Johane Masowe Muchinjikwa- Abhurama Isaka naYakope Mambo
Вставка
- Опубліковано 16 жов 2024
- The verse "Baba Abhurama, Isaka naYakope Mambo..." is a prayer asking the council of Abraham, Isacc and Jacob to bring forward the salvation of this world. This is a blessed message. However, the second verse "Baba mandituma panyika...." is the prayer by the Almighty's Messenger telling HIS Father how the people who HE has been sent to help on earth do not appreciate or understand Him. A sad answer to the prayer in the first verse...
Baba Abhurama Isaka, naYakope mamboTakurai dare rekupona kwenyika ino🙏🙏🙏🙏
amen
I repeat this verse again and again 😢the descendants of father Abraham Isaac and Jacob hallelujah 🙌
amen and amen be blessed
Tinotenda muchinjiko kuimba kwakanaka uko 🙏🙏🙏
nyangwe usangapinde sowe nyasha dzinoburuka chete ,, blessed
amen
Chiporofita chinouya ukatanga kupa vanhu matombo ipapo 😂
amen amen amen. tinochemera ruchengetedzo tenzi weAfrica
I love this song Takurai dare rekupona kwenyika ino ...😢😢😢😢😢
Absolutely blessed by this. Thank you for sharing 🤍
Amen asi ngatidzokeyi murenje sekusiiwa kwatakaitwa na baba Johane tiparidze tisafadze venyika ino nokuti kunamata hakufadze venyika ino mukaona vofara mabuda munzira.
amen amen ndarinzwa izwi vanoimba vaimbiri awo
Aiwa paimbwa zvinokudzwa
amen ngapuwe mbiri Jesu
Amen takurai dare rekupona kwenyika inoo 😇👑
amen
Chokwadi idare patigere idare. Mbiri huru kune vakatumwa.
amen
Dare renyika ino rinorema rinotoda machinda matatu akasunga matsungare Eriya
Basa rababa Johanne ririkuenda mberi 🙏MAKORE MAKORE TICHINAMATA DARE 👳♂️
amen dare chiraramo
Takurai dare rekupona kwenyika ino
Takurai dare rekupona kwenyika ino ..
Why am I crying listening to this song 😭😭😭😭 Dai dare redu ratakurwa tayambutswa veduwe nhamo nemadzudzo zvawandisa😭😭😭. Pamwe pacho unosvika pakuzvibvunza kuti ndirikumboraramirei or ndirikuperedza vamwe kurarama here
Chakakosha kuvimba nekutenda kuti chakanaka chirimunzira. Abraham zvareva rutendo zvakapetwa. Isaka naJakopo ibasa raMwari musikavanhu.
Sending you love and prayers. Don't give up. God is good. You are fearfully and wonderfully made ❤❤❤❤❤❤❤
Takurai dare rekupona kwenyika ino 🙏🙏🙏
Baba takurayi dare rekupona kweNyika ino😭🙏🙏🙏
Baba Abhurama ,isaka na Yakope MamboTakurai Dare nekupona kwenyika ino
Woke up to this music today. I feel revived, i feel rejuvenated, i feel energized, i feel empowered, i see hope, i see light and it shines bright - it shines brighter than the sun. We are winning, we are going forward. May hope be leveled upon the hopeless, hope, strength, blessings and more in his name🙏
amen
Amen
🙏🏾
Well vesi
Ndiri Mupositori ..ndokumbirawo kubvunza ndirikungoona Madzimai chete madzibaba handiisi kuvaona
Cameraman anga akamira kudivi rana baba
Chero ndikasada kunamata chero shavi ripi zvaro risingadi kut ndinamte ndikanzwa vrs iri chero pakati peusiku ndinopatika ndonamata
Ndinobva ndapinda munyashq. Amen kuimba kwakanaka kunongova ngirozi🙏🙏🙏
Amen and Amen kunzwa kukomborerwa nemaverses Aya neChishanu kudai🙏🙏🙏
Tinotenda amai vedu tamirira mhinduro
Wow 👏
Munonamatira papi muSouth end. Tizombonamata tese.
