The problem Tete vacho ask a question and then cuts off the person asati apedza kupindura futi,, maybe she is rushing kumacommercials becoz ndokunemari
Rumbie is such a clever and intelligent soul that has been hijacked by evil beings hell bent on destruction. Rumbie must be helped in whatever way Zimbabwe will benefit from her intelligence
Tete Tilder add more time not kuti gwigwi story line…zvinoda kufumurwa zvinoda nguva yekutaurwa kuti zvifumuke and this girl is telling the truth, spiritual things can not be understood with the flesh
@@lynnetmadzima7651 shaar kune vanhu vari professional panyaya dzavo, zviriko zvekunyepa izvi unobelivhiswa fake chaiyo, I don’t trust this girl regai tione kuti zvinopera sei sezvo nyaya yava kuna kule Kanengoni
Rumbi could have just stayed with Sekuru Kanengo until all of them are with Sekuru Kanego kumadare and learn who really was telling the truth between Rhumbi, Admire and his mother MaiAdmire. Because Tete-Tilda seems to be cutting her off whenever she tries to explain herself. It’s like in her mind Rhumbi is lying and crazy, and there’s no Satanism but she’s heard about it even from Rose.. “Rozie” in her studio. Sekuru Kanengo is the only answer here and we are all waiting for the judgement day.
Judgement from Tasvu? I think only God has the final say apa. Ngatisavimba nematare epasi rino, mazhinji acho kupatasanura mhuri. Ava mazuva ekupedzisira ano ruvengo pakati pevana vanyamunhu rwawanda uye kuda mari kwanyaya muvanhu hapana chakajeka pasi pezuva rino. Kumatare edzimhosva chaiko huori hwakazara mhondi ichibuda D wani.
Believe me or Not! I really love Tete Tilda’s all programs because they educate, feed the nation, console and help those who are in dire need and people find a lot of help from them. Even some of us, we’ve learnt a lot from them and about things that we unbelievably knew that they existed from her programs. But the only thing that I sometimes see when watching her interviewing people in jails or in the studio, she seems to be a bit harsh, or in a hurry and at times cutting them off when they try to explain themselves. I mean that’s what “I” myself have observed it when watching some of her videos. Maybe there’s too much in her plate, as I see that she’s into so many programs that she’s involved with, when does she rest?? but besides that she’s really doing a great job! If she could be a little bit at easy with them even though they come with bad and scary confessions to tell so that they can feel welcome back to the real world. We heard for some it’s an inheritance illness and we don’t have to judge them. They need help! But mind you I love Tete Tilda’s for news feeds she’s delivering to us, I have learnt a lot from them!
Sometimes tete Tilder has this interviewing attitude that makes the other person sound stupid kkkkkkkkk.......or they are lying.......and Rumbi is showing irritation
Where are the men folk from this family. Sei vakadzi voga varivo varikumhanya nenyaya iyi. Baba vaAdmire vanofanira kunge vaine hama and hama dzaRumbie dziripi
Asi mhuri yezimbabwe kana muchiunza Rumbi or anyone ku radio munofanirwa kuti auye nemunhu wekuukama hwake nkt mwana wemunhu haagadziwi dare pasina vabereki vake chero pangave pa radio tofanirwa kuramba takarerekera kuchivanhu chedu
I’ve always believed Rhumbi and Admire’s mom! But will wait for part 8 or 9 to hear the verdict. What I saw yesterday from Admire being interviewed by brother Robert, was nothing but just crocodile tears, i guess he thought brother Robert will stop the interview not knowing that hot seat is waiting for him ko madare a Sekuru Kanengo!
