Mwari cht Mwari anotikundisa
Hapasisina zvekunamata apa ❌
Amen
Kana iri nhaka yeMweya yatiri kunamatira zvinokudzwa na GABHURENI. Asi kana iri nhaka yepasi pano zvakafa .
Tambira nhaka, nhaka inoera