"Mukadzi handizi kumuda nekuti haana nhumbu" odzosa mkadzi anga amutizira

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 19 жов 2024
  • "Mukadzi handizi kumuda nekuti haana nhumbu" odzosa mkadzi anga amutizira

КОМЕНТАРІ • 115

  • @TreasureNgwenya-j1i
    @TreasureNgwenya-j1i 2 дні тому +1

    Mambo munogonesa kutonga, hamutorina side asi uripakugadzira nyaya, excellent.

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 2 дні тому +8

    Damage yenyu yakachipisa aaaaaaaa tunojairira tuvapfanha utwu

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 2 дні тому

      Damage imombe one period wanga uchida kuti vabhadhare mari? Hapana mwana ka apa...de pane mwana yes

    • @maggiechigerwe
      @maggiechigerwe 2 дні тому

      Musikana ngaeenge ku Scan . Pane anonzi "matapudza"
      Go for pregnancy test

  • @innocentfarayijambaya6633
    @innocentfarayijambaya6633 2 дні тому +3

    Nyaya iyi yaida Mambo Bushu
    Vaigadzirirwa size vanhu ava vakapusa zvidingaite ..kushandisa vana vevamwe

  • @chrispise
    @chrispise 2 дні тому +3

    Saka misoro yese iyi haina kufunga kutenga pregnancy test kit?ayas

  • @nyaradzorapozo2580
    @nyaradzorapozo2580 2 дні тому +3

    Mwana ane nhumbu uyo 2 days dzakambo gezwa riinhiko

  • @Tatenda-g7d
    @Tatenda-g7d День тому

    Mwanasikana uyu ngaaende kuscan pliz pliz,vatezvara ndakunyarirai zvekut dai ndanga ndiripedyo nemi mudare imomo,,ishona yekupi iyoyo yekuziva kuteera kwemuroora aaaah

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 День тому

    Mambo avo vanogonesa chose kutonga zvinoenderana netsika dzechivanhu chedu. Haungatombovanzwisisi zvachose kana usati watsvaka ruzivo rwetsika dzedu dzechivanhu. Mukomana uyo abvuma mhosva yake kare paangovhunzwa kuti dambudziko rako ndereyi, iye ndokuti musikana akauya asina nhumbu🤣🤣🤣

  • @monicagwasha8185
    @monicagwasha8185 2 дні тому +2

    Big up mambo ngezi

  • @phillthedrill
    @phillthedrill 2 дні тому +5

    Zimbabweans lets not force munhu kuroora. You always ask why ama 2000s are divorcing, this is a typical case the guy is sort of being forced kuroora, one might think its the right thing to do, when between the two one doesnt want to be. Our culture is wrong it has made our girls not responsible for their actions by alway being taken as victims in such cases. Therefore our girls dont logically think and take right decisions in sex before marriage, in their eyes whatever case she is the victim even though she took part fully aware of her actions. Both musikana and mukomana should be pay the same amount kuna mambo, this will make musikanawo think twice

    • @OphirZw
      @OphirZw 2 дні тому

      I always say the same kuti hapana chandoona chakakosha pamusikana ko mukomana haana kukosha here?Age of consent is 16 zvoreva kuti musikana akabvuma kukwirwa then it's within her rights nekuti akuziva zvaakuita so why punish the boy child ivo vakakwirana.Ini handizvinzwisise but I am glad kuti handina kumboedzesera kuroora muShona and I always tell my 13 year old son kuti if he marries or falls in love nemushona haa hameno hake.This culture iri so stupid.And inini I would never be summoned to these stupid courts ndikabvuma haa vangatondiuraya havo,never in a 1000 years.

    • @phillthedrill
      @phillthedrill 2 дні тому

      @@OphirZw age of consent is now 18, it got nothing to do with shona its common culture in most african tribes. Most africans we fail to separate lust and love, most teens and elders we indulge in sex becoz of lust. Sex is not equal to love and marriage

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 2 дні тому

      ​@@OphirZwuri murudzii iwewe?

    • @ThabisoGandari
      @ThabisoGandari 2 дні тому

      Are you okay,if that girl was your child were you going to give the same judgement kwanai,he wasn’t forced to live with her,he should Pay damages simple,that’s disrespectful

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 2 дні тому

      @@ThabisoGandari no.matter whose child she is, musasapote vana vakaita zvakaipa nekut ndevenyu.
      Chiri wrong chiri wrong.
      Period.

  • @shamainetimarizeni5429
    @shamainetimarizeni5429 2 дні тому +1

    Ane mimba uyo asi keep that boy very far away from your child and grandkid. Let him go

  • @phabionchasi1511
    @phabionchasi1511 2 дні тому +1

    Mambo munotaurisa tongai nyaya

  • @takuranyoni9540
    @takuranyoni9540 20 годин тому

    Mmm ko zvipatara hakuna here
    Kokana dayi afira muroad mazotonga muchiti chii mmmm

  • @movenmakumbe6093
    @movenmakumbe6093 2 дні тому +1

    Mukadzi more especially musikana anogona kuenda kumwedzi but still being pregnant.