Problem apa vamwe vanhu varikubvunza Rumbi masatanistiwo so hapana pavangaita kut madhiri avo abudewo pachena bt i dont mean tete Tilda dont get me wrong here
Tete Tilder munenge muchi mhanyira kupi ko data nderedu musati tyire you
Tete Tilda murikukata vanhu vachida kutaura kuti admire ndiye muroyi sei
The problem Tete vacho ask a question and then cuts off the person asati apedza kupindura futi,, maybe she is rushing kumacommercials becoz ndokunemari
Vanobhowa tete
Rumbie is such a clever and intelligent soul that has been hijacked by evil beings hell bent on destruction. Rumbie must be helped in whatever way Zimbabwe will benefit from her intelligence
0:49 0:49
Rumbi is sticking to her story been following her journey since day 1 . Hope she gets all the help she needs
Nyaya ye volume iri down yakubhowa iyi daily here
Tete tildah i loved ur question "maizozikanwa sey kuti ndimi imi mauya spiritual " 🎉🎉🎉🎉🎉
Mybe kwaiva kuvhara sezvo vanhu wachifamba kutsvaga chauraya munhu zvisinganzwisisike
@@giftmakina167 yeah thats true u nailed it 🤗
Vanozivikanwa thru spiritual futi handity kune vemweya futi why uri slow kubata nyaya na tete vako
Kanyika aka ndichakaramba katatu ...no man ...wy guys...Mari inoshandwa hainhongwe😢
Mrng Tete thank u Soo much neprogam yenyu
Chokwadi chabuda dai anga abvuma asina kumbopenga admire..tamirira part 9 kwa sekuru kanengo.
Kana satani achifumurwa vanhu vanoti kunyepa nokuti vanhu vakawanda varimowo musatanism
Amen Amen Amen
Ameeeen amen
Taura hako
Satanism inemari but why admire asina chaainacho arikutotambura is this real?
@@giftmakina167 Rumbi akataura wani kut tanga tisati tazadzisa mhiko dzacho kut tizotanga kupihwa mari.Hautangi nekungopihwa mari usina kuita matasks aunenge uchipihwa
Yaa, iyi nyaya inotyisa zvayo. Admire akupenga here kana kuti akunyepera kuti asasiyiswe?
Uyu Rumbi uyu kaa anoda help.Nyaya yke aagh kwandiri iri kuramba kuita add up.Aaaagh I can't believe drama iri
Tete Tilder iš now becoming rude.she cuts the people whilst talking nekuvarambira at times.Then the sound veduwe its too low
She has always been like that ,very rude but she brings great content though
She is taking listenership for granted
Shame poor Rumbie she is so intelligent arikufanirwa kubatsirwa thank u rumbie nekubuda pachena 😊
Ngavauye kwaprophet miracle paul zvinopera
Tete Tilder add more time not kuti gwigwi story line…zvinoda kufumurwa zvinoda nguva yekutaurwa kuti zvifumuke and this girl is telling the truth, spiritual things can not be understood with the flesh
Ndashaya kuti interview yaitirwei kana pasina tym yekuti munhu atsanangure zvese
She always does that shes boring
It's true vanodambura munhu achirondedzera so what's the purpose of the interview kana vasingade kuti vanhu vatsanangure
She is concerned with money not helping the person...nxa
@@guestguest1390...exactly.
Make sure Rumbi ausi kunyepa because unenge wakatengwa namai vaAdmire handisi kukuchenesa unonyepa iwe
You are right....
.her story it's to fake...
Chinhu kana chiri chemanyepo munhu haadzokorodzi Nemo Nemo . Mwana uyu akambo Buda madays soon after lockdown nenyaya iyi yakuto simudzirwa kubva pawakambo Buda pamedia
@@lynnetmadzima7651 shaar kune vanhu vari professional panyaya dzavo, zviriko zvekunyepa izvi unobelivhiswa fake chaiyo, I don’t trust this girl regai tione kuti zvinopera sei sezvo nyaya yava kuna kule Kanengoni
Zveshuwa nyaya yakaitika Rumbi uyu is telling the truth asi ndeyakaresa chaikoo
Please Tete Tilda Musa iye hasha mwana uyu haazonyatso taura anobva atya. Mawonero angu mwana uyu aive akutanda botso nezvaaksita
Sekuru Kanengo ngavaunze gogo vaka temera Rumbie nyora vazvichenese
We need to adjust our justice system to reflect our cultural realities. We can't have Satanism roaming at this rate unpunished
Admire ka urimbwa chaiyo kana wakazviita izvi
Uyu musikana namai Admire namai vake vanenge ndovaroi
Zvabuda wani kuti admire ndiye muroi
Rumbi could have just stayed with Sekuru Kanengo until all of them are with Sekuru Kanego kumadare and learn who really was telling the truth between Rhumbi, Admire and his mother MaiAdmire.