We are in London instead.. I can send you our London address if you can get there
Tikomborerei BABA,,TIGONE KUNAMATA, ,tisafambe dzveyamutsveya,,tirindire tiri pamuchinjiko,,hazvidi ndonda, zvinoda mashinge,kkkk
amen
what a good song rumbidzo yamwri ngaigare pamuso pevana vokutenda Amen
amen
Muimba yababa johawane
amen ndomune chiraramo
Amen ndinekutenda kuzhinji ndomandakaberekerwa muchurch iyi ndinonzwa kufara chose
Today is 29 January 2024
Tiripooooo pano
Takurai dare amen
Ndinonzwa kukomborerwa nekuimba kwakadai
Amen 🙏 munotendwa nedenga
ndinotenda wakatumwa maita neverse rekutanga komborerwai nedenga
amen
tenzi ngaatichengete, yakope takurai dare tigopona
Ngaritakurwe dare renunuro yenyika yeDzimbahwe yedu
Mweya tungamira
Baba Abraham Isaka, naYakope mambo takurai dare rekupona kwenyika ino
Wow marimba ehumambo hwedenga
amen
Thanks for the lyrics
Amen. Tinoombera kuDare reAkatumwa. Blessed beyond measure.
amen
What a blessing hallelujah but one thing chrismas has nothing to do with God its pegan holiday.
thank you so much we do not celebrate christmas , but the hall that we use for church service belongs to other congregation
@@apostolesofmuchinjikwa9882 oh okay
Ndorida vhesi iri ❤❤
vaonoimba zvinofadza
Amen 🙏🙏🙏
Amen and amen I feel blessed once I listen to that verse .
I love how mapostori worship. 😊
Nice verse .Tariro tinokumbira kundiso.Watchin at a long Distance RSA.Thanky Explore more videos
amen god bless
Hallelujah vakaritakura dare, blessed l am a living testimony 🙏
amen
Amen, Takurai Dare rekupona kwenyika ino.
amen
I love you gugz
Baba mandituma panyika ineminzwa 🙏🙏🙏🙏😔
my everday song . it start my day , ndinoyerekana ndakuiimba kura past four manganani
amen
Baba Aburama isaka nayakope mambo takurai dare
I feel blessed with this verse
Zvodadisa izvi mwari tinzwiii
Ndaitirwa nyasha Amen🙏
Jesu kanamatwe
Baba mandituma panyika ine minzwa ndonzwa kubaiwa 😥
Ndinobva ndafunga zvangu ndiri kumasowe pachimhenga apo ,,amen
amen
Kuna mwari kudenga' absolutely amazing voices ❤ 😍 ♥
amen
Ameni
🙏
Amen Amen Mwari ngavakudzwe
amen
Amen amen 🙏🙏🙏
Jakopo idare renyika ino.
Ndakomnorerwa zvangu neVerse rino , masowe anokomborera
Ndonzwa kukomborerwa 🙏
Amen amen! Kuimba kwakanaka madzimai zvokomborera
amen
It's a touching song hallelujah
Nice verse so blessing
amen and amen
Great Worship with passion!
Great am blessed thank you god bless you all
amen God bless you too
@@apostolesofmuchinjikwa9882 Mbiri huru kune vakatumwa pamitumbi mitatu Abraham Isaac nayaKope
Worship Blast ❤❤❤
Amen 😢ndinofunga kure
I love this song and it keeps me uplifting ,Respect and good singing,God bless this church
amen
😊😊0=😊10😊0
amen
When in diaspora say Takurai dare rekupona KeZimbabwe. Nokuti mukati kupona kwenyika ino means where you are in Canada China England Ndatenda hangu 😢😢😢😢😢
Kana zvichinzi kupona kwenyika ino hazvirevi nyika inenge igere vapositori mwaka iwoyo..Nyika ino referring to this world.. Pasi rino ndiro ririkunzi ripone..
Amen
Hazvisi zvematongerwo enyika ndezvekuenda kudenga kanamafa
Vanoimba zvavo
this hits to the core....thank you
amen
Mwari panguva yandri takurai dare
amen
Amen l like this song
Amen...ndonzwa kukomborerwa nema verse aya
Dare ratiremera vaña vechishanu
I'm proud of being Apostolic
Amen
Ndatenda
🙏 🙏 🙏 🙏 🙏
🙌🙌🙏🏾🙏🏾🙏🏾
amen
Takuraiwo dare rangu Ishe wangu zuva ranhasi 09/08/2022🙏🙏🙏🙏
amen
Baba mandituma panyika ine minzwa ndoda kubaiwa
"Kutya" kubaiwa. Asi kana imi murikuda kubaiwa zvakakwana
Amen i feel blessed
♥️♥️♥️♥️
Dzimwe hondo dzacho dzinotoda minamatooo chokwadi
Alleluya
Blessed
amen