  • @rumbidzaiwachez
    @rumbidzaiwachez 2 дні тому +3

    Ipapa pamwe nhumbu iripo soo kkkk inozviita ka nhumbu you can bleed iripo

  • @Patricia-z7b
    @Patricia-z7b 2 дні тому +1

    Mwagona mambo mwaripisa mupurisa wenyu apindira nyaya dzisiri dzake

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 2 дні тому +1

    Mukadzi anenhumbu uyo imi kwanai

  • @ChipoSigauke-g3b
    @ChipoSigauke-g3b 2 дні тому +2

    Zvechokwadi mombe dzakawanda dzinoita kuti vamwe vache kupara mhosva

  • @BrianChikoka
    @BrianChikoka 2 дні тому +1

    Marerutsa mutongo mambo

  • @maryagneskaingwe6286
    @maryagneskaingwe6286 2 дні тому +1

    Mambo mwana uyo anenhumbu ngaaede kunoita pregnant text anenhumbu

    • @SenzeniGanyani
      @SenzeniGanyani 2 дні тому

      Taura hako ,vachazoitonga futi mimba yakura anayo mimba

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 18 годин тому

    Ku Shinha😂😂😂

  • @tiwirainyamwasha1509
    @tiwirainyamwasha1509 2 дні тому

    Ngaaite pregnant test imwe nhunbu inogezera nekuti hapana period ye2dys

  • @HamiltonBalakasi
    @HamiltonBalakasi 2 дні тому

    Mambo bvisai murume uyo ...haagone kutaura ibenzi ratezvara

  • @Patricia-z7b
    @Patricia-z7b 2 дні тому

    Mukomana uyu Ari kujairira vabereki vemukadzi Kuti mukadzi andichamuda nekuti akandinyepera Kuti ndinenhumbu iye asina 😂😂😂Dai nhumbu yacho yaivepo waizoiramba pfuti apana Kuti kwesere

    • @CharlesMandieudza
      @CharlesMandieudza 2 дні тому

      Vachimbonyeberei

    • @Patricia-z7b
      @Patricia-z7b 2 дні тому

      @@CharlesMandieudza pamwe wakajambawo zveshuwa

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 2 дні тому

      ​@@CharlesMandieudzahaana kunyeba musikana anenhumbu uyo

  • @emilymlambo6833
    @emilymlambo6833 2 дні тому

    Mufec went to report and it back fired 😂😂😂😂

  • @frasciamachinjike8272
    @frasciamachinjike8272 2 дні тому +1

    Pane vamwe vanhu vanoda kujairira vana vevamwe kungorara nemwana wemunhu pamadiro woti haana nhumbu ngaadzokere dai matovati mombe 4

    • @CharlesMandieudza
      @CharlesMandieudza 2 дні тому

      Udzai vana venyu mutemo ,kuti pazazova nedambumbidxo

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 2 дні тому

      Iye achirarirei nemunhu asina kuroora?

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 2 дні тому

      ​@@shingiraitrevormboto2105vanhu vanopinda mumarriage nenzira dzakasiyana havasi vese vanotanga vachata.

    • @CharlesMandieudza
      @CharlesMandieudza День тому

      @@nomsanyika151 haungauyi uchiti ndine nhumbu iwe usina ,unodzokza

  • @Rebhara
    @Rebhara 2 дні тому

    Dzamumonerera mukomana😂😂😂😂

  • @maggiechigerwe
    @maggiechigerwe 2 дні тому

    Mwana uyo ngaaende ku scan

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 2 дні тому

    Handiti mapaona😂😂😂

  • @HamiltonBalakasi
    @HamiltonBalakasi 2 дні тому

    Mambo magona dai mavaripisa mombe four chaidzo

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 2 дні тому +1

    Handiti mapaona 😂

  • @IreneBhasera
    @IreneBhasera 2 дні тому

    Handicho ere chabuda kuDNA mkoman a uyo arikuita senge ndiye

  • @destinybridalslounge1623
    @destinybridalslounge1623 2 дні тому

    Weldone mambo🙏

  • @normanmudavanhu4132
    @normanmudavanhu4132 2 дні тому

    Hatidi vanhu kunouku

  • @HamiltonBalakasi
    @HamiltonBalakasi 2 дні тому

    Mambo magona

  • @MakahManiki
    @MakahManiki 2 дні тому

    Musikana aripi uyu ari apa uyu 😂😂😂😂😂😂vakwasha venyu ava 😂😂😂😂

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 2 дні тому

      That was a rit answer. Vabvunza kune musikana. Kwete kwaari kugara.
      The qsn was not clear.

  • @petronellachiyangwa6766
    @petronellachiyangwa6766 2 дні тому

    Dai mamuti mombe two asangovata nevana vevanhu

    • @phillthedrill
      @phillthedrill 2 дні тому +1

      ko iye musikana achibvumirei kurarwa? musikana i dombo that anyone can carry and throw away ?

    • @Chidhuwa
      @Chidhuwa 2 дні тому

      Y​@@phillthedrillkana wakazvara uchaitirwa seizvo wozosekerera

    • @phillthedrill
      @phillthedrill 2 дні тому +1

      @@Chidhuwa wangu, lets teach our girls to be responsible, hairisi basa remukomana to look after your girl child, it is her responsibility to be wise not to sleep around. Let me ask you zvinei nekuzvara ?

    • @Chidhuwa
      @Chidhuwa 2 дні тому +1

      @@phillthedrill let's teach our boy child not to go achingorarawo nevana vevanhu ,it's not one sided kungoblamer vanasikana.

    • @phillthedrill
      @phillthedrill 2 дні тому

      @@Chidhuwa that agree but there is already bias in the system when the two (boy and girl) commit the same crime, one is punished and one is rewarded