Because Tete-Tilda seems to be cutting her off whenever she tries to explain herself. It’s like in her mind Rhumbi is lying and crazy, and there’s no Satanism but she’s heard about it even from Rose.. “Rozie” in her studio. Sekuru Kanengo is the only answer here and we are all waiting for the judgement day.
Kwasekuru Kanengo ariko maybe tete Tilder vangotiwo vatereri vavo vanzwewo, nyaya yake iri kuenderera mberi Kwasekuru Mangwana
Judgement from Tasvu? I think only God has the final say apa. Ngatisavimba nematare epasi rino, mazhinji acho kupatasanura mhuri. Ava mazuva ekupedzisira ano ruvengo pakati pevana vanyamunhu rwawanda uye kuda mari kwanyaya muvanhu hapana chakajeka pasi pezuva rino. Kumatare edzimhosva chaiko huori hwakazara mhondi ichibuda D wani.
Believe me or Not! I really love Tete Tilda’s all programs because they educate, feed the nation, console and help those who are in dire need and people find a lot of help from them. Even some of us, we’ve learnt a lot from them and about things that we unbelievably knew that they existed from her programs.
But the only thing that I sometimes see when watching her interviewing people in jails or in the studio, she seems to be a bit harsh, or in a hurry and at times cutting them off when they try to explain themselves. I mean that’s what “I” myself have observed it when watching some of her videos. Maybe there’s too much in her plate, as I see that she’s into so many programs that she’s involved with, when does she rest?? but besides that she’s really doing a great job! If she could be a little bit at easy with them even though they come with bad and scary confessions to tell so that they can feel welcome back to the real world. We heard for some it’s an inheritance illness and we don’t have to judge them. They need help!
But mind you I love Tete Tilda’s for news feeds she’s delivering to us, I have learnt a lot from them!
Admire akabatwa kare 😂😂😂😂 nasekuru kanengo nemamesages aiva mufoni make nememunin'ina wake
Yeah tete avo vanonetsera kuti havanyatsobeliever zvechivanhu or satanism but ini ndinona searikutaura chokwadi coz ndine episode yandakaona kuyou tube yemukadzi anonzi Anna dai akaiona tilder ndopaiziva kuti satanism iriko zvesure
Marondera anozivikanwa nekutaura nyaya iyi Rumbi 😢
Uya Kwa Mwazha zvinopera nezita rajeso akatuma Paul Mwazha
Naivo vatori venhau muchaitwa mapenzi nazvo izvi mwana akangwarisa zvinodaro achitopenga
Akupenga uyu pane imwe yakaenda nebhazi panaRumbi apa
Mubvunzo wangu uripakut anozongopengera Pana Adimre sei ....zvinonzi pengera kwawakaroyerwa
Mmmmmm hope zvichafamba zvakanaka Rumbi uyo meno ragai tigoona
Sometimes tete Tilder has this interviewing attitude that makes the other person sound stupid kkkkkkkkk.......or they are lying.......and Rumbi is showing irritation
@ 05:41 abva abhoekana and the look she gave Tilder was like iwe get with the program!
