AMEN
Vakomana heeede
Chishanu chipi chinoenda nema skuff
HalleluYAH HalleluYAH HalleluYAH!! Hossanna
Chokwadi chemudenga penya ..... Aron tarira panyika
Ko zvima scaver ndezvei pamagemenzi
Zvematongerwo enyika siyanai nazvo izvi kana Uchida kuenda kudenga siyana nayo Zanu iyo namatai Mwari cht Mwari anotikundisa
Amen 🙏🙏🙏
Izvi ndozvinhu zvakafa manje.
Hapasisina zvekunamata apa ❌
Musapusiswe
Zvakafa izvi mwana achibva kuchikoro anongoudzwa nezve IMVU hapana zvekuti kubasa
Hahaha
Zvakafa izvi
Amen
🙏🙏🙏
Kumasowe hazviko
Zvakafa
Zvakaoma mapositori. Musadaro imi we are suffering tese
Kumasowe muchafa nenhamo mukanyengedzwa nevane nyika muhuro masowe API anotendera mawara muhuro
Kune basa ririmberi babajowan tungamira tarirai koiswa vanhu
Haaaa makitamba nechinamato chedu ndochii ichochi
Ko maScarf ndeei? 🙄🙄🙄
pane pandaona pane zvisiko kumasowe , hameno but dzazadzisa
Arasika uyo mbiri iyi vakomana yamunoda marasa vanhu vakomana
ndokutamba nezwi kah ukoo kwamakuit a vanhu vekumasowe avaite zvematongerwo enyika vanababa siyai zvamurikuita izvo makushatisa chinamato chababa jowani , siyai tsika yamakuita iyo munorohwa ne shamhu yaMwari vana madzibaba , pasi nechi scarf dze zanu ichooo
Makuzotinyadzisa veduee ko mascarf eizvo ndeeyi nhai veduweee mmmmm
Taura hko zvakaoma hamheno mwari mazuvano ummm vanhu zvavakuita so
Haiwawo
nxaa
Zvichiri zvemasowe here
Kana iri nhaka yeMweya yatiri kunamatira zvinokudzwa na GABHURENI. Asi kana iri nhaka yepasi pano zvakafa .
Ko mascarf ayo hanzii hazviko kumasowe izvo takanzi tipfeke nguvo chena
Scarf ka iyo pawhite haaa zvabva zvarasa pachipostori black red white green its terrible
Tambira nhaka, nhaka inoera
😳😳😳
Please help me get the contact of one of the pastors in gospel of God church Nairobi, I need to see the prophet
0776740795