@@vickky4970 kkkkkkkkk
Zvinobhohwa sei
Rumbi zvakare hanzi naAdmire wakamborasika brain 🧠 ndizvo here
You can tell kuti pane imwe yakambo taika apa
Tamirira chokwadi kwasekuru kanengo
Vanhu wazhinji warikusouth warikuita mabasa erima
Akafamba zveshuwa achitaura about killing Dj ninja may his soul rest in peace
Haaaa zvakaitika zveshuwa here izvi. Kune akatofawo mufiro ukutaurwa here uyu
ko paya admire aichepa wani musi wemonday achiramba
Mrng tete Dai mwari vatibatsira
Add more tine Aunty we want full details of the story
Volume Tete gdmorning
So young hy
Im just enjoying how tete is firing Rumbi nemibvunzo , l had never believe this girl from the beginning
🤣🤣🤣
Tete munobhowa why musingape vanhu enough time to explain nxaaa.munenge muchimhanyira kupiko,,
Admire akazonzi haana kumbopenga sekutaura kwamurikuita moms zvinobva zvabuda pachena kuti murikungomupomera
Mumwe wavo uyu😂😂😂
Saka Rumbie kana achinyepa, huye kana achinzi anopenga sei tsanangudzo dzake hadzipotse sei. Zvinogona Rumbie arikutaura chokwadi
Nhai Hako mupengo ukamubvunza zvataura ukamubvunza fut anotopoya fut
Haasi kunyepa rumbi akutaura chokwadi
Nyaya iyi yapera kwa sly
Admire kah
Where are the men folk from this family. Sei vakadzi voga varivo varikumhanya nenyaya iyi. Baba vaAdmire vanofanira kunge vaine hama and hama dzaRumbie dziripi
Ko kana dzichiramba kubuda pachena
Tiridha unozonyanya kucutter vanhu why cant you extend broadcasting time yacho than kungo cutter cutter hazvizonyanyobuda
1 day is 1 day chokwadi chichabuda chete chero akasava nhasi but chokwadi chichabuda hacho
anenge anowanza kuona ma horror films uyu.
😂😂😂
😂😂
Adimire auya mai ad tichinzwa kuti chokwadi chibudw
Mai ne hama dza Rumbie motosunga d dzisimbe Mabasa amakaitirwa ayo akaoma anotyisa Rumbie wacho nganake weduweka zvisadero
NYaya ndeyakaresa iyi veduwee 4yrs agoo
Heyi this is a formed nyaya kuti n,anga iwane mari nyaya dzenhema hapana anoziva zvinhu zvaiitika mu spiritual inhema nyaya iyi it's a planed deal
tilda usakate vanhu vachitaura nyaya dzavo
Ndozvinosvoterera this, zvekuti munhu is trying to explain vonzi make it short
Vanobhowa tete
@@goodwellrukweza5356 imagine, what's the point of airing out a story if you don't want it told fully
Shuwa zvinenge zvakanyanya vanocutter vanhu zvinobhohwa azad uye nekuvhiringidza munhu nemumwe mibvunzo isingaite please kana mauya nenyaya ipayiwo munhu much time yekuti anyatsotsanangura
I had never believe this girl from the day1
Why not
Haaa Tilder wakudhotera zvima program zvako zvese
No volume at all
nhai taking audio frm the speakers not frm the mixer ... zvinofizura
Nemachemero ari kuuta Admire Rumbi anenge anonyepa
Ko muroyi hachemi parufu hre
Kuvhara kuya
32:25 Admire akutya kt ndika taura chokwadi sowe rese rinenge richitowona kt inga ndi madzibaba vedu ivava
Ko admire kana arimusatanism why asina achaainacho. Munhu akatopihwa mari ye transport ne sly media kuti abve south Africa.
Asi mhuri yezimbabwe kana muchiunza Rumbi or anyone ku radio munofanirwa kuti auye nemunhu wekuukama hwake nkt mwana wemunhu haagadziwi dare pasina vabereki vake chero pangave pa radio tofanirwa kuramba takarerekera kuchivanhu chedu
Hmm tete usamanye
Volume
Hanzi admire akurasika pfungwa? How?
Saka Admire abvuma nhau dzake 🥱
Haasi Rumbi arikusly medea fut hre
Ndiye taneta nenyaya dzake uyu
Mbuya musanyepa imi Admire abvuma kupi ikoko hamusvodi imi naRumbi wenyu
Wakadi kutibayirawo ED
Nhai zvenyu imi. Ngaatange abayaED asati asiya Satanism. Pamwe vaitosangana ikoko naEDiot.
Mashoko makukutu aya
Nyaya iyi yakaoma but Admire ndomuchenesa mai vake naRumbi ndovanenyaya .
Admire ndiyo nhundira mutsime remember muporofita ka
Uyo mukomana mwana waamai avo aizviramba wani achito mai vanoda fame nemedia.
Heyi munodyirwa mari atengwa MUNHU uyo
Ziso raRumbie 😮
Vanhu veMadzibaba ndachema zvangu
Kunyepa kwacho zxazonyanya manje uyu mapjritsi ekupenga wedzerai dosr
Nyaya iyi yakaoma
Kana munhu muchitaura ngaataure nemazita zvkt ndivanani hazvina basa munhu ngaafumurwe
Nyaya iyi yakawoma hama dzangu
Ko azopenga nguvaiko
so we're just gonna ignore "Nyengerekedzo" 😂😂😂
Ngazvifumurwe
Kanonyepa aka kamhuri aka
Rumbi akunyepa uyu statement yasuyana
Akamboti nhumbu yakabva ku boader uye mwana wemufi akati sei muplate yangu neyaRumbi mune nyama and the other plates vakudya nema veggie.Mmmm Hameno Zvikada ndakatadza kunzwa hangu,I don’t know
Hezvo Ko attitude 🙄
I’ve always believed Rhumbi and Admire’s mom! But will wait for part 8 or 9 to hear the verdict. What I saw yesterday from Admire being interviewed by brother Robert, was nothing but just crocodile tears, i guess he thought brother Robert will stop the interview not knowing that hot seat is waiting for him ko madare a Sekuru Kanengo!
Yauya part 8
@@gloriamakwembere9745 manje we are waiting for part 9 after their visitation to maglass!
Akabatwa uyo admire papart 9 😂😂😂
@@bilalwala2357 exactly..! I knew it deep down my heart that Rhumbi and Admire’s mother were telling the truth about him!
Anenge akutopenga, 😎😎Ruuu uyu
Haasi kupenga ba ,remember akauraya munhu
@@Ryanmatanda ndokupenga ka nhaiwe sazita wangu
Musikana uyu ari kunyepere Admire
Chingoti gagaga kutaura musatambire nguva yedare ,,tete vanogara vasina nguva yakakwana pama program avo,,kune vanoda kunatsonzwa nyaya kwayakatangira endai ku Sly Tv
Tete ipai vanhu nguva yekutaura musangova kate kate chiikowo
Ah ndiAdmire wekushavas hiiii
Pakaipa wena iii ndamunyarira
Sowe racho nderipi mushavas
Nyika yakarema
Rumbie seems to be not sure of what she's saying
DNA is the best😂
Kanonyepa aka
My thoughts also
Why Mati anonyepa
🎉 iwe farai asi uri musatanizim hre
Ava tova ona pa TV rimwe zuva
Problem apa vamwe vanhu varikubvunza Rumbi masatanistiwo so hapana pavangaita kut madhiri avo abudewo pachena bt i dont mean tete Tilda dont get me wrong here
So Robert Tapfumaneyi is?
@@MutenhaFam3 Nooo i dont mean that kkkkkkķk
Kutodada zvako uchariwona ghehena
Rumbi wadii wambomira tinzwe kubva pagirazi
Mmmm pane nyaya
Umm uyu rumbi uyu I fail to admit there is any truth in any of her stories ko why arikungotenderera kwese with her Storg
Me too, I find it hard to blv her
Sezvo arikuti mufi Ndiye arikumti taura zvose
But u guys think she would choose to embarrass herself all over the country over lies imi kureuura uku
Hooo ndiye wekuuraya DJ Ninja uyu😢😢😢inga zvakawoma 🙌🙌
How can I unZimbabwe myself, chinyika chedu chapera basa ichi.
Some people needs medical attention zvekupenga izvo Satanism ipi ipapa